Pisarema 2:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Ndikumbire,+ kuti ndikupe marudzi ave nhaka yako+Nokumigumo yenyika kuti kuve kwako.+ Pisarema 72:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Achatonga vanhu kubvira kugungwa kusvikira kugungwa+Uye kubvira kuRwizi+ kusvikira kumigumo yenyika.+ Pisarema 86:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Marudzi ose amakaita achauya,+Achakukotamirai, haiwa Jehovha,+Uye achakudza zita renyu.+ Hagai 2:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 “‘Ndichazunungusa marudzi ose, uye zvinhu zvinokosha zvemarudzi ose zvichauya;+ uye ndichazadza imba ino nokubwinya,’+ Jehovha wemauto adaro. Maraki 3:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 “Marudzi ose achati muri vanhu vanofara,+ nokuti imi muchava nyika inofadza,”+ Jehovha wemauto adaro. Zvakazarurwa 11:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Ngirozi yechinomwe yakaridza bhosvo rayo.+ Manzwi makuru akanzwika kudenga, achiti: “Umambo hwenyika hwava umambo hwaShe+ wedu nohwaKristu+ wake, uye Iye achatonga samambo nokusingaperi-peri.”+
8 Achatonga vanhu kubvira kugungwa kusvikira kugungwa+Uye kubvira kuRwizi+ kusvikira kumigumo yenyika.+
7 “‘Ndichazunungusa marudzi ose, uye zvinhu zvinokosha zvemarudzi ose zvichauya;+ uye ndichazadza imba ino nokubwinya,’+ Jehovha wemauto adaro.
12 “Marudzi ose achati muri vanhu vanofara,+ nokuti imi muchava nyika inofadza,”+ Jehovha wemauto adaro.
15 Ngirozi yechinomwe yakaridza bhosvo rayo.+ Manzwi makuru akanzwika kudenga, achiti: “Umambo hwenyika hwava umambo hwaShe+ wedu nohwaKristu+ wake, uye Iye achatonga samambo nokusingaperi-peri.”+