2 Makoronike 6:36 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 36 “Kana vakakutadzirai+ (nokuti hapana munhu asingatadzi),+ imi mukavatsamwira kwazvo movaisa kumuvengi, vatapi vavo vovatapa kuti vaende navo kunyika iri kure kana iri pedyo;+ Jobho 9:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 “Chokwadi ndinoziva kuti ndizvo zvazvakaita.Asi munhuwo zvake angava akarurama sei kana aine mhosva naMwari?+ Pisarema 51:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Tarirai! Ndakaberekwa nemarwadzo okusununguka ndiine kukanganisa,+Amai vangu vakandinambira muchivi.+ Pisarema 130:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Haiwa Jah, kudai maitarira kukanganisa,+Haiwa Jehovha, ndiani aizomira?+ Muparidzi 7:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Nokuti hapana munhu akarurama panyika anoramba achiita zvakanaka asingatadzi.+ VaRoma 3:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 sokunyorwa kwazvakaitwa, kuti: “Hapana munhu akarurama, kana mumwe chete zvake;+ 1 Johani 1:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Kana tichitaura kuti: “Hatina kutadza,” tiri kumuita murevi wenhema, uye shoko rake harisi matiri.+
36 “Kana vakakutadzirai+ (nokuti hapana munhu asingatadzi),+ imi mukavatsamwira kwazvo movaisa kumuvengi, vatapi vavo vovatapa kuti vaende navo kunyika iri kure kana iri pedyo;+
2 “Chokwadi ndinoziva kuti ndizvo zvazvakaita.Asi munhuwo zvake angava akarurama sei kana aine mhosva naMwari?+
5 Tarirai! Ndakaberekwa nemarwadzo okusununguka ndiine kukanganisa,+Amai vangu vakandinambira muchivi.+
10 Kana tichitaura kuti: “Hatina kutadza,” tiri kumuita murevi wenhema, uye shoko rake harisi matiri.+