RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 100
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Kuonga Musiki

        • “Shumirai Jehovha muchifara” (2)

        • ‘Mwari ndiye akatisika’ (3)

Pisarema 100:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 95:1, 2; 98:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Batira Jehovha Nomwoyo Unofara

    w95 1/15 p. 19

Pisarema 100:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 12:12; Ne 8:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tsamba Inobva Kudare Rinodzora

    km 5/01 p. 3 ndim. 3

    Batira Jehovha Nomwoyo Unofara

    w95 1/15 p. 19

Pisarema 100:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Bvumai.”

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “kwete isu pachedu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 6:4
  • +Pis 149:2
  • +Pis 95:6, 7; Eze 34:31; 1Pe 2:25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Ndimi Zvapupu Zvangu”!

    ip-2 chits. 4 ndim. 4

    Makwai aJehovha Anoda Tarisiro Younyoro

    w96 1/15 p. 15 ndim. 2

    Batira Jehovha Nomwoyo Unofara

    w95 1/15 p. 19 ndim. 14

    Mwari Anoronga Kuti Munhu Afarikanye Upenyu muParadhiso

    w89 8/1 p. 11 ndim. 5

Pisarema 100:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 50:23; 66:13; 122:1, 2
  • +Pis 65:4
  • +Pis 96:2; VaH 13:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Simudzai Maoko Akavimbika Muchinyengetera

    w99 1/15 p. 18 ndim. 12

    Batira Jehovha Nomwoyo Unofara

    w95 1/15 pp. 19-20 ndim. 14-15

    Rusununguko Runopiwa naMwari Runounza Mufaro

    w92 3/15 p. 23

Pisarema 100:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 86:5; Ru 18:19
  • +Eks 34:6, 7; Dhe 7:9; Pis 98:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Batira Jehovha Nomwoyo Unofara

    w95 1/15 pp. 19-20 ndim. 14-15

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 100:1Pis 95:1, 2; 98:4
Pis. 100:2Dhe 12:12; Ne 8:10
Pis. 100:3Dhe 6:4
Pis. 100:3Pis 149:2
Pis. 100:3Pis 95:6, 7; Eze 34:31; 1Pe 2:25
Pis. 100:4Pis 50:23; 66:13; 122:1, 2
Pis. 100:4Pis 65:4
Pis. 100:4Pis 96:2; VaH 13:15
Pis. 100:5Pis 86:5; Ru 18:19
Pis. 100:5Eks 34:6, 7; Dhe 7:9; Pis 98:3
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 100:1-5

Mapisarema

Rwiyo rwekuonga.

100 Shevedzerai kuna Jehovha muchipembera, imi nyika yese.+

 2 Shumirai Jehovha muchifara.+

Uyai pamberi pake muchishevedzera nemufaro.

 3 Zivai* kuti Jehovha ndiMwari.+

Ndiye akatisika, uye tiri vake.*+

Tiri vanhu vake nemakwai emafuro ake.+

 4 Pindai pamagedhi ake muchionga,+

Pindai muzvivanze zvake muchirumbidza.+

Muongei; rumbidzai zita rake.+

 5 Nekuti Jehovha akanaka;+

Rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi,

Uye kutendeka kwake kunogara kwezvizvarwa zvese.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe