RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvakazarurwa 20
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raZvakazarurwa

      • Satani anosungwa kwemakore 1 000 (1-3)

      • Vaya vachatonga naKristu kwemakore 1 000 (4-6)

      • Satani anosunungurwa, ozoparadzwa (7-10)

      • Vakafa vanotongwa pamberi pechigaro cheumambo chichena (11-15)

Zvakazarurwa 20:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 9:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Kuita Kuti Vazhinji Vave Vakarurama”

    w22.09 pp. 23-24 ndim. 15-16

    Kupwanya Musoro Wenyoka

    re chits. 40 ndim. 3-4

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w04 11/15 pp. 30-31

    Mibvunzo Inobva Kuvaravi

    w91 3/1 p. 31

Zvakazarurwa 20:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 12:3
  • +Ge 3:1
  • +Joh 8:44
  • +Zek 3:1; Zva 12:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Kuita Kuti Vazhinji Vave Vakarurama”

    w22.09 pp. 23-24 ndim. 15-16

    Kupwanya Musoro Wenyoka

    re chits. 40 ndim. 3-5

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w04 11/15 pp. 30-31

    Kuronga Zvino Nokuda Kwamakore Ane Chiuru Achauya

    w89 9/1 p. 12 ndim. 5-7

Zvakazarurwa 20:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 9:11
  • +Zva 20:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tsanangudzo Yemashoko emuBhaibheri

    nwt p. 1953

    “Namata Mwari”

    rr chits. 22

    Satani Dhiyabhorosi

    rs p. 339 ndim. 2-3

    Kupwanya Musoro Wenyoka

    re chits. 40 ndim. 3-7

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w04 11/15 pp. 30-31

    Kuronga Zvino Nokuda Kwamakore Ane Chiuru Achauya

    w89 9/1 p. 12 ndim. 5-7

    Mwari wo“Muchinda woRugare” Anova “Zvinhu Zvose Kumunhu Ari Wose”

    ws chits. 22

Zvakazarurwa 20:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko uye mashoko emuzasi pana Zva 6:9.

  • *

    ChiGir., “vakaurayiwa nedemo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 13:15-17
  • +Mt 19:28; Ru 22:28-30; 2Ti 2:12; Zva 1:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kupwanya Musoro Wenyoka

    re chits. 40 ndim. 8-13

    Mibvunzo Inobva Kuvaravi

    w90 8/15 p. 30

    Kuronga Zvino Nokuda Kwamakore Ane Chiuru Achauya

    w89 9/1 pp. 11-12 ndim. 3-7

Zvakazarurwa 20:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 24:15
  • +1VaK 15:23, 52; VaF 3:10, 11; 1VaT 4:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhuku raZvakazarurwa Rinotii Nezveramangwana Rako?

    w22.05 p. 19 ndim. 18

    Rumuko

    rs p. 316 ndim. 1-p. 317

    Nei Tichikwegura Tofa?

    w08 3/1 pp. 30-31

    Kupwanya Musoro Wenyoka

    re chits. 40

    Mamwe Makwai Nesungano Itsva

    w98 2/1 p. 22 ndim. 16

    Apo Kuziva Mwari Kunozadza Pasi

    kl chits. 19

Zvakazarurwa 20:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 14:13
  • +Zva 2:11; 20:14
  • +1VaK 15:54
  • +1Pe 2:9
  • +Zva 1:6; 5:9, 10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kupwanya Musoro Wenyoka

    re chits. 40 ndim. 17-18

    Kuronga Zvino Nokuda Kwamakore Ane Chiuru Achauya

    w89 9/1 pp. 11-12 ndim. 3-7

Zvakazarurwa 20:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhuku raZvakazarurwa Rinotii Nezveramangwana Rako?

    w22.05 p. 19 ndim. 19

    Kupwanya Musoro Wenyoka

    re chits. 40 ndim. 20-21

    Chirevo Chinobatanidza Iwe

    tp chits. 5 ndim. 24

Zvakazarurwa 20:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kumakona.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhuku raZvakazarurwa Rinotii Nezveramangwana Rako?

    w22.05 p. 19 ndim. 19

    Zvichaitwa neUmambo

    lff chidzidzo 33 pfungwa 3

    “Namata Mwari”

    rr chits. 22 ndim. 24-25

    Tsigira Uchangamire hwaJehovha!

    w17.06 p. 29 ndim. 12

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w15 5/15 pp. 29-30

    Chinangwa chaMwari Nokuda Kwenyika—Chava Kuda Kuzadziswa

    w06 5/15 pp. 6-7

    Kupwanya Musoro Wenyoka

    re chits. 40 ndim. 20-23

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w02 12/1 p. 29

    Chinangwa chaJehovha Chinobudirira Zvine Mbiri

    wt chits. 21 ndim. 14-15

    Zvichaitwa noUmambo hwaMwari

    w00 10/15 p. 19 ndim. 14-15

    Mwari wo“Muchinda woRugare” Anova “Zvinhu Zvose Kumunhu Ari Wose”

    ws chits. 22 ndim. 8

    Chirevo Chinobatanidza Iwe

    tp chits. 5 ndim. 24

Zvakazarurwa 20:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 1:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvichaitwa neUmambo

    lff chidzidzo 33 pfungwa 3

    Kupwanya Musoro Wenyoka

    re chits. 40 ndim. 20-25

    Denga Idzva Nepasi Idzva

    re chits. 42 ndim. 12

    Chinangwa chaJehovha Chinobudirira Zvine Mbiri

    wt chits. 21 ndim. 14-15

    Zvichaitwa noUmambo hwaMwari

    w00 10/15 p. 19 ndim. 14-15

    Mamwe Makwai Nesungano Itsva

    w98 2/1 p. 22 ndim. 15

    Chirevo Chinobatanidza Iwe

    tp chits. 5 ndim. 24

Zvakazarurwa 20:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vachava vasungwa.” Ona mashoko emuzasi ari pana Zva 14:11.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 13:1
  • +Zva 19:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvichaitwa neUmambo

    lff chidzidzo 33 pfungwa 3

    “Namata Mwari”

    rr chits. 22 ndim. 26

    Chii Chinonzi Gungwa Romoto? Rakafanana Here Nehero Kana Kuti Gehena?

    ijwbq nyaya 76 ndim. 3-17

    Hero

    rs pp. 77-78

    Kubatsirwa Kwatiri Kuitwa Noumambo Hwekare hweRidhiya

    w08 4/1 pp. 22-23

    Jesu Akadzidzisei Nezvehero?

    w08 11/1 p. 7

    Chinangwa chaMwari Nokuda Kwenyika—Chava Kuda Kuzadziswa

    w06 5/15 pp. 6-7

    Kupwanya Musoro Wenyoka

    re chits. 40 ndim. 25-33

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w04 11/15 pp. 30-31

    Chinangwa chaJehovha Chinobudirira Zvine Mbiri

    wt chits. 21 ndim. 14-15

    Kubatana Kwenyika—Kuchaitika Sei?

    w97 11/1 p. 7

    Hero—Kutambudzwa Kusingagumi kana kuti Ruparadziko Rwokupedzisira Here?

    w93 4/15 p. 8

    Chirevo Chinobatanidza Iwe

    tp chits. 5 ndim. 24

Zvakazarurwa 20:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, Mwari.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 4:2, 3
  • +2Pe 3:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zuva raMwari Rorutongeso—Muuyo Waro Unofadza!

    re chits. 41 ndim. 2-4

    Zuva Rokutongwa—Chii?

    bh p. 213 ndim. 2-3

    Zuva Rorutongeso—Nguva Yetariro!

    w91 8/1 p. 5

Zvakazarurwa 20:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko pana “Gwaro.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 32:33; Pis 69:28; Dha 12:1
  • +Joh 5:28, 29

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w22.09 p. 26 ndim. 4

    Zita Rako Riri “Mubhuku Reupenyu” Here?

    w22.09 pp. 18-19 ndim. 17-18

    Jehovha Anotungamirira Vanhu Vake Munzira Yeupenyu

    w16.03 p. 22 ndim. 19-20

    Paridza Mashoko Akanaka Omutsa Usina Kukodzera Kuwanwa

    w16.07 p. 29 ndim. 16

    Ndivanaani Vane Mazita Ari “Mubhuku Roupenyu”?

    ijwbq nyaya 55

    Basa Romudzimu Mutsvene Pakuzadzisa Chinangwa chaJehovha

    w10 4/15 p. 11 ndim. 17

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raZvakazarurwa—II

    w09 2/15 p. 5 ndim. 4

    Maziso Ako Ngaarambe Ari pamubayiro

    w09 3/15 p. 12 ndim. 8-9

    Rumuko

    rs p. 315 ndim. 2

    Vanonzi Vakakodzera Kutungamirirwa Kuzvitubu Zvemvura Youpenyu

    w08 1/15 p. 28 ndim. 16

    Zuva raMwari Rorutongeso—Muuyo Waro Unofadza!

    re chits. 41 ndim. 6-16

    Guta Rinon’animira

    re chits. 43

    Tariro Yorumuko—Inorevei Kwauri?

    w05 5/1 pp. 18-19

    Zuva Rokutongwa—Chii?

    bh p. 213 ndim. 2-p. 214 ndim. 3

    Simba Retariro Yorumuko

    wt chits. 9 ndim. 14

    “Rufu Rwuchaparadzwa”

    w98 7/1 p. 22 ndim. 13-15

    Unoyeuka Here?

    w98 8/15 p. 30

    Apo Kuziva Mwari Kunozadza Pasi

    kl chits. 19

    Zuva Rorutongeso—Nguva Yetariro!

    w91 8/1 p. 6

Zvakazarurwa 20:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “neHadhesi.” Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 10:42

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Hero Iriko Zvechokwadi Here? Shoko Rekuti Hero Rinorevei muBhaibheri?

    ijwbq nyaya 66

    Rumuko

    rs p. 315 ndim. 2-p. 317 ndim. 4

    Kudzidza Chokwadi Nezvehero Kungakubatsira Sei?

    w08 11/1 p. 9

    Zuva raMwari Rorutongeso—Muuyo Waro Unofadza!

    re chits. 41

    Tariro Yorumuko—Inorevei Kwauri?

    w05 5/1 pp. 18-19

    Simba Retariro Yorumuko

    wt chits. 9 ndim. 14

    Kuchinja Kwave Kuchiita “chiKristu”—Kunogamuchirwa naMwari Here?

    w00 6/1 p. 6

    Upenyu Pashure Porufu—Bhaibheri Rinotii?

    w99 4/1 p. 18 ndim. 19

    Tariro Yechokwadi

    ie p. 27

    Zuva Rorutongeso—Nguva Yetariro!

    w91 8/1 p. 6

Zvakazarurwa 20:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “neHadhesi.” Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 25:8; 1VaK 15:26
  • +Mt 5:22; 18:9; Zva 21:8
  • +Zva 2:11; 20:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Hero Iriko Zvechokwadi Here? Shoko Rekuti Hero Rinorevei muBhaibheri?

    ijwbq nyaya 66

    Tsanangudzo Yemashoko emuBhaibheri

    nwt p. 1953

    Chii Chinonzi Gungwa Romoto? Rakafanana Here Nehero Kana Kuti Gehena?

    ijwbq nyaya 76 ndim. 4-7

    Rumuko

    rs p. 317 ndim. 4

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w06 8/15 p. 31

    Zuva raMwari Rorutongeso—Muuyo Waro Unofadza!

    re chits. 41 ndim. 17

    Simba Retariro Yorumuko

    wt chits. 9 ndim. 13

    Upenyu Pashure Porufu—Bhaibheri Rinotii?

    w99 4/1 p. 18 ndim. 19

    Tariro Yechokwadi

    ie p. 27

    Zuva Rorutongeso—Nguva Yetariro!

    w91 8/1 p. 6

Zvakazarurwa 20:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 17:8
  • +Zvi 10:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raZvakazarurwa—II

    w09 2/15 p. 5 ndim. 4

    Zuva raMwari Rorutongeso—Muuyo Waro Unofadza!

    re chits. 41 ndim. 17-18

    Zuva Rorutongeso—Nguva Yetariro!

    w91 8/1 p. 6

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvak. 20:1Zva 9:1
Zvak. 20:2Zva 12:3
Zvak. 20:2Ge 3:1
Zvak. 20:2Joh 8:44
Zvak. 20:2Zek 3:1; Zva 12:9
Zvak. 20:3Zva 9:11
Zvak. 20:3Zva 20:7
Zvak. 20:4Zva 13:15-17
Zvak. 20:4Mt 19:28; Ru 22:28-30; 2Ti 2:12; Zva 1:6
Zvak. 20:5Mab 24:15
Zvak. 20:51VaK 15:23, 52; VaF 3:10, 11; 1VaT 4:16
Zvak. 20:6Zva 14:13
Zvak. 20:6Zva 2:11; 20:14
Zvak. 20:61VaK 15:54
Zvak. 20:61Pe 2:9
Zvak. 20:6Zva 1:6; 5:9, 10
Zvak. 20:92Mad 1:10
Zvak. 20:10Zva 13:1
Zvak. 20:10Zva 19:20
Zvak. 20:11Zva 4:2, 3
Zvak. 20:112Pe 3:7
Zvak. 20:12Eks 32:33; Pis 69:28; Dha 12:1
Zvak. 20:12Joh 5:28, 29
Zvak. 20:13Mab 10:42
Zvak. 20:14Isa 25:8; 1VaK 15:26
Zvak. 20:14Mt 5:22; 18:9; Zva 21:8
Zvak. 20:14Zva 2:11; 20:6
Zvak. 20:15Zva 17:8
Zvak. 20:15Zvi 10:7
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zvakazarurwa 20:1-15

Bhuku raZvakazarurwa

20 Ndakabva ndaona ngirozi ichiburuka kubva kudenga iine kiyi yegomba rakadzikadzika,+ yakabata cheni huru muruoko rwayo. 2 Yakabata dhiragoni,+ nyoka yepakutanga,+ iye Dhiyabhorosi+ uye Satani,+ ikamusunga kwemakore 1 000. 3 Yakamukanda mugomba rakadzikadzika,+ ikarivhara, ikariisa chisimbiso* iye ari mukati, kuti arege kutsausa marudzi zvakare kusvikira makore 1 000 apera. Pashure peizvi anofanira kusunungurwa kwenguva pfupi.+

4 Uye ndakaona zvigaro zveumambo, uye vaya vakanga vakagara pazviri vakapiwa simba rekutonga. Chokwadi, ndakaona mweya* yevaya vakaurayirwa* kupupura nezvaJesu uye kutaura pamusoro paMwari, vakanga vasina kunamata chikara kana mufananidzo wacho kana kuiswa chiratidzo pahuma dzavo nepamaoko avo.+ Vakava vapenyu, vakatonga semadzimambo naKristu+ kwemakore 1 000. 5 (Vamwe vese vakafa+ havana kuva vapenyu kusvikira makore acho 1 000 apera.) Uku ndiko kumuka kwekutanga.+ 6 Munhu wese anomuka pakumuka kwekutanga+ anofara uye mutsvene; rufu rwechipiri+ haruna simba pana ivava,+ asi vachava vapristi+ vaMwari nevaKristu, uye vachatonga naye semadzimambo kwemakore acho 1 000.+

7 Makore acho 1 000 paanenge angopera, Satani achasunungurwa mujeri rake, 8 uye achabuda kuti anotsausa marudzi iwayo ari kumativi* mana enyika, kureva Gogi naMagogi, kuti avaunganidze kuhondo. Ivava vakawanda sejecha regungwa. 9 Vakapararira panyika pese vakakomba musasa wevatsvene neguta rinodiwa. Asi moto wakaburuka kubva kudenga ukavaparadza.+ 10 Dhiyabhorosi uyo akanga achivatsausa akakandwa mugungwa remoto nesarufa, makanga muchitova nechikara+ nemuprofita wenhema;+ uye vacharwadziswa* siku nesikati nariini nariini.

11 Ndakaona chigaro cheumambo chikuru chichena naiye* ainge agere pachiri.+ Denga nenyika zvakatiza pamberi pake,+ uye hazvina kuwanirwa nzvimbo. 12 Uye ndakaona vakafa, vakuru nevadiki, vamire pamberi pechigaro cheumambo, uye magwaro* akavhurwa. Asi pane rimwe gwaro rakavhurwa; iro gwaro reupenyu.+ Vakafa vakatongwa pachishandiswa zviya zvakanga zvakanyorwa mumagwaro acho maererano nemabasa avo.+ 13 Gungwa rakabudisa vakafa vaiva mariri, uye rufu neGuva* zvakabudisa vakafa vaiva mazviri, uye mumwe nemumwe akatongwa maererano nemabasa ake.+ 14 Rufu neGuva* zvakakandwa mugungwa remoto.+ Gungwa remoto+ rinomiririra rufu rwechipiri.+ 15 Uyezve, munhu wese akawanikwa asina kunyorwa mubhuku reupenyu+ akakandwa mugungwa remoto.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe