RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvakazarurwa 4
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raZvakazarurwa

      • Chiratidzo chaJehovha kudenga (1-11)

        • Jehovha akagara pachigaro chake (2)

        • Vakuru 24 vari pazvigaro (4)

        • Zvisikwa zvipenyu zvina (6)

Zvakazarurwa 4:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuisvonaka Kwechigaro Choumambo Chokudenga chaJehovha

    re chits. 14 ndim. 2-3

Zvakazarurwa 4:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 22:19; Isa 6:1; Eze 1:26, 27; Dha 7:9; Mab 7:55

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuisvonaka Kwechigaro Choumambo Chokudenga chaJehovha

    re chits. 14

Zvakazarurwa 4:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nedombo dzvuku rinokosha.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 21:10, 11
  • +1Jo 1:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ndivanaani Vanogara Kudenga?

    wp16 nha. 6 p. 4

    Kuisvonaka Kwechigaro Choumambo Chokudenga chaJehovha

    re chits. 14 ndim. 6-7

    ‘Akafanana Nedombo Dzvuku Rinokosha’

    w05 3/15 p. 31

Zvakazarurwa 4:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 4:10; 5:8; 11:16; 19:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuisvonaka Kwechigaro Choumambo Chokudenga chaJehovha

    re chits. 14

    ‘Mweya Yakaurawa’ Inotuswa

    re chits. 17 ndim. 11

    Kupwanya Musoro Wenyoka

    re chits. 40 ndim. 8-9

    Zvapupu zvechiKristu Zvine Ugari Hwekudenga

    w95 7/1 p. 13 ndim. 17

Zvakazarurwa 4:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 1:13
  • +Eks 19:16
  • +Zva 1:4; 5:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raZvakazarurwa—I

    w09 1/15 p. 30 ndim. 5

    Kuisvonaka Kwechigaro Choumambo Chokudenga chaJehovha

    re chits. 14

Zvakazarurwa 4:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Nechepakati, apo paivawo nechigaro chacho cheumambo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 30:18; 1Mad 7:23
  • +Eze 1:5-10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuisvonaka Kwechigaro Choumambo Chokudenga chaJehovha

    re chits. 14 ndim. 16-20

Zvakazarurwa 4:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 28:1; Isa 31:4
  • +Job 39:9-11; Zva 6:3
  • +Zva 6:5
  • +Zva 6:7
  • +Job 39:27, 29; Eze 1:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuisvonaka Kwechigaro Choumambo Chokudenga chaJehovha

    re chits. 14 ndim. 21-22

Zvakazarurwa 4:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 10:9, 12
  • +Isa 6:2, 3
  • +Zva 1:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mwari Ndiani?

    lff chidzidzo 4 pfungwa 2

    Kuisvonaka Kwechigaro Choumambo Chokudenga chaJehovha

    re chits. 14 ndim. 23-24

    Madambudziko aJehovha pachiKristudhomu

    re chits. 21 ndim. 1-2

Zvakazarurwa 4:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 90:2; Dha 12:7

Zvakazarurwa 4:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 5:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuisvonaka Kwechigaro Choumambo Chokudenga chaJehovha

    re chits. 14 ndim. 25-26

Zvakazarurwa 4:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 5:16; Zva 14:7
  • +Zva 19:10
  • +Zva 5:13; 7:12; 11:17; 12:10
  • +Zva 10:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rudo Ngaruite Kuti Urambe Uchiparidza!

    w24.05 p. 17 ndim. 11

    Mwari Ndiani?

    lff chidzidzo 4 pfungwa 2

    Tingaita Sei Kuti Kunamata Kwedu Kufadze Mwari?

    lff chidzidzo 14 pfungwa 2

    Musiki Akakodzera Kuti Timurumbidze

    w08 12/1 p. 31

    Kuisvonaka Kwechigaro Choumambo Chokudenga chaJehovha

    re chits. 14 ndim. 25-26

    “Mashoko Anofadza” Ari muApocalypse

    w99 12/1 pp. 10-11 ndim. 6-7

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvak. 4:21Mad 22:19; Isa 6:1; Eze 1:26, 27; Dha 7:9; Mab 7:55
Zvak. 4:3Zva 21:10, 11
Zvak. 4:31Jo 1:5
Zvak. 4:4Zva 4:10; 5:8; 11:16; 19:4
Zvak. 4:5Eze 1:13
Zvak. 4:5Eks 19:16
Zvak. 4:5Zva 1:4; 5:6
Zvak. 4:6Eks 30:18; 1Mad 7:23
Zvak. 4:6Eze 1:5-10
Zvak. 4:7Zvi 28:1; Isa 31:4
Zvak. 4:7Job 39:9-11; Zva 6:3
Zvak. 4:7Zva 6:5
Zvak. 4:7Zva 6:7
Zvak. 4:7Job 39:27, 29; Eze 1:10
Zvak. 4:8Eze 10:9, 12
Zvak. 4:8Isa 6:2, 3
Zvak. 4:8Zva 1:4
Zvak. 4:9Pis 90:2; Dha 12:7
Zvak. 4:10Zva 5:8
Zvak. 4:11Mt 5:16; Zva 14:7
Zvak. 4:11Zva 19:10
Zvak. 4:11Zva 5:13; 7:12; 11:17; 12:10
Zvak. 4:11Zva 10:6
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zvakazarurwa 4:1-11

Bhuku raZvakazarurwa

4 Pashure peizvi ndakaona suo rakanga rakavhurika kudenga, uye inzwi rekutanga randakanzwa richitaura neni raiita sebhosvo, uye raiti: “Kwidza kuno uye ndichakuratidza zvinhu zvinofanira kuitika.” 2 Pashure peizvi mweya wakabva wauya pandiri, uye paiva nechigaro cheumambo chaiva panzvimbo yacho kudenga, chiine akanga akachigara.+ 3 Uya akanga agere ipapo aipenya sedombo rejaspa+ nedombo resadhiyo,* uye chigaro chacho cheumambo chakanga chakakomberedzwa nemuraraungu wakaita sedombo reemaradhi.+

4 Chigaro chacho chakanga chakakomberedzwa nezvigaro zveumambo 24, uye ndakaona vakuru 24+ vakanga vakagara pazvigaro zvacho vakapfeka nguo chena nekorona dzegoridhe mumisoro yavo. 5 Pachigaro chacho cheumambo paibuda mheni+ nemanzwi nekutinhira;+ uye paiva nemwenje minomwe yaibvira pamberi pechigaro cheumambo, uye mwenje yacho inomiririra mweya minomwe yaMwari.+ 6 Pamberi pechigaro chacho cheumambo paiva nerinenge gungwa rakaita segirazi,+ rakafanana nekristaro.

Nechepakati pechigaro chacho* uye kumativi acho ese, paiva nezvisikwa zvipenyu zvina+ zvainge zvizere maziso mberi neshure. 7 Chisikwa chipenyu chekutanga chakanga chakaita seshumba,+ chechipiri chakanga chakaita semukono wemombe,+ chechitatu+ chakanga chiine chiso chakaita sechemunhu, uye chechina+ chakanga chakaita segondo riri kubhururuka.+ 8 Kana zviri zvisikwa zvipenyu zvina, chimwe nechimwe chazvo chaiva nemapapiro 6; akanga akazara maziso kumativi ese uye nechepasi pawo.+ Siku nesikati zvinoramba zvichiti: “Mutsvene, mutsvene, mutsvene, Jehovha*+ Mwari Wemasimbaose, uyo akanga aripo uye aripo uye achauya.”+

9 Pese panopa zvisikwa zvipenyu rukudzo neruremekedzo nekuonga kuna iye agere pachigaro cheumambo, anorarama nekusingaperi,+ 10 vakuru 24+ vanobva vawira pasi pamberi peuya akagara pachigaro cheumambo vonamata iye anorarama nekusingaperi, uye vanokanda korona dzavo pamberi pechigaro cheumambo, vachiti: 11 “Jehovha,* Mwari wedu, makakodzera kuti mugamuchire kukudzwa+ nekuremekedzwa+ nesimba,+ nekuti makasika zvinhu zvese,+ uye nekuda kwenyu zvakavapo uye zvakasikwa.”

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe