RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaFiripi 4
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raVaFiripi

      • Kubatana, kufara, kufunga zvinhu zvakanaka (1-9)

        • Musazvidya mwoyo nezvechinhu chero chipi zvacho (6, 7)

      • Kutenda zvipo zvakabviswa nevaFiripi (10-20)

      • Kwaziso yekupedzisira (21-23)

VaFiripi 4:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaT 2:19
  • +VaF 1:27

VaFiripi 4:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 15:5, 6; 1VaK 1:10; 2VaK 13:11; VaF 2:2; 1Pe 3:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rudo Rwenyu Ngaruwedzere

    w19.08 pp. 9-10 ndim. 7-8

    Unonyatsokoshesa Bhuku raJehovha Here?

    w16.11 pp. 14-15 ndim. 1-2

    Kutenda Kwako Kwakasimba Sei?

    w03 1/15 p. 20 ndim. 18

    Kanganwira Nomwoyo Wako Wose

    w99 10/15 p. 14 ndim. 12-13

    Kuzvidzora Kwako Ngakuvepo Ndokupfachuka

    w93 8/15 p. 21 ndim. 11

VaFiripi 4:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 69:28; Ru 10:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zita Rako Riri “Mubhuku Reupenyu” Here?

    w22.09 p. 15 ndim. 6

    Batira Jehovha Nokuvimbika

    w92 11/15 p. 20 ndim. 10

VaFiripi 4:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 64:10; 1VaT 5:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Chibereko Chomudzimu” Chinokudza Mwari

    w11 4/15 p. 20 ndim. 11

    Unogona Here Kuwana Rugare Munyika Ino Ine Zvinetso?

    w09 7/1 p. 12

    Ita Zvinoenderana Nezvaunokwanisa Kuti Ufare

    w08 7/15 p. 29

    Mufaro Wakachengeterwa Avo Vanowana Zvokwadi

    w95 4/15 p. 9

    Farai muna Jehovha!

    w94 9/1 pp. 13-18

VaFiripi 4:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Tit 3:2; Jak 3:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Uchenjeri Hunobva Kumusoro” Huri Kushanda Muupenyu Hwako Here?

    cl chits. 22 ndim. 13

    Unoshanda Nevamwe Zvakanaka Here?

    w21.12 pp. 29-30

    Unogona Here Kuwana Rugare Munyika Ino Ine Zvinetso?

    w09 7/1 p. 12

    Bvuma Mafungiro Evamwe, Iva Pakati Nepakati

    w08 3/15 pp. 3-7

    Ita Zvinoenderana Nezvaunokwanisa Kuti Ufare

    w08 7/15 p. 29

    Mazano Akavimbika Okurera Vana

    w06 11/1 pp. 6-7

    Kudzivirira Kutenda Kwedu

    w98 12/1 pp. 14-15

    Sakurira Kuva Nomufungo

    w94 8/1 pp. 15-20 ndim. 1-18

    Farai muna Jehovha!

    w94 9/1 p. 14 ndim. 5-6

    Ndinogona Sei Kubata Nokuroorazve Kwomubereki Wangu?

    yp-CA chits. 5

    Kushongedzerwa Nokuda Kwebasa Roufundisi Muma 1990

    w90 12/15 pp. 22-23

    MaKristu—Akasimba Bva Akapfava

    w88 9/15 pp. 29-30

VaFiripi 4:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 6:25; Ru 12:22
  • +Joh 16:23; VaR 12:12; 1Pe 5:6, 7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ratidza Kuti Uri Munhu Anotenda

    w26.10 p. 7 ndim. 6

    Tinofanira Kunyengetera Sei?—Tinofanira Kutevedzera Munyengetero waShe Chete Here?

    ijwbq nyaya 191 ndim. 16-18

    Swedera Pedyo naMwari Nekunyengetera

    lff chidzidzo 9

    VaFiripi 4:6, 7—“Musazvidya Mwoyo Nezvechinhu Chero Chipi Zvacho”

    ijwbv nyaya 13

    Jehovha Ngaakuzorodze

    w20.02 p. 22 ndim. 6

    “Musazvidya Mwoyo Nezvechinhu Chero Chipi Zvacho”

    mwb19.06 p. 6

    “Rugare rwaMwari Runopfuura Kufunga Kwose”

    w17.08 pp. 10-11

    Unogona Here Kuwana Rugare Munyika Ino Ine Zvinetso?

    w09 7/1 p. 12

    Minyengetero Yako Inoratidzei Nezvako?

    w09 11/15 pp. 3-4

    Jehovha Anonzwa Patinochemera Kubatsirwa

    w08 3/15 pp. 13-14 ndim. 10-12

    “Kukumbira Kwenyu Ngakuziviswe Mwari”

    w06 9/1 pp. 27-29 ndim. 3-10

    Simbisa Chivimbo Chako Muna Jehovha

    w01 6/1 p. 9

    Munyengetero Ungandibatsira Sei?

    g01 8/8 pp. 24-25

    Nzira iyo Upenyu Hwako Hungawedzera Nayo Kuva Nechinangwa

    w00 7/15 p. 6

    Simudzai Maoko Akavimbika Muchinyengetera

    w99 1/15 p. 18 ndim. 11

    Musakurirwa Nokufunganya

    w99 3/15 p. 23

    Farai muna Jehovha!

    w94 9/1 pp. 14-15 ndim. 7-8

    Kandira Funganyo Yako Yose Pana Jehovha

    w94 11/15 p. 22 ndim. 6

    Rusununguko Runopiwa naMwari Runounza Mufaro

    w92 3/15 p. 22 ndim. 18

    “Mwoyo Yenyu Irege Kumanikidzwa”

    w88 2/15 pp. 11-15 ndim. 5-21

VaFiripi 4:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 16:33; VaR 5:1
  • +VaK 3:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ratidza Kuti Uri Munhu Anotenda

    w26.10 p. 7 ndim. 6

    Jehovha Anotibatsira Sei Kutsungirira?

    w25.08 p. 3 ndim. 5

    Zvinotaurwa neShoko raMwari Zvinopa Tariro Kuvapoteri!

    mrt nyaya 127 ndim. 34-37

    Jehovha Achakubatsira Panguva Dzakaoma

    w24.01 pp. 21-22

    Swedera Pedyo naMwari Nekunyengetera

    lff chidzidzo 9

    VaFiripi 4:6, 7—“Musazvidya Mwoyo Nezvechinhu Chero Chipi Zvacho”

    ijwbv nyaya 13 ndim. 1-9

    Tevedzera Jesu Urambe Uine Rugare

    w19.04 pp. 8-13 ndim. 1-16

    Ramba Uine Rugare Rwemupfungwa Zvinhu Pazvinochinja

    w18.10 p. 28 ndim. 5

    “Rugare rwaMwari Runopfuura Kufunga Kwose”

    w17.08 pp. 8-12

    Unogona Here Kuwana Rugare Munyika Ino Ine Zvinetso?

    w09 7/1 pp. 11-12

    Jehovha Anonzwa Patinochemera Kubatsirwa

    w08 3/15 pp. 13-14 ndim. 10-12

    Munyengetero Ungandibatsira Sei?

    g01 8/8 pp. 24-25

    Nzira iyo Upenyu Hwako Hungawedzera Nayo Kuva Nechinangwa

    w00 7/15 p. 6

    Musakurirwa Nokufunganya

    w99 3/15 p. 23

    “Mwari Worugare” Anoitira Hanya Vanotambura

    w97 4/15 pp. 5-6

    Rugare

    w96 2/15 pp. 30-31

    Farai muna Jehovha!

    w94 9/1 p. 15 ndim. 9

    Kandira Funganyo Yako Yose Pana Jehovha

    w94 11/15 p. 22 ndim. 6

    “Rugare rwaMwari Runopfuura Kunzwisisa Kwose”

    w94 12/15 p. 32

    Vimba naJehovha!

    w93 12/15 pp. 14-16 ndim. 19-21

    Rusununguko Runopiwa naMwari Runounza Mufaro

    w92 3/15 p. 22 ndim. 18

    “Rugare rwaMwari” Ngarurinde Mwoyo Wenyu

    w91 3/1 p. 15 ndim. 2

    Kushongedzerwa Nokuda Kwebasa Roufundisi Muma 1990

    w90 12/15 p. 22

    “Rugare Kwamuri”

    w88 2/15 pp. 16-20 ndim. 4-21

VaFiripi 4:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “muchifunga.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaK 3:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Unogona Kuwana Mufaro Wechokwadi

    w22.10 p. 9 ndim. 12

    VaFiripi 4:8—“Zvinhu Zvese Zvechokwadi, . . . Rambai Muchifungisisa Zvinhu Izvi”

    ijwbv nyaya 31

    Bhaibheri Rinotii Nezvebonde?

    lff chidzidzo 41 pfungwa 4

    Ungaita Sei Kuti Matauriro Ako Afadze Jehovha?

    lff chidzidzo 51 pfungwa 3

    Tingasarudza Sei Zvinotivaraidza?

    lvs chits. 6 ndim. 17-19

    Kusarudza Kwaungaita Varaidzo Yakanaka

    lv chits. 6 ndim. 17-19

    Kukurukurirana Zvinhu Zvomudzimu Kunovaka

    w03 9/15 pp. 11-13

    Unogona Kuwana Varaidzo Yakanaka

    g97 6/8 p. 22

    Unogona Kukurira Idzi Mhinganidzo!

    w95 7/15 p. 22

    Kurwisa Kubata Kwechivi Panyama Yakawa

    w94 6/15 pp. 15-16 ndim. 15-16

    Farai muna Jehovha!

    w94 9/1 p. 15 ndim. 10

    Kuparadzwa Kunogona Kuitwa Guhwa

    w89 10/15 p. 16 ndim. 4

    Rucheno Rwetsika Ndirwo Runako Rwepwere

    w89 11/1 p. 15 ndim. 18-19

VaFiripi 4:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaF 3:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Rambai Muchiedza Zvamuri”

    w05 7/15 p. 24 ndim. 19

    Farai muna Jehovha!

    w94 9/1 p. 18

    Kuparadzwa Kunogona Kuitwa Guhwa

    w89 10/15 p. 16 ndim. 5

VaFiripi 4:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 11:8, 9

VaFiripi 4:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Ti 6:6, 8; VaH 13:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ndiri Munhu Anotsungirira Here?

    ijwyp nyaya 95 ndim. 18

    Kudzidza Nzira Yokugutsikana

    w03 6/1 pp. 8-11

VaFiripi 4:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 4:11; 2VaK 6:4, 10; 11:27

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kudzidza Nzira Yokugutsikana

    w03 6/1 pp. 8-11

    Ungaratidza Sei Kuona Mari Zvine Mwero?

    w01 6/15 p. 7

VaFiripi 4:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 40:29; 2VaK 4:7; 12:9, 10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhaibheri Rine Mashoko Angandinyaradza Here?

    ijwbq nyaya 189 ndim. 4-5

    Tingaita Sei Kuti Tive Vanhu Vakachena Kuna Mwari?

    lff chidzidzo 40 pfungwa 1-5

    Unogona Kutsungirira Kana Vanhu Vachikutambudza

    lff chidzidzo 59 pfungwa 6

    VaFiripi 4:13—“Ndinogona Kuita Zvinhu Zvese Nekuda kwaKristu”

    ijwbv nyaya 20

    Ungaratidza Sei Kuona Mari Zvine Mwero?

    w01 6/15 p. 7

    “Simba Rinopfuura Renguva Dzose”

    w92 2/1 p. 32

    Ucharamba Uchifamba Muzvokwadi Here?

    w90 9/1 p. 30

VaFiripi 4:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 11:8, 9

VaFiripi 4:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaF 2:25
  • +Eks 29:18

VaFiripi 4:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 9:8

VaFiripi 4:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaF 1:12, 13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Varindi vomuMuzinda waMambo Vanoparidzirwa

    w13 2/15 p. 16

    Waizviziva Here?

    w11 3/1 p. 23

    Kuvengerwa Kutenda Kwavo

    w98 12/1 pp. 8-13

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 50—VaFiripi

    si p. 224 ndim. 5

VaFiripi 4:23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ita Kuti Ungano Irambe Iine Mafungiro Akanaka

    w12 2/15 p. 18 ndim. 1-2

    Unoratidza Rudzii Rwomudzimu?

    km 11/94 p. 2

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

VaF. 4:11VaT 2:19
VaF. 4:1VaF 1:27
VaF. 4:2VaR 15:5, 6; 1VaK 1:10; 2VaK 13:11; VaF 2:2; 1Pe 3:8
VaF. 4:3Pis 69:28; Ru 10:20
VaF. 4:4Pis 64:10; 1VaT 5:16
VaF. 4:5Tit 3:2; Jak 3:17
VaF. 4:6Mt 6:25; Ru 12:22
VaF. 4:6Joh 16:23; VaR 12:12; 1Pe 5:6, 7
VaF. 4:7Joh 16:33; VaR 5:1
VaF. 4:7VaK 3:15
VaF. 4:8VaK 3:2
VaF. 4:9VaF 3:17
VaF. 4:102VaK 11:8, 9
VaF. 4:111Ti 6:6, 8; VaH 13:5
VaF. 4:121VaK 4:11; 2VaK 6:4, 10; 11:27
VaF. 4:13Isa 40:29; 2VaK 4:7; 12:9, 10
VaF. 4:152VaK 11:8, 9
VaF. 4:18VaF 2:25
VaF. 4:18Eks 29:18
VaF. 4:192VaK 9:8
VaF. 4:22VaF 1:12, 13
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
VaFiripi 4:1-23

Tsamba kuvaFiripi

4 Saka imi hama dzangu dzandinoda uye dzandinosuwa, mufaro wangu nekorona yangu,+ mirai munaShe makasimba+ saizvozvo, vadiwa.

2 Ndinokurudzira Yudhiya naSindike kuti vave nekufunga kwakafanana munaShe.+ 3 Ndinokukumbirawo, iwe mumwe wangu akatendeka wandinoshanda naye, kuti urambe uchibatsira vakadzi ava vakashanda nesimba pamwe chete neni nekuda kwemashoko akanaka, pamwe chete naKremendi nevamwe vese vandinoshanda navo, vane mazita ari mubhuku reupenyu.+

4 Garai muchifara munaShe. Ndinoti zvakare, Farai!+ 5 Kunzwisisa kwenyu+ ngakuzivikanwe nevanhu vese. Ishe ari pedyo. 6 Musazvidya mwoyo nezvechinhu chero chipi zvacho,+ asi panyaya dzese zvikumbiro zvenyu ngazviziviswe Mwari muchinyengetera uye muchiteterera pamwe chete nekuonga;+ 7 uye rugare+ rwaMwari runopfuura kunzwisisa kwese ruchachengetedza mwoyo yenyu+ nepfungwa dzenyu kuburikidza naKristu Jesu.

8 Hama dzangu, regai ndipedzise nekuti, zvinhu zvese zvechokwadi, zvinhu zvese zvinokosha, zvinhu zvese zvakarurama, zvinhu zvese zvakachena, zvinhu zvese zvinodiwa, zvinhu zvese zvinotaurwa zvakanaka nezvazvo, zvinhu zvese zvakanaka, uye zvinhu zvese zvinorumbidzwa, rambai muchifungisisa* zvinhu izvi.+ 9 Rambai muchiita zvinhu zvamakadzidza uye zvamakagamuchira nezvamakanzwa nekuona ndichiita,+ uye Mwari werugare achava nemi.

10 Ndinofara kwazvo munaShe kuti iye zvino pakupedzisira matangazve kuva nehanya neni.+ Kunyange zvazvo maiva nehanya neni, maishaya mukana wekuzviratidza. 11 Handisi kutaura izvi nekuti pane zvandiri kushayiwa, nekuti ndakadzidza kugutsikana, pasinei nekuti zvinhu zvakandimirira sei.+ 12 Ndinoziva zvazvinoreva kuva nezvishoma+ kana kuva nezvakawanda. Mumamiriro ezvinhu ese zvawo ndakadzidza zvazvinoreva kuguta kana kuva nenzara, uye kuva nezvakawanda kana kushayiwa. 13 Ndine simba rekuita zvinhu zvese nekuti pane anondipa simba.+

14 Kunyange zvakadaro, makagona pamakava neni mumatambudziko angu. 15 Ndingatoti, imi vaFiripi munozivawo kuti pamakatanga kudzidza mashoko akanaka, pandakabva kuMakedhoniya, hapana imwe ungano kunze kwenyu yakabatana neni panyaya yekupa nekugamuchira;+ 16 nekuti pandaiva kuTesaronika, imi makatumira zvinhu zvekundibatsira pane zvandaishayiwa, kwete kamwe chete asi kaviri. 17 Hakusi kuti ndiri kuda kupiwa chipo, asi kuti ndiri kuda zvibereko zvichawedzera pfuma yenyu. 18 Asi ndine zvese zvandinoda uye zvakatowanda. Zvese ndava nazvo sezvo ndakagamuchira zvamakatumira naEpafrodhito,+ kunhuhwirira kwakanaka,+ chibayiro chinogamuchirika, chinonyatsofadza Mwari. 19 Mwari wangu, uyo ane pfuma yakawanda, achakupaiwo zvese zvamunoda+ kuburikidza naKristu Jesu. 20 Saka Mwari wedu uye Baba vedu ngavakudzwe nariini nariini. Ameni.

21 Ndikwazisireiwo vatsvene vese vari pamwe naKristu Jesu. Hama dzandiinadzo dzinokukwazisai. 22 Vatsvene vese, kunyanya veimba yaKesari,+ vanokukwazisai.

23 Nyasha dzaShe Jesu Kristu ngadzishande pamafungiro enyu.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe