RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 2:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Tsvodai mwanakomana,+ kuti Iye arege kushatirwa kwazvo

      Uye imi murege kuparara munzira,+

      Nokuti hasha dzake dzinokurumidza kumuka.+

      Vanofara vose vanopotera kwaari.+

  • Isaya 41:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 “Tarirai! Vose vari kukutsamwira vachanyadziswa voninipiswa.+ Varume vari kupopotedzana newe vachava vasingabatsiri uye vachaparara.+

  • Dhanieri 2:44
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 44 “Zvino mumazuva emadzimambo iwayo,+ Mwari wokudenga+ achamutsa umambo+ husingazomboparadzwi.+ Umambo hwacho hahuzopfuudzwi kune vamwe vanhu.+ Huchapwanya, hwogumisa umambo hwose uhwu,+ uye ihwo huchamira nokusingagumi;+

  • Ruka 19:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 Uyewo, uyai pano nevavengi vangu vaya vakanga vasingadi kuti ndive mambo wavo, muvauraye pamberi pangu.’”+

  • Zvakazarurwa 2:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 rakafanana nerandakagamuchira kubva kuna Baba vangu, uye achafudza vanhu netsvimbo yesimbi+ zvokuti vachaputswa-putswa semidziyo yevhu,+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe