RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 37
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Vaya vanovimba naJehovha vachabudirira

        • Usarwadziwa nemhaka yevakaipa (1)

        • “Wana mufaro mukuru muna Jehovha” (4)

        • “Isa nzira yako pana Jehovha” (5)

        • “Vanyoro vachagara nhaka yenyika” (11)

        • Vakarurama havazoshayi chingwa (25)

        • Vakarurama vachararama nekusingaperi panyika (29)

Pisarema 37:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Usanzwira shungu vakaipa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 73:3; Zvi 23:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Fara Kwazvo Muna Jehovha’

    w03 12/1 pp. 9-10

    Chikonzero Chakasimba Chokuva Netariro Nhasi

    w98 2/1 p. 6

Pisarema 37:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 73:12, 19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Fara Kwazvo Muna Jehovha’

    w03 12/1 p. 10 ndim. 5-6

Pisarema 37:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 1:17; VaH 13:16
  • +Zvi 28:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Vimba naJehovha Uite Zvakanaka”

    w17.01 pp. 7-11

    ‘Fara Kwazvo Muna Jehovha’

    w03 12/1 pp. 10-11

Pisarema 37:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Pisarema 37:4—“Farai Kwazvo Muna TENZI”

    ijwbv nyaya 45

    ‘Fara Kwazvo Muna Jehovha’

    w03 12/1 pp. 11-12

Pisarema 37:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 55:22; Zvi 16:3
  • +Mt 6:33; VaF 4:6; 1Pe 5:6, 7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Fara Kwazvo Muna Jehovha’

    w03 12/1 p. 12

    Mwari Munhu Chaiyeiye Kwauri Here?

    w98 9/15 p. 23

Pisarema 37:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Fara Kwazvo Muna Jehovha’

    w03 12/1 p. 12 ndim. 15

Pisarema 37:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Umumirire nemwoyo murefu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 62:1; Mari 3:26
  • +Job 21:7; Pis 73:3; Jer 12:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Fara Kwazvo Muna Jehovha’

    w03 12/1 p. 13

Pisarema 37:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “Usashatirwa nekuti zvinongoita kuti zvinhu zviipe.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 14:29; VaE 4:26

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Anopa Munhu Akaneta Simba”

    w18.01 p. 10 ndim. 14

    Kudzora Hasha

    g12.04 p. 8

    Asati Adzidza Bhaibheri uye Azoridzidza—Nhungamiro dzeBhaibheri Dzakamubatsira Kuchinja

    w03 11/15 p. 25

    “Kutanga Rwendo Mugungwa Rine Dutu”

    w99 4/15 p. 31

    Hasha Dzangu kana kuti Utano Hwangu Here?

    w93 12/15 p. 32

Pisarema 37:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 55:23
  • +Pis 25:12, 13; 37:29; Mt 5:5; 2Pe 2:9

Pisarema 37:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 24:24
  • +1Sa 25:39; Pis 52:4, 5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Uchava Neni muParadhiso”

    w22.12 pp. 10-11

    Unoyeuka Here?

    w22.12 p. 15

    Nyika Ino Ichaguma Here?

    wp21 nha. 2 p. 5

    Zvichaitwa neUmambo

    lff chidzidzo 33

    Chii Chichabviswa Pachauya Umambo hwaMwari?

    w17.04 p. 10 ndim. 5

    Kukurukura Nemuvakidzani—Vanhu Vose Vakanaka Vanoenda Kudenga Here?

    w12 8/1 p. 23

    ‘Fara Kwazvo Muna Jehovha’

    w03 12/1 p. 13

Pisarema 37:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 45:18; Mt 5:5; Zva 21:3
  • +Pis 72:7; 119:165; Isa 48:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Uchava Neni muParadhiso”

    w22.12 pp. 10-11

    Unoyeuka Here?

    w22.12 p. 15

    Mwari Akatisika Aine Chinangwa Chei?

    lff chidzidzo 25 pfungwa 1-5

    Chii Chichabviswa Pachauya Umambo hwaMwari?

    w17.04 p. 11 ndim. 6

    Kunzwisisa Jesu—Dhavhidhi Mukuru Uye Soromoni Mukuru

    w09 4/15 p. 32 ndim. 19

    “Panyika, Sezvakunoitwa Kudenga”

    w06 8/15 pp. 4-7

    Nhaka Yaunogona Kuvimba Nayo

    w04 10/1 pp. 3-4

    ‘Vanyoro Ndivo Vachagara Nhaka Yenyika’—Sei?

    w04 10/1 pp. 4-7

    ‘Fara Kwazvo Muna Jehovha’

    w03 12/1 pp. 13-14 ndim. 20-21

    Chechi Yechokwadi Inogona Kukubatsira Nokusingaperi!

    ol chikamu 9

    Kutsigira Nokuvimbika Shoko raMwari Rakafuridzirwa

    w97 10/1 p. 19 ndim. 13

Pisarema 37:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 18:21, 25

Pisarema 37:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 26:9, 10

Pisarema 37:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 17:23; Es 7:10; Pis 7:15

Pisarema 37:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 16:8; 30:8, 9; 1Ti 6:6

Pisarema 37:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “anoziva mazuva evanhu vasina mhosva.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 16:11

Pisarema 37:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 10:7

Pisarema 37:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 15:11; Job 31:16, 22; Pis 112:9; Zvi 19:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ratidzira Chivimbo Muna Jehovha—Kupfurikidza Nokushandisa Zvinhu Zvinodzidzwa

    w88 8/15 p. 17 ndim. 8

Pisarema 37:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:9

Pisarema 37:23

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anosimbisa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 16:9
  • +Zvi 11:20

Pisarema 37:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 34:19; Zvi 24:16
  • +Pis 91:11, 12

Pisarema 37:25

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “chingwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 94:14; Mt 6:33; VaH 13:5
  • +Dhe 24:19; Pis 145:15; Zvi 10:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w14 9/15 p. 22

    Unodisisa Kunangana Nezvokwadi Muupenyu Hwako Here?

    tp chits. 10 ndim. 14

Pisarema 37:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 15:7, 8; Pis 112:5

Pisarema 37:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 34:14; Isa 1:17

Pisarema 37:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 22:26
  • +Pis 97:10; Zvi 2:7, 8
  • +Zvi 2:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Ndimi Mega Makavimbika”

    cl chits. 28

Pisarema 37:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 30:20; Pis 37:9; Zvi 2:21; Mt 5:5
  • +Mt 25:46; Zva 21:3, 4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Uchava Neni muParadhiso”

    w22.12 pp. 10-11

    Unoyeuka Here?

    w22.12 p. 15

    Mwari Akatisika Aine Chinangwa Chei?

    lff chidzidzo 25 pfungwa 1-5

    Chii Chinonzi Umambo hwaMwari?

    lff chidzidzo 31 pfungwa 2

    Zvichaitwa neUmambo

    lff chidzidzo 33

    Chii Chichabviswa Pachauya Umambo hwaMwari?

    w17.04 p. 11 ndim. 6

    Paradhiso

    g 1/13 p. 15

    Kukurukura Nemuvakidzani—Vanhu Vose Vakanaka Vanoenda Kudenga Here?

    w12 8/1 p. 22

    Zuva Rokutongwa—Chii?

    bh p. 215 ndim. 2

    Vimba naJehovha Kuti Azadzike Donzo Rake

    w94 3/15 pp. 19-20 ndim. 15-22

Pisarema 37:30

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “unotaura nezveuchenjeri nenzwi riri pasi pasi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 12:35; VaE 4:29; VaK 4:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rudzi Rwokufungisisa Kunobatsira

    g00 9/8 p. 30

Pisarema 37:31

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 6:6; Pis 40:8
  • +Pis 121:3

Pisarema 37:33

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Pe 2:9
  • +Pis 109:31

Pisarema 37:34

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:22
  • +Pis 52:5, 6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tarisira Kuna Jehovha, uye Shinga

    w06 10/1 pp. 29-30

    Ruvimbiko—Pamutengoi?

    w90 8/15 p. 11 ndim. 6

    Vimba naJehovha

    w87 12/15 pp. 12-13 ndim. 13-18

Pisarema 37:35

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Es 5:11; Job 21:7

Pisarema 37:36

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 15:9, 10
  • +Pis 37:10

Pisarema 37:37

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “munhu anoramba akaperera kuna Mwari.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 1:1
  • +Job 42:12, 16

Pisarema 37:38

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 1:4; Zvi 10:7; 2Pe 2:9

Pisarema 37:39

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 12:2
  • +Pis 9:9; Isa 33:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha, ‘Nhare Yedu Panguva Yokutambudzika’

    w04 8/15 p. 17 ndim. 4

Pisarema 37:40

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 46:4; 1VaK 10:13
  • +Pis 22:4; Dha 3:17; 6:23

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 37:1Pis 73:3; Zvi 23:17
Pis. 37:2Pis 73:12, 19
Pis. 37:3Isa 1:17; VaH 13:16
Pis. 37:3Zvi 28:20
Pis. 37:5Pis 55:22; Zvi 16:3
Pis. 37:5Mt 6:33; VaF 4:6; 1Pe 5:6, 7
Pis. 37:7Pis 62:1; Mari 3:26
Pis. 37:7Job 21:7; Pis 73:3; Jer 12:1
Pis. 37:8Zvi 14:29; VaE 4:26
Pis. 37:9Pis 55:23
Pis. 37:9Pis 25:12, 13; 37:29; Mt 5:5; 2Pe 2:9
Pis. 37:10Job 24:24
Pis. 37:101Sa 25:39; Pis 52:4, 5
Pis. 37:11Isa 45:18; Mt 5:5; Zva 21:3
Pis. 37:11Pis 72:7; 119:165; Isa 48:18
Pis. 37:121Sa 18:21, 25
Pis. 37:131Sa 26:9, 10
Pis. 37:152Sa 17:23; Es 7:10; Pis 7:15
Pis. 37:16Zvi 16:8; 30:8, 9; 1Ti 6:6
Pis. 37:18Pis 16:11
Pis. 37:20Zvi 10:7
Pis. 37:21Dhe 15:11; Job 31:16, 22; Pis 112:9; Zvi 19:17
Pis. 37:22Pis 37:9
Pis. 37:23Zvi 16:9
Pis. 37:23Zvi 11:20
Pis. 37:24Pis 34:19; Zvi 24:16
Pis. 37:24Pis 91:11, 12
Pis. 37:25Pis 94:14; Mt 6:33; VaH 13:5
Pis. 37:25Dhe 24:19; Pis 145:15; Zvi 10:3
Pis. 37:26Dhe 15:7, 8; Pis 112:5
Pis. 37:27Pis 34:14; Isa 1:17
Pis. 37:282Sa 22:26
Pis. 37:28Pis 97:10; Zvi 2:7, 8
Pis. 37:28Zvi 2:22
Pis. 37:29Dhe 30:20; Pis 37:9; Zvi 2:21; Mt 5:5
Pis. 37:29Mt 25:46; Zva 21:3, 4
Pis. 37:30Mt 12:35; VaE 4:29; VaK 4:6
Pis. 37:31Dhe 6:6; Pis 40:8
Pis. 37:31Pis 121:3
Pis. 37:332Pe 2:9
Pis. 37:33Pis 109:31
Pis. 37:34Pis 37:22
Pis. 37:34Pis 52:5, 6
Pis. 37:35Es 5:11; Job 21:7
Pis. 37:36Eks 15:9, 10
Pis. 37:36Pis 37:10
Pis. 37:37Job 1:1
Pis. 37:37Job 42:12, 16
Pis. 37:38Pis 1:4; Zvi 10:7; 2Pe 2:9
Pis. 37:39Isa 12:2
Pis. 37:39Pis 9:9; Isa 33:2
Pis. 37:40Isa 46:4; 1VaK 10:13
Pis. 37:40Pis 22:4; Dha 3:17; 6:23
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
  • 35
  • 36
  • 37
  • 38
  • 39
  • 40
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 37:1-40

Mapisarema

Rwiyo rwaDhavhidhi.

א [Aleph]

37 Usarwadziwa nemhaka yevakaipa*

Kana kuchiva vanhu vanoita zvakaipa.+

 2 Vachakurumidza kuoma seuswa+

Uye vachasvava seuswa huchangomera hwakasvibirira.

ב [Beth]

 3 Vimba naJehovha uye ita zvakanaka;+

Gara panyika, uye ita zvinhu wakatendeka.+

 4 Wana mufaro mukuru muna Jehovha,

Uye iye achakupa zvinodiwa nemwoyo wako.

ג [Gimel]

 5 Isa nzira yako pana Jehovha;+

Vimba naye, uye iye achagadzirisa zvinhu.+

 6 Achaita kuti kururama kwako kupenye sechiedza chemangwanani,

Uye kutonga kwako zvakarurama kupenye sezuva remasikati.

ד [Daleth]

 7 Ramba wakanyarara pamberi paJehovha,+

Umumirire uchitarisira nemufaro.*

Usatsamwiswa nemunhu

Anobudirira pakuita zvinhu zvakaipa zvaakaronga.+

ה [He]

 8 Rega kutsamwa, usiye hasha;+

Usashatirwa woita zvakaipa.*

 9 Nekuti vanhu vakaipa vachaparadzwa,+

Asi vaya vanotarisira kuna Jehovha vachagara nhaka yenyika.+

ו [Waw]

10 Kwangosara nguva diki, uye vakaipa havazovipozve;+

Uchatarisa pavaiva,

Asi vanenge vasisipo.+

11 Asi vanyoro vachagara nhaka yenyika,+

Uye vachafara zvikuru vaine rugare rwakawanda.+

ז [Zayin]

12 Munhu akaipa anorongera munhu akarurama zvakaipa;+

Anomurumanisira mazino.

13 Asi Jehovha achamuseka,

Nekuti anoziva kuti zuva rake richasvika.+

ח [Heth]

14 Vakaipa vanovhomora mapakatwa avo uye vanokunga uta hwavo

Kuti vawisire pasi vaya vanodzvinyirirwa uye varombo,

Kuti vauraye vaya vari munzira yakarurama.

15 Asi bakatwa ravo richaboora mwoyo yavo ivo vacho;+

Uta hwavo huchatyoka.

ט [Teth]

16 Zvishoma zvemunhu akarurama zviri nani

Pane zvakawanda zvevakaipa vazhinji.+

17 Nekuti maoko evakaipa achatyorwa,

Asi Jehovha achatsigira vakarurama.

י [Yod]

18 Jehovha anoziva zviri kusangana nevanhu vasina mhosva,*

Uye nhaka yavo ichagara nekusingagumi.+

19 Havazonyadziswi panguva yedambudziko;

Panguva yenzara, vachange vaine zvekudya zvakawanda.

כ [Kaph]

20 Asi vakaipa vachaparara;+

Vavengi vaJehovha vachanyangarika semafuro akanaka;

Vachanyangarika seutsi.

ל [Lamed]

21 Munhu akaipa anokwereta asingadzoreri,

Asi munhu akarurama anonzwira nyasha uye anopa.+

22 Vaya vanokomborerwa naMwari vachagara nhaka yenyika,

Asi vaya vanotukwa naye vachaparadzwa.+

מ [Mem]

23 Jehovha anotungamirira* nhanho dzemunhu+

Kana afarira nzira yemunhu iyeye.+

24 Kunyange angadonha, haaiti zvekuwisirwa pasi,+

Nekuti Jehovha anomutsigira neruoko rwake.+

נ [Nun]

25 Ndaimbova mudiki asi iye zvino ndakwegura.

Handina kumboona munhu akarurama achisiyiwa,+

Kana vana vake vachitsvaga zvekudya.*+

26 Haanyimi chikwereti,+

Uye vana vake vachakomborerwa.

ס [Samekh]

27 Rega zvakaipa uite zvakanaka,+

Uye ucharamba uripo nekusingaperi.

28 Nekuti Jehovha anoda kutonga zvakarurama,

Uye haazosiyi vanhu vake vakavimbika.+

ע [Ayin]

Vacharamba vakachengetedzwa;+

Asi vana vevanhu vakaipa vachaparadzwa.+

29 Vakarurama vachagara nhaka yenyika,+

Uye vachagara mairi nekusingaperi.+

פ [Pe]

30 Muromo wemunhu akarurama unopa uchenjeri,*

Uye rurimi rwake runotaura nezvekururama.+

31 Mutemo waMwari wake uri mumwoyo make;+

Tsoka dzake hadzizotsvedzi.+

צ [Tsade]

32 Munhu akaipa anotarisa munhu akarurama,

Achitsvaga kumuuraya.

33 Asi Jehovha haazomuisi mumaoko emunhu iyeye+

Kana kumuwana aine mhosva paanotongwa.+

ק [Qoph]

34 Tarisira kuna Jehovha wotevera nzira yake,

Uye iye achakukwidziridza kuti ugare nhaka yenyika.

Vakaipa pavanoparadzwa,+ iwe uchazviona.+

ר [Resh]

35 Ndakaona munhu ane utsinye, akaipa,

Achitandavara semuti wakasvibirira uri muvhu rawo.+

36 Asi iye akangoerekana afa uye akanga asisipo;+

Ndakaramba ndichimutsvaga, asi akanga asingachawaniki.+

ש [Shin]

37 Cherechedza munhu asina chaanopomerwa,*

Uye ramba wakatarisa munhu akarurama,+

Nekuti ramangwana remunhu iyeye rine rugare.+

38 Asi vatadzi vese vachaparadzwa;

Ramangwana revakaipa richagumiswa.+

ת [Taw]

39 Ruponeso rwevakarurama runobva kuna Jehovha;+

Ndiye nhare yavo munguva yekutambudzika.+

40 Jehovha achavabatsira, ovanunura.+

Achavanunura pavanhu vakaipa, ovaponesa,

Nekuti vanopotera kwaari.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe