RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 24:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Ndichamuona,+ asi kwete iye zvino;

      Ndichamuona, asi kwete ari pedyo.

      Nyeredzi+ ichabuda kuna Jakobho,

      Tsvimbo youmambo ichabva kuna Israeri.+

      Ichabvoora zvavovo zvomusoro weMoabhi+

      Nemadehenya evanakomana vose vemheremhere yehondo.

  • 2 Samueri 2:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Varume vaJudha+ vakabva vasvika, vakazodza+ Dhavhidhi ikoko kuti ave mambo weimba yaJudha.+

      Vakasvika, vakaudza Dhavhidhi kuti: “Varume vokuJabheshi-giriyedhi ndivo vakaviga Sauro.”

  • 2 Samueri 7:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Imba yako noumambo hwako zvichava zvakasimba nokusingagumi pamberi pako; chigaro chako choumambo chichava chakasimba kwazvo nokusingagumi.”’”+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe