RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Timoti 6
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 Timoti

      • Varanda vanofanira kukudza vanatenzi vavo (1, 2)

      • Vadzidzisi venhema uye kuda mari (3-10)

      • Kurayirwa kwemunhu waMwari (11-16)

      • Pfuma pamabasa akanaka (17-19)

      • Chengetedza zvakaiswa mumaoko ako (20, 21)

1 Timoti 6:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 13:7; VaE 6:5; VaK 3:22
  • +1Pe 2:13, 14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kudzai Vanhu Vamarudzi Ose

    w91 2/1 pp. 21-22

1 Timoti 6:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mutsamba Dzakanyorerwa VaTesaronika uye Timoti

    w08 9/15 p. 31 ndim. 3

    Kudzai Vanhu Vamarudzi Ose

    w91 2/1 pp. 21-22

1 Timoti 6:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “inopa utano; inobatsira.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Ti 1:13
  • +Tit 1:1, 2

1 Timoti 6:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 8:2
  • +2Ti 2:14; Tit 1:10; 3:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 54—1 Timotio

    si p. 236 ndim. 14-15

1 Timoti 6:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 11:3; 2Ti 3:8; Jud 10
  • +1Pe 5:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Pakutsungirira Kwenyu Wedzerai Kuzvipira Kuna Mwari

    w02 7/15 p. 12 ndim. 14

    Budiriro—Pasinei Zvapo Nemiuyo Here?

    w88 8/15 p. 5

1 Timoti 6:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Ti 4:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhaibheri Rinoti Chii Nezvebasa Uye Mari?

    lff chidzidzo 37

    Ndinofanira Kukwereta Mari Here?

    w14 12/1 p. 15

    “Vagari Venguva Duku” Munyika Yakaipa

    w11 11/15 p. 19 ndim. 13

    Kudzidza Nzira Yokugutsikana

    w03 6/1 p. 9

    “Joko Rangu Inyoro Uye Mutoro Wangu Wakareruka”

    w95 8/15 pp. 21-22 ndim. 16-17

1 Timoti 6:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 1:21; Pis 49:16, 17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhaibheri Rinoti Chii Nezvebasa Uye Mari?

    lff chidzidzo 37

1 Timoti 6:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “nepekugara.” ChiGir., “nechekuzvifukidza.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 30:8, 9; VaH 13:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvinotaurwa neShoko raMwari Zvinopa Tariro Kuvapoteri!

    mrt nyaya 127 ndim. 28-30

    “Vaya Vanotsvaga Jehovha Havana Chakanaka Chavachashaya”

    w22.01 p. 5

    Dambudziko Revapoteri—Mamiriyoni Evanhu Anotiza muUkraine

    mrt nyaya 47 ndim. 17-18

    Bhaibheri Rinoti Chii Nezvebasa Uye Mari?

    lff chidzidzo 37

    Kudzidza Nzira Yokugutsikana

    w03 6/1 p. 9

    Urombo—Kuwana Chinohupedza Zvachose

    w03 8/1 pp. 5-6

    ‘Ramba Uchitanga Kutsvaka Umambo’

    wt chits. 11 ndim. 5

    Ungaratidza Sei Kuona Mari Zvine Mwero?

    w01 6/15 pp. 6-7

    Ramba Uchifamba naMwari

    w98 1/15 p. 17 ndim. 13-14

    Unogona Sei Kutarisira Mhuri?

    fy chits. 4 ndim. 3

    Pfuma Inogona Kutenga Mufarwa Here?

    g94 7/8 p. 31

    Unodisisa Kunangana Nezvokwadi Muupenyu Hwako Here?

    tp chits. 10 ndim. 15-16

1 Timoti 6:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 13:22
  • +Zvi 28:20, 22; Jak 5:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Uri Kuchengetedza ‘Nhoo Yako Huru Yekutenda’ Here?

    w19.11 pp. 17-18 ndim. 15-16

    Usambofa Wakasiya Vaunonamata Navo

    w11 3/15 pp. 22-23

    Kutsvaka Mari Kuri Kukurwarisa Here?

    g07.07 p. 3

    Kukanganiswa Kwaungaitwa—Nokutsunga Kupfuma

    g07.07 pp. 4-7

    ‘Ramba Uchitanga Kutsvaka Umambo’

    wt chits. 11 ndim. 5

    Ramba Uchifamba naMwari

    w98 1/15 p. 17 ndim. 13-14

    Pfuma Inogona Kukuita Kuti Ufare Here?

    w98 5/15 pp. 5-6

    Kuramba Takanaka Munyika Yakazadzwa Nouipi

    w97 7/15 p. 13 ndim. 20

    Chii Chisina Kururama Nokuita Mari?

    g97 10/8 pp. 29-30

    Budiriro—Pasinei Zvapo Nemiuyo Here?

    w88 8/15 pp. 4-6

1 Timoti 6:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 6:24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kubudirira Mune Zveupfumi Kungaunza Runyararo Panyika Here?

    wp26 nha. 1 p. 15

    Bhaibheri Rinoti Chii Nezvebasa Uye Mari?

    lff chidzidzo 37

    Uri Kuchengetedza ‘Nhoo Yako Huru Yekutenda’ Here?

    w19.11 pp. 17-18 ndim. 15-16

    Mari Ndiyo Mudzi Wezvinhu Zvese Zvakaipa Here?

    ijwbq nyaya 166

    Mari

    g 5/14 p. 15

    Sei Vanhu Vachiita Zvakaipa?

    w10 9/1 p. 4

    Zvinhu Zvitanhatu Zvinoita Kuti Munhu Abudirire

    g09.01 p. 24

    Shandisa Mari Yako Nokuchenjera

    g09.04 p. 5

    Kutsvaka Mari Kuri Kukurwarisa Here?

    g07.07 p. 3

    Kukanganiswa Kwaungaitwa—Nokutsunga Kupfuma

    g07.07 pp. 4-7

    Tinofanira Kuona Sei Mari Zvinoratidza Kuti Takachenjera?

    g07.07 pp. 10-11

    VaKristu Vanofanira Kuva Varombo Here?

    g03 1/8 p. 27

    Chokwadi Chinokosha Sei Kwauri?

    w02 3/1 p. 17 ndim. 16

    ‘Ramba Uchitanga Kutsvaka Umambo’

    wt chits. 11 ndim. 5

    Ungaratidza Sei Kuona Mari Zvine Mwero?

    w01 6/15 pp. 5-6

    Pfuma Inogona Kukuita Kuti Ufare Here?

    w98 5/15 pp. 5-6

    Chii Chisina Kururama Nokuita Mari?

    g97 10/8 pp. 29-30

    Famba Sezvinorairidzwa naMwari

    w94 4/15 pp. 13-14 ndim. 4-7

    Kuda Mari—Ndiwo Mudzi Wezvakaipa Zvizhinji

    g94 4/8 pp. 11-12

    Chii Chinodikanwa Kukufadza?

    w93 6/1 pp. 21-22

    Budiriro—Pasinei Zvapo Nemiuyo Here?

    w88 8/15 pp. 5-6

    Ratidzira Chivimbo Muna Jehovha—Kupfurikidza Nokushandisa Zvinhu Zvinodzidzwa

    w88 8/15 p. 18 ndim. 12

1 Timoti 6:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 15:1; Mt 5:5; VaG 5:22, 23; VaK 3:12; 1Pe 3:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvinhu Zvatinofanira Kutiza

    w08 6/15 p. 10

    Unhu Hwatinofanira Kuva Nahwo

    w08 6/15 pp. 12-15 ndim. 3-18

    Unyoro—Unhu hwechiKristu Hunokosha

    w03 4/1 p. 20 ndim. 20

    Ungaratidza Sei Kuona Mari Zvine Mwero?

    w01 6/15 pp. 7-8

    Rondai Kuzvipira Kwoumwari samaKristu Akabhapatidzwa

    w90 3/1 pp. 10-14

    Kutsvakirei Kururama?

    w90 10/15 pp. 28-29

1 Timoti 6:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Irwa Kurwa Kwakanaka Kwazvo Kwokutenda”

    w04 2/15 pp. 26-27

    Kutsvakirei Kururama?

    w90 10/15 pp. 28-29

1 Timoti 6:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 27:11; Joh 18:33, 36; 19:10, 11

1 Timoti 6:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaT 2:8; 2Ti 4:1, 8

1 Timoti 6:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 17:14; 19:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mutsamba Dzakanyorerwa VaTesaronika uye Timoti

    w08 9/15 p. 31 ndim. 1

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w05 9/1 p. 27

1 Timoti 6:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 7:15, 16
  • +Mab 9:3; Zva 1:13, 16
  • +Joh 14:19; 1Pe 3:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mutsamba Dzakanyorerwa VaTesaronika uye Timoti

    w08 9/15 p. 31 ndim. 1

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w05 9/1 p. 27

    Manyuko Echiedza

    w92 2/15 p. 30

1 Timoti 6:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mumamiriro ano ezvinhu.” Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 13:22; Mk 10:23
  • +Mup 5:19; Mt 6:33; Jak 1:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Koshesa Rupo Uye Kunzwisisa Kunoita Jehovha

    w13 6/15 p. 14 ndim. 9

    “Muchenjerere Kuchochora Kwemarudzi Ose”

    w07 8/1 p. 25 ndim. 16-17

    Unogona Kukurira Kusava Nechokwadi

    w04 2/1 p. 30

    VaKristu Vanofanira Kuva Varombo Here?

    g03 1/8 p. 27

    Ungaratidza Sei Kuona Mari Zvine Mwero?

    w01 6/15 p. 8

1 Timoti 6:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 12:13; 2VaK 8:14; Jak 1:27

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Unoshanda Nevamwe Zvakanaka Here?

    w21.12 p. 30

    Bhaibheri Rinoti Chii Nezvebasa Uye Mari?

    lff chidzidzo 37 pfungwa 3

    Koshesa Rupo Uye Kunzwisisa Kunoita Jehovha

    w13 6/15 p. 14 ndim. 9

    VaKristu Vanofanira Kuva Varombo Here?

    g03 1/8 p. 27

    Ungaratidza Sei Kuona Mari Zvine Mwero?

    w01 6/15 p. 8

    ‘Iva Norupo, Ude Kugoverana’

    km 6/00 p. 1

1 Timoti 6:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 6:20
  • +Ru 16:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ramba Uri Pedyo naJehovha

    bhs chits. 19

    Kutsvaka Chinangwa Choupenyu Chinogutsa

    w07 10/1 pp. 17-18 ndim. 7-10

    Ramba Uri Murudo rwaMwari

    bh chits. 19

    Pwere—Vakai Nheyo Yakanaka Kwazvo Yenguva Yemberi

    km 9/03 p. 4

    VaKristu Vanofanira Kuva Varombo Here?

    g03 1/8 p. 27

    Ungaratidza Sei Kuona Mari Zvine Mwero?

    w01 6/15 p. 8

    Iva Ne“upenyu Chaihwo”

    w99 8/15 pp. 4-7

    Koshesa Upenyu Chaihwoihwo

    w95 1/15 pp. 4-7

1 Timoti 6:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Ti 1:13, 14; 3:14; 4:5
  • +1VaK 2:13; 3:19; VaK 2:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Chengetedza Zvinhu Zvakaiswa Mumaoko Ako”

    w20.09 pp. 26-30

    Tsigira Zvakasimba Kudzidzisa kwaMwari

    w00 5/1 p. 11 ndim. 15-17

    Unofanira Kuzvidavira Here?

    w00 12/1 p. 30

    Dzidziso Youmwari Inorwisana Nedzidziso Dzemadhemoni

    w94 4/1 p. 13 ndim. 17

    Vakabatana Muchisungo Chakakwana Chorudo

    w94 12/15 p. 16 ndim. 12-13

    ‘Kurwisana Nezivo—Inonzarwo Zvenhema’

    w90 7/15 p. 21

    Chikamu 12: 100-476 N.V.—Kudzima Mwenje weEvhangeri

    g90 7/8 p. 28

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Tim. 6:1VaR 13:7; VaE 6:5; VaK 3:22
1 Tim. 6:11Pe 2:13, 14
1 Tim. 6:32Ti 1:13
1 Tim. 6:3Tit 1:1, 2
1 Tim. 6:41VaK 8:2
1 Tim. 6:42Ti 2:14; Tit 1:10; 3:9
1 Tim. 6:52VaK 11:3; 2Ti 3:8; Jud 10
1 Tim. 6:51Pe 5:2
1 Tim. 6:61Ti 4:8
1 Tim. 6:7Job 1:21; Pis 49:16, 17
1 Tim. 6:8Zvi 30:8, 9; VaH 13:5
1 Tim. 6:9Mt 13:22
1 Tim. 6:9Zvi 28:20, 22; Jak 5:1
1 Tim. 6:10Mt 6:24
1 Tim. 6:11Zvi 15:1; Mt 5:5; VaG 5:22, 23; VaK 3:12; 1Pe 3:15
1 Tim. 6:13Mt 27:11; Joh 18:33, 36; 19:10, 11
1 Tim. 6:142VaT 2:8; 2Ti 4:1, 8
1 Tim. 6:15Zva 17:14; 19:16
1 Tim. 6:16VaH 7:15, 16
1 Tim. 6:16Mab 9:3; Zva 1:13, 16
1 Tim. 6:16Joh 14:19; 1Pe 3:18
1 Tim. 6:17Mt 13:22; Mk 10:23
1 Tim. 6:17Mup 5:19; Mt 6:33; Jak 1:17
1 Tim. 6:18VaR 12:13; 2VaK 8:14; Jak 1:27
1 Tim. 6:19Mt 6:20
1 Tim. 6:19Ru 16:9
1 Tim. 6:202Ti 1:13, 14; 3:14; 4:5
1 Tim. 6:201VaK 2:13; 3:19; VaK 2:8
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 Timoti 6:1-21

Tsamba Yekutanga Kuna Timoti

6 Vanhu vese vari pajoko reuranda ngavarambe vachiziva kuti vanatenzi vavo vakakodzera kukudzwa zvizere,+ kuti zita raMwari nedzidziso zvirege kutaurwa zvakaipa nezvazvo.+ 2 Uyewo, vaya vane vanatenzi vanotenda ngavarege kuvashora vachiti ihama. Asi vanofanira kuvashandira nechido chakatowedzera, nekuti vaya vari kubatsirwa nemabasa avo akanaka vatendi uye vanhu vanodiwa.

Ramba uchidzidzisa zvinhu izvi uchipa mirayiro iyi. 3 Kana munhu akadzidzisa imwe dzidziso, asingabvumirani nedzidziso yakanaka*+ inobva kunaShe wedu Jesu Kristu, kana dzidziso inoenderana nekuzvipira kuna Mwari,+ 4 anenge achizvitutumadza uye haana chaanonzwisisa.+ Anofarira zvenharo nekukakavadzana pamusoro pemashoko.+ Zvinhu izvi zvinoita kuti pave negodo, kukakavadzana, kutukana, kufungirana zvakaipa, 5 uye nharo dzisingaperi pamusoro petunyaya tusina basa dzinoitwa nevanhu vane pfungwa dzakakanganisika+ nevasisazivi chokwadi, vanofunga kuti kuzvipira kuna Mwari inzira yekuwana nayo pfuma.+ 6 Kutaura chokwadi, kuzvipira kuna Mwari+ pamwe chete nekugutsikana ipfuma huru. 7 Nekuti hapana chatakauya nacho munyika, uye hapana chatinobuda nacho.+ 8 Saka kana tiine zvekudya nezvekupfeka,* tichagutsikana nezvinhu izvi.+

9 Asi vaya vane shungu dzekupfuma vanowira mumuedzo nemumusungo+ nemukuchiva zvinhu zvizhinji zvisina musoro uye zvinokanganisa, zvichinyudza vanhu mukuparadzwa nemukurasikirwa.+ 10 Nekuti kuda mari ndiwo mudzi wezvinhu zvese zvakaipa, uye vachivavarira kuzadzisa chido ichocho, vamwe vakatsauswa pakutenda, vakazvibaya pese pese nemarwadzo akawanda.+

11 Asi iwe munhu waMwari, tiza zvinhu izvi. Tevera kururama, kuzvipira kuna Mwari, kutenda, rudo, kutsungirira, uye unyoro.+ 12 Irwa kurwa kwakanaka kwekutenda; batisisa upenyu husingaperi hwawakadanirwa uye hwawakazivisa zvakanaka pachena pamberi pezvapupu zvakawanda.

13 Pamberi paMwari, uyo anochengetedza zvinhu zvese zviri zvipenyu, uye paKristu Jesu, uyo akapa uchapupu hwakanaka pamberi paPondiyo Pirato,+ ndinokurayira 14 kuti uchengete murayiro zvekuti haupiwi mhosva uye hauna chaunopomerwa kusvikira pakuratidzwa kwaShe wedu Jesu Kristu,+ 15 uko kucharatidzwa kana nguva yacho yakwana naiye anofara, iye ega Mutongi Ane Simba. Iye ndiye Mambo wevaya vanotonga semadzimambo uye Ishe wevaya vanotonga semadzishe,+ 16 iye ega asingafi,+ anogara muchiedza chisingasvikiki,+ asina munhu akambomuona kana anogona kumuona.+ Kukudzwa nesimba risingaperi ngazvive kwaari. Ameni.

17 Rayira vaya vakapfuma munyika ino* kuti varege kuzvikudza, uye kuti vasaise tariro yavo papfuma inogona kungoparara,+ asi pana Mwari, uyo anotipa zvinhu zvese zvinotifadza.+ 18 Vaudze kuti vaite zvakanaka, vapfume pamabasa akanaka, vasanyima, vapewo vamwe zvavainazvo,+ 19 vozvichengetera pfuma isingaparare, inova faundesheni yakanaka yeramangwana,+ kuti vabatisise upenyu chaihwo.+

20 Timoti, chengetedza zvinhu zvakaiswa mumaoko ako,+ uchifuratira mashoko asina zvaanobatsira anoshatisa zvinhu zvitsvene, nemashoko ekupikisa enhema dzavanoti ruzivo.+ 21 Vamwe vachishamisira neruzivo rwakadaro, vakatsauka pakutenda.

Nyasha dzaMwari ngadzive nemi.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe