RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 15
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raGenesisi

      • Sungano yaMwari naAbramu (1-21)

        • Makore 400 ekutambudzwa anoziviswa (13)

        • Mwari anodzokorora zvaakavimbisa Abramu (18-21)

Genesisi 15:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 27:1; Isa 41:10; VaR 8:31; VaH 13:6
  • +Dhe 33:29; Zvi 30:5
  • +Ge 17:5, 6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Basa Romudzimu Mutsvene Pakuzadzisa Chinangwa chaJehovha

    w10 4/15 p. 8 ndim. 5-6

Genesisi 15:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 24:2, 3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mwari Ane Mazita Mangani?

    ijwbq nyaya 125

Genesisi 15:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “mbeu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 12:7; Mab 7:5

Genesisi 15:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “asi uyo achabuda mukati mako.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 17:15, 16; 21:12

Genesisi 15:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “mbeu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 22:17; Dhe 1:10; VaR 4:18; VaH 11:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Pfungwa Huru Dzinobva Mubhuku raGenesi—II

    w04 1/15 p. 27 ndim. 7

    “Tinofamba Nokutenda, Hatifambi Nokuona”

    w98 1/15 p. 10 ndim. 10

Genesisi 15:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 11:8
  • +VaR 4:13, 22; VaG 3:6; Jak 2:23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kutenda Nemabasa Zvinoita Kuti Tive Vakarurama

    w23.12 pp. 3-7 ndim. 3-15

    Vanonzi Vakakodzera Kupiwa Umambo

    w08 1/15 p. 21 ndim. 7

    Pfungwa Huru Dzinobva Mubhuku raGenesi—II

    w04 1/15 p. 27 ndim. 7

    “Tinofamba Nokutenda, Hatifambi Nokuona”

    w98 1/15 p. 10 ndim. 10

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 1—Genesi

    si p. 18

Genesisi 15:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 11:31; Ne 9:7

Genesisi 15:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “mbeu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 21:9; Eks 1:13, 14; 3:7; Mab 7:6, 7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nei Tichifanira ‘Kuramba Takarinda’?

    w16.07 p. 14 ndim. 5

    Bhaibheri Ibhuku Rine Uprofita Hwechokwadi, Chikamu 1

    g12.07 pp. 24-25

    Pfungwa Huru Dzinobva Mubhuku raGenesi—II

    w04 1/15 p. 27 ndim. 2

    Nguva Nemwaka Zviri Musimba raJehovha

    w98 9/15 pp. 12-13

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 1—Genesi

    si pp. 13-19

    Fundo Nhamba 3—Kuyera Zviitiko Mukufamba Kwenguva

    si pp. 294-295

Genesisi 15:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 7:4; Nu 33:4
  • +Eks 3:22; Pis 105:37

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nguva Nemwaka Zviri Musimba raJehovha

    w98 9/15 pp. 12-13

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 1—Genesi

    si p. 18

Genesisi 15:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 25:8

Genesisi 15:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 14:1; Mab 7:7
  • +1Mad 21:26; 2Mad 21:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Simba Rekuparadza​—“Jehovha Murwi Ane Simba”

    cl chits. 6 ndim. 12

    Bhaibheri Ibhuku Rine Uprofita Hwechokwadi, Chikamu 1

    g12.07 pp. 24-25

    Nei Mwari Akarwisa VaKenani?

    w10 1/1 p. 14

    Pfungwa Huru Dzinobva Mubhuku raGenesi—II

    w04 1/15 p. 28 ndim. 1

    Mwari Haanonoki Pamusoro Pezvaakapikira

    w99 6/1 pp. 4-7

    Kununurwa Ndokupinda Munyika Itsva Yakarurama

    w97 4/1 pp. 17-18 ndim. 18-21

Genesisi 15:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “mbeu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 17:19; 22:17
  • +Eks 3:8
  • +1Mad 4:21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nei Mwari Akarwisa VaKenani?

    w10 1/1 p. 13

    Pfungwa Huru Dzinobva Mubhuku reMakoronike Rokutanga

    w05 10/1 p. 11 ndim. 6

    Sungano yaMwari Ne“shamwari” Yake Yotobetsera Mamirioni

    ws chits. 9

Genesisi 15:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 15:6

Genesisi 15:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 1:4
  • +Eks 3:17
  • +Jos 17:15

Genesisi 15:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 7:1

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Gen. 15:1Pis 27:1; Isa 41:10; VaR 8:31; VaH 13:6
Gen. 15:1Dhe 33:29; Zvi 30:5
Gen. 15:1Ge 17:5, 6
Gen. 15:2Ge 24:2, 3
Gen. 15:3Ge 12:7; Mab 7:5
Gen. 15:4Ge 17:15, 16; 21:12
Gen. 15:5Ge 22:17; Dhe 1:10; VaR 4:18; VaH 11:12
Gen. 15:6VaH 11:8
Gen. 15:6VaR 4:13, 22; VaG 3:6; Jak 2:23
Gen. 15:7Ge 11:31; Ne 9:7
Gen. 15:13Ge 21:9; Eks 1:13, 14; 3:7; Mab 7:6, 7
Gen. 15:14Eks 7:4; Nu 33:4
Gen. 15:14Eks 3:22; Pis 105:37
Gen. 15:15Ge 25:8
Gen. 15:16Jos 14:1; Mab 7:7
Gen. 15:161Mad 21:26; 2Mad 21:11
Gen. 15:18Ge 17:19; 22:17
Gen. 15:18Eks 3:8
Gen. 15:181Mad 4:21
Gen. 15:191Sa 15:6
Gen. 15:20Jos 1:4
Gen. 15:20Eks 3:17
Gen. 15:20Jos 17:15
Gen. 15:21Dhe 7:1
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Genesisi 15:1-21

Genesisi

15 Pashure peizvi, Jehovha akataura naAbramu muchiratidzo, achiti: “Abramu, usatya.+ Ndiri nhoo yako.+ Mubayiro wako uchava mukuru kwazvo.”+ 2 Abramu akapindura kuti: “Changamire Ishe Jehovha, muchandipei, imi muchiona kuti handina mwana uye kuti achagara nhaka imba yangu ndiEriyezeri,+ munhu wekuDhamasiko?” 3 Abramu akatizve: “Hamuna kundipa mwana,*+ uye muranda weimba yangu ndiye achandigara nhaka.” 4 Asi Jehovha akamupindura kuti, “Munhu uyu haasi kuzokugara nhaka, asi mwanakomana wako pachako* ndiye achakugara nhaka.”+

5 Akabva abuda naye panze akati: “Ndinokumbira kuti utarise kumusoro kudenga uverenge nyeredzi, kana uchikwanisa kudziverenga.” Akabva ati kwaari: “Ndizvo zvichaita vana* vako.”+ 6 Akatenda muna Jehovha,+ akanzi akarurama.+ 7 Akabva atizve: “Ndini Jehovha, akakubudisa muUri yevaKadheya kuti ndikupe nyika iyi kuti ive yako.”+ 8 Iye akatiwo: “Changamire Ishe Jehovha, ndichazviziva sei kuti ichava yangu?” 9 Akabva amupindura kuti: “Nditorere tsiru rine makore matatu, mbudzi hadzi ine makore matatu, gondohwe rine makore matatu, njiva, nehangaiwa diki.” 10 Saka akatora zvese izvi akazvitsemura nepakati, akaisa rutivi rumwe nerumwe rwazvo rwakatarisana nerumwe, asi shiri haana kudzitsemura. 11 Shiri dzinodya nyama dzakabva dzatanga kumhara pamitumbi yacho, Abramu ndokuramba achidzidzinga.

12 Zuva parakanga rava kuvira, Abramu akabatwa nehope huru uye rima gobvu, rinotyisa kwazvo rakamufukidza. 13 Akabva ati kuna Abramu: “Ziva kuti zvichatoitika kuti vana* vako vachava vatorwa munyika isiri yavo uye kuti vanhu vemo vachavaita varanda vovatambudza kwemakore 400.+ 14 Asi ndichatonga rudzi ruchavaita varanda,+ uye vachazobuda nezvinhu zvizhinji.+ 15 Asi iwe, uchaenda kumadzitateguru ako nerugare; uchavigwa wanyatsokwegura.+ 16 Asi vana vako vachadzoka kuno+ pachizvarwa chechina, nekuti chivi chevaAmori hachisati chasvika pakuipisisa.”+

17 Zuva parakanga ravira uye kwasviba zvikuru, choto chaipfungaira chakangooneka, uye zhenje remoto rakapfuura nepakati penyama yacho. 18 Zuva iroro Jehovha akaita sungano naAbramu,+ achiti: “Ndichapa vana* vako nyika ino,+ kubvira kurwizi rweIjipiti kusvikira kurwizi rukuru, rwaYufratesi:+ 19 nyika yevaKeni,+ yevaKenizi, yevaKadmoni, 20 yevaHiti,+ yevaPerizi,+ yevaRefaimu,+ 21 yevaAmori, yevaKenani, yevaGigashi, uye yevaJebhusi.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe