Ezra 1:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Munhu wose ari pakati penyu wevanhu vake vose, Mwari wake ngaave naye.+ Naizvozvo ngaaende kuJerusarema, riri muJudha, avakezve imba yakanga iri muJerusarema+—yaJehovha Mwari waIsraeri—ndiye Mwari wechokwadi.+ Jeremiya 12:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Kana ndavadzura, ndichavanzwirazve ngoni,+ ndichavadzosa, mumwe nomumwe kunhaka yake uye mumwe nomumwe kunyika yake.”+ Jeremiya 23:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 “Ini ndichaunganidza makwai angu akasara kubva kunyika dzose dzandakanga ndaaparadzira kwadziri,+ ndichaadzosa kumafuro awo,+ uye iwo achabereka owanda.+ Jeremiya 29:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 “Nokuti zvanzi naJehovha, ‘Kana makore makumi manomwe apera muri kuBhabhironi, ndichafunga nezvenyu,+ uye ndichasimbisa shoko rangu rakanaka kwamuri ndichikudzosai kunzvimbo ino.’+ Ezekieri 36:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Ndichakubudisai pakati pemarudzi, ndokuunganidzai muchibva munyika dzose, ndokuunzai kunyika yenyu.+
3 Munhu wose ari pakati penyu wevanhu vake vose, Mwari wake ngaave naye.+ Naizvozvo ngaaende kuJerusarema, riri muJudha, avakezve imba yakanga iri muJerusarema+—yaJehovha Mwari waIsraeri—ndiye Mwari wechokwadi.+
15 Kana ndavadzura, ndichavanzwirazve ngoni,+ ndichavadzosa, mumwe nomumwe kunhaka yake uye mumwe nomumwe kunyika yake.”+
3 “Ini ndichaunganidza makwai angu akasara kubva kunyika dzose dzandakanga ndaaparadzira kwadziri,+ ndichaadzosa kumafuro awo,+ uye iwo achabereka owanda.+
10 “Nokuti zvanzi naJehovha, ‘Kana makore makumi manomwe apera muri kuBhabhironi, ndichafunga nezvenyu,+ uye ndichasimbisa shoko rangu rakanaka kwamuri ndichikudzosai kunzvimbo ino.’+
24 Ndichakubudisai pakati pemarudzi, ndokuunganidzai muchibva munyika dzose, ndokuunzai kunyika yenyu.+