RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 15:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Pazuva iroro Jehovha akaita sungano naAbramu,+ achiti: “Ndichapa vana* vako nyika ino,+ kubvira parwizi rweIjipiti kusvikira kurwizi rukuru, rwizi rwaYufratesi:+

  • Genesisi 26:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Gara uri mutorwa munyika ino,+ ndicharamba ndinewe, ndichakukomborera, nokuti ndichakupa iwe nevana* vako nyika dzose idzi,+ uye ndichaita mhiko yandakapikira Abrahamu baba vako,+

  • Genesisi 35:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Ndichakupa nyika yandakapa Abrahamu naIsaka, uye ndichapa vana+ vako vanokutevera nyika yacho.”+

  • Eksodho 32:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Yeukai Abrahamu, Isaka naIsraeri vashumiri venyu, vamakapikira muchipika nemi pachenyu,+ zvamakati kwavari, ‘Ndichaita kuti vana venyu vawande senyeredzi dzokumatenga,+ ndichapa vana+ venyu nyika yose iyi yandakasarudza, kuti vaiite yavo nokusingagumi.’”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe