RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 VaKorinde 1
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra2 VaKorinde

      • Kwaziso (1, 2)

      • Kunyaradzwa naMwari mumatambudziko ese (3-11)

      • Kuchinja kwenzendo dzaPauro (12-24)

2 VaKorinde 1:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 16:1, 2; VaF 2:19, 20
  • +1VaT 1:8

2 VaKorinde 1:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 20:17
  • +Eks 34:6; Pis 86:5; Mik 7:18
  • +Isa 51:3; VaR 15:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha—“Mwari Wekunyaradza Kwese”

    mwb19.04 p. 7

    “Chemai Nevanhu Vanochema”

    w17.07 pp. 13-16

    Vimba naJehovha, “Mwari Wokunyaradza Kwose”

    w11 10/15 p. 23 ndim. 5

    Pane Mumwe Munhu Ane Hanya Zvechokwadi Here?

    w09 6/1 p. 28

    Jehovha Anonzwa Patinochemera Kubatsirwa

    w08 3/15 p. 15 ndim. 16

    Kutsungirira Kusuruvara

    w08 7/1 p. 7

    “Mwari Wokunyaradza Kwose”

    w08 9/1 p. 18

    Ivai “Netsiye Nyoro”

    w07 12/15 p. 5

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 47—2 VaKorinte

    si p. 217 ndim. 20

    Kugoverana Nyaradzo Iyo Jehovha Anogovera

    w96 11/1 pp. 13-14

    Iwe Unoyeuka Here?

    w96 12/15 p. 30

    Nyaradzo Inobva Kuna “Mwari Wokunyaradza Kwose”

    w95 6/1 pp. 11-12

    Unogona Kuwana Nyaradzo Munguva Dzenhamo

    w92 7/15 p. 21

2 VaKorinde 1:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anotikurudzira.”

  • *

    Kana kuti “pamiedzo yedu yese.”

  • *

    Kana kuti “pamiedzo yavo yese.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 23:4; 2VaK 7:6
  • +VaE 6:21, 22; 1VaT 4:18
  • +VaR 15:4; 2VaT 2:16, 17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha—“Mwari Wekunyaradza Kwese”

    mwb19.04 p. 7

    Vimba naJehovha, “Mwari Wokunyaradza Kwose”

    w11 10/15 p. 23 ndim. 5

    Jehovha Anonzwa Patinochemera Kubatsirwa

    w08 3/15 p. 15 ndim. 16

    “Mwari Wokunyaradza Kwose”

    w08 9/1 p. 18

    Kukwezva—Rumbidzo Kumunhu Kana Kuti Mbiri Kuna Mwari Here?

    w98 2/15 pp. 26-27

    Kugoverana Nyaradzo Iyo Jehovha Anogovera

    w96 11/1 pp. 13-14

    Nyaradzo Inobva Kuna “Mwari Wokunyaradza Kwose”

    w95 6/1 pp. 11-12

    Unogona Kuwana Nyaradzo Munguva Dzenhamo

    w92 7/15 p. 21

2 VaKorinde 1:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 4:11-13; VaK 1:24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kugoverana Nyaradzo Iyo Jehovha Anogovera

    w96 11/1 p. 14 ndim. 9

2 VaKorinde 1:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nemiedzo.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kugoverana Nyaradzo Iyo Jehovha Anogovera

    w96 11/1 p. 14 ndim. 9

2 VaKorinde 1:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 8:18; 2Ti 2:11, 12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kugoverana Nyaradzo Iyo Jehovha Anogovera

    w96 11/1 pp. 12-16

2 VaKorinde 1:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 20:18, 19
  • +1VaK 15:32

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Kukura Uye Kukunda’ Pasinei Nekupikiswa

    bt chits. 20

    Unoona Vasina Simba Sezvinoita Jehovha Here?

    w14 6/15 p. 23 ndim. 2

    Kugoverana Nyaradzo Iyo Jehovha Anogovera

    w96 11/1 pp. 16-17

    Akwira naPriska Varoorani Vomuenzaniso

    w96 12/15 p. 24

2 VaKorinde 1:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 12:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kugoverana Nyaradzo Iyo Jehovha Anogovera

    w96 11/1 pp. 16-17

2 VaKorinde 1:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 34:7, 19; 2Ti 4:18; 2Pe 2:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kugoverana Nyaradzo Iyo Jehovha Anogovera

    w96 11/1 p. 16

2 VaKorinde 1:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaF 1:19; Fir 22
  • +Mab 12:5; VaR 15:30-32

2 VaKorinde 1:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 2:4, 5

2 VaKorinde 1:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “zvamagara muchiziva.”

2 VaKorinde 1:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “kuti mubatsirwe kaviri.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Unoti ‘Hungu Asi Panguva Imwe Chete Uchiti Aiwa’ Here?

    w14 3/15 pp. 30-31

2 VaKorinde 1:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 16:5, 6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Unoti ‘Hungu Asi Panguva Imwe Chete Uchiti Aiwa’ Here?

    w14 3/15 pp. 30-31

    Hungu Wako Ngaave Hungu

    w12 10/15 p. 29 ndim. 6-7

2 VaKorinde 1:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Unoti ‘Hungu Asi Panguva Imwe Chete Uchiti Aiwa’ Here?

    w14 3/15 p. 31

2 VaKorinde 1:19

Mashoko Emuzasi

  • *

    Anonziwo Sirasi.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 18:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Unoti ‘Hungu Asi Panguva Imwe Chete Uchiti Aiwa’ Here?

    w14 3/15 p. 31

2 VaKorinde 1:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 15:8
  • +Zva 3:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Unoti ‘Hungu Asi Panguva Imwe Chete Uchiti Aiwa’ Here?

    w14 3/15 p. 31

    Nzwisisa Uye Koshesa Basa raJesu Rinomusiyanisa Nevamwe Muchinangwa chaMwari

    w08 12/15 p. 13 ndim. 8-9

    Jesu Kristu, Chapupu Chakatendeka

    jv chits. 2

2 VaKorinde 1:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Jo 2:20, 27

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvapupu zvechiKristu Zvine Ugari Hwekudenga

    w95 7/1 p. 10 ndim. 5

2 VaKorinde 1:22

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “chidhindo.”

  • *

    Kana kuti “semari yekufanobatira chinhu; sechitsidzo chezvichauya; sevimbiso yezvichauya.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 4:30
  • +VaR 8:23; 2VaK 5:5; VaE 1:13, 14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mudzimu Wacho Unopupurirana Nomudzimu Wedu

    w16.01 p. 18 ndim. 6

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w16.04 p. 32

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w07 1/1 pp. 30-31

    Kuisa Chisimbiso Israeri waMwari

    re chits. 19 ndim. 8

    Zvapupu zvechiKristu Zvine Ugari Hwekudenga

    w95 7/1 p. 10 ndim. 5

    Mibvunzo Inobva Kuvaravi

    w89 8/15 p. 30

2 VaKorinde 1:23

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “apupurire mweya wangu.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Hungu Wako Ngaave Hungu

    w12 10/15 p. 29 ndim. 6-7

2 VaKorinde 1:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 13:17; 1Pe 5:2, 3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Vakuru vechiKristu ‘Vanoshanda Pamwe Nesu Kuti Tifare’

    w13 1/15 pp. 27-28 ndim. 2-4

    Tsamba Inobva kuDare Rinodzora

    yb13 pp. 5-6

    Kutenda Kwako Kwakasimba Sei?

    w03 1/15 p. 16 ndim. 3

    Kuonga “Zvipo Zviri Varume”

    w99 6/1 pp. 15-16 ndim. 6-9

    Kurarama Maererano Nokuzvitsaurira kwechiKristu Murusununguko

    w98 3/15 p. 21 ndim. 14

    Kurarama Maererano Nemutemo waKristu

    w96 9/1 p. 22 ndim. 13

    Nyandurira Kuda Namabasa Akaisvonaka—Sei?

    w95 4/1 p. 18 ndim. 10

    Farai muna Jehovha!

    w94 9/1 p. 14 ndim. 6

    Kufudza Boka raMwari Norudo

    w94 10/1 p. 20

    Vakuru—Batai Boka raMwari Nounyoro!

    w89 9/15 p. 17 ndim. 7

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

2 VaK. 1:1Mab 16:1, 2; VaF 2:19, 20
2 VaK. 1:11VaT 1:8
2 VaK. 1:3Joh 20:17
2 VaK. 1:3Eks 34:6; Pis 86:5; Mik 7:18
2 VaK. 1:3Isa 51:3; VaR 15:5
2 VaK. 1:4Pis 23:4; 2VaK 7:6
2 VaK. 1:4VaE 6:21, 22; 1VaT 4:18
2 VaK. 1:4VaR 15:4; 2VaT 2:16, 17
2 VaK. 1:51VaK 4:11-13; VaK 1:24
2 VaK. 1:7VaR 8:18; 2Ti 2:11, 12
2 VaK. 1:8Mab 20:18, 19
2 VaK. 1:81VaK 15:32
2 VaK. 1:92VaK 12:10
2 VaK. 1:10Pis 34:7, 19; 2Ti 4:18; 2Pe 2:9
2 VaK. 1:11VaF 1:19; Fir 22
2 VaK. 1:11Mab 12:5; VaR 15:30-32
2 VaK. 1:121VaK 2:4, 5
2 VaK. 1:161VaK 16:5, 6
2 VaK. 1:19Mab 18:5
2 VaK. 1:20VaR 15:8
2 VaK. 1:20Zva 3:14
2 VaK. 1:211Jo 2:20, 27
2 VaK. 1:22VaE 4:30
2 VaK. 1:22VaR 8:23; 2VaK 5:5; VaE 1:13, 14
2 VaK. 1:24VaH 13:17; 1Pe 5:2, 3
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
2 VaKorinde 1:1-24

Tsamba Yechipiri kuvaKorinde

1 Pauro, muapostora waKristu Jesu maererano nekuda kwaMwari, naTimoti+ hama yedu, kuungano yaMwari iri muKorinde, kusanganisira vatsvene vese vari muAkaya yese:+

2 Nyasha nerugare zvinobva kuna Mwari Baba vedu, naShe Jesu Kristu ngazvive nemi.

3 Ngaarumbidzwe iye Mwari uye Baba vaShe wedu Jesu Kristu,+ Baba vengoni huru+ uye Mwari wekunyaradza kwese,+ 4 anotinyaradza* pamatambudziko edu ese,*+ kuti tikwanise kunyaradza vamwe+ pamatambudziko avo ese,* nekunyaradzwa kwatinoitwa naMwari.+ 5 Nekuti kutambura kwatinoita nekuda kwaKristu pakunowedzera,+ kunyaradzwa kwatinoitwa muna Kristu kunowedzerawo. 6 Kana tikasangana nematambudziko,* zvichaita kuti imi munyaradzwe uye muponeswe; uye kana tiri kunyaradzwa, zvichaita kuti imi munyaradzwe, zvokubatsirai kutsungirira matambudziko akafanana neatinosanganawo nawo. 7 Uye tariro yedu mamuri haizununguki, nekuti tinoziva kuti sezvo muri kutamburawo nesu, muchanyaradzwawo pamwe nesu.+

8 Nekuti hama, tinoda kuti muzive nezvedambudziko ratakasangana naro munharaunda yeEzhiya.+ Zvinhu zvakanga zvakatiomera chaizvo, tisina chataigona kuita nesimba redu tega, zvekuti takanga tisina chokwadi kana taizopona.+ 9 Taitonzwa sekuti takanga tatongerwa rufu. Izvi zvakaitika kuti tivimbe naMwari+ anomutsa vakafa, kwete kuvimba nesimba redu. 10 Iye akatinunura panjodzi yakakura kudai yerufu uye achatinunurazve, uye tine tariro yekuti acharamba achitinunura.+ 11 Imiwo munogona kutibatsira nekutitetererera muminyengetero yenyu,+ kuti vakawanda vatinyengeterere vachitenda nekuda kwenyasha dzatinogamuchira panopindurwa minyengetero yevakawanda.+

12 Nekuti chatinozvirumbidza nacho ndechekuti hana yedu inopupura kuti munyika takazvibata neutsvene uye nemwoyo wese kuna Mwari, uye izvi takanyanya kuzviita kwamuri, kwete neuchenjeri hwenyama,+ asi nenyasha dzaMwari. 13 Nekuti chokwadi tiri kungokunyorerai zvamunokwanisa kuverenga* muchinzwisisa, uye ndinovimba kuti mucharamba muchinyatsozvinzwisisa, 14 sekunzwisisawo kwamunoita kuti munofanira kuzvirumbidza pamusoro pedu, sekuzvirumbidzawo kwatichaita pamusoro penyu pazuva raShe wedu Jesu.

15 Saka nechivimbo ichi, ndaida kutanga ndauya kwamuri, kuti mufare zvakare kechipiri;* 16 nekuti ndaida kukushanyirai pandaienda kuMakedhoniya, ndozodzoka zvakare kwamuri ndava kubva kuMakedhoniya, imi mozoonekana neni ndichienda kuJudhiya.+ 17 Pandakaronga izvozvo, ndakazviona sezvinhu zvisina basa here? Kana kuti ndinoronga zvinhu maererano nenyama here, zvekuti ndinenge ndichiti “Hongu, hongu,” ndozoti “Aiwa, aiwa”? 18 Asi munogona kuvimba naMwari kuti hatikuudzei kuti “hongu” asi panguva imwe chete tichiti “aiwa.” 19 Nekuti Mwanakomana waMwari, Jesu Kristu, uyo akaparidzwa pakati penyu kuburikidza nesu, kureva ini naSirivhano* naTimoti,+ haana kuva “hongu” asi panguva imwe chete ari “aiwa,” asi kwaari “hongu” akava “hongu.” 20 Nekuti pasinei nekuti vimbiso dzaMwari dzakawanda sei, idzo dzakava “hongu” pachishandiswa iye.+ Saka nekwaari tinoti “Ameni” kuna Mwari+ kuti timukudze. 21 Asi Mwari, uyo akatizodza, ndiye anoita kuti imi nesu tive nechokwadi kuti tiri vaKristu.+ 22 Akaisawo chisimbiso* chake patiri+ uye akatipa mweya+ uri mumwoyo medu sechekufanobata chezvichauya.*

23 Iye zvino ndinodana kuna Mwari kuti andipupurire* kuti chandiri kuregerera kuuya kuKorinde ndechekuti ndisaramba ndichikurwadzisai. 24 Kwete kuti tiri vanatenzi vekutenda kwenyu,+ asi tinoshanda pamwe chete nemi kuti mufare, nekuti makamira nekutenda kwenyu.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe