RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 VaKorinde 11
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 VaKorinde

      • “Nditevedzerei” (1)

      • Kuva musoro uye kufukidza musoro (2-16)

      • Kuchengeta Kudya kwaShe kweManheru (17-34)

1 VaKorinde 11:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaF 3:17; 2VaT 3:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Ino Ndiyo Nguva Yakakodzera Chaizvo”

    w10 12/15 p. 12 ndim. 4

1 VaKorinde 11:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Gamuchidzanwa Rinofanira Kurwisana Nezvokwadi Here?

    w95 12/1 pp. 3-4

1 VaKorinde 11:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 14:9; VaE 4:15; VaK 2:10
  • +VaE 5:23; 1Pe 3:1
  • +1VaK 15:27, 28

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Musoro Wemurume Wese ndiKristu”

    w21.02 pp. 2-3

    Unoda “Muvakidzani Wako Sezvaunozviita” Here?

    w15 11/15 p. 22 ndim. 6

    Varume, Munozviisa Pasi Pomusoro Wenyu Here, Iye Kristu?

    w10 5/15 pp. 8-12

    Sei Vakadzi Vachifanira Kuzviisa Pasi Pemisoro Yavo?

    w10 5/15 pp. 12-16

    Varume, Tevedzerai Rudo rwaKristu!

    w09 5/15 p. 20

    Utatu

    rs p. 370 ndim. 3

    Murume Nomukadzi—Mumwe Nomumwe Ane Basa Rinokudzwa

    w07 1/15 p. 6

    Varume—Zivai Kuti Kristu Ndiye Musoro

    w07 2/15 pp. 13-17

    Zvinorevei Kuva Musoro Weimba?

    g04 7/8 pp. 26-27

    Zvinotaura Bhaibheri Panyaya Yokuva Musoro

    w03 3/1 pp. 30-31

    Ivai Vakazvipira Kuna Mwari Pamusha

    wt chits. 17 ndim. 6-7

    Kudza Vamwe

    w99 8/1 p. 19 ndim. 14

    Ramba Uri Pedyo Noubati Ushe hwaMwari

    w98 9/1 p. 15 ndim. 7

    Kiyi Mbiri Dzeroorano Inogara

    fy chits. 3 ndim. 11-12

    Kuzviisa Pasi Kwomudzimai Kunorevei?

    g96 12/8 p. 27

    Kuteerera Kwoumwari Mumhuri Yakakamukana Mune Zvorudzidziso

    w95 6/1 p. 27

    Chiremera Chaani Chaunofanira Kuziva?

    kl chits. 14

    Murangariro wechiKristu Wechiremera

    w94 7/1 p. 21

    Kuremekedza Chiremera Kunodikanwa Nokuda Kwokurarama Kunorugare

    tp chits. 12

1 VaKorinde 11:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joe 2:28; Mab 21:8, 9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kufukidza Musoro Kunoitwa Riini Uye Kuchiitirwei?

    lv pp. 209-210

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w09 11/15 pp. 12-13

    Vakadzi

    rs p. 398 ndim. 3-p. 399 ndim. 1

    Zvinotaura Bhaibheri Panyaya Yokuva Musoro

    w03 3/1 pp. 30-31

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w02 7/15 pp. 26-27

1 VaKorinde 11:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 1:27

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Munhu—Akasikwa Semwanakomana waMwari

    w10 3/1 pp. 30-31

    Vakadzi

    rs p. 398 ndim. 3

1 VaKorinde 11:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 2:22, 23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Vakadzi

    rs p. 398 ndim. 3

1 VaKorinde 11:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 2:18

1 VaKorinde 11:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 4:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kufukidza Musoro Kunoitwa Riini Uye Kuchiitirwei?

    lv p. 211 ndim. 1-2

    Ngirozi—“Midzimu Yebasa Rinoitirwa Vanhu Vose”

    w09 5/15 p. 24 ndim. 16

    Vakadzi

    rs p. 398 ndim. 3

    Zvinotaura Bhaibheri Panyaya Yokuva Musoro

    w03 3/1 pp. 30-31

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w02 7/15 p. 27

1 VaKorinde 11:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 2:21, 22
  • +1VaK 8:6

1 VaKorinde 11:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 20:29, 30; 1VaK 1:12; 1Ti 4:1; 2Pe 2:1

1 VaKorinde 11:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 22:19, 20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ratidza Kuti Unotenda Zvawakaitirwa naJehovha naJesu

    lff chidzidzo 28 pfungwa 2

1 VaKorinde 11:21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Kunzwisisa Zvatiri’—Panguva yeChirangaridzo

    w90 2/15 p. 19 ndim. 17

1 VaKorinde 11:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 26:20; Ru 22:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kudya kwaShe Kwemanheru—Kunochengetwa Sei?

    w04 3/15 p. 4

    Nei Tichichengeta Kudya kwaShe Kwemanheru?

    w03 2/15 p. 12 ndim. 3

    Chikonzero Nei Chirairo chaShe Chine Revo nokuda Kwako

    w93 3/15 p. 4

    ‘Kunzwisisa Zvatiri’—Panguva yeChirangaridzo

    w90 2/15 pp. 15-17 ndim. 3-8

1 VaKorinde 11:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 26:26; Mk 14:22; VaR 7:4; 1VaK 10:17
  • +Ru 22:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Itai Izvi Muchindiyeuka’

    w13 12/15 pp. 24-25 ndim. 8-10

    Kudya kwaShe Kwemanheru—Kunochengetwa Sei?

    w04 3/15 p. 4

    Chirairo chaShe—Chinofanira Kuchengetwa Kazhinji Sei?

    w94 3/15 pp. 3-7

    Chikonzero Nei Chirairo chaShe Chine Revo nokuda Kwako

    w93 3/15 pp. 5-6

    ‘Kunzwisisa Zvatiri’—Panguva yeChirangaridzo

    w90 2/15 pp. 15-20

1 VaKorinde 11:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 26:27; Mk 14:23; 1VaK 10:16
  • +Jer 31:31; VaH 8:8; 9:15
  • +Ru 22:20; VaH 9:13, 14; 1Pe 1:18, 19
  • +Eks 12:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Itai Izvi Muchindiyeuka’

    w13 12/15 p. 25 ndim. 11-12

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w03 1/1 p. 31

    Chirairo chaShe—Chinofanira Kuchengetwa Kazhinji Sei?

    w94 3/15 pp. 3-7

    Chikonzero Nei Chirairo chaShe Chine Revo nokuda Kwako

    w93 3/15 p. 6

    ‘Kunzwisisa Zvatiri’—Panguva yeChirangaridzo

    w90 2/15 pp. 15-20

1 VaKorinde 11:26

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Chirangaridzo Chinobatanidza Vanhu vaMwari

    w18.01 p. 16

    Boka Rimwe, Mufudzi Mumwe

    w10 3/15 p. 27 ndim. 16

    Pfungwa Huru Dzinobva Mutsamba Dzakanyorerwa VaKorinde

    w08 7/15 p. 27 ndim. 2

    Kudya kwaShe Kwemanheru—Kunochengetwa Sei?

    w04 3/15 pp. 6-7

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w03 1/1 p. 31

    Nei Tichichengeta Kudya kwaShe Kwemanheru?

    w03 2/15 p. 13

    Kudya kwaShe Kwemanheru Kunoreva Zvakawanda Kwauri

    w03 4/1 pp. 5-6

    Chikonzero Nei Chirairo chaShe Chine Revo nokuda Kwako

    w93 3/15 pp. 4-5

    Kubva paSeder Kuenda Kuruponeso

    w90 2/15 p. 13

1 VaKorinde 11:27

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tichaenda Nemi

    w20.01 p. 27 ndim. 4

    “Tichaenda Nemi”

    w16.01 p. 23 ndim. 5

    Nei Tichikoshesa Kudya kwaShe Kwemanheru?

    w15 1/15 pp. 15-16 ndim. 11-13

    Kudya kwaShe Kwemanheru Kunorevei Kwauri?

    w03 2/15 pp. 17-19 ndim. 2-5

    Chengeta Chirangaridzo Zvakafanira

    w96 4/1 pp. 6-8

1 VaKorinde 11:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 13:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nei Tichikoshesa Kudya kwaShe Kwemanheru?

    w15 1/15 p. 15 ndim. 11

    Ndivanaani Chaizvoizvo Vane Danidzo Yokudenga?

    w91 3/15 pp. 21-22

1 VaKorinde 11:29

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Kunzwisisa Zvatiri’—Panguva yeChirangaridzo

    w90 2/15 pp. 19-20 ndim. 17-21

1 VaKorinde 11:30

Mashoko Emuzasi

  • *

    Zvinoratidza sekuti pari kutaurwa kufa panyaya dzekunamata.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaT 5:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nei Tichikoshesa Kudya kwaShe Kwemanheru?

    w15 1/15 p. 15 ndim. 11

1 VaKorinde 11:31

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Kunzwisisa Zvatiri’—Panguva yeChirangaridzo

    w90 2/15 pp. 15-20

1 VaKorinde 11:32

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 12:5
  • +2Pe 2:20; 3:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Kunzwisisa Zvatiri’—Panguva yeChirangaridzo

    w90 2/15 p. 15

1 VaKorinde 11:34

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 11:29

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 VaK. 11:1VaF 3:17; 2VaT 3:9
1 VaK. 11:3VaR 14:9; VaE 4:15; VaK 2:10
1 VaK. 11:3VaE 5:23; 1Pe 3:1
1 VaK. 11:31VaK 15:27, 28
1 VaK. 11:5Joe 2:28; Mab 21:8, 9
1 VaK. 11:7Ge 1:27
1 VaK. 11:8Ge 2:22, 23
1 VaK. 11:9Ge 2:18
1 VaK. 11:101VaK 4:9
1 VaK. 11:12Ge 2:21, 22
1 VaK. 11:121VaK 8:6
1 VaK. 11:19Mab 20:29, 30; 1VaK 1:12; 1Ti 4:1; 2Pe 2:1
1 VaK. 11:20Ru 22:19, 20
1 VaK. 11:23Mt 26:20; Ru 22:14
1 VaK. 11:24Mt 26:26; Mk 14:22; VaR 7:4; 1VaK 10:17
1 VaK. 11:24Ru 22:19
1 VaK. 11:25Mt 26:27; Mk 14:23; 1VaK 10:16
1 VaK. 11:25Jer 31:31; VaH 8:8; 9:15
1 VaK. 11:25Ru 22:20; VaH 9:13, 14; 1Pe 1:18, 19
1 VaK. 11:25Eks 12:14
1 VaK. 11:282VaK 13:5
1 VaK. 11:301VaT 5:6
1 VaK. 11:32VaH 12:5
1 VaK. 11:322Pe 2:20; 3:7
1 VaK. 11:341VaK 11:29
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 VaKorinde 11:1-34

Tsamba Yekutanga kuvaKorinde

11 Nditevedzerei sekutevedzera kwandinoita Kristu.+

2 Ndinokurumbidzai nekuti pamunoita zvinhu zvese munondirangarira uye muri kuramba makabatisisa nzira yekuita nayo zvinhu yandakakudzidzisai. 3 Asi ndinoda kuti muzive kuti musoro wemurume wese ndiKristu;+ uye musoro wemukadzi murume;+ uye musoro waKristu ndiMwari.+ 4 Murume wese anonyengetera kana kuprofita akapfeka chimwe chinhu mumusoro make anonyadzisa musoro wake; 5 asi mukadzi wese anonyengetera kana kuprofita+ musoro wake usina kufukidzwa anonyadzisa musoro wake, nekuti hazvina kumbosiyana nekuti ave nemusoro wakaveurwa. 6 Nekuti kana mukadzi asingazvifukidzi, anofanira kugerwa; asi kana zvichinyadzisa kuti mukadzi agerwe kana kuti aveurwe, anofanira kuzvifukidza.

7 Nekuti murume haafaniri kufukidza musoro wake, nekuti iye mufananidzo+ nekukudzwa kwaMwari, asi mukadzi kukudzwa kwemurume. 8 Nekuti murume haana kubva kumukadzi, asi mukadzi akabva kumurume.+ 9 Uyezve, murume haana kusikirwa mukadzi, asi mukadzi akasikirwa murume.+ 10 Ndokusaka mukadzi achifanira kuva nechiratidzo chesimba mumusoro make nekuda kwengirozi.+

11 Kunze kwaizvozvo, munaShe, mukadzi haangavipo pasina murume uye murume haangavipo pasina mukadzi. 12 Nekuti sekungobvawo kwakaita mukadzi kumurume,+ murume anovapowo achibva nekumukadzi; asi zvinhu zvese zvinobva kuna Mwari.+ 13 Paoneiwo mega: Zvingaita here kuti mukadzi anyengetere kuna Mwari asina kufukidza musoro? 14 Masikirwo akaitwa vanhu haakuratidzei ega here kuti bvudzi refu rinoshoresa murume? 15 Asi kana mukadzi aine bvudzi refu, zvinoita kuti akudzwe. Nekuti anopiwa bvudzi rake panzvimbo pechekufukidzisa musoro. 16 Asi kana paine anoda kuita nharo achitsigira imwe tsika, isu hatina imwe tsika, kunyange ungano dzaMwari hadzinawo.

17 Asi pandiri kukupai mirayiro iyi, handikurumbidzei nekuti kuungana kwenyu kuri kutokukanganisai panzvimbo pekukubatsirai. 18 Nekuti kutanga, ndiri kunzwa kuti pamunoungana muungano, pane mapoka pakati penyu; uye ndingangozvibvuma. 19 Nekuti zvechokwadi pakati penyu pachavawo nemapoka,+ kuitira kuti vaya vanofarirwa naMwari vari pakati penyu vaoneke kuti ndevapi.

20 Pamunoungana panzvimbo imwe, hamusi kuungana kuti mudye Kudya kwaShe Kwemanheru.+ 21 Nekuti pamunodya, mumwe nemumwe ari kutanga adya kudya kwake kwemanheru, zvekuti mumwe anenge aine nzara asi mumwe akadhakwa. 22 Hamuna dzimba dzekudyira nekunwira here? Kana kuti munozvidza ungano yaMwari here muchiita kuti vaya vasina chinhu vanyare? Ndotiiko kwamuri? Ndokurumbidzai here? Panyaya iyi handikurumbidzei.

23 Nekuti ndakagamuchira kubva kunaShe zviya zvandakapfuudzawo kwamuri, zvekuti Ishe Jesu pausiku+ hwaakazotengeswa, akatora chingwa, 24 uye pashure pekuonga, akachimedura, akati: “Ichi chinomirira muviri wangu+ uri kupiwa kuitira imi. Rambai muchiita izvi muchindiyeuka.”+ 25 Akaitawo saizvozvo nekapu,+ pavakanga vapedza kudya kwemanheru, achiti: “Kapu iyi inomirira sungano itsva+ muropa rangu.+ Rambai muchiita izvi, pese pamunonwira mairi, muchindiyeuka.”+ 26 Nekuti pese pamunodya chingwa ichi nekunwira mukapu iyi, munoramba muchizivisa rufu rwaShe, kusvikira auya.

27 Saka munhu wese anodya chingwa kana kunwira mukapu yaShe zvisina kukodzera achava nemhosva pamusoro pemuviri neropa raShe. 28 Munhu ngaatange azviongorora aone kana akakodzera,+ kana adaro ndipo chete paanozodya chingwa nekunwira mukapu yacho. 29 Nekuti uya anodya nekunwa asinganzwisisi muviri anozvidyira nekuzvinwira kutongwa. 30 Ndokusaka vakawanda pakati penyu vasina simba uye vachirwara, uye vakati wandei vakarara murufu.*+ 31 Asi kudai tainzwisisa zvatiri pachedu, taisazotongwa. 32 Asi patinotongwa, tinorangwa naJehovha,*+ kuti tirege kupiwa mhosva pamwe chete nenyika.+ 33 Saka hama dzangu, pamunoungana kuti mudye kudya uku, miriranai. 34 Kana munhu aine nzara, ngaadyire kumba, kuti pamunoungana murege kuunganira kutongwa.+ Kana dziri dzimwe nyaya dzasara, ndichazodzigadzirisa pandinosvika ikoko.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe