RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 10:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Jehovha ndiMambo nokusingagumi kunyange nokusingaperi.+

      Marudzi akaparara munyika yake.+

  • Dhanieri 4:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Zviratidzo zvake zvikuru sei, uye zvinhu zvake zvinoshamisa zvine simba sei!+ Umambo hwake umambo husingagumi,+ uye ushe hwake hunosvika kuzvizvarwa nezvizvarwa.+

  • Habhakuki 1:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Haiwa Jehovha, hamusi wekare kare here?+ Haiwa Mwari wangu, Mutsvene wangu, hamufi.+ Haiwa Jehovha, makaruitira kuti rutonge; haiwa imi Dombo,+ makarusimbisa kuti rutsiure.+

  • Zvakazarurwa 15:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Vaiimba rwiyo rwaMosesi+ muranda waMwari norwiyo rweGwayana,+ vachiti:

      “Jehovha Mwari, Wemasimbaose,+ mabasa enyu makuru uye anoshamisa.+ Nzira dzenyu dzakarurama uye ndedzechokwadi,+ imi Mambo asingagumi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe