RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 19
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Zvakasikwa naMwari uye mutemo wake zvinomupupurira

        • “Matenga anozivisa kubwinya kwaMwari” (1)

        • Mutemo waMwari wakakwana unodzosa simba (7)

        • “Zvivi zvandisingazivi kuti ndakaita” (12)

Pisarema 19:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Nzvimbo huru inozivisa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 8:3, 4; Isa 40:22; VaR 1:20
  • +Pis 150:1; Zva 4:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Vose Ngavazivise Kukudzwa kwaJehovha

    w04 1/1 p. 8 ndim. 1-2

    Zvinhu Zvakasikwa Zvinozivisa Mbiri yaMwari!

    w04 6/1 p. 10

    Ndivanaani Vari Kupa Mbiri Kuna Mwari Nhasi?

    w04 10/1 p. 10 ndim. 8

    Chisiko Chinoti, “Varege Kuva Nepembedzo”

    w93 6/15 p. 11

Pisarema 19:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvinhu Zvakasikwa Zvinozivisa Mbiri yaMwari!

    w04 6/1 p. 10 ndim. 6

Pisarema 19:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvinhu Zvakasikwa Zvinozivisa Mbiri yaMwari!

    w04 6/1 p. 10 ndim. 7

Pisarema 19:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “tambo yazvo yekuyeresa inosvika.”

  • *

    Kana kuti “enyika inobereka.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 10:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Vose Ngavazivise Kukudzwa kwaJehovha

    w04 1/1 pp. 8-9 ndim. 1-6

    Zvinhu Zvakasikwa Zvinozivisa Mbiri yaMwari!

    w04 6/1 pp. 10-11 ndim. 7-10

Pisarema 19:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvinhu Zvakasikwa Zvinozivisa Mbiri yaMwari!

    w04 6/1 p. 11 ndim. 8-10

Pisarema 19:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 104:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvinhu Zvakasikwa Zvinozivisa Mbiri yaMwari!

    w04 6/1 p. 11 ndim. 8-10

Pisarema 19:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 119:72
  • +Pis 23:3
  • +Pis 119:111, 129
  • +Zvi 1:5; 2Ti 3:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Swedera Pedyo naMwari Nekunyengetera

    lff chidzidzo 9 pfungwa 3

    Kudzidza—Kune Mubayiro uye Kunonakidza

    w00 10/1 p. 13 ndim. 4

Pisarema 19:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 24:9, 10
  • +Zvi 4:4; 6:23; Mt 6:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhaibheri Rinotii Nezvebonde?

    lff chidzidzo 41 pfungwa 5

    Kudzidza—Kune Mubayiro uye Kunonakidza

    w00 10/1 p. 13 ndim. 4

    “Munofanira Kuva Vatsvene . . . ”

    w87 11/1 pp. 12-13

Pisarema 19:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 10:12; Zvi 1:7; Mar 3:16
  • +Pis 119:137, 160; Zva 16:7

Pisarema 19:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 119:127; Zvi 8:10
  • +Pis 119:103; Zvi 16:24

Pisarema 19:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 119:11
  • +Pis 119:165

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhaibheri Rinotii Nezvebonde?

    lff chidzidzo 41 pfungwa 5

Pisarema 19:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 4:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha Haana Mhaka

    w92 11/15 p. 14

    Ita Maoko Asingaperi aJehovha Tsigiro Yako

    w91 10/1 pp. 16-18 ndim. 15-17

Pisarema 19:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “yezvitadzo zvakawanda.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 20:6; Dhe 17:12; 1Sa 15:23; 2Sa 6:7; 2Mak 26:16-18
  • +Pis 119:133
  • +Isa 38:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha Haana Mhaka

    w92 11/15 p. 14

    Ita Maoko Asingaperi aJehovha Tsigiro Yako

    w91 10/1 pp. 16-17 ndim. 15-16

Pisarema 19:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 49:3; 51:15; 143:5; VaF 4:8
  • +Pis 18:2
  • +Job 19:25; Isa 43:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Dzatinowana Mubhuku Rokutanga reMapisarema

    w06 5/15 p. 19 ndim. 9

    Rudzi Rwokufungisisa Kunobatsira

    g00 9/8 pp. 29-30

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 19:1Pis 8:3, 4; Isa 40:22; VaR 1:20
Pis. 19:1Pis 150:1; Zva 4:11
Pis. 19:4VaR 10:18
Pis. 19:6Pis 104:19
Pis. 19:7Pis 119:72
Pis. 19:7Pis 23:3
Pis. 19:7Pis 119:111, 129
Pis. 19:7Zvi 1:5; 2Ti 3:15
Pis. 19:82Mak 24:9, 10
Pis. 19:8Zvi 4:4; 6:23; Mt 6:22
Pis. 19:9Dhe 10:12; Zvi 1:7; Mar 3:16
Pis. 19:9Pis 119:137, 160; Zva 16:7
Pis. 19:10Pis 119:127; Zvi 8:10
Pis. 19:10Pis 119:103; Zvi 16:24
Pis. 19:11Pis 119:11
Pis. 19:11Pis 119:165
Pis. 19:121VaK 4:4
Pis. 19:13Ge 20:6; Dhe 17:12; 1Sa 15:23; 2Sa 6:7; 2Mak 26:16-18
Pis. 19:13Pis 119:133
Pis. 19:13Isa 38:3
Pis. 19:14Pis 49:3; 51:15; 143:5; VaF 4:8
Pis. 19:14Pis 18:2
Pis. 19:14Job 19:25; Isa 43:14
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 19:1-14

Mapisarema

Kumutungamiriri. Rwiyo rwaDhavhidhi.

19 Matenga anozivisa kubwinya kwaMwari;+

Denga rinozivisa* basa remaoko ake.+

 2 Zuva nezuva kutaura kwazvo kunobuda,

Uye usiku hwega hwega zvinoratidza ruzivo.

 3 Hapana kutaura, uye hapana mashoko;

Inzwi razvo harinzwiki.

 4 Asi zvazvinotaura zvinosvika* munyika yese,

Uye mashoko azvo anosvika kumagumo enyika.*+

Akadzikira zuva tende kumatenga;

 5 Rinoita semurume ari kuroora ari kubuda muimba yekuchatira;

Rinopembera semurume ane simba ari kumhanya munzira yake.

 6 Rinobuda richibva kune mumwe mugumo wematenga,

Uye rinotenderera kusvika kune mumwe mugumo;+

Uye hapana chakavanzwa pakupisa kwaro.

 7 Mutemo waJehovha wakakwana,+ unodzosa simba.*+

Chiyeuchidzo chaJehovha chakavimbika,+ chinochenjedza asina ruzivo.+

 8 Mirayiro inobva kuna Jehovha yakarurama, inoita kuti mwoyo ufare;+

Murayiro waJehovha wakachena, unoita kuti maziso apenye.+

 9 Kutya Jehovha+ kwakachena, kunoramba kuripo nekusingaperi.

Mitongo yaJehovha ndeyechokwadi, yese yakarurama.+

10 Inodiwa kupfuura goridhe,

Kupfuura goridhe rakawanda rakanatswa,+

Uye inotapira kupfuura uchi,+ uchi hunoyerera huchibva mumazinga.

11 Mushumiri wenyu anoyambirwa nayo;+

Kuichengeta kunounza mubayiro mukuru.+

12 Ndiani angaziva zvikanganiso zvake?+

Ndiregerereiwo pazvivi zvandisingazivi kuti ndakaita.

13 Uye dzorai muranda wenyu kuti arege kuita mabasa ekuzvikudza;+

Musaarega achindikunda.+

Ndichabva ndava akakwana,+

Uye ndichange ndisina mhosva yezvivi zviri pachena.*

14 Mashoko emuromo wangu nekufungisisa kwemwoyo wangu

Ngazvikufadzei,+ haiwa Jehovha, Dombo rangu+ neMudzikinuri wangu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe