RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaKorose 2
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raVaKorose

      • Kristu ndiye chakavanzika chitsvene chaMwari (1-5)

      • Ngwarirai vanyengeri (6-15)

      • Muviri ndewaKristu (16-23)

VaKorose 2:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiGir., “vasati vamboona chiso changu panyama.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaK 4:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuwana Pfuma “Yakanyatsovanzwa Maari”

    w09 7/15 p. 3 ndim. 5

VaKorose 2:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 1:6
  • +VaK 3:14
  • +1VaK 2:7; VaE 3:5, 6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuwana Pfuma “Yakanyatsovanzwa Maari”

    w09 7/15 pp. 3-4 ndim. 5-7

    Kupfuurira Kuramba Vakarinda

    jv chits. 33

    Vakabatana Muchisungo Chakakwana Chorudo

    w94 12/15 pp. 13-18

VaKorose 2:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 1:30; 2:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuwana Pfuma “Yakanyatsovanzwa Maari”

    w09 7/15 pp. 3-7 ndim. 4-19

    Vakabatana Muchisungo Chakakwana Chorudo

    w94 12/15 p. 15 ndim. 8-10

VaKorose 2:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Vakabatana Muchisungo Chakakwana Chorudo

    w94 12/15 pp. 16-18 ndim. 12-22

VaKorose 2:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 14:40
  • +1VaK 15:58; VaH 3:14

VaKorose 2:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Ramba Uchifamba Uri Pamwe naKristu’

    w98 6/1 pp. 9-14

VaKorose 2:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 2:20; 3:17
  • +Mt 7:24, 25
  • +VaE 5:20; 1VaT 5:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Ramba Uchifamba Uri Pamwe naKristu’

    w98 6/1 pp. 9-14 ndim. 2-19

VaKorose 2:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anoenda nemi semhuka yake yaabata.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 5:6; VaH 13:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Chenjerai Kuti Pasava Nemunhu Anokutorai Senhapwa’!

    w19.06 pp. 2-7

    Uzivi

    rs p. 389 ndim. 3

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mutsamba Dzakanyorerwa VaGaratiya, VaEfeso, VaFiripi, Uye VaKorose

    w08 8/15 p. 28 ndim. 9

    Unogona “Kusiyanisa Zvakanaka Nezvakaipa” Here?

    w01 8/1 p. 8

    ‘Ramba Uchifamba Uri Pamwe naKristu’

    w98 6/1 pp. 12-13 ndim. 13-15

    Vakabatana Muchisungo Chakakwana Chorudo

    w94 12/15 pp. 16-18 ndim. 12-22

VaKorose 2:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaK 1:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuwana Pfuma “Yakanyatsovanzwa Maari”

    w09 7/15 p. 4 ndim. 10

    Utatu

    rs p. 375 ndim. 4-p. 386

VaKorose 2:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 1:20, 21; 1Pe 3:22

VaKorose 2:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 6:6
  • +VaR 2:29; VaF 3:3

VaKorose 2:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 6:4
  • +VaE 2:6; VaK 3:1
  • +Mab 2:24; VaE 1:19, 20

VaKorose 2:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 2:1, 5
  • +Mab 2:38

VaKorose 2:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 34:27; Dhe 31:24-26; VaH 7:18
  • +VaE 2:14, 15
  • +VaR 7:10; VaG 3:10
  • +VaG 3:13; VaH 9:15; 1Pe 2:24

VaKorose 2:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “Achimushandisa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Jo 5:4; Zva 3:21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Mukufora Kworukundo”

    w90 11/15 p. 28

VaKorose 2:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 14:3, 17
  • +Pis 81:3
  • +VaR 14:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Sabata

    rs p. 324 ndim. 2

    Mitambo Yose Yorudzidziso Inofadza Mwari Here?

    g92 11/8 p. 21

VaKorose 2:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 8:5; 10:1
  • +Joh 14:6; VaH 9:11, 12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Koshesa Ropafadzo Yako Yekunamata Mutemberi yaJehovha Yemweya

    w23.10 p. 25 ndim. 5

    VaKristu Vanonamata Nomudzimu Nechokwadi

    w02 7/15 p. 17 ndim. 10-11

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 51—VaKorose

    si p. 228 ndim. 14

    Mitambo Yose Yorudzidziso Inofadza Mwari Here?

    g92 11/8 p. 21

VaKorose 2:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    Shoko iri rakatorwa patsika dzisinganzwisiswi dzaiitwa nevahedheni munhu paanenge ava kugadzwa kuti ava munamati wavanamwari vavo.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaF 3:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ngapasava Nechinoita Kuti Ushaye Mubayiro

    w17.11 pp. 25-29

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mutsamba Dzakanyorerwa VaGaratiya, VaEfeso, VaFiripi, Uye VaKorose

    w08 8/15 p. 28 ndim. 12

    Kupfekerei Kuzvininipisa?

    w91 7/15 p. 27

    Kushandisa Rudzidziso Rwakachena Nokuda Kwokupukunyuka

    w91 12/1 p. 16 ndim. 3

VaKorose 2:19

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nemadzira.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 1:22, 23
  • +VaE 2:21; 4:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Chengeta Kubatana Kwemweya”

    w25.11 p. 29

    Unofanira Kunyengetera kuna Jesu Here?

    w94 12/15 p. 25

VaKorose 2:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaG 4:3; VaK 2:8
  • +VaE 2:15; VaK 2:14

VaKorose 2:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 15:9

VaKorose 2:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Ti 4:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ndinokwanisa Kuva Shamwari yaMwari Ndisina Chechi Yandinopinda Here?

    ijwbq nyaya 182 ndim. 15-16

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mutsamba Dzakanyorerwa VaGaratiya, VaEfeso, VaFiripi, Uye VaKorose

    w08 8/15 p. 28 ndim. 12

    Hembe Yakagadzirwa Nemvere Dzakaomarara Dzemhuka Uye Zvinhu Zvokunamata

    w06 8/1 p. 32

    Kupfekerei Kuzvininipisa?

    w91 7/15 p. 27

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

VaK. 2:1VaK 4:16
VaK. 2:22VaK 1:6
VaK. 2:2VaK 3:14
VaK. 2:21VaK 2:7; VaE 3:5, 6
VaK. 2:31VaK 1:30; 2:16
VaK. 2:51VaK 14:40
VaK. 2:51VaK 15:58; VaH 3:14
VaK. 2:7VaE 2:20; 3:17
VaK. 2:7Mt 7:24, 25
VaK. 2:7VaE 5:20; 1VaT 5:18
VaK. 2:8VaE 5:6; VaH 13:9
VaK. 2:9VaK 1:19
VaK. 2:10VaE 1:20, 21; 1Pe 3:22
VaK. 2:11VaR 6:6
VaK. 2:11VaR 2:29; VaF 3:3
VaK. 2:12VaR 6:4
VaK. 2:12VaE 2:6; VaK 3:1
VaK. 2:12Mab 2:24; VaE 1:19, 20
VaK. 2:13VaE 2:1, 5
VaK. 2:13Mab 2:38
VaK. 2:14Eks 34:27; Dhe 31:24-26; VaH 7:18
VaK. 2:14VaE 2:14, 15
VaK. 2:14VaR 7:10; VaG 3:10
VaK. 2:14VaG 3:13; VaH 9:15; 1Pe 2:24
VaK. 2:151Jo 5:4; Zva 3:21
VaK. 2:16VaR 14:3, 17
VaK. 2:16Pis 81:3
VaK. 2:16VaR 14:6
VaK. 2:17VaH 8:5; 10:1
VaK. 2:17Joh 14:6; VaH 9:11, 12
VaK. 2:18VaF 3:14
VaK. 2:19VaE 1:22, 23
VaK. 2:19VaE 2:21; 4:16
VaK. 2:20VaG 4:3; VaK 2:8
VaK. 2:20VaE 2:15; VaK 2:14
VaK. 2:22Mt 15:9
VaK. 2:231Ti 4:3
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
VaKorose 2:1-23

Tsamba kuvaKorose

2 Nekuti ndinoda kuti muzive kuti ndiri kukurwirai zvakadii imi nevaya vari kuRaodhikiya+ nevamwe vese vandisati ndamboonana navo.* 2 Ndiri kuzviitira kuti mwoyo yavo inyaradzwe+ uye kuti vanyatsobatanidzwa pamwe chete murudo+ uye vave nepfuma yese inobva pakunyatsogutsikana nekunzwisisa kwavo, kuti vawane ruzivo rwakarurama rwechakavanzika chitsvene* chaMwari, kureva, Kristu.+ 3 Pfuma yese yeuchenjeri neyeruzivo yakanyatsovanzwa maari.+ 4 Ndiri kutaura izvi kuti pasava nemunhu angakunyengerai nemashoko ekunyengetedza. 5 Kunyange ndisipo mumuviri, ndinemi mumweya, ndichifara kuona kurongeka kwenyu+ uye kutenda kwakasimba kwamuinako muna Kristu.+

6 Saka sekugamuchira kwamakaita Kristu Jesu Ishe, rambai muchifamba muri pamwe naye, 7 makadzika midzi, muchivakwa maari+ uye muchisimbiswa pakutenda,+ sekudzidziswa kwamakaitwa, uye muchifashukira nekuonga.+

8 Chenjerai kuti pasava nemunhu anokutorai senhapwa* achishandisa uchenjeri hwenyika neunyengeri+ husina zvahunobatsira maererano netsika dzevanhu, maererano nezvinhu zvekutanga zvenyika, kwete maererano naKristu; 9 nekuti maari ndimo makazara zvese zvakaita Mwari.+ 10 Saka imi makava vakazara kuburikidza naye, uya ari musoro wehurumende dzese nemasimba.+ 11 Sezvo imi muri pamwe naye, makachecheudzwawo nekuchecheudzwa kusingaitwi nemaoko asi kwekubvisa muviri wenyama,+ kuchecheudzwa kune chekuita naKristu.+ 12 Nekuti makavigwa pamwe chete naye murubhabhatidzo rwake,+ uye sezvo muri pamwe naye makamutswawo+ pamwe naye nekutenda kwenyu mumabasa esimba aMwari, uyo akamumutsa kuvakafa.+

13 Uyezve, kunyange zvazvo makanga makafa pakudarika kwenyu uye pakusachecheudzwa kwenyama yenyu, Mwari akaita kuti muve vapenyu pamwe chete naye.+ Iye akatinzwira tsitsi akatiregerera kudarika kwedu kwese,+ 14 akadzima rugwaro rwakanyorwa nemaoko+ rwaiva nemirayiro+ uye rwaipesana nesu.+ Akarubvisa nekururoverera padanda rekutambudzirwa.*+ 15 Achirishandisa,* akakunda hurumende nevanhu vane masimba,+ akavamisa pamberi peruzhinji achifamba ari pamberi pavo vakaita mudungwe achiratidza kuti avakunda.

16 Saka ngaparege kuva nemunhu anokutongai pamusoro pezvamunodya uye zvamunonwa+ kana panyaya yekuchengeta mutambo kana kugara kwemwedzi+ kana sabata.+ 17 Zvinhu izvozvo mumvuri wezvichauya,+ asi muviri wacho ndewaKristu.+ 18 Ngaparege kuva nemunhu anokutadzisai kuwana mubayiro,+ anofadzwa nekuzvininipisa kwekunyepedzera uye kunamatwa kwengirozi, “achimira”* pazvinhu zvaakaona. Kufunga kwenyama kwemunhu iyeye ndiko kunoita kuti azvitutumadze pasina chikonzero chaicho, 19 uye haabatiriri kumusoro,+ kune uya anoita kuti muviri wese uwane zvaunoda uye unyatsobatanidzwa pamwe chete nemarunda* anobatanidza mapfupa woitwa kuti ukure nesimba raMwari.+

20 Kana makafa pamwe chete naKristu pazvinhu zvekutanga zvenyika,+ nei muchirarama sekunge muchiri venyika, muchiramba muchizviisa pasi pemirayiro inoti:+ 21 “Musabata, kana kuravira, kana kugunzva,” 22 muchitaura nezvezvinhu zvinoparara zvese kana zvashandiswa, maererano nemirayiro nedzidziso zvevanhu?+ 23 Kunyange zvazvo zvinhu izvozvo zvichiita sezvine uchenjeri mumanamatiro avo ekuzvisarudzira vega nekuzvininipisa kwekunyepedzera, vachizvirwadzisa muviri,+ hazvina simba rekukunda kuchiva kwenyama.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe