Eksodho 19:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvino kana mukanyatsoteerera+ inzwi rangu uye mukachengeta sungano yangu,+ muchabva mava pfuma yangu chaiyo pakati pemamwe marudzi ose,+ nokuti nyika yose ndeyangu.+ Dheuteronomi 10:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Ona, matenga,+ iwo matenga okumatengatenga, nyika+ nezvose zviri mairi ndezvaJehovha Mwari wako. Pisarema 24:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Nyika nezvizere mairi ndezvaJehovha,+Nyika inobereka nevaya vanogara mairi.+ Pisarema 50:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Kudai ndaiva nenzara, ndaisazozvitaura kwauri;Nokuti nyika inobereka+ nezvose zvizere mairi ndezvangu.+ 1 VaKorinde 10:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 nokuti “nyika nezvizere mairi+ ndezvaJehovha.”+
5 Zvino kana mukanyatsoteerera+ inzwi rangu uye mukachengeta sungano yangu,+ muchabva mava pfuma yangu chaiyo pakati pemamwe marudzi ose,+ nokuti nyika yose ndeyangu.+
12 Kudai ndaiva nenzara, ndaisazozvitaura kwauri;Nokuti nyika inobereka+ nezvose zvizere mairi ndezvangu.+