Genesisi 3:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Ndichaisa+ ruvengo+ pakati pako+ nomukadzi+ nepakati pevana* vako+ nomwana wake.+ Iye+ achakupwanya+ musoro+ uye iwe+ uchamupwanya+ chitsitsinho.”+ VaRoma 9:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Uyewo ivo vose havasi vana nokuti vanonzi vana* vaAbrahamu,+ asi: “Achanzi ‘mwana wako’ achavapo nokuna Isaka.”+ VaGaratiya 3:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Zvino zvipikirwa zvakataurwa kuna Abrahamu+ uye kumwana*+ wake. Icho hachitauri chichiti: “Kuvana,” sokune vazhinji vakadaro, asi sokune mumwe chete,+ icho chinoti: “Kumwana wako,”+ uyo ari Kristu.+
15 Ndichaisa+ ruvengo+ pakati pako+ nomukadzi+ nepakati pevana* vako+ nomwana wake.+ Iye+ achakupwanya+ musoro+ uye iwe+ uchamupwanya+ chitsitsinho.”+
7 Uyewo ivo vose havasi vana nokuti vanonzi vana* vaAbrahamu,+ asi: “Achanzi ‘mwana wako’ achavapo nokuna Isaka.”+
16 Zvino zvipikirwa zvakataurwa kuna Abrahamu+ uye kumwana*+ wake. Icho hachitauri chichiti: “Kuvana,” sokune vazhinji vakadaro, asi sokune mumwe chete,+ icho chinoti: “Kumwana wako,”+ uyo ari Kristu.+