RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 4:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Zvino Jesu akatungamirirwa nomudzimu kuti apinde murenje+ kunoedzwa+ naDhiyabhorosi.

  • Johani 8:44
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 44 Munobva kuna baba venyu Dhiyabhorosi,+ uye munoda kuita zvinodiwa nababa venyu.+ Iye akanga ari muurayi paakatanga,+ uye haana kumira zvakasimba muchokwadi, nokuti chokwadi hachisi maari. Paanotaura nhema, anotaura maererano nemafungiro ake, nokuti iye murevi wenhema nababa venhema.+

  • VaHebheru 2:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Naizvozvo, “vana vaduku” vacho zvavanogoverana ropa nenyama, saizvozvowo iye akagovana navo zvinhu izvozvo,+ kuti norufu rwake+ aparadze+ uyo ane simba rokukonzera rufu,+ iye Dhiyabhorosi;+

  • Jakobho 4:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Naizvozvo, zviisei pasi+ paMwari; asi rwisanai naDhiyabhorosi,+ uye iye achakutizai.+

  • 1 Petro 5:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Svinurirai, rindai.+ Mhandu yenyu Dhiyabhorosi, inofamba-famba seshumba inodzvova, ichitsvaka kudya mumwe munhu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe