Jobho 1:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 1 Munyika yeUzi+ maiva nomumwe murume ainzi Jobho;+ uye murume iyeye akanga asina chaaipomerwa,+ akarurama,+ achitya Mwari+ uye achinzvenga zvakaipa.+ Pisarema 26:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Nditongei,+ haiwa Jehovha, nokuti ndakafamba nokuvimbika kwangu,+Ndakavimba naJehovha, kuti ndisagweda-gweda.+ Zvirevo 14:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Munhu anofamba mukururama kwake anotya Jehovha,+ asi munhu asina kururama panzira dzake anomuzvidza.+ Mateu 11:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Chokwadi ndinoti kwamuri, Pane vakaberekwa nevakadzi+ hapana kumutswa mukuru kuna Johani Mubhabhatidzi; asi munhu muduku muumambo+ hwokumatenga mukuru kwaari. Ruka 1:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Vose vakanga vakarurama+ pamberi paMwari nokuti vaifamba vasina chavanopomerwa+ maererano nemirayiro yose+ nemitemo+ yaJehovha.+
1 Munyika yeUzi+ maiva nomumwe murume ainzi Jobho;+ uye murume iyeye akanga asina chaaipomerwa,+ akarurama,+ achitya Mwari+ uye achinzvenga zvakaipa.+
26 Nditongei,+ haiwa Jehovha, nokuti ndakafamba nokuvimbika kwangu,+Ndakavimba naJehovha, kuti ndisagweda-gweda.+
2 Munhu anofamba mukururama kwake anotya Jehovha,+ asi munhu asina kururama panzira dzake anomuzvidza.+
11 Chokwadi ndinoti kwamuri, Pane vakaberekwa nevakadzi+ hapana kumutswa mukuru kuna Johani Mubhabhatidzi; asi munhu muduku muumambo+ hwokumatenga mukuru kwaari.
6 Vose vakanga vakarurama+ pamberi paMwari nokuti vaifamba vasina chavanopomerwa+ maererano nemirayiro yose+ nemitemo+ yaJehovha.+