RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 26:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 26 “‘Musazvigadzirira vanamwari vasina zvavanobatsira,+ musazvimisira mufananidzo wakavezwa+ kana kuti shongwe tsvene, musamisa dombo rine mifananidzo+ munyika yenyu kuti murikotamire;+ nokuti ndini Jehovha Mwari wenyu.

  • Vatongi 17:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Naizvozvo akadzorera amai vake masirivha chiuru nezana;+ amai vake vakati: “Chokwadi ndichatsaurira sirivha yacho kuna Jehovha ichibva paruoko rwangu nokuda kwomwanakomana wangu, kuti ndiite mufananidzo wakavezwa+ nomufananidzo wakaumbwa nesimbi yakanyungudutswa;+ zvino ndichaidzorera kwauri.”

  • Vatongi 18:30
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 30 Pashure paizvozvo vanakomana vaDhani vakazvimisira mufananidzo wakavezwa;+ uye Jonatani+ mwanakomana waGeshomu,+ mwanakomana waMosesi, iye nevanakomana vake vakava vapristi vedzinza revaDhani kusvikira pazuva rokutapwa kwenyika yacho.+

  • 2 Madzimambo 21:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Akaisawo chifananidzo chakavezwa+ chedanda dzvene raakanga agadzira muimba+ yakanga yanzi naJehovha kuna Dhavhidhi uye kumwanakomana wake Soromoni: “Ndichaisa zita rangu nokusingagumi+ muimba iyi nomuJerusarema, iro guta randakasarudza pamadzinza ose aIsraeri.

  • Nahumi 1:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Jehovha akarayira pamusoro pako kuti, ‘Hapana chinhu chine chokuita nezita rako chichadyarwazve.+ Ndichaparadza mufananidzo wakavezwa nomufananidzo wakaumbwa nesimbi yakanyungudutswa+ muimba yavanamwari vako. Ndichakugadzirira guva,+ nokuti hapana zvawanga uchibatsira.’

  • Habhakuki 2:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Mufananidzo wakavezwa wave uchibatsirei,+ iwo zvawakavezwa nomugadziri wawo, mufananidzo wakagadzirwa nesimbi yakanyungudutswa, uye murayiridzi wenhema?+ mugadziri wawo zvaakavimba nawo,+ zvokuti akagadzira vanamwari vasina zvavanobatsira vasingatauri?+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe