Johani 17:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Baba, kana vari vamakandipa, ndinoda kuti, pandinenge ndiri, ivowo vave neni,+ kuti vaone kukudzwa kwangu kwamakandipa, nokuti makandida nyika isati yavambwa.+ VaRoma 8:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Zvino, kana tiri vana, tiri vagari venhakawo: chokwadi vagari venhaka vaMwari, asi vagari venhaka+ pamwe chete naKristu, chero bedzi tichitambura+ pamwe chete kuti tikudzwe pamwe chete.+ 1 VaKorinde 15:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Asi mumwe nomumwe padzoro rake: Kristu chibereko chokutanga,+ kwozotevera vaya vari vaKristu, munguva yokuvapo kwake.+ VaFiripi 1:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Ndinomanikidzwa nezvinhu zviviri izvi;+ asi zvandinoda ndiko kusunungurwa uye kuva pamwe chete naKristu,+ nokuti izvi, chokwadi, zviri nani zvikuru.+ 1 VaTesaronika 4:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 nokuti Ishe achaburuka kudenga+ achishevedzera nesimba, nenzwi rengirozi huru+ nebhosvo+ raMwari, uye vaya vakafa vari pamwe naKristu vachatanga kumuka.+ 2 Timoti 4:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Kubvira panguva ino ndakachengeterwa korona yokururama,+ iyo Ishe, mutongi akarurama,+ achandipa pazuva iroro+ somubayiro,+ kwete ini chete, asiwo vose vaya vakada kuratidzwa kwake pachena. VaHebheru 10:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Naizvozvo, hama, zvatiine ushingi hwokupinda+ munzvimbo tsvene+ neropa raJesu,
24 Baba, kana vari vamakandipa, ndinoda kuti, pandinenge ndiri, ivowo vave neni,+ kuti vaone kukudzwa kwangu kwamakandipa, nokuti makandida nyika isati yavambwa.+
17 Zvino, kana tiri vana, tiri vagari venhakawo: chokwadi vagari venhaka vaMwari, asi vagari venhaka+ pamwe chete naKristu, chero bedzi tichitambura+ pamwe chete kuti tikudzwe pamwe chete.+
23 Asi mumwe nomumwe padzoro rake: Kristu chibereko chokutanga,+ kwozotevera vaya vari vaKristu, munguva yokuvapo kwake.+
23 Ndinomanikidzwa nezvinhu zviviri izvi;+ asi zvandinoda ndiko kusunungurwa uye kuva pamwe chete naKristu,+ nokuti izvi, chokwadi, zviri nani zvikuru.+
16 nokuti Ishe achaburuka kudenga+ achishevedzera nesimba, nenzwi rengirozi huru+ nebhosvo+ raMwari, uye vaya vakafa vari pamwe naKristu vachatanga kumuka.+
8 Kubvira panguva ino ndakachengeterwa korona yokururama,+ iyo Ishe, mutongi akarurama,+ achandipa pazuva iroro+ somubayiro,+ kwete ini chete, asiwo vose vaya vakada kuratidzwa kwake pachena.