RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Muparidzi 3
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMuparidzi

      • Chimwe nechimwe chine nguva yacho (1-8)

      • Kunakidzwa neupenyu chipo chinobva kuna Mwari (9-15)

        • Nguva isingagumi iri mumwoyo memunhu (11)

      • Mwari anotonga vanhu vese zvakarurama (16, 17)

      • Vanhu vanofa sezvinongoita mhuka (18-22)

        • Zvese zvinodzokera kuguruva (20)

Muparidzi 3:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Chinhu Chimwe Nechimwe Chine Nguva Yacho

    w09 3/1 pp. 4-6

    Upenyu Hwedu Hwakafanorongwa Here?

    w09 4/1 p. 26

    “Zvinhu Zvose Zvine Nguva Yakatarwa”

    w99 10/1 pp. 5-6

Muparidzi 3:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakakosherei Kuti Uzive Chokwadi?

    wp17 nha. 1 p. 14

    Munhu Ane Zuva Rokufa Raakatarirwa Here?

    ijwbq nyaya 80

    Chinhu Chimwe Nechimwe Chine Nguva Yacho

    w09 3/1 pp. 5-6

    Upenyu Hwedu Hwakafanorongwa Here?

    w09 4/1 p. 26

    Kufanorongerwa Zvichaitika Muupenyu

    rs p. 115 ndim. 2-3

    Nguva Yako Yemberi Inogadzwa Nejambwa Here?

    w91 10/15 pp. 5-6

Muparidzi 3:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “yekukwakuka; yekusvetuka-svetuka.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Zvinhu Zvose Zvine Nguva Yakatarwa”

    w99 10/1 pp. 6-8

    Dzivirirai Mhuri Yenyu Papesvedzero Dzinoparadza

    fy chits. 8

    Kupemberera Madyo Omufaro Kwakarurama Here Kana Kuti Hakuna Kururama?

    g96 6/8 p. 28

    Nei Dzimwe Pwere Dziine Mufaro Wose?

    g96 8/8 p. 27

    Shanda Kuchengeta Mhuri Yako Kuti Ipinde Munyika Itsva yaMwari

    w92 10/15 p. 18 ndim. 19

    Kirasi Yechi 84 yeGilead—Kuita Mukuwirirana Nekariro!

    w88 6/1 p. 23

Muparidzi 3:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Zvinhu Zvose Zvine Nguva Yakatarwa”

    w99 10/1 pp. 8-10

Muparidzi 3:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 3:31
  • +Pis 39:1
  • +1Sa 19:4; 25:23, 24; Es 4:13, 14; Pis 145:11; Zvi 9:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ndeipi Nguva Yakakodzera Yekutaura?

    w20.03 pp. 18-23

    Ramba Uchinamata Jehovha Basa Redu Parinorambidzwa

    w19.07 p. 11 ndim. 14

    Shandisa Rurimi Rwako Zvakanaka

    w15 12/15 pp. 19-20

    “Nguva Yokunyarara”

    w09 5/15 pp. 3-5

    “Nguva Yorugare” Yava Pedyo!

    w99 10/1 pp. 12-14

    Kudzivirira Kutenda Kwedu

    w98 12/1 pp. 15-18

    “Nguva Yokunyarara, Nenguva Yokutaura”

    w96 5/15 pp. 21-23

    Betserai Wechiduku Wenyu Kubudirira

    fy chits. 6 ndim. 6

Muparidzi 3:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 139:21; VaR 12:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Nguva Yokuda Nenguva Yokuvenga”

    w11 12/1 pp. 23-24

    “Nguva Yorugare” Yava Pedyo!

    w99 10/1 pp. 10-12

Muparidzi 3:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 1:3; 5:15, 16

Muparidzi 3:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Chinhu Chimwe Nechimwe Chine Nguva Yacho

    w09 3/1 pp. 5-6

Muparidzi 3:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “zvakanyatsorongwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 1:31; VaR 1:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nzwisisa Zvakazara Shoko raMwari

    w23.10 p. 21 ndim. 11

    Muparidzi 3:11—“Akaita Chinhu Chimwe Nechimwe Chakanaka Nenguva Yacho”

    ijwbv nyaya 41

    Tinogona Kurarama Nekusingaperi

    w22.12 p. 4 ndim. 7

    “Swedera Pedyo naMwari, Uye Iye Achaswedera Pedyo Newe”

    cl chits. 31 ndim. 22

    Mwari Akatisika Aine Chinangwa Chei?

    lff chidzidzo 25 pfungwa 3

    Vanhu Havadi Kufa

    wp19 nha. 3 p. 4

    Nei Jesu Akatambura Ndokufa?

    wp16 nha. 2 p. 5

    Zvinonyatsoita Here Kuti Tizive Mwari?

    w15 10/1 p. 13

    Kuedza Kwevanhu Kukunda Rufu

    w14 1/1 pp. 4-5

    Chinhu Chimwe Nechimwe Chine Nguva Yacho

    w09 3/1 pp. 5-7

    Nguva Yokusarudza

    w09 3/1 p. 7

    Kana Munhu Afa Atotsakatika Here?

    g08.01 pp. 21-22

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raMuparidzi

    w06 11/1 p. 14 ndim. 1

    Rufu Unoruona Sei?

    w02 6/1 p. 3

    Upenyu Husingaperi Hunobvira Chaizvoizvo Here?

    w99 4/15 pp. 5-6

    Rumbidzai Mambo Asingagumi!

    w96 4/1 pp. 10-12 ndim. 6-8

    ‘Chimwe Chinhu Chinoshayikwa’—Chii?

    g96 2/8 pp. 29-30

    Musiki Wedu Mukuru Namabasa Ake

    w93 1/1 p. 3

    Unogutswa Here Negadziriro Dzomudzimu dzaJehovha?

    w87 10/1 p. 10 ndim. 2

Muparidzi 3:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:3; 1VaT 5:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kufara Kunyange Mumatambudziko

    w09 12/15 p. 19 ndim. 15-16

    “Zvakafanira Vanhu Vose”

    w97 2/15 p. 16 ndim. 15

Muparidzi 3:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 5:18, 19; Isa 65:21, 22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kufara Kunyange Mumatambudziko

    w09 12/15 p. 19 ndim. 15-16

    Nhandaro Yakanaka Inozorodza

    w06 3/1 p. 17

    “Zvakafanira Vanhu Vose”

    w97 2/15 p. 16 ndim. 15

    Basa Rinogona Kukufadza

    w89 7/15 pp. 4-7

Muparidzi 3:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 10:7; Zva 15:4

Muparidzi 3:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “zvakapfuura.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 1:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raMuparidzi

    w06 11/1 p. 14 ndim. 2

Muparidzi 3:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 82:2; 94:16, 21

Muparidzi 3:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 12:14; Mab 17:31; VaR 2:5, 6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Nguva Yorugare” Yava Pedyo!

    w99 10/1 p. 14 ndim. 17

Muparidzi 3:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 14:10; Pis 39:5; 89:48
  • +Ge 7:22; Pis 104:29; Mup 12:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mudzimu

    rs p. 248 ndim. 1

    Upenyu Hwako—Donzo Rahwo Chii?

    w97 2/15 pp. 10-11

    Chii Chinoitika Kuvadiwa Vedu Vakafa?

    kl chits. 9

Muparidzi 3:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 9:10
  • +Ge 2:7, 19
  • +Ge 3:19; Job 10:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Chii Chinoitika Kwatiri Patinofa?

    lff chidzidzo 29

    Mudzimu

    rs p. 248 ndim. 1

    Upenyu Hwako—Donzo Rahwo Chii?

    w97 2/15 pp. 10-11

    Chii Chinoitika Kuvadiwa Vedu Vakafa?

    kl chits. 9

Muparidzi 3:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 146:3, 4; Mup 3:19; 9:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mudzimu

    rs p. 248 ndim. 1

Muparidzi 3:22

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mugove.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 12:7; Mup 5:18
  • +Job 14:21; Mup 6:12

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Mup. 3:72Sa 3:31
Mup. 3:7Pis 39:1
Mup. 3:71Sa 19:4; 25:23, 24; Es 4:13, 14; Pis 145:11; Zvi 9:8
Mup. 3:8Pis 139:21; VaR 12:9
Mup. 3:9Mup 1:3; 5:15, 16
Mup. 3:11Ge 1:31; VaR 1:20
Mup. 3:12Pis 37:3; 1VaT 5:15
Mup. 3:13Mup 5:18, 19; Isa 65:21, 22
Mup. 3:14Jer 10:7; Zva 15:4
Mup. 3:15Mup 1:9
Mup. 3:16Pis 82:2; 94:16, 21
Mup. 3:17Mup 12:14; Mab 17:31; VaR 2:5, 6
Mup. 3:19Job 14:10; Pis 39:5; 89:48
Mup. 3:19Ge 7:22; Pis 104:29; Mup 12:7
Mup. 3:20Mup 9:10
Mup. 3:20Ge 2:7, 19
Mup. 3:20Ge 3:19; Job 10:9
Mup. 3:21Pis 146:3, 4; Mup 3:19; 9:10
Mup. 3:22Dhe 12:7; Mup 5:18
Mup. 3:22Job 14:21; Mup 6:12
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Muparidzi 3:1-22

Muparidzi

3 Chinhu chimwe nechimwe chine nguva yacho,

Nguva inoitika chinhu chese pasi pedenga:

 2 Nguva yekuberekwa nenguva yekufa;

Nguva yekudyara nenguva yekudzura zvakadyarwa;

 3 Nguva yekuuraya nenguva yekuporesa;

Nguva yekukoromora nenguva yekuvaka;

 4 Nguva yekuchema nenguva yekuseka;

Nguva yekuridza mhere nenguva yekutamba;*

 5 Nguva yekurasa matombo nenguva yekuunganidza matombo;

Nguva yekumbundira nenguva yekurega kumbundira;

 6 Nguva yekutsvaga nenguva yekurega kutsvaga uchiti hazvichawaniki;

Nguva yekuchengeta nenguva yekurasa;

 7 Nguva yekubvarura+ nenguva yekusona;

Nguva yekunyarara+ nenguva yekutaura;+

 8 Nguva yekuda nenguva yekuvenga;+

Nguva yehondo nenguva yerugare.

9 Mushandi anowaneiko pabasa rake rese?+ 10 Ndakaona basa rakapiwa vanakomana vevanhu naMwari kuti vagare vakabatikana. 11 Iye akaita zvinhu zvese zvakanaka* panguva yazvo.+ Akatoisa nguva isingagumi mumwoyo mavo; kunyange zvakadaro, vanhu havafi vakanzwisisa basa rakaitwa naMwari wechokwadi kubvira pakutanga kusvikira pakupedzisira.

12 Ndakaona kuti hapana chinhu chiri nani kwavari kupfuura kuti vafare uye kuti vaite zvakanaka muupenyu hwavo,+ 13 uyewo kuti munhu wese adye nekunwa uye afadzwe nezvinhu zvakanaka pakushanda kwake nesimba. Icho chipo chaMwari.+

14 Ndava kuziva kuti zvinhu zvese zvinoitwa naMwari wechokwadi zvichagara nekusingaperi. Hapana chekuwedzera kana kutapudza pazviri. Mwari wechokwadi akazviita zvakadaro, kuti vanhu vamutye.+

15 Zvese zvinoitika zvakatomboitika, uye zvichauya zvakagara zviripo;+ asi Mwari wechokwadi anotsvaga zvanga zvichiedza kuitwa.*

16 Ndakaonawo izvi pasi pezuva: Panzvimbo pekutonga zvakarurama paiva neuipi, uye panzvimbo pekururama paiva neuipi.+ 17 Saka ndakati nechemumwoyo: “Mwari wechokwadi achatonga vese, vakarurama nevakaipa,+ nekuti zvinhu zvese nemabasa ese zvine nguva yazvo.”

18 Ndakataurawo nechemumwoyo kuti Mwari wechokwadi achaedza vanakomana vevanhu ovaratidza kuti vakafanana nemhuka, 19 nekuti kune magumo evanhu nemagumo emhuka; zvese zvinoguma zvakafanana.+ Kufa kunoita chimwe, ndiko kufa kunoita chimwe chacho; zvese zvine simba reupenyu rimwe chete.+ Saka munhu hapana paanopfuura mhuka, nekuti zvese hazvina zvazvinobatsira. 20 Zvese zvinoenda kunzvimbo imwe chete.+ Zvese zvinobva kuguruva,+ uye zvese zvinodzokera kuguruva.+ 21 Ndiani anonyatsoziva kana simba reupenyu revanhu richikwira kudenga, uye kana simba reupenyu remhuka richidzika panyika?+ 22 Uye ndakaona kuti hapana chinhu chiri nani pane kuti munhu afadzwe nebasa rake,+ nekuti ndiwo mubayiro* wake; nekuti ndiani angamuita kuti aone zvichaitika kana iye aenda?+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe