RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 49
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raGenesisi

      • Uprofita hwaJakobho hwaakataura ava kufa (1-28)

        • Shiro achabva kuna Judha (10)

      • Jakobho anotaura kwaachada kuvigwa (29-32)

      • Kufa kwaJakobho (33)

Genesisi 49:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvatinodzidza Pane Zvakaprofitwa naJakobho Ava Kufa​—⁠Chikamu 1

    w25.06 p. 2 ndim. 3

Genesisi 49:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvatinodzidza Pane Zvakaprofitwa naJakobho Ava Kufa​—⁠Chikamu 1

    w25.06 p. 2 ndim. 3

Genesisi 49:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 33:6
  • +Ge 29:32; Eks 6:14; 1Mak 5:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvatinodzidza Pane Zvakaprofitwa naJakobho Ava Kufa​—⁠Chikamu 1

    w25.06 pp. 3-4

Genesisi 49:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 35:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvatinodzidza Pane Zvakaprofitwa naJakobho Ava Kufa​—⁠Chikamu 1

    w25.06 pp. 2-7

Genesisi 49:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 29:33, 34; 35:23
  • +Ge 34:25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvatinodzidza Pane Zvakaprofitwa naJakobho Ava Kufa​—⁠Chikamu 1

    w25.06 p. 4

Genesisi 49:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

  • *

    Kana kuti “kukudzwa kwangu.”

  • *

    Kana kuti “madzira.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 34:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvatinodzidza Pane Zvakaprofitwa naJakobho Ava Kufa​—⁠Chikamu 1

    w25.06 p. 4

Genesisi 49:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 34:25
  • +Jos 19:1; 21:41

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvatinodzidza Pane Zvakaprofitwa naJakobho Ava Kufa​—⁠Chikamu 1

    w25.06 pp. 2-7

    Neiko Ndichitsamwa?

    g88 1/8 p. 15

Genesisi 49:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 29:35; Dhe 33:7
  • +Ge 43:8, 9; 46:28; 1Mak 5:2
  • +Vat 1:2
  • +Nu 10:14; 2Sa 5:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvatinodzidza Pane Zvakaprofitwa naJakobho Ava Kufa​—⁠Chikamu 1

    w25.06 pp. 5-6

Genesisi 49:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 5:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvatinodzidza Pane Zvakaprofitwa naJakobho Ava Kufa​—⁠Chikamu 1

    w25.06 pp. 5-6

    “Ndianiko Wakafanirwa Nokuzarura Mupumburu Wamanyoro?”

    re chits. 15 ndim. 5

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 1—Genesi

    si p. 18

Genesisi 49:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva kuti “Muridzi Wayo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 24:17; 2Sa 2:4; 7:16, 17
  • +Isa 9:6; Eze 21:27; Ru 1:32; VaH 7:14
  • +Pis 2:8; Isa 11:10; Mt 2:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvatinodzidza Pane Zvakaprofitwa naJakobho Ava Kufa​—⁠Chikamu 1

    w25.06 pp. 2-7

    “Uchenjeri hwaMwari Muchakavanzika Chitsvene”

    cl chits. 19 ndim. 8

    Vakanga Vakamirira Kuuya kwaMesiya

    w11 8/15 p. 9 ndim. 6

    Uchangamire hwaJehovha noUmambo hwaMwari

    w07 12/1 pp. 23-25 ndim. 13-19

    “Ndianiko Wakafanirwa Nokuzarura Mupumburu Wamanyoro?”

    re chits. 15 ndim. 5

    Pfungwa Huru Dzinobva Mubhuku raGenesi—II

    w04 1/15 p. 29 ndim. 3

    Teerera Sezvo Mugumo Unoswedera Pedyo

    w02 10/1 pp. 17-20

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 1—Genesi

    si p. 17 ndim. 29

    Umambo Hwamwari Hunotonga

    kl chits. 10

    Mesia—Itariro Chaiyoiyo Here?

    w92 10/1 p. 8

Genesisi 49:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 33:18, 19
  • +Mt 4:13
  • +Jos 19:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvatinodzidza Pane Zvakaprofitwa naJakobho Ava Kufa​—⁠Chikamu 2

    w25.06 pp. 8-13

Genesisi 49:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 33:18; 1Mak 7:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvatinodzidza Pane Zvakaprofitwa naJakobho Ava Kufa​—⁠Chikamu 2

    w25.06 p. 9

Genesisi 49:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvatinodzidza Pane Zvakaprofitwa naJakobho Ava Kufa​—⁠Chikamu 2

    w25.06 pp. 8-13

Genesisi 49:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 33:22
  • +Vat 13:2, 24; 15:20

Genesisi 49:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 14:19; 15:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvatinodzidza Pane Zvakaprofitwa naJakobho Ava Kufa​—⁠Chikamu 2

    w25.06 pp. 8-13

Genesisi 49:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 33:20
  • +Jos 13:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvatinodzidza Pane Zvakaprofitwa naJakobho Ava Kufa​—⁠Chikamu 2

    w25.06 pp. 8-13

    Vakakomborerwa Vaya Vanopa Mbiri Kuna Mwari

    w04 6/1 p. 15 ndim. 5

Genesisi 49:20

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Chingwa.”

  • *

    ChiHeb., “zvichakora.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 33:24
  • +1Mad 4:7, 16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvatinodzidza Pane Zvakaprofitwa naJakobho Ava Kufa​—⁠Chikamu 2

    w25.06 pp. 8-13

Genesisi 49:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 33:23
  • +Mt 4:13, 15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvatinodzidza Pane Zvakaprofitwa naJakobho Ava Kufa​—⁠Chikamu 2

    w25.06 pp. 8-13

    “Ndakuitirai Muenzaniso”

    w02 8/15 p. 12 ndim. 10

Genesisi 49:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 33:13-17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvatinodzidza Pane Zvakaprofitwa naJakobho Ava Kufa​—⁠Chikamu 2

    w25.06 p. 12

Genesisi 49:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 37:5, 8; 40:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvatinodzidza Pane Zvakaprofitwa naJakobho Ava Kufa​—⁠Chikamu 2

    w25.06 p. 12 ndim. 15

Genesisi 49:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 50:20
  • +Jos 1:1, 6; Vat 11:32

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvatinodzidza Pane Zvakaprofitwa naJakobho Ava Kufa​—⁠Chikamu 2

    w25.06 p. 12 ndim. 15

Genesisi 49:25

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, Josefa.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 33:13

Genesisi 49:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 17:14
  • +Dhe 33:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvatinodzidza Pane Zvakaprofitwa naJakobho Ava Kufa​—⁠Chikamu 2

    w25.06 pp. 8-13

Genesisi 49:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 33:12
  • +Vat 20:15, 16; 1Sa 9:16
  • +Es 2:5; 8:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvatinodzidza Pane Zvakaprofitwa naJakobho Ava Kufa​—⁠Chikamu 2

    w25.06 pp. 8-13

    Akaratidza Uchenjeri, Ushingi Uye Kuzvipira

    ia chits. 16

    Akaratidza Uchenjeri, Ushingi, Uye Kuzvipira

    w12 1/1 p. 29

Genesisi 49:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 11:21

Genesisi 49:29

Mashoko Emuzasi

  • *

    Iri idimikira raishandiswa kureva rufu.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 35:29; 49:33
  • +Ge 23:17, 18

Genesisi 49:31

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 23:2, 19; 25:9, 10
  • +Ge 35:29

Genesisi 49:32

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 23:17, 18

Genesisi 49:33

Mashoko Emuzasi

  • *

    Iri idimikira raishandiswa kureva rufu.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 7:15

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Gen. 49:3Dhe 33:6
Gen. 49:3Ge 29:32; Eks 6:14; 1Mak 5:1
Gen. 49:4Ge 35:22
Gen. 49:5Ge 29:33, 34; 35:23
Gen. 49:5Ge 34:25
Gen. 49:6Ge 34:7
Gen. 49:7Ge 34:25
Gen. 49:7Jos 19:1; 21:41
Gen. 49:8Ge 29:35; Dhe 33:7
Gen. 49:8Ge 43:8, 9; 46:28; 1Mak 5:2
Gen. 49:8Vat 1:2
Gen. 49:8Nu 10:14; 2Sa 5:3
Gen. 49:9Zva 5:5
Gen. 49:10Nu 24:17; 2Sa 2:4; 7:16, 17
Gen. 49:10Isa 9:6; Eze 21:27; Ru 1:32; VaH 7:14
Gen. 49:10Pis 2:8; Isa 11:10; Mt 2:6
Gen. 49:13Dhe 33:18, 19
Gen. 49:13Mt 4:13
Gen. 49:13Jos 19:10
Gen. 49:14Dhe 33:18; 1Mak 7:5
Gen. 49:16Dhe 33:22
Gen. 49:16Vat 13:2, 24; 15:20
Gen. 49:17Vat 14:19; 15:15
Gen. 49:19Dhe 33:20
Gen. 49:19Jos 13:8
Gen. 49:20Dhe 33:24
Gen. 49:201Mad 4:7, 16
Gen. 49:21Dhe 33:23
Gen. 49:21Mt 4:13, 15
Gen. 49:22Dhe 33:13-17
Gen. 49:23Ge 37:5, 8; 40:15
Gen. 49:24Ge 50:20
Gen. 49:24Jos 1:1, 6; Vat 11:32
Gen. 49:25Dhe 33:13
Gen. 49:26Jos 17:14
Gen. 49:26Dhe 33:16
Gen. 49:27Dhe 33:12
Gen. 49:27Vat 20:15, 16; 1Sa 9:16
Gen. 49:27Es 2:5; 8:7
Gen. 49:28VaH 11:21
Gen. 49:29Ge 35:29; 49:33
Gen. 49:29Ge 23:17, 18
Gen. 49:31Ge 23:2, 19; 25:9, 10
Gen. 49:31Ge 35:29
Gen. 49:32Ge 23:17, 18
Gen. 49:33Mab 7:15
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Genesisi 49:1-33

Genesisi

49 Jakobho akashevedza vanakomana vake akati: “Unganai kuti ndikuudzei zvichaitika kwamuri mumazuva ekupedzisira. 2 Unganai muteerere, imi vanakomana vaJakobho, teererai Israeri baba venyu.

3 “Rubheni,+ ndiwe dangwe rangu,+ simba rangu nekutanga kwesimba rangu rekubereka, mukuru pakukudzwa uye mukuru pakuva nesimba. 4 Nekusazvidzora kwako semvura ine simba isina kugadzikana, wakakwira pamubhedha wababa vako,+ saka hausi kuzova mukuru. Pawakadaro wakasvibisa mubhedha wangu. Chokwadi kukwira pauri here!

5 “Simiyoni naRevhi mukoma nemunin’ina.+ Zvombo zvavo zvinongoshandiswa kurwa vachiuraya.+ 6 Usaenda pavanenge vari, haiwa mweya* wangu. Usabatana neungano yavo, haiwa mwoyo wangu,* nekuti hasha dzavo dzakaita kuti vauraye vanhu,+ uye vakadimbura marunda* emakumbo emombe vachizviitira kunakidzwa. 7 Kutsamwa kwavo ngakutukwe, nekuti kune utsinye, uye hasha dzavo ngadzitukwe, nekuti dzakanyanyisa.+ Rega ndiite kuti vapararire pakati paJakobho, uye rega ndiite kuti vapararire pakati paIsraeri.+

8 “Kana uri iwe Judha,+ vana vababa vako vachakurumbidza.+ Ruoko rwako ruchava pamitsipa yevavengi vako.+ Vanakomana vababa vako vachakukotamira.+ 9 Judha mwana weshumba.+ Mwanakomana wangu, uchadya mhuka, wosimuka. Avhumbama uye azamura sezvinoita shumba. Akafanana neshumba, saka ndiani angashinga kumumutsa? 10 Tsvimbo yeumambo haizobvi kuna Judha,+ uye mudonzvo wemutungamiriri hauzobvi pakati petsoka dzake, kusvikira Shiro* auya,+ uye marudzi achamuteerera.+ 11 Achasungirira dhongi rake pamuzambiringa, nemwana wedhongi rake pamuzambiringa wakanaka kwazvo, ogeza zvipfeko zvake muwaini uye nguo yake muropa remazambiringa. 12 Maziso ake akatsvuka newaini, uye mazino ake akachena nekunwa mukaka.

13 “Zebhuroni+ achagara pamhenderekedzo yegungwa, pamhenderekedzo panomiswa ngarava,+ uye muganhu wake wekure uchange wakatarisa kuSidhoni.+

14 “Isakari+ akaita sedhongi rine mapfupa akasimba, rinorara rakatakura tsapo mbiri pamusana paro. 15 Uye achaona kuti nzvimbo yake yekuzororera yakanaka uye kuti nyika yacho inofadza. Acharereka pfudzi rake kuti atakure mutoro uye achabvuma kuita basa rekumanikidzwa.

16 “Dhani+ achatonga vanhu vake serimwe remadzinza aIsraeri.+ 17 Dhani ngaave senyoka iri parutivi pemugwagwa, nyoka ine nyanga iri parutivi penzira, inoruma zvitsitsinho zvebhiza zvekuti mutasvi waro anodonha negotsi.+ 18 Ndichamirira ruponeso runobva kwamuri, haiwa Jehovha.

19 “Kana ari Gadhi,+ achasvikirwa neboka revapambi romurwisa, asi iye achavatevera ovarwisa nekumashure.+

20 “Zvekudya* zvaAsheri+ zvichawanda,* uye achapa vanhu zvekudya zvakakodzera kupiwa mambo.+

21 “Naftari+ isheshe yenondo yakatetepa. Ari kutaura mashoko akanaka kwazvo.+

22 “Josefa+ inhungirwa yemuti unobereka michero, muti unobereka michero uri pedyo nechitubu, une mapazi anotambanuka nepamusoro perusvingo. 23 Asi vanopfura neuta nemiseve vakaramba vachimunetsa uye vakamupfura, vakaramba vachimuvenga.+ 24 Asi uta hwake hwairamba huri munzvimbo yahwo,+ uye maoko ake akaramba akasimba.+ Izvi zvaibva mumaoko aiye ane simba waJakobho, kumufudzi, dombo raIsraeri. 25 Anobva* kuna Mwari wababa vako, uye achakubatsira, uye ane Wemasimbaose, achakukomborera nemakomborero ekudenga kumusoro, nemakomborero anobva pasi pakadzika,+ nemakomborero emazamu nechibereko. 26 Makomborero ababa vako achapfuura zvinhu zvakanaka zvemakomo asingagumi, uye achapfuura runako rwezvikomo zvinogara zviripo.+ Acharamba ari pamusoro waJosefa, panhongonya yeuyo akasarudzwa pavana vababa vake.+

27 “Bhenjamini+ acharamba achibvambura mhuka semhumhi.+ Mangwanani achadya mhuka yaabata, uye manheru achagova zvaanenge apamba.”+

28 Ese aya ndiwo madzinza 12 aIsraeri, uye izvi ndizvo zvavakaudzwa nababa vavo pavakanga vachivakomborera. Akapa mumwe nemumwe wavo chikomborero chakakodzerana naye.+

29 Pashure paizvozvo akavarayira achiti: “Ndiri kuiswa kwakaiswa vanhu vekwangu.*+ Ndivigei nemadzibaba angu mubako riri mumunda waEfroni muHiti,+ 30 bako riri mumunda weMakapera uri pakatarisana neMamre munyika yeKenani, munda wakatengwa naAbrahamu kuna Efroni muHiti kuti auite nzvimbo yake yemakuva. 31 Ikoko ndiko kwakavigwa Abrahamu naSara mudzimai wake.+ Ndiko kwakavigwa Isaka+ naRibheka mudzimai wake, uye ndiko kwandakaviga Reya. 32 Munda wacho nebako riri mauri zvakatengwa kuvanakomana vaHeti.”+

33 Saka Jakobho akapedza kurayira vanakomana vake. Akabva adzorera tsoka dzake pamubhedha, akafema kekupedzisira uye akaiswa kwakaiswa vanhu vekwake.*+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe