RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaFiripi 2
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raVaFiripi

      • Kuzvininipisa kwechiKristu (1-4)

      • Kuzvininipisa kwaKristu uye kukwidziridzwa (5-11)

      • Shandirai kuponeswa kwenyu (12-18)

        • Kupenya sezviedza (15)

      • Kutuma Timoti uye Epafrodhito (19-30)

VaFiripi 2:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “makabatanidzwa mumweya.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 1:10; 2VaK 13:11; 1Pe 3:8

VaFiripi 2:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “zvirerekei.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaF 1:15, 17; Jak 3:14, 16
  • +VaG 5:26
  • +Mt 23:11; VaE 4:1, 2; 5:21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Usamutsa Makwikwi—Ita Kuti Pave Nerugare

    w21.07 p. 16 ndim. 8

    Mazano Anotibatsira Kuti Tiwirirane Nevamwe

    g21 nha. 1 pp. 6-7

    Ziva Kuti Vamwe Vane Zvavanogona Zvausingakwanisi

    g20 nha. 3 p. 8

    Usanyengerwa ‘Neuchenjeri Hwenyika Ino’

    w19.05 pp. 24-25 ndim. 14-15

    Kuponeswa, Kwete Nemabasa Oga, Asi Nomutsa Usina Kufanirwa

    w05 6/1 p. 15

    Mirai Makakwana Muchitendiswa Zvakasimba

    w00 12/15 p. 21 ndim. 7

    Vamwe Vanobvuma Zano Rako Here?

    w99 1/15 pp. 23-24

    “Zvisungei Nepfungwa Dzinozvidukupisa”

    w99 8/1 p. 13 ndim. 12

    Ungadzima Tambo Yemwenje Inopwititika Here?

    w95 11/15 p. 23

    Dzidziso Inobetsera Yenguva Dzedu Dzinotambudza

    w94 4/15 pp. 12-13 ndim. 20-22

    Ngwarira Kuganza

    w94 9/1 p. 21

    MaKristu Ose Echokwadi Anofanira Kuva Vaevhangeri

    w92 9/1 pp. 20-21

    Iva Nefariro Yomunhu Oga Muvamwe

    w89 11/15 pp. 16-17

    Batirai Jehovha Nomwoyo Mumwe

    w88 5/15 pp. 18-20

VaFiripi 2:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 13:4, 5
  • +1VaK 10:24, 32, 33

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Yeuka Kunyengeterera Vamwe

    w25.10 p. 25 ndim. 7

    Sarudza Shamwari Nekuchenjera

    lff chidzidzo 48 pfungwa 5

    Kuwirirana Mumhuri Uye Neshamwari

    g19 nha. 3 pp. 8-9

    Batsira Vamwe Kuti Vaite Zvakawanda Muungano

    w14 6/15 p. 30 ndim. 9

    Gara Uchishandisa Magwaro Pakuronga Nezvoutano Hwako

    w08 11/15 p. 24 ndim. 7

    Unobvuma Kubatsirwa naJehovha Here?

    w04 12/15 p. 22 ndim. 21

    Vamwe Vanobvuma Zano Rako Here?

    w99 1/15 pp. 23-24

    Mano Ako Ngaarege Kukukanganisa

    w99 12/1 p. 29

    Kiyi Mbiri Dzeroorano Inogara

    fy chits. 3 ndim. 8

    Dzidziso Inobetsera Yenguva Dzedu Dzinotambudza

    w94 4/15 pp. 12-13 ndim. 20-22

    “Nyengetereranai”

    w90 11/15 p. 22

    Iva Nefariro Yomunhu Oga Muvamwe

    w89 11/15 pp. 15-20

VaFiripi 2:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 11:29; Joh 13:14, 15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Pfungwa Dzenyu Ngadzirambe Dziri Pazvinhu Zviri Kumusoro”

    w14 10/15 p. 31 ndim. 17

    Utatu

    rs p. 375 ndim. 4-p. 386

VaFiripi 2:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaK 1:15; VaH 1:3
  • +Joh 14:28

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Utatu

    rs p. 375 ndim. 4-p. 386

    Zvakadiniko na“Magwaro Anobvumikisa” Utatu?

    ti pp. 25-26

VaFiripi 2:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiGir., “akava mumufananidzo wemunhu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 53:2, 3
  • +Joh 1:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nei Tichifanira Kuzvipira?

    w00 9/15 pp. 21-22

VaFiripi 2:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiGir., “paakawanikwa ari muchimiro chemunhu.”

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 10:17; VaH 2:9; 5:8
  • +VaG 3:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jesu Akafirei?

    ijwbq nyaya 120 ndim. 11-12

    Jesu Akaratidza Muenzaniso Wokuzvininipisa

    w12 11/15 pp. 11-13

VaFiripi 2:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 52:13; Mab 2:32, 33
  • +Mab 4:12; VaE 1:20, 21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jesu Ndiani?

    lff chidzidzo 15 pfungwa 3

    Kukurukura Nemuvakidzani—Jesu ndiMwari Here?

    w12 4/1 p. 22

    Nei Tichifanira Kunyengetera Muzita raJesu?

    w08 2/1 pp. 11-14

    Mibvunzo Inobva Kuvaravi

    w95 11/15 p. 30

VaFiripi 2:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 5:22, 23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Unofanira Kunyengetera kuna Jesu Here?

    w94 12/15 p. 23

VaFiripi 2:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 10:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha

    rs p. 92 ndim. 3

VaFiripi 2:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rambai Muchishandira Kuponeswa Kwenyu!

    w98 11/1 p. 18 ndim. 16

    Kubatira Savashandi Biyake Vanovimba vaJehovha

    w88 3/15 p. 19 ndim. 15

VaFiripi 2:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Chii Chichakubatsira Kuramba Uchidzidza Bhaibheri?

    lff chidzidzo 12

    Ramba Uchivandudza Manamatiro Ako

    lff chidzidzo 60 pfungwa 3

    Jehovha Achaita Kuti Uve Chii?

    w19.10 p. 21

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mutsamba Dzakanyorerwa VaGaratiya, VaEfeso, VaFiripi, Uye VaKorose

    w08 8/15 p. 28 ndim. 3

    Rambai Muchishandira Kuponeswa Kwenyu!

    w98 11/1 p. 18 ndim. 16

VaFiripi 2:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 10:10; 1Pe 4:9
  • +1Ti 2:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Musagunun’una’

    w06 7/15 pp. 14-15

    Rambai Muchishumira Makabatana

    w02 11/15 pp. 16-17

VaFiripi 2:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 5:1
  • +Dhe 32:5
  • +Mt 5:14; VaE 5:8, 9; 1Pe 2:9, 12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tarira! Chiedza Chinoshamisa!

    w07 3/15 p. 14

    Kuramba Takanaka Munyika Yakazadzwa Nouipi

    w97 7/15 pp. 8-13

VaFiripi 2:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 6:68; VaH 4:12

VaFiripi 2:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 28:6, 7; 2VaK 12:15; 2Ti 4:6
  • +VaH 13:15; 1Pe 2:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tsanangudzo Yemashoko emuBhaibheri

    nwt p. 1961

    VaKristu Vanowana Mufaro Mukushumira

    w00 11/15 p. 12 ndim. 10

VaFiripi 2:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 4:17; 16:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Timotio—“Mwana Wangu Chaiye Pakutenda”

    w99 9/15 p. 30

VaFiripi 2:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ramba Uchiwedzera Kuda Jehovha Uye Vamwe

    w23.07 p. 9

    Varume Vakagadzwa—Dzidzai Kubva Kuna Timoti

    w18.04 p. 13

    “Mwana Wangu Wandinoda, Akatendeka munaShe”

    w15 11/1 p. 15

VaFiripi 2:21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Varume Vakagadzwa—Dzidzai Kubva Kuna Timoti

    w18.04 p. 13

VaFiripi 2:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Ti 1:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Varume Vakagadzwa—Dzidzai Kubva Kuna Timoti

    w18.04 p. 14

VaFiripi 2:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Fir 22

VaFiripi 2:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaF 4:18

VaFiripi 2:26

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ramba Uchivaka Ungano

    w10 6/15 pp. 12-13

    Epafrodhito Nhume Yevafiripi

    w96 8/15 pp. 29-30

VaFiripi 2:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 16:18; 1VaT 5:12, 13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Mukudze Vakadai”

    w88 10/1 pp. 15-20

VaFiripi 2:30

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “basa raShe.”

  • *

    Kana kuti “mweya wake.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Fir 10, 13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Epafrodhito Nhume Yevafiripi

    w96 8/15 p. 28

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

VaF. 2:21VaK 1:10; 2VaK 13:11; 1Pe 3:8
VaF. 2:3VaF 1:15, 17; Jak 3:14, 16
VaF. 2:3VaG 5:26
VaF. 2:3Mt 23:11; VaE 4:1, 2; 5:21
VaF. 2:41VaK 13:4, 5
VaF. 2:41VaK 10:24, 32, 33
VaF. 2:5Mt 11:29; Joh 13:14, 15
VaF. 2:6VaK 1:15; VaH 1:3
VaF. 2:6Joh 14:28
VaF. 2:7Isa 53:2, 3
VaF. 2:7Joh 1:14
VaF. 2:8Joh 10:17; VaH 2:9; 5:8
VaF. 2:8VaG 3:13
VaF. 2:9Isa 52:13; Mab 2:32, 33
VaF. 2:9Mab 4:12; VaE 1:20, 21
VaF. 2:10Joh 5:22, 23
VaF. 2:11VaR 10:9
VaF. 2:141VaK 10:10; 1Pe 4:9
VaF. 2:141Ti 2:8
VaF. 2:15VaE 5:1
VaF. 2:15Dhe 32:5
VaF. 2:15Mt 5:14; VaE 5:8, 9; 1Pe 2:9, 12
VaF. 2:16Joh 6:68; VaH 4:12
VaF. 2:17Nu 28:6, 7; 2VaK 12:15; 2Ti 4:6
VaF. 2:17VaH 13:15; 1Pe 2:5
VaF. 2:191VaK 4:17; 16:10
VaF. 2:222Ti 1:2
VaF. 2:24Fir 22
VaF. 2:25VaF 4:18
VaF. 2:291VaK 16:18; 1VaT 5:12, 13
VaF. 2:30Fir 10, 13
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
VaFiripi 2:1-30

Tsamba kuvaFiripi

2 Saka kana paine kukurudzira kwamunogona kuita muna Kristu, kana paine kunyaradzana kwerudo, kana paine kuwadzana kwemweya, kana paine rudo rwakadzama netsitsi, 2 zadzisai mufaro wangu nekuva nemafungiro mamwe chete uye nekuva nerudo rumwe chete, makanyatsobatana,* muchiva nekufunga kumwe chete.+ 3 Musaita zvinhu muchikakavadzana+ kana kuzvikudza,+ asi zvininipisei* muchiona vamwe sevakuru kwamuri,+ 4 musingangofungi zvakakunakirai chete,+ asi zvakanakirawo vamwe.+

5 Ivai nemafungiro aya aivawo naKristu Jesu,+ 6 uyo, kunyange zvazvo aiva mumufananidzo waMwari,+ haana kutombobvira ava nepfungwa yekuda kuzviona seakaenzana naMwari.+ 7 Haana kudaro, asi akazvidurura, akava semuranda,+ akava munhu.*+ 8 Kupfuura izvozvo, paakauya semunhu,* akazvininipisa, akateerera kusvikira parufu,+ rufu padanda rekutambudzirwa.*+ 9 Nechikonzero ichi, Mwari akamukwidziridza pachinzvimbo chepamusoro,+ akamuratidza mutsa nekumupa zita rinopfuura mamwe mazita ese,+ 10 kuti muzita raJesu mabvi ese apfugame, evaya vari kudenga nevaya vari panyika nevaya vari pasi pevhu,+ 11 uye kuti rurimi rwese rubvume pachena kuti Jesu Kristu ndiShe+ kuti Mwari Baba vakudzwe.

12 Saka vadiwa vangu, rambai muchishandira kuponeswa kwenyu nekutya nekudedera, sekuteerera kwamagara muchiita, kwete pandinenge ndiripo chete asi kunyanya iye zvino pandisipo. 13 Nekuti Mwari, sezvo zvichimufadza, ndiye ari kukupai simba, achikupai chido chekuita zvinhu uye simba rekuzviita. 14 Rambai muchiita zvinhu zvese musinganyunyuti+ uye musingaitirani nharo,+ 15 kuti muve vasina chavanopomerwa uye vasina mhosva, vana vaMwari+ vasina kana ruvara pakati pechizvarwa chisina kururama, chakamonyana,+ chamuri kupenya pakati pacho sezviedza munyika,+ 16 muchiramba makabatisisa shoko reupenyu.+ Ndinobva ndava nechikonzero chekufara pazuva raKristu, ndichiziva kuti handina kumhanyira pasina kana kushandira zvakaoma pasina. 17 Asi kunyange ndiri kudururwa semupiro wechinwiwa+ pamusoro pechibayiro+ nepabasa dzvene, iro ramakatungamirirwa kwariri nekutenda kwenyu, ndinofara uye ndinofarisisa nemi mese. 18 Nemiwo munofanira kufara uye kufarisisa neni.

19 Iye zvino ndiri kutarisira kuti, kana Ishe Jesu achida, nditume Timoti+ kwamuri nekukurumidza, kuti ndizokurudzirwa pandichanzwa nezvenyu. 20 Nekuti handina mumwezve ane mwoyo wakaita sewake, ane hanya nemi panyaya dzinokunetsai. 21 Nekuti vamwe vese vari kutsvaga zvakangovanakira, kwete zvaJesu Kristu. 22 Asi imi munoziva kuti akaratidza kuti akatendeka, akashanda neni kufambisira mberi mashoko akanaka semwana+ ari kushanda nababa vake. 23 Saka ndiye wandiri kutarisira kutuma kana ndangoona kuti zvinhu zvichandifambira sei. 24 Ini wacho ndine chivimbo kuti kana Ishe achida, ndichauyawo nekukurumidza.+

25 Asi iye zvino ndaona zvakanaka kuti nditume Epafrodhito, hama yangu uye mumwe wangu wandinoshanda naye uye murwi anorwa pamwe neni, ariwo nhume yenyu nemubatsiri wangu pane zvandinoda,+ 26 sezvo aine shungu dzekukuonai mese uye akasuruvara nekuti makanzwa kuti akanga achirwara. 27 Akarwara zvekuda kufa; asi Mwari akamunzwira tsitsi, kwete iye chete, asi neniwo, kuti ndirege kuwedzera kurwadziwa ini ndagara ndichitorwadziwa. 28 Ndokusaka ndiri kumutuma zvechimbichimbi, kuti pamunomuona mufare zvakare uye iniwo ndirege kunyanya kuzvidya mwoyo. 29 Saka mutambirei nemufaro mukuru sezvamagara muchiita vateveri vaShe, uye rambai muchikoshesa vanhu vakadaro,+ 30 nekuti akapotsa afira basa raKristu,* achiisa upenyu hwake* pangozi kuti andiitire mabasa achitsiva imi makanga musipo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe