RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvirevo 13
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raZvirevo

    • ZVIREVO ZVASOROMONI (10:1–24:34)

        • Vaya vanotsvaga mazano vakachenjera (10)

        • Zviri kutarisirwa zvikanonoka zvinoita kuti mwoyo unetseke (12)

        • Nhume yakatendeka inoporesa (17)

        • Kufamba nevakachenjera kunoita kuti munhu ave akachenjera (20)

        • Kurayirwa kunoratidza kuti unodiwa (24)

Zvirevo 13:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kurangwa.”

  • *

    Kana kuti “achiruramiswa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 12:7, 9
  • +1Sa 2:22-25; Zvi 9:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Kudzidzisa Kwowakachenjera”—Tsime Roupenyu

    w03 9/15 pp. 21-22

Zvirevo 13:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “pamuromo pake.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 12:14; 18:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Kudzidzisa Kwowakachenjera”—Tsime Roupenyu

    w03 9/15 p. 22

Zvirevo 13:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anongwarira zvaanotaura.”

  • *

    Kana kuti “mweya wake.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 39:1; 141:3; Zvi 21:23
  • +Zvi 10:19; Mt 12:36

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Kudzidzisa Kwowakachenjera”—Tsime Roupenyu

    w03 9/15 p. 22

Zvirevo 13:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wayo hauna.”

  • *

    ChiHeb., “achakodzwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 26:13-15
  • +Zvi 10:4; 12:24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raZvirevo

    w06 9/15 p. 19 ndim. 5

    “Kudzidzisa Kwowakachenjera”—Tsime Roupenyu

    w03 9/15 pp. 22-23

Zvirevo 13:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 119:163; Zvi 8:13; VaE 4:25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Kudzidzisa Kwowakachenjera”—Tsime Roupenyu

    w03 9/15 p. 23

Zvirevo 13:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 25:21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Kudzidzisa Kwowakachenjera”—Tsime Roupenyu

    w03 9/15 p. 23

Zvirevo 13:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 12:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Kudzidzisa Kwowakachenjera”—Tsime Roupenyu

    w03 9/15 pp. 23-24

Zvirevo 13:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “rwemweya wemunhu.”

  • *

    ChiHeb., “havatombotukwi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 41:8
  • +Jer 39:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mazano Okutibatsira

    g 3/15 p. 10

    “Kudzidzisa Kwowakachenjera”—Tsime Roupenyu

    w03 9/15 p. 24

Zvirevo 13:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “chinofara.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 97:11
  • +Zvi 24:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    May 12-18

    mwb25.05 pp. 4-5

    “Kudzidzisa Kwowakachenjera”—Tsime Roupenyu

    w03 9/15 p. 24

Zvirevo 13:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vanorangana.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 8:1
  • +Zvi 11:2; 24:6; Mab 15:5, 6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Kudzidzisa Kwowakachenjera”—Tsime Roupenyu

    w03 9/15 pp. 24-25

Zvirevo 13:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “zvisina kururama.”

  • *

    ChiHeb., “anounganidza nemaoko.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 28:8; Jer 17:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Kudzidzisa Kwowakachenjera”—Tsime Roupenyu

    w03 9/15 p. 25

Zvirevo 13:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 143:7
  • +Ge 21:5-7; Ru 2:29, 30

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Isa Pfungwa Dzako Pane Zvawakaitirwa naJehovha

    w11 1/15 p. 31

    “Kudzidzisa Kwowakachenjera”—Tsime Roupenyu

    w03 9/15 p. 25

    Iva Anoda Kumirira!

    w00 9/1 p. 16

    Chii Chinogona Kukubetsera Kugonana Nokufunganya?

    g94 9/8 p. 31

    Nyika Itsva Isitongorina Kutambura

    g90 10/8 p. 11

Zvirevo 13:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anoshora shoko.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 36:15, 16
  • +Pis 19:8, 11; Zvi 13:18

Zvirevo 13:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Mutemo wemunhu.”

  • *

    Kana kuti “itsime reupenyu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 24:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Kudzidzisa Kwowakachenjera”—Tsime Roupenyu

    w03 9/15 p. 21

Zvirevo 13:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Mumwe Nomumwe Wakangwara Unoita Nokuziva”

    w04 7/15 pp. 27-28

Zvirevo 13:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 14:15
  • +1Sa 25:25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Mumwe Nomumwe Wakangwara Unoita Nokuziva”

    w04 7/15 p. 28

Zvirevo 13:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 4:9, 10
  • +Zvi 25:25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Mumwe Nomumwe Wakangwara Unoita Nokuziva”

    w04 7/15 pp. 28-29

Zvirevo 13:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kurangwa.”

  • *

    Kana kuti “kutsiurwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 141:5; Zvi 15:32; VaH 12:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Mumwe Nomumwe Wakangwara Unoita Nokuziva”

    w04 7/15 pp. 29-30

Zvirevo 13:19

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya unofara.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 1:47, 48
  • +Amo 5:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Mumwe Nomumwe Wakangwara Unoita Nokuziva”

    w04 7/15 p. 30

Zvirevo 13:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 4:13
  • +Ge 34:1, 2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Sarudza Shamwari Nekuchenjera

    lff chidzidzo 48

    Zvivaraidze Nezvinhu Zvinofadza Jehovha

    lff chidzidzo 53 pfungwa 1

    Sarudza Shamwari Dzinoda Mwari

    lvs chits. 3 ndim. 2-3

    Ida Vaya Vanodiwa naMwari

    lv chits. 3

    Shumira Mwari Worusununguko

    w12 7/15 p. 15 ndim. 11-13

    Sei Vanhu Vachiita Zvakaipa?

    w10 9/1 p. 5

    “Rambai Muri Murudo rwaMwari”

    w09 8/15 pp. 20-21 ndim. 11-13

    “Mumwe Nomumwe Wakangwara Unoita Nokuziva”

    w04 7/15 p. 30

    Mavhidhiyo Emimhanzi—Ndingasarudza Sei Akanaka?

    g03 4/8 p. 21

    Manyuko Akakwirira Zvikuru Ouchenjeri

    gm chits. 12 ndim. 5-6

Zvirevo 13:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 28:20
  • +VaR 2:9, 10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Mumwe Nomumwe Wakangwara Unoita Nokuziva”

    w04 7/15 p. 30

Zvirevo 13:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 6:10, 11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Mumwe Nomumwe Wakangwara Unoita Nokuziva”

    w04 7/15 pp. 30-31

    “Kufunga Zvakanaka” Sezvo Mugumo Unoswedera Pedyo

    w97 8/15 p. 19 ndim. 9

Zvirevo 13:23

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anogona kuparadzwa.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Mumwe Nomumwe Wakangwara Unoita Nokuziva”

    w04 7/15 p. 31

Zvirevo 13:24

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “asingarayiri; asingarangi.”

  • *

    Kana kuti “anomuda anomuranga.” Dzimwe shanduro dzinoti, “anomurayira pakarepo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 3:12, 13; 1Mad 1:5, 6; Zvi 29:15
  • +Dhe 6:6, 7; Zvi 19:18; 22:15; VaE 6:4; VaH 12:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kurera Vana Munyika Inobvumira Madiro

    w08 4/1 p. 14

    Vabereki, Dzidzisai Vana Venyu Norudo

    w07 9/1 p. 23 ndim. 8

    “Mumwe Nomumwe Wakangwara Unoita Nokuziva”

    w04 7/15 p. 31

    Rovedza Mwana Wako Nenzira Yakarurama—Uye Kuite Kuvambira Paucheche!

    g88 1/8 p. 23

    Chirango Chinobereka Chibereko Chine Rugare

    w87 10/1 p. 15 ndim. 2-5

    Huitirei Hanya Vamwe Vanhu?

    tp chits. 15 ndim. 22

Zvirevo 13:25

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wake waguta.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 34:10; 37:25
  • +Isa 65:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Mumwe Nomumwe Wakangwara Unoita Nokuziva”

    w04 7/15 p. 31

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvir. 13:1VaH 12:7, 9
Zvir. 13:11Sa 2:22-25; Zvi 9:7
Zvir. 13:2Zvi 12:14; 18:20
Zvir. 13:3Pis 39:1; 141:3; Zvi 21:23
Zvir. 13:3Zvi 10:19; Mt 12:36
Zvir. 13:4Zvi 26:13-15
Zvir. 13:4Zvi 10:4; 12:24
Zvir. 13:5Pis 119:163; Zvi 8:13; VaE 4:25
Zvir. 13:6Pis 25:21
Zvir. 13:7Zvi 12:9
Zvir. 13:8Jer 41:8
Zvir. 13:8Jer 39:10
Zvir. 13:9Pis 97:11
Zvir. 13:9Zvi 24:20
Zvir. 13:10Vat 8:1
Zvir. 13:10Zvi 11:2; 24:6; Mab 15:5, 6
Zvir. 13:11Zvi 28:8; Jer 17:11
Zvir. 13:12Pis 143:7
Zvir. 13:12Ge 21:5-7; Ru 2:29, 30
Zvir. 13:132Mak 36:15, 16
Zvir. 13:13Pis 19:8, 11; Zvi 13:18
Zvir. 13:14Zvi 24:14
Zvir. 13:16Zvi 14:15
Zvir. 13:161Sa 25:25
Zvir. 13:172Sa 4:9, 10
Zvir. 13:17Zvi 25:25
Zvir. 13:18Pis 141:5; Zvi 15:32; VaH 12:11
Zvir. 13:191Mad 1:47, 48
Zvir. 13:19Amo 5:10
Zvir. 13:20Mab 4:13
Zvir. 13:20Ge 34:1, 2
Zvir. 13:21Dhe 28:20
Zvir. 13:21VaR 2:9, 10
Zvir. 13:22Dhe 6:10, 11
Zvir. 13:241Sa 3:12, 13; 1Mad 1:5, 6; Zvi 29:15
Zvir. 13:24Dhe 6:6, 7; Zvi 19:18; 22:15; VaE 6:4; VaH 12:6
Zvir. 13:25Pis 34:10; 37:25
Zvir. 13:25Isa 65:13
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zvirevo 13:1-25

Zvirevo

13 Mwanakomana akachenjera anobvuma kurayirwa* nababa vake,+

Asi museki haateereri kana achitsiurwa.*+

 2 Munhu achadya zvibereko zvakanaka zvinobva pakutaura kwake,*+

Asi chido chevanyengeri ndechekungoita zvemhirizhonga.

 3 Munhu anobata muromo wake* anochengetedza upenyu hwake,*+

Asi munhu anoshama muromo wake asingaudzore achaparadzwa.+

 4 Simbe ine zvainopanga, asi haina* chinhu,+

Asi munhu anoshanda nesimba achagutswa.*+

 5 Vakarurama vanovenga manyepo,+

Asi vakaipa vanoita zvinonyadzisa uye zvinoshoresa.

 6 Kururama kunochengetedza munhu anofamba asina mhosva,+

Asi uipi hunowisira pasi mutadzi.

 7 Kune munhu anonyepedzera kuva mupfumi, asi iye asina chaainacho;+

Kune mumwe anonyepedzera kuva murombo, asi iye aine pfuma yakawanda.

 8 Upfumi ndihwo rudzikinuro rweupenyu hwemunhu,*+

Asi varombo havana kana anotombovanetsa.*+

 9 Chiedza chevakarurama chinopenya zvakajeka,*+

Asi rambi revakaipa richadzimwa.+

10 Kuzvikudza kunongoita kuti papedzisire pava nekukakavadzana,+

Asi uchenjeri ndehwevaya vanotsvaga mazano.*+

11 Upfumi hunowanikwa nekukurumidza* huchakurumidza kupera,+

Asi upfumi hwemunhu anounganidza zvishoma nezvishoma* huchawedzera.

12 Kana zviri kutarisirwa zvikanonoka, mwoyo unonetseka,+

Asi kana chishuwo chikazadziswa, iwoyo muti weupenyu.+

13 Munhu wese anoshora zvaanenge achidzidziswa* achakohwa izvozvo,+

Asi uya anoremekedza murayiro achapiwa mubayiro.+

14 Zvinodzidziswa nemunhu* akachenjera zvinopa upenyu*+

Zvichibvisa munhu pamisungo yerufu.

15 Munhu anonzwisisa zvakadzama anonzwirwa nyasha,

Asi nzira yevanyengeri yakaoma kufamba.

16 Munhu akangwara anoita zvinhu zvinoratidza ruzivo,+

Asi benzi rinobudisa upenzi hwaro.+

17 Mutumwa akaipa anowira mudambudziko,+

Asi nhume yakatendeka inoporesa.+

18 Munhu wese anoramba kurayirwa* anova murombo uye anonyadziswa,

Asi uya anobvuma kururamiswa* achakudzwa.+

19 Kana chishuwo chazadziswa, munhu anofara,*+

Asi benzi rinovenga kusiya zvakaipa.+

20 Munhu anofamba nevanhu vakachenjera achava akachenjera,+

Asi uya anoshamwaridzana nemapenzi zvichamuipira.+

21 Dambudziko rinotevera vatadzi,+

Asi vakarurama vanowana mubayiro wekubudirira.+

22 Munhu akanaka anosiyira vazukuru vake nhaka,

Asi pfuma yemutadzi ichachengeterwa munhu akarurama.+

23 Munda wakarimwa wemurombo unobereka zvekudya zvakawanda,

Asi pakasatongwa zvakarurama unogona kuparadzwa.*

24 Munhu asingashandisi shamhu yake* anovenga mwanakomana wake,+

Asi anomuda anogara achimurayira.*+

25 Munhu akarurama anodya kusvikira aguta,*+

Asi matumbu evakaipa haana chinhu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe