RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 25:23
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 23 “‘Naizvozvo musatengesa nyika yacho zvachose,+ nokuti nyika yacho ndeyangu.+ Nokuti imi muri vatorwa nevanobva kune imwe nyika kwandiri.+

  • 1 Makoronike 29:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Nokuti tiri vatorwa pamberi penyu uye vanobva kune imwe nyika+ sezvakanga zvakaita madzitateguru edu ose. Mazuva edu panyika akaita somumvuri+ uye hapana tariro.

  • Pisarema 119:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  19 Ndinongovawo zvangu mutorwa munyika.+

      Musandivanzira mirayiro yenyu.+

  • 1 Petro 1:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Uyezve, kana muchidana pana Baba vanotonga vasingasaruri+ maererano nebasa romumwe nomumwe, zvibatei nokutya+ panguva yamunenge muri vatorwa.+

  • 1 Petro 2:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Vadiwa, ndinokurayirai sevatorwa uye vagari venguva duku+ kuti murambe muchirega zvinodiwa nenyama,+ uko kunoramba kuchirwisana nomweya.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe