RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 86
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Hakuna mwari akaita saJehovha

        • Jehovha akagadzirira kukanganwira (5)

        • Marudzi ese achanamata Jehovha (9)

        • “Ndirayiridzei nezvenzira yenyu” (11)

        • “Batanidzai mwoyo wangu” (11)

Pisarema 86:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Kotamai mundinzwewo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 34:6; Isa 66:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha, Muiti Wezvinhu Zvinoshamisa

    w92 12/15 p. 9

Pisarema 86:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:28
  • +2Mak 16:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha, Muiti Wezvinhu Zvinoshamisa

    w92 12/15 p. 9

Pisarema 86:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 57:1
  • +Pis 25:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha, Muiti Wezvinhu Zvinoshamisa

    w92 12/15 pp. 9-10 ndim. 6-7

Pisarema 86:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wemushumiri wenyu ufare.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha, Muiti Wezvinhu Zvinoshamisa

    w92 12/15 pp. 9-10 ndim. 6-7

Pisarema 86:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 25:8; 145:9; Ru 18:19
  • +Isa 55:7; Mik 7:18
  • +Pis 130:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nyatsobvuma Kuti Jehovha Akakuregerera

    w25.08 p. 16 ndim. 10

    Jehovha Anokanganwira Zvikuru

    w22.06 pp. 2-4

    “Ane Mwoyo Wakachenjera” Asi Anozvininipisa

    cl chits. 20

    Mwari “Akagadzirira Kukanganwira”

    cl chits. 26

    Bhaibheri Rine Mashoko Angandinyaradza Here?

    ijwbq nyaya 189 ndim. 12-13

    Ita Kuti Ungano Irambe Yakabatana

    lff chidzidzo 56 pfungwa 5

    Regerera Vamwe

    mwb18.08 p. 6

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku reChitatu nereChina reMapisarema

    w06 7/15 p. 12 ndim. 9

    “Jehovha, Mwari Uzere Nyasha Nengoni”

    w98 10/1 p. 12 ndim. 18

    Jehovha, Mwari “Akagadzirira Kukanganwira”

    w97 12/1 pp. 10-14

    Jehovha Ane Mufungo!

    w94 8/1 p. 12

    Sakurira Kuva Nomufungo

    w94 8/1 p. 16

    Jehovha, Muiti Wezvinhu Zvinoshamisa

    w92 12/15 pp. 10-11

Pisarema 86:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 17:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Unogona Kuva Shamwari yaJehovha

    lff chidzidzo 8 pfungwa 7

    Jehovha, Muiti Wezvinhu Zvinoshamisa

    w92 12/15 pp. 10-12 ndim. 8-13

Pisarema 86:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 18:6
  • +Pis 116:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha, Muiti Wezvinhu Zvinoshamisa

    w92 12/15 pp. 10-12 ndim. 8-13

Pisarema 86:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 15:11; Pis 96:5; 1VaK 8:5, 6
  • +Dhe 3:24; Pis 104:24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha, Muiti Wezvinhu Zvinoshamisa

    w92 12/15 p. 12

Pisarema 86:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 2:2, 3; Zek 14:9; Zva 7:9, 10
  • +Zva 15:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha, Muiti Wezvinhu Zvinoshamisa

    w92 12/15 p. 12 ndim. 17

Pisarema 86:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 72:18; Dha 6:27
  • +Dhe 6:4; Pis 83:18; Isa 44:6; 1VaK 8:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha, Muiti Wezvinhu Zvinoshamisa

    w92 12/15 p. 13

Pisarema 86:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Ndipei mwoyo mumwe chete.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 27:11; 119:33; 143:8; Isa 54:13
  • +Pis 43:3
  • +Mup 12:13; Jer 32:39

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Unogona Kuva Shamwari yaJehovha

    lff chidzidzo 8 pfungwa 7

    “Batanidzai Mwoyo Wangu Kuti Utye Zita Renyu”

    w20.06 pp. 8-13

    “Ndichafamba Muchokwadi Chenyu”

    w18.11 p. 10 ndim. 7

    Une Mwoyo Wakakwana Here?

    w04 3/1 pp. 30-31

    Kudzidza Kuwana Mufaro Mukutya Jehovha

    w95 3/15 pp. 12-13 ndim. 11-13

    Kufamba Nomwoyo Wakabatanidzwa

    w92 12/15 pp. 14-16

Pisarema 86:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 22:37

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kufamba Nomwoyo Wakabatanidzwa

    w92 12/15 p. 16 ndim. 11

Pisarema 86:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “makaponesa mweya wangu.”

  • *

    Kana kuti “muSheori.” Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 33:28; Pis 56:13; 116:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kufamba Nomwoyo Wakabatanidzwa

    w92 12/15 p. 16 ndim. 11

Pisarema 86:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wangu.”

  • *

    Kana kuti “havana kukuisai pamberi pavo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 15:12
  • +Pis 10:4; 54:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kufamba Nomwoyo Wakabatanidzwa

    w92 12/15 p. 17 ndim. 12

Pisarema 86:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nenyasha.”

  • *

    Kana kuti “nechokwadi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 34:6; Ne 9:17; Jon 4:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kufamba Nomwoyo Wakabatanidzwa

    w92 12/15 p. 17 ndim. 13

Pisarema 86:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 25:16
  • +Pis 28:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Munhu Anodiwa Nomwoyo waJehovha

    w11 9/1 pp. 26-27

    Kufamba Nomwoyo Wakabatanidzwa

    w92 12/15 pp. 17-19

Pisarema 86:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Iwe Unoyeuka Here?

    w93 4/15 p. 31

    Kufamba Nomwoyo Wakabatanidzwa

    w92 12/15 pp. 17-19

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 86:1Pis 34:6; Isa 66:2
Pis. 86:2Pis 37:28
Pis. 86:22Mak 16:9
Pis. 86:3Pis 57:1
Pis. 86:3Pis 25:5
Pis. 86:5Pis 25:8; 145:9; Ru 18:19
Pis. 86:5Isa 55:7; Mik 7:18
Pis. 86:5Pis 130:7
Pis. 86:6Pis 17:1
Pis. 86:7Pis 18:6
Pis. 86:7Pis 116:1
Pis. 86:8Eks 15:11; Pis 96:5; 1VaK 8:5, 6
Pis. 86:8Dhe 3:24; Pis 104:24
Pis. 86:9Isa 2:2, 3; Zek 14:9; Zva 7:9, 10
Pis. 86:9Zva 15:4
Pis. 86:10Pis 72:18; Dha 6:27
Pis. 86:10Dhe 6:4; Pis 83:18; Isa 44:6; 1VaK 8:4
Pis. 86:11Pis 27:11; 119:33; 143:8; Isa 54:13
Pis. 86:11Pis 43:3
Pis. 86:11Mup 12:13; Jer 32:39
Pis. 86:12Mt 22:37
Pis. 86:13Job 33:28; Pis 56:13; 116:8
Pis. 86:142Sa 15:12
Pis. 86:14Pis 10:4; 54:3
Pis. 86:15Eks 34:6; Ne 9:17; Jon 4:2
Pis. 86:16Pis 25:16
Pis. 86:16Pis 28:7
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 86:1-17

Mapisarema

Munyengetero waDhavhidhi.

86 Rerekai nzeve yenyu,* haiwa Jehovha, mundipindure,

Nekuti ndinotambudzika uye ndiri murombo.+

 2 Chengetedzai upenyu hwangu,* nekuti ndakavimbika.+

Ponesai mushumiri wenyu anovimba nemi,

Nekuti muri Mwari wangu.+

 3 Ndinzwirei nyasha, haiwa Jehovha,+

Nekuti ndinodana kwamuri zuva rese.+

 4 Itai kuti mushumiri wenyu afare,*

Nekuti ndinotendeukira kwamuri, haiwa Jehovha.

 5 Nekuti makanaka+ uye makagadzirira kukanganwira,+ haiwa Jehovha;

Rudo rwenyu rusingachinji kune vese vanodana kwamuri rwakakura.+

 6 Inzwai munyengetero wangu haiwa Jehovha;

Uye teererai kuchemera kwangu kubatsirwa.+

 7 Ndinodana kwamuri pazuva rekutambudzika kwangu,+

Nekuti muchandipindura.+

 8 Pakati pavanamwari hakuna akaita semi, haiwa Jehovha,+

Hapana mamwe mabasa akafanana neenyu.+

 9 Marudzi ese amakasika

Achauya okotama pamberi penyu, haiwa Jehovha,+

Uye achakudza zita renyu.+

10 Nekuti muri mukuru uye munoita zvinhu zvinoshamisa;+

Ndimi Mwari, imi mega.+

11 Ndirayiridzei nezvenzira yenyu, haiwa Jehovha.+

Ndichafamba muchokwadi chenyu.+

Batanidzai mwoyo wangu* kuti utye zita renyu.+

12 Ndinokurumbidzai, haiwa Jehovha Mwari wangu, nemwoyo wangu wese,+

Ndichakudza zita renyu nekusingaperi,

13 Nekuti rudo rwenyu rusingachinji rwamunondiratidza rwakakura,

Uye makandiponesa* kuti ndirege kudzika muGuva.*+

14 Haiwa Mwari, vanhu vanozvikudza vanosimuka kuti vandirwise;+

Chikwata chevanhu vane utsinye chinotsvaga kupfuudza upenyu hwangu,*

Uye havafungi nezvenyu.*+

15 Asi imi, haiwa Jehovha, muri Mwari ane ngoni netsitsi,*

Anononoka kutsamwa, azere nerudo rusingachinji uye nekutendeka.*+

16 Tendeukirai kwandiri mundinzwirewo nyasha.+

Ipai mushumiri wenyu simba renyu,+

Uye ponesai mwanakomana wemurandasikana wenyu.

17 Ndiratidzei chiratidzo chekunaka kwenyu,

Kuti vaya vanondivenga vazvione, vanyadziswe.

Nekuti imi, haiwa Jehovha, muri mubatsiri wangu nemunyaradzi wangu.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe