Genesisi 22:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Chokwadi marudzi ose enyika achazvikomborera nokumwana wako+ nokuti wateerera inzwi rangu.’”+ Isaya 2:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Zvino nemazuva okupedzisira+ gomo reimba+ yaJehovha richasimbiswa kwazvo kupfuura misoro yemakomo,+ richakwidziridzwa kupfuura zvikomo;+ uye marudzi ose achadirana achienda kwariri.+ Isaya 60:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Marudzi achaenda kuchiedza chako,+ uye madzimambo+ kukupenya kwokuvhenekera kwako.+ Zvakazarurwa 15:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Chokwadi ndiani asingazokutyii,+ Jehovha,+ nokukudza zita renyu,+ nokuti imi moga makavimbika?+ Nokuti marudzi ose achauya achizonamata+ pamberi penyu, nokuti mirayiro yenyu yakarurama yakaratidzwa pachena.”+
2 Zvino nemazuva okupedzisira+ gomo reimba+ yaJehovha richasimbiswa kwazvo kupfuura misoro yemakomo,+ richakwidziridzwa kupfuura zvikomo;+ uye marudzi ose achadirana achienda kwariri.+
4 Chokwadi ndiani asingazokutyii,+ Jehovha,+ nokukudza zita renyu,+ nokuti imi moga makavimbika?+ Nokuti marudzi ose achauya achizonamata+ pamberi penyu, nokuti mirayiro yenyu yakarurama yakaratidzwa pachena.”+