RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dhanieri 7
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku Dhanieri

      • Chiratidzo chemhuka ina (1-8)

        • Kubuda kwenyanga diki inozvikudza (8)

      • Wemazuva Mazhinji anotungamirira dare (9-14)

        • Mwanakomana wemunhu anopiwa umambo (13, 14)

      • Dhanieri anoziviswa kududzirwa kwehope (15-28)

        • Mhuka ina dzinomiririra madzimambo mana (17)

        • Vatsvene vachagamuchira umambo (18)

        • Pachamuka nyanga gumi kana kuti madzimambo (24)

Dhanieri 7:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 5:1, 30
  • +Dha 2:19; 8:1
  • +Isa 30:8; Ha 2:2; Zva 1:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ndiani Achatonga Nyika?

    dp chits. 9 ndim. 1

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 27—Dhanieri

    si pp. 139-141 ndim. 6-13

Dhanieri 7:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 57:20; Zva 17:15

Dhanieri 7:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 7:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ndiani Achatonga Nyika?

    dp chits. 9 ndim. 5

Dhanieri 7:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 2:37, 38
  • +Dhe 28:49, 50; Jer 48:40; Mari 4:19; Ha 1:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ndiani Achatonga Nyika?

    dp chits. 9

Dhanieri 7:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 2:39; 5:28; 8:3, 20
  • +Isa 13:17, 18; Dha 11:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhuku Raunogona Kuvimba Naro—Chikamu 4

    g11.04 p. 15

    Ndiani Achatonga Nyika?

    dp chits. 9

Dhanieri 7:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 2:39; 8:5; 11:3
  • +Dha 8:8; 11:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha “Muzivisi Wezvinhu Zvakavanzika”

    w12 6/15 p. 10 ndim. 15

    Ndiani Achatonga Nyika?

    dp chits. 9

    Girisi—Simba Renyika Guru Rechishanu

    w88 4/15 pp. 22-25

Dhanieri 7:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 2:40; 7:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha “Muzivisi Wezvinhu Zvakavanzika”

    w12 6/15 p. 11 ndim. 19

    Jehovha Anozivisa “Zvinhu Zvinofanira Kukurumidza Kuitika”

    w12 6/15 pp. 14-15

    Ndiani Achatonga Nyika?

    dp chits. 9

    Uporofita Hwakazadzika

    gm chits. 9 ndim. 22-25

    Rokupedzisira Ramasimba Makuru Enyika

    w88 5/15 p. 24

Dhanieri 7:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 7:24
  • +Dha 7:20; Zva 13:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Mambo Wekuchamhembe” Munguva Yekuguma

    w20.05 p. 4 ndim. 7

    Jehovha “Muzivisi Wezvinhu Zvakavanzika”

    w12 6/15 p. 11 ndim. 19

    Jehovha Anozivisa “Zvinhu Zvinofanira Kukurumidza Kuitika”

    w12 6/15 pp. 14-15

    Ndiani Achatonga Nyika?

    dp chits. 9

    Mazuva Ouporofita hwaDhanieri Nokutenda Kwedu

    w93 11/1 p. 9 ndim. 10

    Rokupedzisira Ramasimba Makuru Enyika

    w88 5/15 pp. 24-26

Dhanieri 7:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 90:2; Dha 7:13, 22; Ha 1:12
  • +Isa 6:1, 2; Zva 4:2, 3
  • +Pis 104:1, 2
  • +Dhe 9:3; VaH 12:29

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Ndakatanga Kuona Zviratidzo zvaMwari’

    rr chits. 3 ndim. 11

    Mwari Ane Mazita Mangani?

    ijwbq nyaya 125

    Ndivanaani Vanogara Kudenga?

    wp16 nha. 6 pp. 5-6

    Pane Akamboona Mwari Here?

    ijwbq nyaya 83

    “Akakwegura Pamazuva Akagara” Pachigaro

    w12 10/1 p. 18

    Jehovha Ane Hanya Zvechokwadi Nevashumiri Vake Vakwegura

    w08 8/15 p. 17 ndim. 1-2

    Ndiani Achatonga Nyika?

    dp chits. 9

    “Rugwaro Rwose Rwakafuridzirwa naMwari uye Runobetsera”

    si p. 9 ndim. 13

    Uchamira Sei Pamberi Pechigaro Chokutonga?

    w95 10/15 pp. 19-20 ndim. 8-12

Dhanieri 7:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 50:3; 97:3
  • +Dhe 33:2; 1Mad 22:19; Pis 68:17; VaH 12:22; Jud 14; Zva 5:11
  • +1Sa 2:10; Pis 50:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Ndakatanga Kuona Zviratidzo zvaMwari’

    rr chits. 3 ndim. 11

    Ndivanaani Vanogara Kudenga?

    wp16 nha. 6 pp. 5-6

    “Akakwegura Pamazuva Akagara” Pachigaro

    w12 10/1 p. 18 ndim. 5

    Ndiani Achatonga Nyika?

    dp chits. 9 ndim. 33

    Kubetserwa Kwaunogona Kuitwa Nengirozi

    w98 11/15 pp. 4-5

    Uchamira Sei Pamberi Pechigaro Chokutonga?

    w95 10/15 p. 20 ndim. 11

    Vabatiri vaMwari—Vanhu Vakarongwa uye Vanofara

    w94 10/1 p. 11 ndim. 6

Dhanieri 7:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 7:8, 25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ndiani Achatonga Nyika?

    dp chits. 9 ndim. 34-35

Dhanieri 7:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 7:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ndiani Achatonga Nyika?

    dp chits. 9 ndim. 34-35

Dhanieri 7:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 24:30; Ru 21:27; Joh 3:13; Mab 7:56; Zva 14:14
  • +Pis 90:2; Dha 7:9, 22; Ha 1:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mwari Ane Mazita Mangani?

    ijwbq nyaya 125

    Ndiani Achatonga Nyika?

    dp chits. 9

    Zvikomborero Zvikuru Kupfurikidza Nesungano Itsva

    w98 2/1 pp. 17-18 ndim. 18-19

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 27—Dhanieri

    si p. 142 ndim. 23

    Mazuva Okupedzisira—Nguva Yokucheka

    w88 1/1 pp. 10-11 ndim. 1-8

    Rokupedzisira Ramasimba Makuru Enyika

    w88 5/15 p. 26

    Umambo Hwenyika Hwochinja

    w88 6/15 pp. 4-5

Dhanieri 7:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 2:6; 110:1, 2; Mt 28:18; 1VaK 15:25; VaE 1:22; Zva 3:21
  • +VaF 2:9-11
  • +Ge 49:10
  • +Pis 45:6; Isa 9:6, 7; Dha 2:44; Ru 1:32, 33; Zva 11:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Chii Chinonzi Umambo hwaMwari?

    lff chidzidzo 31 pfungwa 1-7

    Vanhu “Vanobva Mumitauro Yose Yemarudzi” Vanonzwa Mashoko Akanaka

    w05 12/1 p. 23 ndim. 6

    Umambo ‘Husingazomboparadzwi’

    wt chits. 10 ndim. 17

    Ndiani Achatonga Nyika?

    dp chits. 9 ndim. 37

    Zvikomborero Zvikuru Kupfurikidza Nesungano Itsva

    w98 2/1 pp. 17-18 ndim. 18-19

    Mazuva Okupedzisira—Nguva Yokucheka

    w88 1/1 pp. 10-11 ndim. 1-8

    Umambo Hwenyika Hwochinja

    w88 6/15 pp. 4-5

Dhanieri 7:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 8:27

Dhanieri 7:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 7:3
  • +Dha 2:39, 40

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ndiani Achatonga Nyika?

    dp chits. 9 ndim. 6-7

Dhanieri 7:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 7:25, 27
  • +Mt 19:28; 2Ti 2:12; Zva 3:21; 5:9, 10
  • +Dha 7:21, 22; Ru 22:29

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Vanofara Vaya Vanoramba Vakaperera Kuna Jehovha

    w22.10 pp. 14-15

    Mwari Ane Mazita Mangani?

    ijwbq nyaya 125

    Ndiani Achatonga Nyika?

    dp chits. 9 ndim. 38-39

Dhanieri 7:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 2:40; 7:7

Dhanieri 7:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 7:24
  • +Dha 7:8

Dhanieri 7:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 8:23, 24; 12:7; Zva 13:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ndiani Achatonga Nyika?

    dp chits. 9

Dhanieri 7:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 90:2; Dha 7:9, 13; Ha 1:12
  • +Dha 7:18, 27
  • +Mt 19:28; Ru 22:29; Zva 1:6; 3:21; 5:9, 10; 20:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mwari Ane Mazita Mangani?

    ijwbq nyaya 125

    Zvikomborero Zvikuru Kupfurikidza Nesungano Itsva

    w98 2/1 pp. 17-18 ndim. 18-19

Dhanieri 7:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 2:40; 7:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ndiani Achatonga Nyika?

    dp chits. 9 ndim. 23

    Uporofita Hwakazadzika

    gm chits. 9 ndim. 23

Dhanieri 7:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 7:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ndiani Achatonga Nyika?

    dp chits. 9 ndim. 16-25

    Uporofita Hwakazadzika

    gm chits. 9 ndim. 24-25

    Rokupedzisira Ramasimba Makuru Enyika

    w88 5/15 pp. 24-25

Dhanieri 7:25

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, nguva nhatu nehafu.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 7:8
  • +Dha 12:7; Zva 13:5-7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ndiani Achatonga Nyika?

    dp chits. 9

    Ndiani Anogona Kumirisana neMuchinda waVachinda?

    dp chits. 10

    Mibvunzo Inobva Kuvaravi

    w94 8/1 p. 31

    Mazuva Ouporofita hwaDhanieri Nokutenda Kwedu

    w93 11/1 pp. 9-10 ndim. 9-13

Dhanieri 7:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 7:10, 11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ndiani Achatonga Nyika?

    dp chits. 9 ndim. 34-35

Dhanieri 7:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 7:22; Mt 19:28; Ru 22:29; Zva 20:4
  • +Zva 11:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Vanofara Vaya Vanoramba Vakaperera Kuna Jehovha

    w22.10 pp. 14-15

    Mwari Ane Mazita Mangani?

    ijwbq nyaya 125

    Zvakafanoratidzwa nezvoUmambo hwaMwari Zvinova Zvechokwadi

    w05 1/15 p. 16 ndim. 6-7

    Ndiani Achatonga Nyika?

    dp chits. 9 ndim. 38-39

    Zvikomborero Zvikuru Kupfurikidza Nesungano Itsva

    w98 2/1 pp. 17-18 ndim. 18-19

    Umambo Hwenyika Hwochinja

    w88 6/15 p. 6

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Dhan. 7:1Dha 5:1, 30
Dhan. 7:1Dha 2:19; 8:1
Dhan. 7:1Isa 30:8; Ha 2:2; Zva 1:11
Dhan. 7:2Isa 57:20; Zva 17:15
Dhan. 7:3Dha 7:17
Dhan. 7:4Dha 2:37, 38
Dhan. 7:4Dhe 28:49, 50; Jer 48:40; Mari 4:19; Ha 1:8
Dhan. 7:5Dha 2:39; 5:28; 8:3, 20
Dhan. 7:5Isa 13:17, 18; Dha 11:2
Dhan. 7:6Dha 2:39; 8:5; 11:3
Dhan. 7:6Dha 8:8; 11:4
Dhan. 7:7Dha 2:40; 7:19
Dhan. 7:8Dha 7:24
Dhan. 7:8Dha 7:20; Zva 13:5
Dhan. 7:9Pis 90:2; Dha 7:13, 22; Ha 1:12
Dhan. 7:9Isa 6:1, 2; Zva 4:2, 3
Dhan. 7:9Pis 104:1, 2
Dhan. 7:9Dhe 9:3; VaH 12:29
Dhan. 7:10Pis 50:3; 97:3
Dhan. 7:10Dhe 33:2; 1Mad 22:19; Pis 68:17; VaH 12:22; Jud 14; Zva 5:11
Dhan. 7:101Sa 2:10; Pis 50:6
Dhan. 7:11Dha 7:8, 25
Dhan. 7:12Dha 7:3
Dhan. 7:13Mt 24:30; Ru 21:27; Joh 3:13; Mab 7:56; Zva 14:14
Dhan. 7:13Pis 90:2; Dha 7:9, 22; Ha 1:12
Dhan. 7:14Pis 2:6; 110:1, 2; Mt 28:18; 1VaK 15:25; VaE 1:22; Zva 3:21
Dhan. 7:14VaF 2:9-11
Dhan. 7:14Ge 49:10
Dhan. 7:14Pis 45:6; Isa 9:6, 7; Dha 2:44; Ru 1:32, 33; Zva 11:15
Dhan. 7:15Dha 8:27
Dhan. 7:17Dha 7:3
Dhan. 7:17Dha 2:39, 40
Dhan. 7:18Dha 7:25, 27
Dhan. 7:18Mt 19:28; 2Ti 2:12; Zva 3:21; 5:9, 10
Dhan. 7:18Dha 7:21, 22; Ru 22:29
Dhan. 7:19Dha 2:40; 7:7
Dhan. 7:20Dha 7:24
Dhan. 7:20Dha 7:8
Dhan. 7:21Dha 8:23, 24; 12:7; Zva 13:7
Dhan. 7:22Pis 90:2; Dha 7:9, 13; Ha 1:12
Dhan. 7:22Dha 7:18, 27
Dhan. 7:22Mt 19:28; Ru 22:29; Zva 1:6; 3:21; 5:9, 10; 20:4
Dhan. 7:23Dha 2:40; 7:7
Dhan. 7:24Dha 7:20
Dhan. 7:25Dha 7:8
Dhan. 7:25Dha 12:7; Zva 13:5-7
Dhan. 7:26Dha 7:10, 11
Dhan. 7:27Dha 7:22; Mt 19:28; Ru 22:29; Zva 20:4
Dhan. 7:27Zva 11:15
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Dhanieri 7:1-28

Dhanieri

7 Mugore rekutanga raMambo Bheshazari+ weBhabhironi, Dhanieri akarota hope uye akaona zviratidzo akarara pamubhedha wake.+ Akabva anyora hope dzacho,+ achirondedzera zvinhu zvacho zvese. 2 Dhanieri akati:

“Pazvinhu zvandakaratidzwa usiku, ndakaona mhepo ina dzekudenga dzichinyandura gungwa guru.+ 3 Mhuka huru ina+ dzakabva dzabuda mugungwa racho, uye dzese dzakanga dzakasiyana.

4 “Yekutanga yakanga yakaita seshumba,+ uye yaiva nemapapiro egondo.+ Ndakaramba ndakatarisa kusvikira mapapiro ayo adzurwa, ikasimudzwa panyika, ikamiswa nemakumbo maviri semunhu, ikapiwa mwoyo wemunhu.

5 “Uye ndakaona imwe mhuka yechipiri yakanga yakaita sebheya.+ Yakanga yakasimudza rumwe rutivi rwayo, uye yakanga yakaruma mbabvu nhatu; uye yakaudzwa kuti, ‘Simuka, udye nyama zhinji.’+

6 “Pashure pacho, ndakaramba ndakatarisa ndikaona imwe mhuka yakanga yakaita sembada,+ asi yakanga iine mapapiro mana pamusana akaita seeshiri. Mhuka yacho yaiva nemisoro mina,+ uye yakapiwa simba rekutonga.

7 “Pashure pacho, ndakaramba ndakatarisa zvinhu zvandakaratidzwa usiku, ndikaona mhuka yechina. Mhuka yacho yaityisa uye yaivhundutsa uye yakanga yakasimba kwazvo, iine mazino mahombe esimbi. Yaiparadza, ichipwanya-pwanya, uye yakatsika-tsika zvakanga zvasara.+ Yakanga yakasiyana nedzimwe mhuka dzese dzakanga dzaitangira, uye yaiva nenyanga gumi. 8 Pandaifunga nezvenyanga dzacho, pakabva pabuda imwe nyanga diki pakati padzo,+ uye dzimwe nyanga nhatu dzekutanga dzakadzurwa pamberi payo. Nyanga yacho yaiva nemaziso akaita seemunhu, uye yaiva nemuromo waitaura uchizvikudza.+

9 “Ndakaramba ndakatarisa kusvikira zvigaro zveumambo zvaiswa, Wemazuva Mazhinji+ achibva agara.+ Zvipfeko zvake zvakanga zvakachena sechando,+ uye bvudzi remusoro wake rakanga rakaita semvere dzemakwai dzakachena. Chigaro chake cheumambo chaiva marimi emoto; mavhiri acho aiva moto unobvira.+ 10 Paiva nerukova rwemoto rwaiyerera ruchibva pamberi pake.+ Vane chiuru chakapetwa kane chiuru, vairamba vachimushumira, uye vane zviuru gumi zvakapetwa kane zviuru gumi vakanga vakamira pamberi pake.+ Dare+ rakatanga kutonga, mabhuku akavhurwa.

11 “Panguva iyoyo, mashoko ekuzvikudza+ andainzwa achitaurwa nenyanga yacho akaita kuti ndirambe ndakatarisa. Ndakaramba ndakatarisa kusvikira mhuka yacho yaurayiwa, muviri wayo ukapiswa nemoto, ukaparadzwa. 12 Asi dzimwe mhuka dzese+ dzakatorerwa ushe hwadzo, uye upenyu hwadzo hwakawedzerwa nenguva imwe chete nemwaka.

13 “Ndakaramba ndakatarisa zvinhu zvandakaratidzwa usiku, ndikaona mumwe munhu akafanana nemwanakomana wemunhu+ achiuya aine makore ekudenga; akasvika kune Wemazuva Mazhinji,+ uye vakamuswededza pamberi pake. 14 Akapiwa ushe+ nekukudzwa,+ neumambo, kuti vanhu vemarudzi ese, nenyika, nemitauro yakasiyana-siyana vamushumire.+ Ushe hwake ushe hunogara nekusingaperi, husingazobviswi, uye umambo hwake hahuzoparadzwi.+

15 “Zvino ini Dhanieri, ndakanetseka chaizvo nekuti zvandakaratidzwa zvakandityisa.+ 16 Ndakaenda pedyo nemumwe wevakanga vakamira ipapo, kuti ndimubvunze kuti zvinhu izvi zvairevei. Akabva apindura, akandiudza kuti zvinhu izvi zvairevei.

17 “‘Mhuka huru idzi ina,+ dzinomiririra madzimambo mana achamuka panyika.+ 18 Asi vatsvene vaIye Mukurusa+ vachagamuchira umambo,+ uye umambo hwacho huchava hwavo+ nekusingaperi, huchava hwavo nariini nariini.’

19 “Ndakabva ndada kuziva nezvemhuka yechina, iyo yakanga yakasiyana nedzimwe dzese. Yaityisa kwazvo, iine mazino esimbi nenzara dzemhangura uye yaiparadza, ichipwanya-pwanya, uye ichitsika-tsika zvakanga zvasara.+ 20 Ndakadawo kuziva nezvenyanga gumi+ dzaiva mumusoro mayo, neimwe nyanga yakabuda ikaita kuti nyanga nhatu dziwire pasi,+ nyanga yaiva nemaziso nemuromo waitaura uchizvikudza, iyo yainge yakakura kupfuura dzimwe.

21 “Ndakaramba ndakatarisa nyanga iyoyo payairwa nevatsvene, ichivakunda,+ 22 kusvikira Wemazuva Mazhinji+ asvika, akapa mutongo waitsigira vatsvene vaIye Mukurusa,+ uye nguva yakasarudzwa yekuti vatsvene vapiwe umambo yakasvika.+

23 “Iye akati: ‘Kana iri mhuka yechina, kune umambo hwechina huchavapo panyika. Huchange hwakasiyana nehumwe umambo hwese, uye huchaparadza nyika yese uye huchaitsika-tsika hwoipwanya-pwanya.+ 24 Kana dziri nyanga gumi, pachava nemadzimambo gumi achabuda muumambo ihwohwo; uye pachavazve nemumwe pashure pawo, uyo achange akasiyana neekutanga, uye achaninipisa madzimambo matatu.+ 25 Achataura mashoko ekushora Wekumusorosoro,+ uye acharamba achinetsa vatsvene vaIye Mukurusa. Achafunga nezvekuchinja nguva nemutemo, uye vachaiswa muruoko rwake kwenguva imwe chete, nedzimwe nguva, nehafu yenguva.*+ 26 Asi Dare rakatanga kutonga, vachibva vamutorera ushe hwake, kuti vamuparadze uye vamutsakatise.+

27 “‘Zvino umambo neushe neukuru hweumambo hwaiva pasi pematenga ese zvakapiwa vatsvene vaIye Mukurusa.+ Umambo hwavo umambo hunogara nekusingaperi,+ uye humwe ushe hwese huchava pasi pavo huchivateerera.’

28 “Pano ndipo panogumira nyaya yacho. Asi ini Dhanieri, ndakanetseka chaizvo nezvaiva mupfungwa dzangu, zvekuti chiso changu chakachinja; asi ndakachengeta nyaya yacho mumwoyo mangu.”

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe