Isaya 4:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Chinoitwa naJehovha kuti chitungire+ chichava chokushongedza nacho nechokubwinya+ pazuva iroro, zvibereko zvenyika zvichava chinhu chokudada+ nacho uye chinhu chakanaka nokuda kwevaIsraeri vaya vakapukunyuka.+ Isaya 11:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Zvino pachigutsa chaJese+ pachabuda davi;+ uye bukira+ rinobva pamidzi yake richabereka zvibereko.+ Isaya 53:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Achabuda sedavi+ pamberi pake, uye somudzi munyika isina mvura. Haana chimiro kwacho, kana kuti kubwinya chero kupi zvako;+ uye patichazomuona, chitarisiko chacho chinenge chisipo kuti timude.+ Jeremiya 33:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Mumazuva iwayo uye panguva iyoyo ndichaita kuti nhungirwa yakarurama itungire nokuda kwaDhavhidhi,+ uye iye achaita kuti pave nokururamisira nokururama munyika.+ Zekariya 3:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 “‘Ndapota, inzwa, haiwa iwe mupristi mukuru Joshua, iwe neshamwari dzako dzakagara pamberi pako, nokuti ivo vanhu vari kushanda sezviratidzo;+ nokuti ndichaunza mushumiri+ wangu anonzi Nhungirwa!+ Mateu 2:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 uye akasvika, akagara muguta rinonzi Nazareta,+ kuti zvizadzike zvakataurwa pachishandiswa vaprofita, zvichinzi: “Iye achanzi wokuNazareta.”+ Johani 1:45 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 45 Firipi akawana Natanaeri,+ akati kwaari: “Tawana uya akanyorwa nezvake naMosesi, muMutemo,+ uye akanyorwa nezvake neVaprofita,+ iye Jesu, mwanakomana waJosefa,+ wokuNazareta.”
2 Chinoitwa naJehovha kuti chitungire+ chichava chokushongedza nacho nechokubwinya+ pazuva iroro, zvibereko zvenyika zvichava chinhu chokudada+ nacho uye chinhu chakanaka nokuda kwevaIsraeri vaya vakapukunyuka.+
11 Zvino pachigutsa chaJese+ pachabuda davi;+ uye bukira+ rinobva pamidzi yake richabereka zvibereko.+
2 Achabuda sedavi+ pamberi pake, uye somudzi munyika isina mvura. Haana chimiro kwacho, kana kuti kubwinya chero kupi zvako;+ uye patichazomuona, chitarisiko chacho chinenge chisipo kuti timude.+
15 Mumazuva iwayo uye panguva iyoyo ndichaita kuti nhungirwa yakarurama itungire nokuda kwaDhavhidhi,+ uye iye achaita kuti pave nokururamisira nokururama munyika.+
8 “‘Ndapota, inzwa, haiwa iwe mupristi mukuru Joshua, iwe neshamwari dzako dzakagara pamberi pako, nokuti ivo vanhu vari kushanda sezviratidzo;+ nokuti ndichaunza mushumiri+ wangu anonzi Nhungirwa!+
23 uye akasvika, akagara muguta rinonzi Nazareta,+ kuti zvizadzike zvakataurwa pachishandiswa vaprofita, zvichinzi: “Iye achanzi wokuNazareta.”+
45 Firipi akawana Natanaeri,+ akati kwaari: “Tawana uya akanyorwa nezvake naMosesi, muMutemo,+ uye akanyorwa nezvake neVaprofita,+ iye Jesu, mwanakomana waJosefa,+ wokuNazareta.”