RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaHebheru 9
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raVaHebheru

      • Basa dzvene rinoitwa munzvimbo tsvene yepanyika (1-10)

      • Kristu anopinda kudenga neropa rake (11-28)

        • Murevereri wesungano itsva (15)

VaHebheru 9:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 25:8

VaHebheru 9:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 4:9
  • +Eks 40:22-24
  • +Eks 26:33

VaHebheru 9:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 36:35
  • +Eks 26:31, 33

VaHebheru 9:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 16:12; Zva 8:3
  • +Eks 40:21
  • +Eks 25:10, 11
  • +Eks 16:33
  • +Nu 17:10
  • +Eks 32:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tsanangudzo Yemashoko emuBhaibheri

    nwt p. 1960

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w06 1/15 p. 31

VaHebheru 9:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nzvimbo yekuyananisa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 25:18, 22; Nu 7:89

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Tsanangura Zvakaita Temberi’

    rr chits. 13 ndim. 5

VaHebheru 9:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 24:3, 4

VaHebheru 9:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 16:2
  • +Eks 30:10; Re 16:14
  • +Re 16:6, 11
  • +Re 16:15

VaHebheru 9:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 10:19, 20

VaHebheru 9:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaK 2:16, 17; VaH 8:5; 10:1
  • +Re 23:37, 38
  • +VaG 3:21; VaH 7:11, 19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Koshesa Ropafadzo Yako Yekunamata Mutemberi yaJehovha Yemweya

    w23.10 pp. 25-26

VaHebheru 9:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiGir., “nekubhabhatidzwa kwakasiyana-siyana.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 30:17-19
  • +Nu 19:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Chikonzero Nei Kunamata kwechiKristu Kuri Kukuru

    w91 2/15 p. 24

VaHebheru 9:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w20.07 p. 31 ndim. 3

VaHebheru 9:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiGir., “kudzikinurwa; kusunungurwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 12:24; 13:20
  • +Dha 9:24; Mt 20:28; 1Ti 2:5, 6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Vakafa Vachamutswa”

    w98 7/1 p. 14 ndim. 4

    “Makatengwa Nomutengo”

    w91 2/15 pp. 15-17 ndim. 1-5

VaHebheru 9:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 16:6, 15
  • +Nu 19:9, 17, 19

VaHebheru 9:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Pe 1:18, 19
  • +1Jo 1:7
  • +VaR 12:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Maoko Enyu Ngaasimbe

    w06 4/15 p. 28 ndim. 14

    Mamwe Makwai Nesungano Itsva

    w98 2/1 p. 21 ndim. 11

    Wakabatikana Mumabasa Akafa Here Kana Kuti Mubasa raJehovha?

    w92 7/1 pp. 26-29

VaHebheru 9:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 22:20; 1Ti 2:5; VaH 12:22, 24
  • +Mt 20:28
  • +VaR 8:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nzwisisa Uye Koshesa Basa raJesu Rinomusiyanisa Nevamwe Muchinangwa chaMwari

    w08 12/15 pp. 13-14

    Mamwe Makwai Nesungano Itsva

    w98 2/1 pp. 20-21 ndim. 9-10

VaHebheru 9:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mutsamba Dzakanyorerwa Tito, Firimoni, Uye VaHebheru

    w08 10/15 p. 32 ndim. 2

    Mibvunzo Inobva Kuvaravi

    w92 3/1 p. 31

    “Makatengwa Nomutengo”

    w91 2/15 p. 17 ndim. 7-8

VaHebheru 9:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 24:6-8

VaHebheru 9:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 29:12; Re 8:15

VaHebheru 9:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 17:11
  • +Re 9:7-9

VaHebheru 9:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 8:5; 9:9
  • +Re 16:19, 20

VaHebheru 9:24

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiGir., “pamberi pechiso chaMwari.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 8:1, 2
  • +VaK 2:16, 17
  • +VaH 6:19, 20; 9:12
  • +Re 16:15; VaR 8:34

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mwari Ari Pose Pose Here?

    w11 8/1 p. 27

    “Zvinodikanwa” Zviri Kuzadza Imba yaJehovha

    w00 1/15 pp. 14-19

    “Makatengwa Nomutengo”

    w91 2/15 pp. 15-17 ndim. 1-5

VaHebheru 9:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 16:2, 34

VaHebheru 9:26

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kwenyika yacho.” Ona Tsanangudzo Yemashoko pana “Mamiriro Ezvinhu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 9:24; VaH 7:27; 1Pe 3:18

VaHebheru 9:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 53:12; VaR 6:10; 1Pe 2:24
  • +2Ti 4:8; Tit 2:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mamwe Makwai Nesungano Itsva

    w98 2/1 p. 20 ndim. 10

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

VaH. 9:1Eks 25:8
VaH. 9:2Nu 4:9
VaH. 9:2Eks 40:22-24
VaH. 9:2Eks 26:33
VaH. 9:3Eks 36:35
VaH. 9:3Eks 26:31, 33
VaH. 9:4Re 16:12; Zva 8:3
VaH. 9:4Eks 40:21
VaH. 9:4Eks 25:10, 11
VaH. 9:4Eks 16:33
VaH. 9:4Nu 17:10
VaH. 9:4Eks 32:15
VaH. 9:5Eks 25:18, 22; Nu 7:89
VaH. 9:6Re 24:3, 4
VaH. 9:7Re 16:2
VaH. 9:7Eks 30:10; Re 16:14
VaH. 9:7Re 16:6, 11
VaH. 9:7Re 16:15
VaH. 9:8VaH 10:19, 20
VaH. 9:9VaK 2:16, 17; VaH 8:5; 10:1
VaH. 9:9Re 23:37, 38
VaH. 9:9VaG 3:21; VaH 7:11, 19
VaH. 9:10Eks 30:17-19
VaH. 9:10Nu 19:13
VaH. 9:12VaH 12:24; 13:20
VaH. 9:12Dha 9:24; Mt 20:28; 1Ti 2:5, 6
VaH. 9:13Re 16:6, 15
VaH. 9:13Nu 19:9, 17, 19
VaH. 9:141Pe 1:18, 19
VaH. 9:141Jo 1:7
VaH. 9:14VaR 12:1
VaH. 9:15Ru 22:20; 1Ti 2:5; VaH 12:22, 24
VaH. 9:15Mt 20:28
VaH. 9:15VaR 8:17
VaH. 9:20Eks 24:6-8
VaH. 9:21Eks 29:12; Re 8:15
VaH. 9:22Re 17:11
VaH. 9:22Re 9:7-9
VaH. 9:23VaH 8:5; 9:9
VaH. 9:23Re 16:19, 20
VaH. 9:24VaH 8:1, 2
VaH. 9:24VaK 2:16, 17
VaH. 9:24VaH 6:19, 20; 9:12
VaH. 9:24Re 16:15; VaR 8:34
VaH. 9:25Re 16:2, 34
VaH. 9:26Dha 9:24; VaH 7:27; 1Pe 3:18
VaH. 9:28Isa 53:12; VaR 6:10; 1Pe 2:24
VaH. 9:282Ti 4:8; Tit 2:13
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
VaHebheru 9:1-28

Tsamba kuvaHebheru

9 Kana iri sungano yekare, yaiva nemutemo wekuti paitwe basa dzvene, paine nzvimbo tsvene+ yaraiitirwa pasi pano. 2 Nekuti chikamu chekutanga chetende chakavakwa, muine chigadziko chemarambi+ uye tafura nechingwa chekuratidza;+ uye chikamu ichi chinonzi Nzvimbo Tsvene.+ 3 Asi kuseri kweketeni rechipiri+ kwaiva nechikamu chetende chainzi Nzvimbo Tsvenetsvene.+ 4 Maiva nemudziyo wegoridhe wekupisira zvinonhuhwirira+ uye areka yesungano+ yakanga yakaiswa goridhe mativi ese,+ iine chirongo chegoridhe chaiva nemana+ uye tsvimbo yaAroni iya yekutungira+ uye mahwendefa+ esungano; 5 uye pamusoro pacho paiva nemakerubhi aibwinya akanga akavhara chekukwidibirisa chekuyananisa.*+ Asi iye zvino haisi nguva yekudonongodza zvese izvi.

6 Zvinhu izvi pazvakanga zvagadzirwa saizvozvi, vapristi vaipota vachipinda muchikamu chekutanga chetende vachiita basa dzvene;+ 7 asi mupristi mukuru aipinda ega muchikamu chechipiri kamwe chete pagore,+ aine ropa,+ raanopa achiitira zvivi zvake+ uye zvevanhu,+ zvavakaita nekusaziva. 8 Saka mweya mutsvene unobudisa pachena kuti nzira inopinda munzvimbo tsvene yakanga isati yaratidzwa pachena tende rekutanga richakamira.+ 9 Tende irori mufananidzo wenguva ino,+ uye zvipo nezvibayiro zvinopiwa maererano neurongwa ihwohwo.+ Asi izvi hazvikwanisi kuita kuti munhu ari kuita basa dzvene ave nehana yakachena zvakakwana.+ 10 Zvinongova nechekuita nezvekudya nezvekunwa nekuzvichenesa kwakasiyana-siyana kunodiwa neMutemo.*+ Zvaiva mutemo une chekuita nemuviri+ uye zvakanga zviripo kusvikira panguva yakanga yakasarudzwa kuzogadzirisa zvinhu.

11 Asi Kristu paakauya semupristi mukuru wezvinhu zvakanaka zvakatoitika, akapfuura nemutende guru uye rakanyatsokwana risina kugadzirwa nemaoko, kureva kuti, risina kuita sezvinhu zvakasikwa zvepasi pano. 12 Haana kupinda munzvimbo tsvene neropa rembudzi neremikono midiki yemombe, asi neropa rake pachake,+ kamwe chete zvikabva zvakwana, akaita kuti tiwane kununurwa* kusingaperi.+ 13 Ropa rembudzi neremikono yemombe+ nemadota etsiru zvinosaswa pane vaya vakasvibiswa zvovatsvenesa, nyama yochena.+ 14 Kana zvakadaro, ropa raKristu,+ uyo akazvipa kuna Mwari kuburikidza nemweya usingaperi asina kana pakakanganisika, ringatadza here kuchenesa hana dzedu pamabasa akafa+ kuti tiitire Mwari mupenyu basa dzvene?+

15 Ndokusaka Kristu ari murevereri wesungano itsva,+ kuitira kuti sezvo paine munhu akafa kuti ivo vasunungurwe nerudzikinuro+ pazvitadzo zvavakaita vari pasi pesungano yekare, vaya vakadanwa vagamuchire vimbiso yenhaka isingaperi.+ 16 Nekuti kana paine sungano panofanirawo kuva nemunhu anosimbisa sungano yacho nerufu rwake, 17 nekuti sungano inotanga kushanda panofa munhu wacho, sezvo isingagoni kushanda kana munhu wacho achiri mupenyu. 18 Kunyange sungano yekutanga haina kukumikidzwa pasina ropa. 19 Nekuti Mozisi paakanga audza vanhu vese mirayiro iri muMutemo, akatora ropa remikono yemombe midiki nerembudzi, nemvura, nemvere dzemakwai tsvuku, nehisopi, akasasa bhuku nevanhu vese, 20 achiti: “Iri ndiro ropa resungano yakarayirwa naMwari kuti muchengete.”+ 21 Akasasawo ropa racho patende nepamidziyo yese yebasa dzvene.+ 22 Maererano neMutemo zvinhu zvizhinji zvinocheneswa neropa,+ uye kana ropa rikasadururwa hapana kukanganwirwa kunovapo.+

23 Saka zvakanga zvakakodzera kuti zvinhu zvinofananidzira+ zvinhu zviri kudenga zvicheneswe pachishandiswa nzira iyi,+ asi zvinhu zvekudenga zvinotoda zvibayiro zviri pamusoro peizvi. 24 Nekuti Kristu haana kupinda munzvimbo tsvene yakagadzirwa nemaoko,+ inofananidzira chinhu chaicho,+ asi kudenga chaiko,+ zvekuti ava pamberi paMwari* achitimiririra.+ 25 Izvi hazvina kuitwa kuti azvipe kakawanda, sezvinoitwa nemupristi uyo anopinda munzvimbo tsvene gore negore+ aine ropa risiri rake. 26 Kudai zvakanga zvakadaro, aizofanira kutambura kakawanda kubvira pakuvambwa kwenyika. Asi iye zvino akazviratidza pachena kamwe chete zvikabva zvakwana, pakuguma kwemamiriro acho ezvinhu* kuti abvise chivi nechibayiro chake pachake.+ 27 Uye sezvo vanhu vachingofa kamwe chete zvobva zvakwana, asi vozowana mutongo, 28 Kristu akabayirwawo kamwe chete zvikabva zvakwana kuti atakure zvivi zvevakawanda;+ uye paachaoneka kechipiri zvinenge zvisinei nechivi, uye achaonekwa nevaya vari kumutsvaga nemwoyo wese kuti vaponeswe.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe