2 Madzimambo 5:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Zvino Gehazi+ mushandi waErisha, munhu waMwari wechokwadi,+ akati: “Tenzi wangu arega Naamani+ muSiriya uyu zvaasina kugamuchira zvaauya nazvo paruoko rwake. NaJehovha mupenyu,+ ndichamumhanyira, nditore chimwe chinhu kwaari.”+ Zvirevo 15:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Munhu anowana mubereko usina kururama anounzira imba yake dambudziko,+ asi munhu anovenga pfumbamuromo ndiye acharamba achirarama.+ Mika 3:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Vakuru varo vanotonga kuti vangowana pfumbamuromo,+ vapristi varo vanorayiridza kuti vangowana mubhadharo,+ vaprofita varo vanoshopera kuti vangowana mari;+ vanoramba vachizvitsigisa naJehovha, vachiti: “Jehovha haasi pakati pedu here?+ Hapana dambudziko richatiwira.”+
20 Zvino Gehazi+ mushandi waErisha, munhu waMwari wechokwadi,+ akati: “Tenzi wangu arega Naamani+ muSiriya uyu zvaasina kugamuchira zvaauya nazvo paruoko rwake. NaJehovha mupenyu,+ ndichamumhanyira, nditore chimwe chinhu kwaari.”+
27 Munhu anowana mubereko usina kururama anounzira imba yake dambudziko,+ asi munhu anovenga pfumbamuromo ndiye acharamba achirarama.+
11 Vakuru varo vanotonga kuti vangowana pfumbamuromo,+ vapristi varo vanorayiridza kuti vangowana mubhadharo,+ vaprofita varo vanoshopera kuti vangowana mari;+ vanoramba vachizvitsigisa naJehovha, vachiti: “Jehovha haasi pakati pedu here?+ Hapana dambudziko richatiwira.”+