Pisarema 25:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Makwara ose aJehovha mutsa worudo nechokwadiKune vaya vanochengeta sungano+ yake nezviyeuchidzo zvake.+ Pisarema 108:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Nokuti mutsa wenyu worudo mukuru kusvikira kumatenga,+Nechokwadi chenyu kusvikira kumatenga.+ Pisarema 138:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Ndichakotama ndakatarira kutemberi yenyu tsvene,+Ndicharumbidza zita renyu,+Nokuda kwomutsa wenyu worudo+ uye nokuda kwechokwadi chenyu.+Nokuti makakudza zvamakataura+ kutopfuura zita renyu rose.+ Pisarema 146:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Iye muiti wedenga nenyika,+Wegungwa, newezvose zviri mazviri,+Iye anoramba aine chokwadi nokusingagumi,+ Zvakazarurwa 15:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Vaiimba rwiyo rwaMosesi+ muranda waMwari norwiyo rweGwayana,+ vachiti: “Jehovha Mwari, Wemasimbaose,+ mabasa enyu makuru uye anoshamisa.+ Nzira dzenyu dzakarurama uye ndedzechokwadi,+ imi Mambo asingagumi.+
10 Makwara ose aJehovha mutsa worudo nechokwadiKune vaya vanochengeta sungano+ yake nezviyeuchidzo zvake.+
2 Ndichakotama ndakatarira kutemberi yenyu tsvene,+Ndicharumbidza zita renyu,+Nokuda kwomutsa wenyu worudo+ uye nokuda kwechokwadi chenyu.+Nokuti makakudza zvamakataura+ kutopfuura zita renyu rose.+
6 Iye muiti wedenga nenyika,+Wegungwa, newezvose zviri mazviri,+Iye anoramba aine chokwadi nokusingagumi,+ Zvakazarurwa 15:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Vaiimba rwiyo rwaMosesi+ muranda waMwari norwiyo rweGwayana,+ vachiti: “Jehovha Mwari, Wemasimbaose,+ mabasa enyu makuru uye anoshamisa.+ Nzira dzenyu dzakarurama uye ndedzechokwadi,+ imi Mambo asingagumi.+
3 Vaiimba rwiyo rwaMosesi+ muranda waMwari norwiyo rweGwayana,+ vachiti: “Jehovha Mwari, Wemasimbaose,+ mabasa enyu makuru uye anoshamisa.+ Nzira dzenyu dzakarurama uye ndedzechokwadi,+ imi Mambo asingagumi.+