RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvakazarurwa 1
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raZvakazarurwa

      • Zvakazarurwa naMwari, zvaakazivisa achishandisa Jesu (1-3)

      • Kukwazisa ungano nomwe (4-8)

        • “Ndini Arufa naOmega” (8)

      • Johani anofemerwa ova muzuva raShe (9-11)

      • Kuratidzwa Jesu akudzwa (12-20)

Zvakazarurwa 1:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 2:28
  • +Amo 3:7; Zva 7:3, 4
  • +Mt 10:2; Mk 1:19; Joh 21:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Akaratidza Ushingi Panguva Dzakaoma

    wcg chits. 54

    Bhuku raZvakazarurwa Ringakubatsira Sei Mazuva Ano?

    w22.05 p. 2 ndim. 1-2

    Bhuku raZvakazarurwa​—Rinotaura Nezvei?

    ijwbq nyaya 72 ndim. 13

    Zvinhu Zvinofanira Kukurumidza Kuitika

    re chits. 3 ndim. 2-7

    Chiuru Chemakore Chechitatu Chinovamba Rini?

    w99 11/1 p. 6

    Ivai Varavi Vanofara Vebhuku Razvakazarurwa

    w99 12/1 pp. 15-19 ndim. 3-17

Zvakazarurwa 1:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvinhu Zvinofanira Kukurumidza Kuitika

    re chits. 3

Zvakazarurwa 1:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 1:2; Ru 11:28; Joh 13:17; Jak 1:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raZvakazarurwa—I

    w09 1/15 p. 31 ndim. 4

    Zvakazarurwa—Mugumo Wazvo Unofadza!

    re chits. 1 ndim. 1-2

    Zvinhu Zvinofanira Kukurumidza Kuitika

    re chits. 3 ndim. 9-11

    Ivai Varavi Vanofara Vebhuku Razvakazarurwa

    w99 12/1 pp. 14-19

Zvakazarurwa 1:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 1:11
  • +Zva 1:8; 4:8; 11:17
  • +Zva 4:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raZvakazarurwa—I

    w09 1/15 p. 30 ndim. 5

    Jesu Anouya Nekurudziro

    re chits. 4 ndim. 1-3

Zvakazarurwa 1:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 3:14
  • +VaK 1:18
  • +Pis 89:27; 1Ti 6:15; Zva 19:16
  • +Joh 15:9
  • +VaH 9:14; 1Pe 1:18, 19; 1Jo 1:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jesu Anouya Nekurudziro

    re chits. 4 ndim. 1-5

    “Mashoko Anofadza” Ari muApocalypse

    w99 12/1 p. 10 ndim. 4

    Jesu Kristu, Chapupu Chakatendeka

    jv chits. 2

Zvakazarurwa 1:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 19:6; Ru 22:28-30
  • +1Pe 2:5; Zva 5:9, 10; 20:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jesu Anouya Nekurudziro

    re chits. 4 ndim. 5

Zvakazarurwa 1:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 26:64; Mk 13:26
  • +Mt 24:30

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuuya kwaKristu Kunorevei?

    ijwbq nyaya 97 ndim. 8-9

    Kudzoka kwaKristu

    rs pp. 112-113

    Tinofanira Kutya Kuuya kwaKristu Here?

    w07 3/15 p. 3

    Zvichaitwa Nokuuya kwaKristu

    w07 3/15 p. 5

    Jesu Anouya Nekurudziro

    re chits. 4

    Kununurwa Pakuratidzwa kwaJesu Kristu

    w93 5/1 pp. 22-23 ndim. 6-7

    Kuvapo kwaMesia Nokutonga Kwake

    w92 10/1 pp. 14-19

    Mazuva Okupedzisira—Nguva Yokucheka

    w88 1/1 p. 18 ndim. 20

Zvakazarurwa 1:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “A naZ.” Arufa ndiro bhii rekutanga uye Omega ndiro rekupedzisira pamabhii emutauro wechiGiriki.

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 48:12; Zva 21:6; 22:13
  • +Eks 6:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tsanangudzo Yemashoko emuBhaibheri

    nwt p. 1949

    Ndiani Anonzi “Arufa naOmega”?

    ijwbq nyaya 142

    Mwari Ane Mazita Mangani?

    ijwbq nyaya 125

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raZvakazarurwa—I

    w09 1/15 p. 30 ndim. 6

    Jesu Anouya Nekurudziro

    re chits. 4 ndim. 9

    “Mashoko Anofadza” Ari muApocalypse

    w99 12/1 p. 10 ndim. 4

Zvakazarurwa 1:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 24:9
  • +Ru 12:32
  • +Mt 10:22; 2Ti 2:12
  • +VaR 8:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jesu Anouya Nekurudziro

    re chits. 4 ndim. 10

    Ivai Varavi Vanofara Vebhuku Razvakazarurwa

    w99 12/1 pp. 14-15 ndim. 1-2

Zvakazarurwa 1:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Akaratidza Ushingi Panguva Dzakaoma

    wcg chits. 54

    Bhuku raZvakazarurwa Ringakubatsira Sei Mazuva Ano?

    w22.05 p. 2 ndim. 3

    Kristu Ari Kuruoko rwaMwari Rwerudyi

    jy chits. 138

    Johane Anoona Jesu Akapiwa Mbiri

    re chits. 5 ndim. 1-5

    Kristu Anotaura Neungano

    w03 5/15 p. 10 ndim. 2

    Kupukunyuka ‘Zuva raJehovha’

    w97 12/15 p. 11 ndim. 2

    “Zuva raShe”

    w91 4/15 pp. 26-27

Zvakazarurwa 1:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 1:1; Zva 2:1
  • +Zva 2:8
  • +Zva 2:12
  • +Zva 2:18
  • +Zva 3:1
  • +Zva 3:7
  • +Zva 3:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ndiani Anonzi “Arufa naOmega”?

    ijwbq nyaya 142

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raZvakazarurwa—I

    w09 1/15 p. 30 ndim. 5

    Utatu

    rs p. 372 ndim. 3-4

    ChiKristu Chinopinda muAsia Minor

    w07 8/15 pp. 8-11

    Johane Anoona Jesu Akapiwa Mbiri

    re chits. 5

    ChiKristu Chinopararira Kune Dzimwe Nyika

    gl pp. 32-33

    Bhaibheri—Bhuku Redu Guru Rinofundwa

    sg chidzidzo 3 ndim. 6

Zvakazarurwa 1:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 1:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Johane Anoona Jesu Akapiwa Mbiri

    re chits. 5 ndim. 9

    Kuzarura Chakavanzika Chinoyera

    re chits. 6

Zvakazarurwa 1:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 7:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Johane Anoona Jesu Akapiwa Mbiri

    re chits. 5 ndim. 9

Zvakazarurwa 1:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 19:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jesu Aitaridzika Sei?

    ijwbq nyaya 126 ndim. 7-9

    Johane Anoona Jesu Akapiwa Mbiri

    re chits. 5 ndim. 10

Zvakazarurwa 1:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 2:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jesu Aitaridzika Sei?

    ijwbq nyaya 126 ndim. 7-9

    Johane Anoona Jesu Akapiwa Mbiri

    re chits. 5 ndim. 10-11

Zvakazarurwa 1:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 1:20
  • +Isa 49:2
  • +Mt 17:1, 2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Unoratidza Mafungiro Akaita Sei?

    w12 10/15 p. 13 ndim. 8

    Johane Anoona Jesu Akapiwa Mbiri

    re chits. 5 ndim. 12-13

    Kuzarura Chakavanzika Chinoyera

    re chits. 6

Zvakazarurwa 1:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 26:23; VaK 1:18; Zva 1:5
  • +Zva 2:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ndiani Anonzi “Arufa naOmega”?

    ijwbq nyaya 142 ndim. 5

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raZvakazarurwa—I

    w09 1/15 p. 30 ndim. 6

    Johane Anoona Jesu Akapiwa Mbiri

    re chits. 5 ndim. 12-13

    Kuzarura Chakavanzika Chinoyera

    re chits. 6 ndim. 2-3

Zvakazarurwa 1:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Hadhesi.” Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 15:45
  • +1Pe 3:18
  • +VaR 6:9; 1Ti 6:16
  • +Mt 16:18; Joh 6:54; 11:25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuzarura Chakavanzika Chinoyera

    re chits. 6 ndim. 2-3

    Simba Retariro Yorumuko

    wt chits. 9

Zvakazarurwa 1:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Johane Anoona Jesu Akapiwa Mbiri

    re chits. 5 ndim. 6

Zvakazarurwa 1:20

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 5:16; VaF 2:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Ndinoziva Mabasa Ako”

    mwb19.11 p. 5

    Unoratidza Mafungiro Akaita Sei?

    w12 10/15 p. 13 ndim. 8

    Zviri Kuitwa Nomutungamiriri Wedu Nhasi

    w10 9/15 p. 27 ndim. 10

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raZvakazarurwa—I

    w09 1/15 p. 30 ndim. 5

    Kuzviisa Pasi Pevafudzi Vane Rudo Tichizvininipisa

    w07 4/1 p. 27 ndim. 6

    Kuzarura Chakavanzika Chinoyera

    re chits. 6

    Madambudziko aJehovha pachiKristudhomu

    re chits. 21

    Kristu Anotaura Neungano

    w03 5/15 pp. 10-11 ndim. 3-4

    Kristu Anotungamirira Ungano Yake

    w02 3/15 pp. 13-18

    “Mukudze Vakadai”

    w88 10/1 p. 17 ndim. 11-12

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvak. 1:1Dha 2:28
Zvak. 1:1Amo 3:7; Zva 7:3, 4
Zvak. 1:1Mt 10:2; Mk 1:19; Joh 21:20
Zvak. 1:3Pis 1:2; Ru 11:28; Joh 13:17; Jak 1:22
Zvak. 1:4Zva 1:11
Zvak. 1:4Zva 1:8; 4:8; 11:17
Zvak. 1:4Zva 4:5
Zvak. 1:5Joh 15:9
Zvak. 1:5VaH 9:14; 1Pe 1:18, 19; 1Jo 1:7
Zvak. 1:5Zva 3:14
Zvak. 1:5VaK 1:18
Zvak. 1:5Pis 89:27; 1Ti 6:15; Zva 19:16
Zvak. 1:6Eks 19:6; Ru 22:28-30
Zvak. 1:61Pe 2:5; Zva 5:9, 10; 20:6
Zvak. 1:7Mt 26:64; Mk 13:26
Zvak. 1:7Mt 24:30
Zvak. 1:8Isa 48:12; Zva 21:6; 22:13
Zvak. 1:8Eks 6:3
Zvak. 1:9Mt 24:9
Zvak. 1:9Ru 12:32
Zvak. 1:9Mt 10:22; 2Ti 2:12
Zvak. 1:9VaR 8:17
Zvak. 1:11VaE 1:1; Zva 2:1
Zvak. 1:11Zva 2:8
Zvak. 1:11Zva 2:12
Zvak. 1:11Zva 2:18
Zvak. 1:11Zva 3:1
Zvak. 1:11Zva 3:7
Zvak. 1:11Zva 3:14
Zvak. 1:12Zva 1:20
Zvak. 1:13Dha 7:13
Zvak. 1:14Zva 19:12
Zvak. 1:15Zva 2:18
Zvak. 1:16Zva 1:20
Zvak. 1:16Isa 49:2
Zvak. 1:16Mt 17:1, 2
Zvak. 1:17Mab 26:23; VaK 1:18; Zva 1:5
Zvak. 1:17Zva 2:8
Zvak. 1:181VaK 15:45
Zvak. 1:181Pe 3:18
Zvak. 1:18VaR 6:9; 1Ti 6:16
Zvak. 1:18Mt 16:18; Joh 6:54; 11:25
Zvak. 1:20Mt 5:16; VaF 2:15
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zvakazarurwa 1:1-20

Bhuku raZvakazarurwa

1 Zvakazarurwa naJesu Kristu, zvaakapiwa naMwari,+ kuti aratidze varanda vake+ zvinhu zvinofanira kukurumidza kuitika. Akatuma ngirozi yake, ikazvipa muranda wake Johani ichiita zvekumuratidza,+ 2 uyo akapupura shoko rakabva kuna Mwari neuchapupu hwakapiwa naJesu Kristu, izvo zvinhu zvese zvaakaona. 3 Anofara uyo anoverenga zvinonzwika nevaya vanonzwa mashoko euprofita uhwu uye vanoita zvinhu zvakanyorwa mahuri,+ nekuti nguva yakasarudzwa yava pedyo.

4 Ini Johani, ndiri kunyorera ungano nomwe+ dziri munharaunda yeEzhiya ndichiti:

Ivai nenyasha nerugare zvinobva kuna “Iye aripo, uye aivapo uye ari kuuya,”+ uye zvinobva kumweya minomwe+ iri pamberi pechigaro chake cheumambo, 5 uye zvinobva kuna Jesu Kristu, “Chapupu Chakatendeka,”+ “Dangwe kubva kuvakafa,”+ uye “Mutongi wemadzimambo enyika.”+

Kuna iye anotida+ uye akatisunungura pazvivi zvedu achishandisa ropa rake,+ 6 iye akaita kuti tive umambo+ nevapristi+ kuna Mwari wake uye Baba vake, chokwadi kwaari ngakuve nekukudzwa nesimba nekusingaperi. Ameni.

7 Onai! Ari kuuya nemakore,+ uye maziso ese achamuona, nevaya vakamubaya; uye madzinza ese epanyika achazvirova achishungurudzika nekuda kwake.+ Ichi ichokwadi. Ameni.

8 “Ndini Arufa naOmega,”*+ anodaro Jehovha* Mwari, “Iye aripo, uye aivapo uye ari kuuya, Wemasimbaose.”+

9 Ini Johani, hama yenyu inotambudzika pamwe chete nemi,+ uye inogoverana nemi muumambo+ nepakutsungirira+ pamwe chete naJesu,+ ndaiva pachitsuwa chinonzi Patmosi nemhaka yekutaura nezvaMwari uye kupupura nezvaJesu. 10 Ndakafemerwa ndikava muzuva raShe uye ndakanzwa inzwi rakasimba shure kwangu raiita sebhosvo, 11 richiti: “Nyora mugwaro* zvaunoona uzvitumire kuungano nomwe: yemuEfeso,+ yemuSimina,+ yemuPegamo,+ yemuTiyatira,+ yemuSadhisi,+ yemuFiradhefiya,+ uye yemuRaodhikiya.”+

12 Ndakatendeuka kuti ndione aitaura neni; pandakatendeuka, ndakaona zvigadziko zvemarambi zvegoridhe zvinomwe,+ 13 uye pakati pezvigadziko zvacho paiva neakanga akaita semwanakomana wemunhu,+ ainge akapfeka nguo yaisvika kutsoka, akasunga bhandi regoridhe pachipfuva. 14 Uyewo musoro wake nebvudzi rake zvakanga zvakachena semvere dzemakwai, zvakachena sechando, uye maziso ake akanga akaita serimi remoto,+ 15 tsoka dzake dzakanga dzakaita semhangura yakanaka+ inenge ichipenya muchoto, uye inzwi rake raiita semvura zhinji iri kutinhira. 16 Aiva nenyeredzi nomwe muruoko rwake rwerudyi,+ uye mukanwa make makabuda bakatwa refu rakapinza, rinocheka nekwese,+ uye chiso chake chakanga chakaita sezuva parinenge richipenya kusvika pekupedzisira.+ 17 Pandakamuona, ndakawira patsoka dzake semunhu afa.

Akabva andibata neruoko rwake rwerudyi akati: “Usatya. Ndini Wekutanga+ neWekupedzisira,+ 18 uye mupenyu;+ ndakambofa,+ asi iye zvino ndiri mupenyu uye ndicharamba ndiri mupenyu nariini nariini,+ uye ndine kiyi dzerufu neGuva.*+ 19 Saka nyora zvinhu zvawaona, uye zvinhu zviripo, nezvinhu zvichaitika pashure peizvi. 20 Kana chiri chakavanzika chitsvene* chenyeredzi nomwe dzawaona muruoko rwangu rwerudyi, nechezvigadziko zvemarambi zvegoridhe zvinomwe: Nyeredzi nomwe ingirozi dzeungano nomwe, uye zvigadziko zvemarambi zvinomwe iungano nomwe.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe