RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvirevo 15
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raZvirevo

    • ZVIREVO ZVASOROMONI (10:1–24:34)

        • Mhinduro nyoro inodzora kutsamwa (1)

        • Maziso aJehovha ari pese pese (3)

        • Munyengetero wemunhu akarurama unofadza Mwari (8)

        • Zvirongwa zvinokundikana kana pasina kubvunzana (22)

        • Fungisisa usati wapindura (28)

Zvirevo 15:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 8:2, 3; 1Sa 25:32, 33; Zvi 25:15
  • +1Mad 12:14, 16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ungaita Sei Kuti Matauriro Ako Afadze Jehovha?

    lff chidzidzo 51

    Kuva Munhu Munyoro—Kunoratidza Uchenjeri

    w16.12 p. 30

    Ndakatanga ‘Kuyeuka Musiki Wangu Mukuru’ Makore Makumi Mapfumbamwe Akapfuura

    w09 7/15 p. 25

    “Ndiani Akachenjera uye Anonzwisisa Pakati Penyu?”

    w08 3/15 p. 22 ndim. 9

    “Munhu Anobvuma Kutsiurwa Ane Njere”

    w06 7/1 pp. 13-14

    Ndinofanira Kubata sei Nevanhu Vane Hasha?

    g01 12/8 pp. 16-17

    Nzwisiso Panhau

    w89 10/15 p. 29

Zvirevo 15:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 16:23; Isa 50:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Munhu Anobvuma Kutsiurwa Ane Njere”

    w06 7/1 p. 14

Zvirevo 15:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 16:9; Pis 11:4; VaH 4:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Unonzwisisa Here Kuti Nei Jehovha Achititarisa?

    w14 4/15 pp. 27-28 ndim. 2-3

    “Munhu Anobvuma Kutsiurwa Ane Njere”

    w06 7/1 p. 14

    Tsumo dzevaAkan Dzinoratidza Tsika Dzinotarisirwa Munzanga

    g03 4/8 p. 29

    Ramba Wakasimba Souri Kuona Uyo Asingaoneki!

    w01 6/15 p. 22 ndim. 18

    Unodisisa Kunangana Nezvokwadi Muupenyu Hwako Here?

    tp chits. 10 ndim. 8

Zvirevo 15:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “runoporesa.”

  • *

    ChiHeb., “kunoputsa mweya.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 12:18; 16:24; 17:27

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Taura ‘Zvakanaka, Zvinovaka’

    lvs chits. 12

    Taura ‘Zvakanaka Zvinovaka’

    lv chits. 12

    “Munhu Anobvuma Kutsiurwa Ane Njere”

    w06 7/1 p. 14

Zvirevo 15:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “richirangwa.”

  • *

    Kana kuti “kutsiurwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 2:22-25
  • +Pis 141:5; Zvi 13:1; VaH 12:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Munhu Anobvuma Kutsiurwa Ane Njere”

    w06 7/1 p. 14

    Betserai Wechiduku Wenyu Kubudirira

    fy chits. 6 ndim. 16

Zvirevo 15:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jak 5:3, 4

Zvirevo 15:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:30; Mt 10:27
  • +Mt 12:34, 35

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Munhu Anobvuma Kutsiurwa Ane Njere”

    w06 7/1 pp. 14-15

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raZvirevo

    w06 9/15 p. 19 ndim. 8

Zvirevo 15:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 1:11
  • +Jak 5:16; 1Pe 3:12; 1Jo 3:21, 22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Munhu Anobvuma Kutsiurwa Ane Njere”

    w06 7/1 p. 15

Zvirevo 15:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 146:9
  • +Isa 26:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Munhu Anobvuma Kutsiurwa Ane Njere”

    w06 7/1 p. 15

Zvirevo 15:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kurayirwa.”

  • *

    Kana kuti “sekwakaomarara.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 18:17, 18
  • +Re 26:21; Zvi 1:32

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Munhu Anobvuma Kutsiurwa Ane Njere”

    w06 7/1 p. 15

Zvirevo 15:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Sheori.” Ona Tsanangudzo Yemashoko.

  • *

    Kana kuti “neAbhadhoni.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 139:8
  • +Jer 17:10; VaH 4:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Munhu Anobvuma Kutsiurwa Ane Njere”

    w06 7/1 pp. 15-16

Zvirevo 15:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anomutsiura.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 9:7; Joh 3:20; 7:7
  • +2Mak 18:6, 7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Munhu Anobvuma Kutsiurwa Ane Njere”

    w06 7/1 p. 16

Zvirevo 15:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 12:25; 17:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Munhu Anobvuma Kutsiurwa Ane Njere”

    w06 7/1 p. 16

Zvirevo 15:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “unotevera.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 119:97; Mab 17:11
  • +Isa 30:9, 10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Munhu Anobvuma Kutsiurwa Ane Njere”

    w06 7/1 p. 16

Zvirevo 15:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “wakanaka.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 3:11
  • +Mab 16:23-25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ratidza Kuti Uri Munhu Anotenda

    w26.10 p. 7 ndim. 4-5

    Zvaungaita Kuti Ufare

    g16 nha. 1 p. 5

    “Munhu Anobvuma Kutsiurwa Ane Njere”

    w06 7/1 p. 16

    Bhaibheri Rinogona Kukubatsira Kuti Ufare

    w05 8/1 p. 6

Zvirevo 15:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “ichikuvhiringidza.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:16
  • +Zvi 15:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kutya Mwari—“Kurangwa Kunounza Uchenjeri”

    w06 8/1 p. 16

Zvirevo 15:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 133:1
  • +Zvi 17:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kutya Mwari—“Kurangwa Kunounza Uchenjeri”

    w06 8/1 p. 16

Zvirevo 15:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 10:12
  • +Ge 13:8, 9; 1Sa 25:23, 24; Zvi 25:15; Jak 1:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kutya Mwari—“Kurangwa Kunounza Uchenjeri”

    w06 8/1 pp. 16-17

Zvirevo 15:19

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “seheji yeminzwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 26:13-15
  • +Isa 30:21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kutya Mwari—“Kurangwa Kunounza Uchenjeri”

    w06 8/1 p. 17

Zvirevo 15:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 27:11
  • +Zvi 23:22; 30:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kutya Mwari—“Kurangwa Kunounza Uchenjeri”

    w06 8/1 p. 18

Zvirevo 15:21

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “njere.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 26:18, 19; Mup 7:4
  • +Zvi 10:23; VaE 5:15, 16; Jak 3:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kutya Mwari—“Kurangwa Kunounza Uchenjeri”

    w06 8/1 p. 18

    Rerekera Mwoyo Wako Kunzwisiso

    w97 3/15 pp. 14-15 ndim. 12-14

Zvirevo 15:22

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kurangana.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 20:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Unoshanda Nevamwe Zvakanaka Here?

    w21.12 p. 29

    Ndingaita Sei Zvisarudzo Zvakanaka?

    ijwbq nyaya 186 ndim. 8

    Bhaibheri Rinotii Nezvekuchengeta Vabereki Vakwegura?

    ijwbq nyaya 164 ndim. 14-16

    Muchagadzirisa Kusanzwisisana Moita Kuti Pave Nerugare Here?

    w17.06 p. 17

    Kutya Mwari—“Kurangwa Kunounza Uchenjeri”

    w06 8/1 p. 18

    Ratidza Rudo Uye Ruremekedzo Nokudzora Rurimi Rwako

    w06 9/15 pp. 23-24

    Roorano Inogona Kuponeswa Pashure Pokusavimbika Here?

    g97 4/8 p. 25

    Betserai Wechiduku Wenyu Kubudirira

    fy chits. 6 ndim. 4

    Pfekai Unyoro!

    w91 10/15 pp. 19-20

Zvirevo 15:23

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “paanopa mhinduro yemuromo wake.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 4:29
  • +1Sa 25:32, 33; Zvi 25:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kutya Mwari—“Kurangwa Kunounza Uchenjeri”

    w06 8/1 pp. 18-19

Zvirevo 15:24

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kuSheori.” Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 7:13, 14
  • +Zvi 8:35, 36

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kutya Mwari—“Kurangwa Kunounza Uchenjeri”

    w06 8/1 p. 19

Zvirevo 15:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 18:14
  • +Pis 146:9

Zvirevo 15:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 6:16, 18
  • +Pis 19:14

Zvirevo 15:27

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anonyadzisa imba yake.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 16:19; 1Sa 8:1, 3; Zvi 1:19
  • +Isa 33:15, 16

Zvirevo 15:28

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anongwarira mapinduriro ake; anofunga asati ataura.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 16:23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvaungaita Kuti Upe Vamwe Mazano Akanaka

    w25.07 pp. 9-10 ndim. 6-7

    Kuva Munhu Munyoro—Kunoratidza Uchenjeri

    w16.12 p. 31

    Kubatsira Voukama Kuti Vave Zvapupu

    w14 3/15 p. 5

    Unozorodza Vamwe Here?

    w07 11/15 p. 16

    Kutya Mwari—“Kurangwa Kunounza Uchenjeri”

    w06 8/1 p. 19

Zvirevo 15:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 34:15, 16; 138:6; 145:19; Joh 9:31

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kutya Mwari—“Kurangwa Kunounza Uchenjeri”

    w06 8/1 pp. 19-20

Zvirevo 15:30

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Kutariswa nemufaro kunoita.”

  • *

    ChiHeb., “anoita kuti mapfupa ave nemafuta.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 16:24; 25:25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kutya Mwari—“Kurangwa Kunounza Uchenjeri”

    w06 8/1 p. 20

Zvirevo 15:31

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 9:8; 19:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kutya Mwari—“Kurangwa Kunounza Uchenjeri”

    w06 8/1 p. 20

Zvirevo 15:32

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kurangwa.”

  • *

    Kana kuti “mweya wake.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 5:12, 14; VaH 12:25
  • +Zvi 13:18; Mt 7:24, 25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kutya Mwari—“Kurangwa Kunounza Uchenjeri”

    w06 8/1 p. 20

Zvirevo 15:33

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 111:10
  • +Zvi 18:12; Jak 4:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kutya Mwari—“Kurangwa Kunounza Uchenjeri”

    w06 8/1 p. 20

    “Kuzvininipisa Kunotangira Kukudzwa”

    w89 6/15 pp. 25-27

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvir. 15:1Vat 8:2, 3; 1Sa 25:32, 33; Zvi 25:15
Zvir. 15:11Mad 12:14, 16
Zvir. 15:2Zvi 16:23; Isa 50:4
Zvir. 15:32Mak 16:9; Pis 11:4; VaH 4:13
Zvir. 15:4Zvi 12:18; 16:24; 17:27
Zvir. 15:51Sa 2:22-25
Zvir. 15:5Pis 141:5; Zvi 13:1; VaH 12:11
Zvir. 15:6Jak 5:3, 4
Zvir. 15:7Pis 37:30; Mt 10:27
Zvir. 15:7Mt 12:34, 35
Zvir. 15:8Isa 1:11
Zvir. 15:8Jak 5:16; 1Pe 3:12; 1Jo 3:21, 22
Zvir. 15:9Pis 146:9
Zvir. 15:9Isa 26:7
Zvir. 15:101Mad 18:17, 18
Zvir. 15:10Re 26:21; Zvi 1:32
Zvir. 15:11Pis 139:8
Zvir. 15:11Jer 17:10; VaH 4:13
Zvir. 15:12Zvi 9:7; Joh 3:20; 7:7
Zvir. 15:122Mak 18:6, 7
Zvir. 15:13Zvi 12:25; 17:22
Zvir. 15:14Pis 119:97; Mab 17:11
Zvir. 15:14Isa 30:9, 10
Zvir. 15:15Job 3:11
Zvir. 15:15Mab 16:23-25
Zvir. 15:16Pis 37:16
Zvir. 15:16Zvi 15:17
Zvir. 15:17Pis 133:1
Zvir. 15:17Zvi 17:1
Zvir. 15:18Zvi 10:12
Zvir. 15:18Ge 13:8, 9; 1Sa 25:23, 24; Zvi 25:15; Jak 1:19
Zvir. 15:19Zvi 26:13-15
Zvir. 15:19Isa 30:21
Zvir. 15:20Zvi 27:11
Zvir. 15:20Zvi 23:22; 30:17
Zvir. 15:21Zvi 26:18, 19; Mup 7:4
Zvir. 15:21Zvi 10:23; VaE 5:15, 16; Jak 3:13
Zvir. 15:22Zvi 20:18
Zvir. 15:23VaE 4:29
Zvir. 15:231Sa 25:32, 33; Zvi 25:11
Zvir. 15:24Mt 7:13, 14
Zvir. 15:24Zvi 8:35, 36
Zvir. 15:25Ru 18:14
Zvir. 15:25Pis 146:9
Zvir. 15:26Zvi 6:16, 18
Zvir. 15:26Pis 19:14
Zvir. 15:27Dhe 16:19; 1Sa 8:1, 3; Zvi 1:19
Zvir. 15:27Isa 33:15, 16
Zvir. 15:28Zvi 16:23
Zvir. 15:29Pis 34:15, 16; 138:6; 145:19; Joh 9:31
Zvir. 15:30Zvi 16:24; 25:25
Zvir. 15:31Zvi 9:8; 19:20
Zvir. 15:32Zvi 5:12, 14; VaH 12:25
Zvir. 15:32Zvi 13:18; Mt 7:24, 25
Zvir. 15:33Pis 111:10
Zvir. 15:33Zvi 18:12; Jak 4:10
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zvirevo 15:1-33

Zvirevo

15 Mhinduro nyoro inodzora kutsamwa,+

Asi shoko rinorwadza rinomutsa hasha.+

 2 Rurimi rweakachenjera runoshandisa ruzivo zvakanaka,+

Asi muromo webenzi unongorutsa upenzi.

 3 Maziso aJehovha ari pese pese,

Achitarisa vakaipa nevakanaka.+

 4 Rurimi rwakadzikama* muti weupenyu,+

Asi kutaura kusina kururama kunoodza mwoyo.*

 5 Benzi hariremekedzi baba varo kana richirayirwa,*+

Asi munhu ane njere anobvuma kururamiswa.*+

 6 Mumba memunhu akarurama makazara nepfuma,

Asi zvibereko zvemunhu akaipa zvinomuunzira dambudziko.+

 7 Muromo wemunhu akachenjera unoparadzira ruzivo,+

Asi mwoyo webenzi haudaro.+

 8 Chibayiro chevakaipa chinosemesa Jehovha,+

Asi munyengetero wemunhu akarurama unomufadza.+

 9 Jehovha anosema nzira yemunhu akaipa,+

Asi anoda uya anotevera kururama.+

10 Munhu anosiya gwara anoona kurangwa* sekwakaipa,*+

Asi munhu wese anovenga kutsiurwa achafa.+

11 Kana Guva* nenzvimbo yekuparadzwa* zviri pachena kuna Jehovha,+

Ko kuzoti mwoyo yevanhu!+

12 Museki haadi munhu anomururamisa.*+

Haatsvagi mazano kune vakachenjera.+

13 Mwoyo unofara unoita kuti chiso chisununguke,

Asi kurwadziwa kwemwoyo kunoputsa mweya.+

14 Mwoyo unonzwisisa unotsvaga ruzivo,+

Asi muromo wemapenzi unodya* upenzi.+

15 Mazuva ese emunhu anotambudzika akaipa,+

Asi munhu ane mwoyo unofara* anogara aine mabiko.+

16 Zviri nani kuva nezvishoma uchitya Jehovha+

Pane kuva nepfuma yakawanda asi uchizvidya mwoyo.*+

17 Zviri nani kudya muriwo paine rudo+

Pane kudya nyama yemombe yakakora asi paine ruvengo.+

18 Munhu anokurumidza kushatirwa anomutsa gakava,+

Asi uya anononoka kutsamwa anonyaradza bopoto.+

19 Nzira yesimbe yakaita seruzhowa rweminzwa,*+

Asi gwara revakarurama rakaita semugwagwa wakati chechetere.+

20 Mwanakomana akachenjera anofadza baba vake,+

Asi benzi rinozvidza amai varo.+

21 Munhu asina pfungwa* anonakidzwa neupenzi,+

Asi munhu ane ungwaru anofamba akananga kwaari kuenda.+

22 Zvirongwa zvinokundikana kana pasina kubvunza vamwe,*

Asi kana vanhu vanopa mazano vakawanda zvinhu zvinobudirira.+

23 Munhu anofara paanopa mhinduro yakarurama,*+

Uye shoko rinotaurwa panguva yakakodzera rakazonaka!+

24 Kumunhu ane njere, nzira yeupenyu inotungamirira kumusoro,+

Kuti asaenda kuGuva* riri pasi.+

25 Jehovha achaputsa imba yevanozvikudza,+

Asi achachengetedza muganhu wechirikadzi.+

26 Jehovha anosema mazano emunhu akaipa,+

Asi mashoko anofadza akachena kwaari.+

27 Munhu anobiridzira kuti azvipfumise anounzira imba yake dambudziko,*+

Asi uya anovenga chiokomuhomwe acharamba achirarama.+

28 Munhu akarurama anofungisisa mumwoyo make asati apindura,*+

Asi miromo yevakaipa inongorutsa zvakaipa.

29 Jehovha ari kure nevakaipa,

Asi anonzwa minyengetero yevakarurama.+

30 Maziso anopenya anoita* kuti mwoyo ufare;

Mashoko akanaka anosimbisa mapfupa.*+

31 Munhu anoteerera kutsiurwa kunopa upenyu

Anogara nevakachenjera.+

32 Munhu anoramba kurayirwa* anozvidza upenyu hwake,*+

Asi munhu wese anoteerera paanotsiurwa anowana mwoyo unonzwisisa.+

33 Kutya Jehovha kunodzidzisa munhu kuva akachenjera,+

Uye kuzvininipisa kunotanga, kukudzwa kwozotevera.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe