RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 19
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raRevhitiko

      • Mitemo yakasiyana-siyana nezvekuva vatsvene (1-37)

        • Makohwero anofanira kuitwa (9, 10)

        • Kufunga nezvematsi uye mapofu (14)

        • Kutaura zvenhema nezvevamwe (16)

        • Usachengeta chigumbu (18)

        • Kurambidzwa kuita zvemashiripiti uye zvemasvikiro (26, 31)

        • Kuzvicheka-cheka uchizvinyora kunorambidzwa (28)

        • Kuremekedza vakwegura (32)

        • Mabatiro anofanira kuitwa vatorwa (33, 34)

Revhitiko 19:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 11:44; Isa 6:3; 1Pe 1:15, 16; Zva 4:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Munofanira Kuva Vatsvene”

    w21.12 p. 3 ndim. 8

    “Ini Jehovha Mwari Wenyu Ndiri Mutsvene”

    w09 7/1 p. 9 ndim. 1-6

    ‘Munofanira Kuva Vatsvene Nemhaka Yokuti Ini Ndiri Mutsvene.’

    w96 8/1 pp. 10-11

    “Munofanira Kuva Vatsvene . . . ”

    w87 11/1 p. 11 ndim. 6

Revhitiko 19:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “kutya.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 20:12; VaE 6:2; VaH 12:9
  • +Eks 20:8, 11; 31:13; Ru 6:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Munofanira Kuva Vatsvene”

    w21.12 pp. 4-5 ndim. 10-13

    Zvatinodzidza Muna Revhitiko Nezvemabatiro Atinofanira Kuita Vamwe

    w21.12 p. 8 ndim. 1

Revhitiko 19:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 26:1; Pis 96:5; Ha 2:18; 1VaK 10:14
  • +Eks 20:4, 23; Dhe 27:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Munofanira Kuva Vatsvene”

    w21.12 pp. 5-6 ndim. 14-15

Revhitiko 19:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 3:1
  • +Re 7:11, 12

Revhitiko 19:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 7:17, 18

Revhitiko 19:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya iwoyo unofanira kuurayiwa.”

Revhitiko 19:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 23:22; Dhe 24:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Ndinoda Mutemo Wenyu Sei!”

    w06 6/15 pp. 22-23

    “Zviratidzei Kuti Munoonga”

    w03 12/1 p. 17 ndim. 9

Revhitiko 19:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vanotambura.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 15:7

Revhitiko 19:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 20:15; VaE 4:28
  • +Re 6:2; Zvi 12:22; VaE 4:25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvatinodzidza Muna Revhitiko Nezvemabatiro Atinofanira Kuita Vamwe

    w21.12 p. 10 ndim. 8

    Makasunungurwa Nemutsa Usina Kukodzera Kuwanwa

    w16.12 pp. 11-12 ndim. 18-19

Revhitiko 19:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 20:7; Mt 5:33, 37; Jak 5:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvatinodzidza Muna Revhitiko Nezvemabatiro Atinofanira Kuita Vamwe

    w21.12 p. 10 ndim. 8

Revhitiko 19:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 22:16; Mk 10:19
  • +Zvi 22:22
  • +Dhe 24:15; Jer 22:13; Jak 5:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvatinodzidza Muna Revhitiko Nezvemabatiro Atinofanira Kuita Vamwe

    w21.12 p. 10 ndim. 8-10

Revhitiko 19:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 27:18
  • +Re 25:17; Ne 5:15; Zvi 1:7; 8:13; 1Pe 2:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvatinodzidza Muna Revhitiko Nezvemabatiro Atinofanira Kuita Vamwe

    w21.12 pp. 8-9

Revhitiko 19:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 23:3; Dhe 1:16, 17; 16:19; 2Mak 19:6; VaR 2:11; Jak 2:9

Revhitiko 19:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, kutaura mashoko ekusvibisa zita remumwe munhu.

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “Haufaniri kungosiya mumwe wako achifa wakatarisa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 15:1, 3
  • +Eks 20:16; 1Mad 21:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w21.12 p. 14

    Rusununguko Runopiwa naMwari Runounza Mufaro

    w92 3/15 p. 20 ndim. 11

    Ndiani Anogona Kuva Shamwari yaMwari?

    w89 9/15 p. 27

Revhitiko 19:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 10:18; 1Jo 2:9; 3:15
  • +Pis 141:5; Zvi 9:8; Mt 18:15

Revhitiko 19:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 20:22; VaR 12:19
  • +Mt 5:43, 44; 22:39; VaR 13:9; VaG 5:14; Jak 2:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mashoko Ekuti ‘Idai Vavengi Venyu’ Anorevei?

    ijwbq nyaya 195 ndim. 13-14

    Zvatinodzidza Muna Revhitiko Nezvemabatiro Atinofanira Kuita Vamwe

    w21.12 pp. 10-12

    Bhaibheri Rinotii Panyaya Yekuzvida?

    ijwbq nyaya 134 ndim. 3-4

    “Chibereko Chomudzimu” Chinokudza Mwari

    w11 4/15 p. 22

    Zvinorehwa Nokuda Muvakidzani Wedu

    w06 12/1 pp. 26-27

    Ruvengo Rwakanaka Norusina Kunaka

    w01 2/15 pp. 30-31

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 3—Revhitiko

    si p. 29 ndim. 35

Revhitiko 19:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 22:9
  • +Dhe 22:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Munofanira Kuva Vatsvene”

    w21.12 p. 6 ndim. 16

Revhitiko 19:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 6:6, 7

Revhitiko 19:23

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “sechikanda chawo chepamberi.”

  • *

    ChiHeb., “Hauna kuchecheudzwa.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Munofanira Kuva Vatsvene”

    w21.12 pp. 6-7 ndim. 17-18

Revhitiko 19:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 26:1, 2; Zvi 3:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Munofanira Kuva Vatsvene”

    w21.12 pp. 6-7 ndim. 17-18

Revhitiko 19:25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Munofanira Kuva Vatsvene”

    w21.12 pp. 6-7 ndim. 17-18

Revhitiko 19:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 3:17; 17:13; Dhe 12:23; Mab 15:20, 29
  • +Eks 8:7; Dhe 18:10-12; VaG 5:19, 20; Zva 21:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mune Ngozi Here Mukushandisa Mashiripiti?

    g93 9/8 p. 13

Revhitiko 19:27

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Musadimburira; Musagera.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 21:1, 5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Pfungwa Huru Dzinobva Mubhuku raRevhitiko

    w04 5/15 p. 24 ndim. 2

    Kuveura Ndebvu

    g00 2/8 pp. 22-24

Revhitiko 19:28

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya ukafa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 14:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Matattoo—Bhaibheri Rinoti Chii Nezvawo?

    ijwbq nyaya 50

    Ugarit—Guta Rekare Raiva Munzvimbo Yakanga Yakakurumbira Kunamatwa kwaBhaari

    w03 7/15 p. 27

    Kushongedza Muviri—Kudiwa Kwokuva Nomwero

    g00 8/8 pp. 16-17

Revhitiko 19:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 23:17
  • +VaH 13:4; 1Pe 4:3

Revhitiko 19:30

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “kutya.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 20:10; 31:13

Revhitiko 19:31

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 20:6; Dhe 18:10-12; 1Mak 10:13; Isa 8:19
  • +Re 20:27; Mab 16:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Chii Chinonzi Ngirozi Uye Dzinoita Basa Rei?

    lff chidzidzo 24 pfungwa 3

Revhitiko 19:32

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 16:31; 20:29
  • +Job 32:6; Zvi 23:22; 1Ti 5:1
  • +Job 28:28; Zvi 1:7; 8:13; 1Pe 2:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Unotanga Iwe Kukudza Vamwe Here?

    w08 10/15 p. 21 ndim. 1

    Tinofanira Kubata Sei Vakwegura?

    g04 10/8 pp. 16-17

    “Imi Mose Muri Hama”

    w00 6/15 p. 21 ndim. 14

    Kudza Vamwe

    w99 8/1 p. 20 ndim. 15

    Ratidza Kuti Une Hanya

    g99 4/8 p. 31

    Munogona Kukurira Zvinetso Zvinoparadza Mhuri

    fy chits. 12 ndim. 21

    Kuratidza Rudo rwechiKristu Kuvakweguru

    w94 8/1 p. 27

    Kuisvonaka Kwomusoro Wachena

    w93 3/15 p. 27

Revhitiko 19:33

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 23:9

Revhitiko 19:34

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 12:49
  • +Eks 22:21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvatinodzidza Muna Revhitiko Nezvemabatiro Atinofanira Kuita Vamwe

    w21.12 p. 12 ndim. 16

Revhitiko 19:35

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 25:13, 15; Zvi 20:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvatinodzidza Muna Revhitiko Nezvemabatiro Atinofanira Kuita Vamwe

    w21.12 p. 10 ndim. 7

Revhitiko 19:36

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “chiyero chakarurama chezvinhu zvakaoma.” Ona Mashoko Ekuwedzera B14.

  • *

    Kana kuti “chiyero chakarurama chezvinhu zvakaita mvura mvura.” Ona Mashoko Ekuwedzera B14.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 11:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvatinodzidza Muna Revhitiko Nezvemabatiro Atinofanira Kuita Vamwe

    w21.12 p. 10 ndim. 7

Revhitiko 19:37

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 18:5; Dhe 4:6

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Revh. 19:2Re 11:44; Isa 6:3; 1Pe 1:15, 16; Zva 4:8
Revh. 19:3Eks 20:12; VaE 6:2; VaH 12:9
Revh. 19:3Eks 20:8, 11; 31:13; Ru 6:5
Revh. 19:4Re 26:1; Pis 96:5; Ha 2:18; 1VaK 10:14
Revh. 19:4Eks 20:4, 23; Dhe 27:15
Revh. 19:5Re 3:1
Revh. 19:5Re 7:11, 12
Revh. 19:6Re 7:17, 18
Revh. 19:9Re 23:22; Dhe 24:19
Revh. 19:10Dhe 15:7
Revh. 19:11Eks 20:15; VaE 4:28
Revh. 19:11Re 6:2; Zvi 12:22; VaE 4:25
Revh. 19:12Eks 20:7; Mt 5:33, 37; Jak 5:12
Revh. 19:13Zvi 22:16; Mk 10:19
Revh. 19:13Zvi 22:22
Revh. 19:13Dhe 24:15; Jer 22:13; Jak 5:4
Revh. 19:14Dhe 27:18
Revh. 19:14Re 25:17; Ne 5:15; Zvi 1:7; 8:13; 1Pe 2:17
Revh. 19:15Eks 23:3; Dhe 1:16, 17; 16:19; 2Mak 19:6; VaR 2:11; Jak 2:9
Revh. 19:16Pis 15:1, 3
Revh. 19:16Eks 20:16; 1Mad 21:13
Revh. 19:17Zvi 10:18; 1Jo 2:9; 3:15
Revh. 19:17Pis 141:5; Zvi 9:8; Mt 18:15
Revh. 19:18Zvi 20:22; VaR 12:19
Revh. 19:18Mt 5:43, 44; 22:39; VaR 13:9; VaG 5:14; Jak 2:8
Revh. 19:19Dhe 22:9
Revh. 19:19Dhe 22:11
Revh. 19:21Re 6:6, 7
Revh. 19:24Dhe 26:1, 2; Zvi 3:9
Revh. 19:26Re 3:17; 17:13; Dhe 12:23; Mab 15:20, 29
Revh. 19:26Eks 8:7; Dhe 18:10-12; VaG 5:19, 20; Zva 21:8
Revh. 19:27Re 21:1, 5
Revh. 19:28Dhe 14:1
Revh. 19:29Dhe 23:17
Revh. 19:29VaH 13:4; 1Pe 4:3
Revh. 19:30Eks 20:10; 31:13
Revh. 19:31Re 20:6; Dhe 18:10-12; 1Mak 10:13; Isa 8:19
Revh. 19:31Re 20:27; Mab 16:16
Revh. 19:32Zvi 16:31; 20:29
Revh. 19:32Job 32:6; Zvi 23:22; 1Ti 5:1
Revh. 19:32Job 28:28; Zvi 1:7; 8:13; 1Pe 2:17
Revh. 19:33Eks 23:9
Revh. 19:34Eks 12:49
Revh. 19:34Eks 22:21
Revh. 19:35Dhe 25:13, 15; Zvi 20:10
Revh. 19:36Zvi 11:1
Revh. 19:37Re 18:5; Dhe 4:6
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
  • 35
  • 36
  • 37
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Revhitiko 19:1-37

Revhitiko

19 Jehovha akataurazve naMozisi, achiti: 2 “Taura neungano yese yevaIsraeri, uti kwavari, ‘Munofanira kuva vatsvene, nekuti ini, Jehovha Mwari wenyu, ndiri mutsvene.+

3 “‘Mumwe nemumwe wenyu anofanira kuremekedza* amai vake nababa vake,+ uye munofanira kuchengeta masabata angu.+ Ndini Jehovha Mwari wenyu. 4 Musaenda kuna vanamwari vasina zvavanobatsira,+ kana kuzvigadzirira vanamwari vesimbi.+ Ndini Jehovha Mwari wenyu.

5 “‘Kana mukabayira chibayiro cherugare kuna Jehovha,+ munofanira kuchibayira nenzira inoita kuti mufarirwe.+ 6 Chinofanira kudyiwa pazuva ramunochibayira nepazuva rinotevera racho, asi zvinosara kusvikira pazuva rechitatu zvinofanira kupiswa nemoto.+ 7 Asi kana chikangodyiwa pazuva rechitatu, chinenge chava chinhu chinosemesa zvekuti hachizogamuchirwi. 8 Munhu anochidya achazvidavirira kutadza kwake nekuti asvibisa chinhu chitsvene chaJehovha, uye munhu iyeye anofanira kubviswa pakati pevanhu vake.*

9 “‘Pamunenge muchikohwa goho remunyika yenyu, hamufaniri kukohwa muchipedzeredza zvinhu zviri kumucheto kweminda yenyu uye hamufaniri kunhonga zvinosaririra pamunokohwa.+ 10 Hamufaniriwo kuunganidza zvinosara muminda yenyu yemizambiringa, kana kunhonga mazambiringa anenge akadonha muminda yenyu yemizambiringa. Munofanira kuzvisiyira varombo*+ nevatorwa. Ndini Jehovha Mwari wenyu.

11 “‘Musaba,+ musanyengera,+ uye ngaparege kuva nemunhu anonyengedza mumwe wake. 12 Musapika zvenhema nezita rangu,+ mosvibisa zita raMwari wenyu. Ndini Jehovha. 13 Usabiridzira mumwe wako,+ uye usapamba zvinhu zvemunhu.+ Haufaniri kurara usina kubhadhara munhu wemaricho kusvikira mangwanani.+

14 “‘Usatuka matsi kana kuisa chinopiringisha pamberi pebofu,+ uye unofanira kutya Mwari wako.+ Ndini Jehovha.

15 “‘Musatonga zvisina kururama. Usasarura murombo kana kuitira tsvete mupfumi.+ Unofanira kutonga mumwe wako zvakarurama.

16 “‘Usafamba-famba pakati pevanhu vako uchitaura zvenhema nezvevamwe.*+ Usatsvaga kudeurisa ropa remumwe wako.*+ Ndini Jehovha.

17 “‘Usavenga hama yako mumwoyo mako.+ Usatomborega kutsiura mumwe wako,+ kuti urege kuva nechivi saiye.

18 “‘Usatsiva+ kana kuchengetera chigumbu vanakomana vevanhu vekwako, ida muvakidzani wako sezvaunozviita.+ Ndini Jehovha.

19 “‘Unofanira kuchengeta mirau yangu: Usaita kuti zvipfuwo zvemhando dzakasiyana zviberekesane. Usadyara mbeu dzemarudzi maviri mumunda mako,+ uye usapfeka chipfeko chine shinda dzemarudzi maviri dzakasanganiswa.+

20 “‘Kana murume akatora mukadzi, orara naye, mukadzi wacho ari muranda akavimbiswa kuroorwa nemumwe murume, asi iye asati adzikinurwa kana kupiwa rusununguko, ngavarangwe. Asi havafaniri kuurayiwa, nekuti akanga asati asunungurwa. 21 Murume wacho anofanira kuuya kuna Jehovha kusuo retende rekusanganira nechibayiro chake chemhosva, iro gondohwe rechibayiro chemhosva.+ 22 Mupristi achamuyananisira chivi chake achishandisa gondohwe rechibayiro chemhosva pamberi paJehovha, uye achakanganwirwa chivi chaakaita.

23 “‘Paunosvika munyika wodyara muti wemuchero, unofanira kuona zvibereko zvawo sezvisina kuchena uye sezvinorambidzwa.* Uchaurambidzwa* kwemakore matatu. Haufaniri kudyiwa. 24 Asi mugore rechina michero yawo yese ichava mitsvene, uye iyi ichava nguva yekufara pamberi paJehovha.+ 25 Mugore rechishanu ndimo maunozokwanisa kudya hako michero yawo kuti goho rako riwedzere. Ndini Jehovha Mwari wako.

26 “‘Hamufaniri kudya chinhu chine ropa.+

“‘Musatenda mashura kana kuita zvemashiripiti.+

27 “‘Musaveura* bvudzi riri kumativi emisoro yenyu kana kushatisa munogumira ndebvu dzenyu.+

28 “‘Musacheka-cheka miviri yenyu kana munhu afa,*+ uye musazvicheka muchizvinyora miviri yenyu. Ndini Jehovha.

29 “‘Usasvibisa mwanasikana wako nekumuita pfambi,+ kuti nyika irege kuita zvechipfambi, yozara netsika dzakafumuka.+

30 “‘Munofanira kuchengeta masabata angu,+ uye munofanira kuremekedza* nzvimbo yangu tsvene. Ndini Jehovha.

31 “‘Musaenda kumasvikiro,+ uye musabvunza vafemberi,+ kuti musvibiswe navo. Ndini Jehovha Mwari wenyu.

32 “‘Unofanira kusimukira achena bvudzi,+ uye unofanira kuremekedza munhu akwegura,+ uye unofanira kutya Mwari wako.+ Ndini Jehovha.

33 “‘Kana mutorwa achigara nemi munyika yenyu, musamubata zvakaipa.+ 34 Mutorwa anogara newe ngaave sechizvarwa chemunyika yenyu;+ uye unofanira kumuda sezvaunozviita, nekuti iwe waimbova mutorwa munyika yeIjipiti.+ Ndini Jehovha Mwari wenyu.

35 “‘Musashandisa zviyero zvekubiridzira pakuyera urefu, uremu, kana kuti uwandu hwezvinhu.+ 36 Munofanira kushandisa zvikero zvakarurama, matombo epachikero akarurama, efa yakarurama* nehini yakarurama.*+ Ndini Jehovha Mwari wenyu, akakubudisai munyika yeIjipiti. 37 Saka munofanira kuchengeta mirau yangu yese nemitongo yangu yese, uye munofanira kuitevedzera.+ Ndini Jehovha.’”

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe