RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaFiripi 3
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raVaFiripi

      • Kusavimba nenyama (1-11)

        • Kuona zvinhu zvese sekurasikirwa nekuda kwaKristu (7-9)

      • Kusveerera mubayiro (12-21)

        • Kuva vagari vekudenga (20)

VaFiripi 3:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 13:11; VaF 4:4; 1VaT 5:16

VaFiripi 3:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaG 5:2

VaFiripi 3:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 4:4; VaR 2:29; VaK 2:11
  • +VaG 6:14; VaH 9:13, 14

VaFiripi 3:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 17:12; Re 12:3
  • +2VaK 11:22
  • +Mab 23:6; 26:4, 5

VaFiripi 3:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 8:3; 9:1, 2; VaG 1:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Sauro Aitambudzirei vaKristu?

    w99 6/15 pp. 29-31

VaFiripi 3:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “ndakasarudza kuzvirasa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 13:44

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvikomborero zvoUmambo Zvinogona Kuva Zvako

    w01 4/1 pp. 5-6

    Gamarieri Akadzidzisa Sauro Wetarso

    w96 7/15 pp. 28-29

VaFiripi 3:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nei Uchifanira Kuzvitsaurira Wobhabhatidzwa?

    lff chidzidzo 46 pfungwa 5

    Usatarira “Zvinhu Zviri Shure”

    w12 3/15 pp. 25-29

    Nei Tichifanira Kuisa Basa raJehovha Pokutanga?

    w12 6/15 pp. 22-23

    Dzidzo Inobva Kuna Mwari Inokosha Kupfuura Dzidzo Yenyika

    w09 9/15 p. 24

    “Makatengwa Nomutengo”

    w05 3/15 pp. 19-20 ndim. 16-17

    Zvikomborero zvoUmambo Zvinogona Kuva Zvako

    w01 4/1 pp. 5-6

    Gamarieri Akadzidzisa Sauro Wetarso

    w96 7/15 pp. 28-29

VaFiripi 3:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 4:5
  • +VaG 2:15, 16
  • +VaR 3:20-22

VaFiripi 3:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 15:22; 2VaK 13:4
  • +VaR 8:17; 2VaK 4:10; VaK 1:24
  • +VaR 6:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuunganidza Zvinhu Zviri Kudenga uye Zvinhu Zviri Panyika

    w06 2/15 p. 22 ndim. 8

VaFiripi 3:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaT 4:16; Zva 20:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kumutswa Kwevakafa—Kuchatoitika!

    w20.12 p. 6 ndim. 18

VaFiripi 3:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 13:24
  • +1Ti 6:12

VaFiripi 3:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 9:62
  • +1VaK 9:24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Hatidzokeri Shure”!

    w19.08 pp. 3-4 ndim. 5-6

    Usatarira “Zvinhu Zviri Shure”

    w12 3/15 p. 28 ndim. 14-15

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mutsamba Dzakanyorerwa VaGaratiya, VaEfeso, VaFiripi, Uye VaKorose

    w08 8/15 p. 28 ndim. 6

    Mibvunzo Inobva Kuvaravi

    w96 5/1 p. 31

    Pfuurirai Kunharidzano!

    w90 11/15 p. 25

VaFiripi 3:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Ti 4:8; VaH 12:1
  • +VaH 3:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Maziso Ako Ngaarambe Ari pamubayiro

    w09 3/15 p. 11

    Pfuurirai Kunharidzano!

    w90 11/15 p. 25

VaFiripi 3:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 14:20; VaH 5:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ratidza Mafungire aKristu

    w00 9/1 pp. 8-9

VaFiripi 3:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ramba Uchivandudza Manamatiro Ako

    lff chidzidzo 60

    Batsirwa Nezvawajaira Kuita

    w01 8/1 p. 21

    ‘Ramba Uchifamba Uri Pamwe naKristu’

    w98 6/1 p. 12 ndim. 11

    Ramba Uchifambira Mberi Mumudzimu!

    w98 10/1 pp. 28-29

    Ramba Uchifamba Nenzira Inofambira Mberi Mumuitiro Une Nhevedzano

    km 8/94 pp. 5-6 ndim. 4-21

    Ngoro Yokudenga yaJehovha Inofamba

    w91 3/15 pp. 12-13 ndim. 20-21

    Ndinogona Sei Kuvandudza Mamakisi Angu?

    yp-CA chits. 18

VaFiripi 3:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 4:16; 2VaT 3:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 50—VaFiripi

    si p. 225 ndim. 13

VaFiripi 3:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

VaFiripi 3:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 8:5; Jak 3:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ramba ‘Zvinhu Zvisingakoshi Uye Zvisina Zvazvinobatsira’

    w08 4/15 pp. 4-5

    Musava Vanzwi Vanokanganwa

    w01 6/15 p. 15 ndim. 12

    NdiMwari Upi Waunonamata?

    w90 12/1 pp. 4-5

VaFiripi 3:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 2:19
  • +Joh 18:36; VaE 2:6; VaK 3:1
  • +1VaK 1:7; 1VaT 1:10; Tit 2:13; VaH 9:28

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Itai Sevagari vomuUmambo hwaMwari!

    w12 8/15 p. 11 ndim. 1-2

VaFiripi 3:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 15:42, 49
  • +1VaK 15:27; VaH 2:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rumuko

    rs p. 313 ndim. 7

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

VaF. 3:12VaK 13:11; VaF 4:4; 1VaT 5:16
VaF. 3:2VaG 5:2
VaF. 3:3Jer 4:4; VaR 2:29; VaK 2:11
VaF. 3:3VaG 6:14; VaH 9:13, 14
VaF. 3:5Ge 17:12; Re 12:3
VaF. 3:52VaK 11:22
VaF. 3:5Mab 23:6; 26:4, 5
VaF. 3:6Mab 8:3; 9:1, 2; VaG 1:13
VaF. 3:7Mt 13:44
VaF. 3:9VaR 4:5
VaF. 3:9VaG 2:15, 16
VaF. 3:9VaR 3:20-22
VaF. 3:101VaK 15:22; 2VaK 13:4
VaF. 3:10VaR 8:17; 2VaK 4:10; VaK 1:24
VaF. 3:10VaR 6:5
VaF. 3:111VaT 4:16; Zva 20:6
VaF. 3:12Ru 13:24
VaF. 3:121Ti 6:12
VaF. 3:13Ru 9:62
VaF. 3:131VaK 9:24
VaF. 3:142Ti 4:8; VaH 12:1
VaF. 3:14VaH 3:1
VaF. 3:151VaK 14:20; VaH 5:14
VaF. 3:171VaK 4:16; 2VaT 3:9
VaF. 3:19VaR 8:5; Jak 3:15
VaF. 3:20VaE 2:19
VaF. 3:20Joh 18:36; VaE 2:6; VaK 3:1
VaF. 3:201VaK 1:7; 1VaT 1:10; Tit 2:13; VaH 9:28
VaF. 3:211VaK 15:42, 49
VaF. 3:211VaK 15:27; VaH 2:8
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
VaFiripi 3:1-21

Tsamba kuvaFiripi

3 Saka hama dzangu, rambai muchifara munaShe.+ Hazvindinetsi kukunyorerai zvinhu zvandakambokunyorerai, uye zvinotokuchengetedzai.

2 Chenjererai imbwa; chenjererai vaya vanokuvadzisa; chenjererai vaya vanocheka nyama.+ 3 Nekuti ndisu takanyatsochecheudzwa,+ isu vari kuita basa dzvene nemweya waMwari uye vanozvirumbidza muna Kristu Jesu,+ tisingavimbi nenyama. 4 Kana paine munhu ane zvikonzero zvekuvimba nenyama, chokwadi ndini.

Kana mumwe munhu achifunga kuti ane zvikonzero zvekuvimba nenyama, ini ndinotomupfuura: 5 ndakachecheudzwa pazuva rechi8,+ ndiri werudzi rwaIsraeri, wedzinza raBhenjamini, muHebheru akaberekwa nevaHebheru;+ panyaya yemutemo, ndiri muFarisi;+ 6 panyaya yekushingaira, ndaitambudza ungano;+ panyaya yekururama kunobva pamutemo, ndaiva munhu asina chaanopomerwa. 7 Asi zvinhu zvandaiona sepfuma, ndakazozviona sekurasikirwa* nekuda kwaKristu.+ 8 Uyewo ndinoona zvinhu zvese sekurasikirwa kana ndichienzanisa neruzivo rwaKristu Jesu Ishe wangu rune ukoshi hwepamusorosoro. Ndakabvuma kurasikirwa nezvinhu zvese nekuda kwake uye ndinozviona semarara, kuti ndiwane Kristu 9 uye kuti ndiwanikwe ndiri pamwe naye, kwete pamusana pekururama kunobva pakutevedzera Mutemo, asi kururama kunovapo kuburikidza nekutenda+ muna Kristu,+ kururama kunobva kuna Mwari kwakavakirwa pakutenda.+ 10 Chinangwa changu ndechekuti ndimuzive nesimba rekumuka kwake+ uye kuti nditambure pamwe naye,+ ndichibvuma rufu rwakafanana nerwake,+ 11 kuti ndione kana zvichiita kuwana mukana wekumutswa kuvakafa parumuko rwekutanga.+

12 Hakusi kuti ndatouwana kana kuti ndatoitwa munhu akakwana, asi ndiri kuvavarira+ kuti ndione kana ndingakwanisa kubatawo chacho chakaita kuti Kristu Jesu andisarudze.+ 13 Hama, handioni sendatoubata; asi chinhu chimwe chete chandiine chokwadi nacho ndechekuti: Ndinokanganwa zvinhu zviri shure,+ ndosveerera zvinhu zviri mberi,+ 14 ndichivavarira kuti ndiwane mubayiro+ wekudanwa kumusoro+ naMwari achishandisa Kristu Jesu. 15 Saka isu tese tine kutenda kwakasimba+ ngativei nemafungiro akadai, uye kana muine mamwe mafungiro akasiyana neaya pane dzimwewo nyaya, Mwari achakuratidzai mafungiro ari pamusoro apa. 16 Asi kusvikira patasvika tichienda mberi, ngatirambei tichifamba zvakanaka nenzira iyi.

17 Hama, ivai vatevedzeri vangu makabatana,+ uye rambai makatarisa vaya vari kufamba maererano nemuenzaniso watakakuratidzai. 18 Nekuti kune vakawanda vari kufamba sevavengi vedanda rekutambudzirwa* raKristu. Ndaigara ndichitaura nezvavo kakawanda, asi iye zvino ndava kutaura nezvavo ndichichema. 19 Kuguma kwavo kuparadzwa, mwari wavo idumbu ravo, kukudzwa kwavo kunotova kunyara kwavo, uye pfungwa dzavo dziri pazvinhu zvenyika.+ 20 Asi isu tiri vagari+ vekudenga,+ uye takamirira nemwoyo wese muponesi anobva ikoko, Ishe Jesu Kristu,+ 21 uyo achachinja muviri wedu usina simba kuti ufanane nemuviri wake unokudzwa+ kuburikidza nesimba rake guru iro rinoita kuti akwanise kuisa zvinhu zvese pasi pake.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe