Genesisi 17:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Ndichapa iwe nevana vako vanokutevera nyika yauri kugara uri mutorwa,+ iyo nyika yose yeKenani, kuti ive yako nokusingagumi; uye ndichava Mwari wavo.”+ Revhitiko 26:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Ndichafamba pakati penyu, ndova Mwari wenyu,+ uye imi muchava vanhu vangu.+ Ezekieri 11:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 kuti vafambe mumirau yangu uye vachengete zvandakatonga, vozviita;+ uye vave vanhu vangu+ uye ini ndive Mwari wavo.”’+ 2 VaKorinde 6:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Temberi yaMwari inobvumirana nezvidhori pachii?+ Nokuti tiri temberi+ yaMwari mupenyu; sokutaura kwakaita Mwari kuti: “Ndichagara pakati pavo+ nokufamba pakati pavo, ndichava Mwari wavo, uye ivo vachava vanhu vangu.”+
8 Ndichapa iwe nevana vako vanokutevera nyika yauri kugara uri mutorwa,+ iyo nyika yose yeKenani, kuti ive yako nokusingagumi; uye ndichava Mwari wavo.”+
20 kuti vafambe mumirau yangu uye vachengete zvandakatonga, vozviita;+ uye vave vanhu vangu+ uye ini ndive Mwari wavo.”’+
16 Temberi yaMwari inobvumirana nezvidhori pachii?+ Nokuti tiri temberi+ yaMwari mupenyu; sokutaura kwakaita Mwari kuti: “Ndichagara pakati pavo+ nokufamba pakati pavo, ndichava Mwari wavo, uye ivo vachava vanhu vangu.”+