RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Samueri 22:31
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 31 Kana ari Mwari wechokwadi, nzira yake yakakwana;+

      Shoko raJehovha rakanatswa.+

      Iye inhoo kuna vose vanopotera kwaari.+

  • Pisarema 18:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  2 Jehovha ndiye ibwe rangu nenhare yangu noMupukunyutsi wangu.+

      Mwari wangu ndiye dombo rangu. Ndichapotera kwaari,+

      Ndiye nhoo yangu nenyanga yangu yoruponeso, nzvimbo yangu yakakwirira yakachengeteka.+

  • Pisarema 19:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  7 Mutemo+ waJehovha wakakwana,+ unodzosa mweya.+

      Chiyeuchidzo+ chaJehovha chakavimbika,+ chinochenjedza asina zivo.+

  • Jakobho 1:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Zvipo zvose zvakanaka+ nezvinopiwa zvose zvakakwana zvinobva kumusoro,+ nokuti zvinoburuka zvichibva kuna Baba vezviedza zvokudenga,+ uye ivo havambochinji sokufamba kunoita mumvuri.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe