-
Dhanieri 12:1Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
12 “Zvino munguva iyoyo Mikaeri+ achasimuka, iye muchinda mukuru+ anomira+ nokuda kwevanakomana vevanhu vako.+ Kuchava nenguva yokutambudzika isina kumbovapo kubvira pakatanga kuvapo rudzi kusvikira nguva iyoyo.+ Vanhu vako vachapukunyuka munguva iyoyo,+ ivo vanhu vose vanowanikwa vakanyorwa mubhuku.+
-