RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 19:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Zvino kana mukanyatsoteerera+ inzwi rangu uye mukachengeta sungano yangu,+ muchabva mava pfuma yangu chaiyo pakati pemamwe marudzi ose,+ nokuti nyika yose ndeyangu.+

  • Dheuteronomi 10:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Ona, matenga,+ iwo matenga okumatengatenga, nyika+ nezvose zviri mairi ndezvaJehovha Mwari wako.

  • Jobho 41:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Ndiani akatanga kundipa chimwe chinhu, kuti ndimupe mubayiro?+

      Zviri pasi pematenga ose ndezvangu.+

  • Pisarema 104:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 Haiwa Jehovha, mabasa enyu mazhinji sei!+

      Ose zvawo makaaita nouchenjeri.+

      Nyika izere nezvinhu zvamakaita.+

  • 1 VaKorinde 10:26
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 26 nokuti “nyika nezvizere mairi+ ndezvaJehovha.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe