RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 VaKorinde 9
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 VaKorinde

      • Muenzaniso waPauro semuapostora (1-27)

        • “Usasunga muromo wenzombe” (9)

        • ‘Ndine nhamo kana ndikasaparidza!’ (16)

        • Kuva zvinhu zvese kuvanhu vese (19-23)

        • Kuzvidzora pakumhanya munhangemutange yeupenyu (24-27)

1 VaKorinde 9:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 9:3-5; 1VaK 15:7, 8

1 VaKorinde 9:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “chidhindo.”

1 VaKorinde 9:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Anonziwo Petro.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 19:11
  • +Mt 13:55; VaG 1:19
  • +Joh 1:42

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Baba Uye Mukuru—Kuita Mabasa Acho Ose Ari Maviri

    w96 10/15 p. 20 ndim. 2

1 VaKorinde 9:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 13:2

1 VaKorinde 9:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 20:6; Zvi 27:18

1 VaKorinde 9:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiGir., “wemukono wemombe.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 25:4; 1Ti 5:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tariro Ine Simba Rinochengetedza

    w05 3/1 pp. 30-31

1 VaKorinde 9:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tariro Ine Simba Rinochengetedza

    w05 3/1 pp. 30-31

1 VaKorinde 9:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 15:26, 27; VaG 6:6; VaF 4:15-17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Muedzo Wouchokwadi Hworudo Rwedu”

    w89 12/1 p. 27

1 VaKorinde 9:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 18:3; 20:34; 2VaT 3:7, 8
  • +2VaK 6:3; 11:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Muedzo Wouchokwadi Hworudo Rwedu”

    w89 12/1 pp. 25-27

1 VaKorinde 9:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 6:14, 16; Nu 18:30, 31; Dhe 18:1

1 VaKorinde 9:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 10:9, 10; Ru 10:7, 8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 46—1 VaKorinte

    si p. 213 ndim. 24

    “Muedzo Wouchokwadi Hworudo Rwedu”

    w89 12/1 p. 27

1 VaKorinde 9:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 18:3; 20:34; 1VaK 4:11, 12; 2VaT 3:8
  • +2VaK 11:8-10

1 VaKorinde 9:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 3:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Basa Rokuzvipira Rinobatsira Zvechigarire

    g01 8/8 p. 21

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 46—1 VaKorinte

    si p. 212 ndim. 15

    Jehovha Ngaafarire Kuzvidavirira Kwako

    w96 9/15 pp. 17-18 ndim. 8-9

1 VaKorinde 9:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaG 2:7; VaE 3:1, 2; VaK 1:25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ucharatidza Sei Kuti Unotenda Rudzikinuro?

    w26.01 pp. 23-24 ndim. 11-12

    ‘Ramba Uchitevera’ Jesu Pashure Pekubhabhatidzwa

    w24.03 pp. 11-12 ndim. 12-13

1 VaKorinde 9:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kodzero dzangu.”

1 VaKorinde 9:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha Ane Hanya Nevanozvininipisa

    w06 3/1 pp. 30-31

1 VaKorinde 9:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 16:3; 18:18
  • +Mab 21:24, 26

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ita Zvinhu Zvose Nokuda Kwamashoko Akanaka

    w89 11/15 p. 11 ndim. 3-4

1 VaKorinde 9:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 13:34; VaG 6:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mutemo waKristu

    w96 9/1 pp. 14-19

    Krisimisi—Inzira Yokugamuchira Nayo Jesu Here?

    w91 12/15 p. 6

    Ita Zvinhu Zvose Nokuda Kwamashoko Akanaka

    w89 11/15 pp. 11-12 ndim. 6-7

1 VaKorinde 9:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 14:1; 15:1; 2VaK 11:29

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuva Vashumiri Vanofambira Mberi Uye Vanochinja-chinja

    w05 12/1 pp. 27-31

    Ita Zvinhu Zvose Nokuda Kwamashoko Akanaka

    w89 11/15 p. 12 ndim. 9

1 VaKorinde 9:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 19:26; 1VaT 2:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ita Zvinhu Zvose Nokuda Kwamashoko Akanaka

    w89 11/15 pp. 10-14

1 VaKorinde 9:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 10:22; VaF 3:14; 2Ti 4:7, 8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Ramba Uchitaura Uye Usaramba Wakanyarara”

    bt chits. 19

    Mhanya Nhangemutange Nokutsungirira

    w11 9/15 p. 16 ndim. 2-4

    “Mhanyai . . . Kuti Muuwane”

    w11 9/15 p. 24 ndim. 15-16

    Mitambo Yekare uye Kukosha Kwokukunda

    w04 5/1 p. 29

    Unogona Kutsungirira Kusvikira Kumugumo

    w99 10/1 p. 18 ndim. 5

    Uri Kumhanya Sei Munhangemutange Youpenyu?

    w92 8/1 pp. 13-15

    “Itai Zvinhu Zvose Nokuda Kwembiri yaMwari”

    w90 9/15 p. 25

1 VaKorinde 9:25

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Mumhanyi wese.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Ti 2:5
  • +Jak 1:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Ramba Uchitaura Uye Usaramba Wakanyarara”

    bt chits. 19

    Mitambo Yekare uye Kukosha Kwokukunda

    w04 5/1 pp. 29-30

    Kuti Uwane Mubayiro, Zvidzore!

    w03 10/15 pp. 18-21

    “Urambe Uchizvirovedza”

    w02 10/1 p. 30

    ‘Mhanyai Saizvozvo’

    w01 1/1 pp. 30-31

    Unogona Kutsungirira Kusvikira Kumugumo

    w99 10/1 pp. 18-21 ndim. 5-17

    Uri Kumhanya Sei Munhangemutange Youpenyu?

    w92 8/1 pp. 15-17

    “Itai Zvinhu Zvose Nokuda Kwembiri yaMwari”

    w90 9/15 p. 25

1 VaKorinde 9:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaG 2:2; VaF 2:16; VaH 12:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ramba Uchirwira Kukomborerwa naJehovha

    w16.09 p. 9 ndim. 3

    Kanda Zvibhakera Zvako Nokuchenjera

    km 1/12 p. 1

    “Urambe Uchizvirovedza”

    w02 10/1 p. 31

    Wakabatikana Mumabasa Akafa Here Kana Kuti Mubasa raJehovha?

    w92 7/1 pp. 28-29

    Uri Kumhanya Sei Munhangemutange Youpenyu?

    w92 8/1 pp. 17-18

    “Itai Zvinhu Zvose Nokuda Kwembiri yaMwari”

    w90 9/15 p. 25

1 VaKorinde 9:27

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “ndinoranga.”

  • *

    Kana kuti “asingafarirwi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 8:13; VaK 3:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Unogona Kuzadzisa Zvinangwa Zvako Pakushumira Jehovha

    w23.05 p. 29 ndim. 9

    Batsirwa Uye Batsira Vamwe neShoko raMwari

    w13 4/15 p. 14 ndim. 10

    Uri Kumhanya Sei Munhangemutange Youpenyu?

    w92 8/1 p. 18 ndim. 19

    “Itai Zvinhu Zvose Nokuda Kwembiri yaMwari”

    w90 9/15 p. 25

    Tinogona Sei Kugamuchira Rudo rwaMwari Nenzira Isina Udyire?

    w90 12/1 p. 17 ndim. 8

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 VaK. 9:1Mab 9:3-5; 1VaK 15:7, 8
1 VaK. 9:5Mt 19:11
1 VaK. 9:5Mt 13:55; VaG 1:19
1 VaK. 9:5Joh 1:42
1 VaK. 9:6Mab 13:2
1 VaK. 9:7Dhe 20:6; Zvi 27:18
1 VaK. 9:9Dhe 25:4; 1Ti 5:18
1 VaK. 9:11VaR 15:26, 27; VaG 6:6; VaF 4:15-17
1 VaK. 9:12Mab 18:3; 20:34; 2VaT 3:7, 8
1 VaK. 9:122VaK 6:3; 11:7
1 VaK. 9:13Re 6:14, 16; Nu 18:30, 31; Dhe 18:1
1 VaK. 9:14Mt 10:9, 10; Ru 10:7, 8
1 VaK. 9:15Mab 18:3; 20:34; 1VaK 4:11, 12; 2VaT 3:8
1 VaK. 9:152VaK 11:8-10
1 VaK. 9:16Eze 3:18
1 VaK. 9:17VaG 2:7; VaE 3:1, 2; VaK 1:25
1 VaK. 9:20Mab 16:3; 18:18
1 VaK. 9:20Mab 21:24, 26
1 VaK. 9:21Joh 13:34; VaG 6:2
1 VaK. 9:22VaR 14:1; 15:1; 2VaK 11:29
1 VaK. 9:23Mab 19:26; 1VaT 2:8
1 VaK. 9:24Mt 10:22; VaF 3:14; 2Ti 4:7, 8
1 VaK. 9:252Ti 2:5
1 VaK. 9:25Jak 1:12
1 VaK. 9:26VaG 2:2; VaF 2:16; VaH 12:1
1 VaK. 9:27VaR 8:13; VaK 3:5
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 VaKorinde 9:1-27

Tsamba Yekutanga kuvaKorinde

9 Handina kusununguka here? Handisi muapostora here? Handina kuona Jesu Ishe wedu here?+ Ko imi hamusi basa rangu munaShe here? 2 Kunyange kana ndisiri muapostora kune vamwe, kwamuri zvechokwadi ndiri muapostora! Nekuti imi ndimi chisimbiso* chinosimbisa kuva kwangu muapostora munaShe.

3 Mashoko angu ekuzvipupurira kune vaya vanondiongorora ndeaya: 4 Hatina kodzero yekudya nekunwa here? 5 Hatinawo kodzero yekufamba nemudzimai anotenda here,+ sezvinoita vamwe vaapostora vese nevanin’ina vaShe+ naKefasi?*+ 6 Kana kuti ini naBhanabhasi+ ndisu chete tisinawo kodzero yekurega kuita basa rekuzviriritira here? 7 Pane murwi angashanda asingabhadharwi here? Pane angadyara munda wemizambiringa orega kuzodya mazambiringa acho here?+ Kana kuti pane angafudza zvipfuwo orega kunwawo mukaka wacho here?

8 Ndiri kutaura zvandiri kungofungawo semunhu here? Mutemo hautauriwo izvozvo here? 9 Nekuti Mutemo waMozisi unoti: “Usasunga muromo wenzombe* painenge ichipura zviyo.”+ Ko Mwari ari kuva nehanya nenzombe here? 10 Hakusi kuti ari kutozvitaurira isu here? Zvakatonyorerwa isu, nekuti munhu anorima uye munhu anopura anofanira kudaro aine tariro yekuzowanawo mugove wake.

11 Kana takadyara zvinhu zvemweya pakati penyu, pane chakaipa here kana tikazokohwa zvinhu zvinotitsigira pakurarama kubva kwamuri?+ 12 Kana vamwe vanhu vaine kodzero iyi pamuri, ko isu hatina kodzero inotopfuura yavo here? Kunyange zvakadaro, hatina kushandisa kodzero iyi,+ asi tiri kutsungirira zvinhu zvese, kuti tisambokanganisa mashoko akanaka pamusoro paKristu.+ 13 Hamuzivi here kuti vanhu vanoita mabasa matsvene vanodya zvinhu zvepatemberi, uye vaya vanogara vachishumira paatari vanodyawo zviri paatari?+ 14 Saka Ishe akarayirawo vaya vanozivisa mashoko akanaka kuti vararame nemashoko akanaka.+

15 Asi zvese izvi handina kumbozvishandisa.+ Hakusi kuti ndiri kunyora zvinhu izvi kuti ndizviitirwe, nekuti zviri nani kuti ndife pane kuti—hapana munhu anogona kumboramba zvandiri kuzvirumbidza nazvo!+ 16 Saka kana ndiri kuzivisa mashoko akanaka, hachisi chikonzero chekuti ndizvirumbidze, nekuti ndinofanira kuzviita. Chokwadi ndechekuti ndine nhamo kana ndikasazivisa mashoko akanaka!+ 17 Kana ndichiita izvi ndichida, ndine mubayiro; asi kunyange kana ndikazviita ndisingadi, ndine utariri hwandakapiwa.+ 18 Saka mubayiro wangu ndewei? Kuti pandinozivisa mashoko akanaka, ndizivise mashoko akanaka ndisingabhadharisi, kuti ndisashandisa simba rangu* zvisiri izvo pakuzivisa mashoko akanaka.

19 Kunyange zvazvo ndakasununguka kuvanhu vese, ndakazviita muranda wevanhu vese, kuti ndiwane vanhu vakawanda. 20 KuvaJudha ndakava semuJudha, kuti ndiwane vaJudha;+ kune vaya vari pasi pemutemo ndakava semunhu ari pasi pemutemo, kunyange zvazvo ini ndisiri pasi pemutemo, kuti ndiwane vaya vari pasi pemutemo.+ 21 Kune vaya vasina mutemo ndakava semunhu asina mutemo, kunyange zvazvo ndisiri munhu asina mutemo kuna Mwari asi ari pasi pemutemo kuna Kristu,+ kuti ndiwane vaya vasina mutemo. 22 Kune vasina simba ndakava munhu asina simba,+ kuti ndiwane vasina simba. Ndakava zvinhu zvese kuvanhu vakasiyana-siyana, kuti ndiponese vamwe nenzira dzese dzandaikwanisa. 23 Asi ndinoita zvinhu zvese nekuda kwemashoko akanaka, kuti ndiazivise vamwe.+

24 Hamuzivi here kuti vanomhanya munhangemutange vanomhanya vese, asi mumwe chete ndiye anowana mubayiro? Mhanyai zvinoita kuti muuwane.+ 25 Munhu wese anopinda mumakwikwi* anozvidzora muzvinhu zvese. Zvino ivo vanozviitira kuti vawane korona inoparara,+ asi isu isingaparari.+ 26 Saka mamhanyiro andiri kuita haasi emunhu asina chinangwa;+ makandiro andiri kuita zvibhakera ndeekuti ndisarova mhepo; 27 asi ndinorwadzisa* muviri wangu+ ndichiuita semuranda, kuti pashure pekunge ndaparidzira vamwe, ini wacho ndirege kuzova asingakodzeri.*

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe