RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaKorose 1
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raVaKorose

      • Kwaziso (1, 2)

      • Kuonga kutenda kwevaKorose (3-8)

      • Kunyengetererwa kuti vasimbe pakunamata (9-12)

      • Basa raKristu rinokosha (13-23)

      • Kushanda nesimba kwaiita Pauro nekuda kweungano (24-29)

VaKorose 1:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 4:17

VaKorose 1:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Ti 4:8; 1Pe 1:3, 4

VaKorose 1:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaK 1:23; 1Ti 3:16

VaKorose 1:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaK 4:12, 13; Fir 23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Epafrasi—“Mushumiri Wakatendeka waKristu”

    w97 5/15 pp. 30-31

VaKorose 1:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiGir., “nezverudo rwenyu mumweya.”

VaKorose 1:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 1:15, 16
  • +VaF 1:9
  • +2Ti 2:7; 1Jo 5:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kubhabhatidzwa Idanho Rinokosha

    lff chidzidzo 23

    Wagadzirira Kubhabhatidzwa Here?

    lff chidzidzo 47 pfungwa 1

    Unoona Here Kuti Nei Uchifanira Kudzidzisa Vamwe?

    w16.08 p. 26 ndim. 3

    ‘Pfekai Mwoyo Murefu’

    w01 11/1 p. 18 ndim. 18-19

VaKorose 1:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 1:17; 2Pe 1:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kubhabhatidzwa Idanho Rinokosha

    lff chidzidzo 23

    Wagadzirira Kubhabhatidzwa Here?

    lff chidzidzo 47 pfungwa 1

    Unoona Here Kuti Nei Uchifanira Kudzidzisa Vamwe?

    w16.08 p. 26 ndim. 3

    Farira Kudzidza Shoko raMwari Uri Woga

    w02 12/1 p. 16 ndim. 14

    ‘Pfekai Mwoyo Murefu’

    w01 11/1 p. 18 ndim. 18-19

    Zvinobatsira Zvinobva Pakuda Shoko raMwari

    w99 11/1 pp. 17-19

VaKorose 1:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 3:14, 16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Pfekai Mwoyo Murefu’

    w01 11/1 p. 18 ndim. 18-19

    Iva Nomwoyo Murefu Kuna Vose

    w91 5/15 p. 20

VaKorose 1:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 8:17; VaE 1:13, 14

VaKorose 1:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 2:1, 2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Namata Jehovha, Mambo Asingagumi

    w14 1/15 p. 11 ndim. 17

    Umambo

    rs p. 355

    Teerera Sezvo Mugumo Unoswedera Pedyo

    w02 10/1 p. 18

    Uchamira Sei Pamberi Pechigaro Chokutonga?

    w95 10/15 p. 20 ndim. 14

    Mufarwa Usingaperi Wakamirira Vapi Voumwari

    w92 1/15 p. 10

    Kubatira Pamwe noMutumbi Unodzora Nhasi

    w90 3/15 p. 15 ndim. 1

VaKorose 1:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 1:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jesu Akafirei?

    ijwbq nyaya 120 ndim. 3-6

VaKorose 1:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 4:24; 10:30; 14:9; 1Ti 1:17
  • +Zva 3:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Simba Rekusika—“Musiki Wedenga Nenyika”

    cl chits. 5 ndim. 19

    “Akatanga Kutida”

    cl chits. 23 ndim. 5

    Jesu Ndiani?

    lff chidzidzo 15 pfungwa 1

    Jesu Kristu Ndiani?

    bhs chits. 4 ndim. 13

    Utatu

    rs p. 367 ndim. 7

    Jesu Kristu Ndiani?

    bh chits. 4 ndim. 13

    “Mwari Rudo”

    w03 7/1 p. 15 ndim. 5

    Jesu Kristu—Kiyi Yokuziva Mwari

    kl chits. 4

    Jesu Kristu—Mwanakomana Anodiwa waMwari

    w88 6/1 p. 13 ndim. 17

VaKorose 1:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 1:3
  • +Joh 1:10; VaH 1:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Utatu

    rs p. 367 ndim. 7

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w01 9/1 p. 31

    Jesu Kristu—Mwanakomana Anodiwa waMwari

    w88 6/1 p. 13 ndim. 17

VaKorose 1:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 17:5

VaKorose 1:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 1:22
  • +1VaK 15:23; Zva 1:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuvimbika Kuna Kristu Nomuranda Wake Akatendeka

    w07 4/1 p. 22 ndim. 3

VaKorose 1:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaK 2:3, 9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha ndiMwari “Anopa Rugare”

    w11 8/15 p. 24 ndim. 6

VaKorose 1:20

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 5:19; VaE 1:10
  • +Re 17:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nei Tichida Kudzikinurwa?

    w26.01 pp. 18-19

    Jehovha Anoita Urongwa Hwekuti “Adzikinure Vanhu Vazhinji”

    cl chits. 14 ndim. 18-19

    Jehovha ndiMwari “Anopa Rugare”

    w11 8/15 p. 24 ndim. 6-7

    Mushumiri waJehovha—‘Akabayiwa Nokuda Kwokudarika Kwedu’

    w09 1/15 pp. 28-29 ndim. 14-16

    Kubatira Senhume Dzorugare rwaMwari

    w97 1/15 pp. 11-12

    Jehovha Anogona Kukuita Kuti Uve Ane Simba

    w94 12/15 pp. 11-13 ndim. 18-24

    “Makatengwa Nomutengo”

    w91 2/15 p. 18 ndim. 10

VaKorose 1:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 1:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha Anogona Kukuita Kuti Uve Ane Simba

    w94 12/15 p. 12 ndim. 19

VaKorose 1:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 2:10
  • +1VaK 3:11
  • +1VaK 15:58; VaH 3:14
  • +1Ti 3:16
  • +VaE 3:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kupa “Uchapupu Hwakasimba”

    bt chits. 27

    Kurwisa Kunobva Kuchamhembe!

    w20.04 p. 6 ndim. 16

    Nzendo Dzekare Dzengarava Musiri muMediterranean

    w10 3/1 p. 29

    “Shoko raJehovha Rakaramba Richikura”

    w01 4/1 p. 11 ndim. 11

    Zvapupu zvechiKristu zvaJehovha Muzana Rokutanga Ramakore

    jv chits. 3

VaKorose 1:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 3:1
  • +Mab 9:16; VaF 3:10
  • +VaE 1:22, 23

VaKorose 1:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 9:16, 17

VaKorose 1:26

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 3:5-7; 5:32
  • +Ru 8:10; 1VaK 2:7
  • +VaR 16:25, 26

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha Anogona Kukuita Kuti Uve Ane Simba

    w94 12/15 pp. 12-13 ndim. 23-24

VaKorose 1:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 3:8, 9
  • +VaR 8:18

VaKorose 1:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 4:13

VaKorose 1:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaF 4:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha Anogona Kukuita Kuti Uve Ane Simba

    w94 12/15 p. 13 ndim. 25

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

VaK. 1:11VaK 4:17
VaK. 1:52Ti 4:8; 1Pe 1:3, 4
VaK. 1:6VaK 1:23; 1Ti 3:16
VaK. 1:7VaK 4:12, 13; Fir 23
VaK. 1:9VaE 1:15, 16
VaK. 1:9VaF 1:9
VaK. 1:92Ti 2:7; 1Jo 5:20
VaK. 1:10VaE 1:17; 2Pe 1:2
VaK. 1:11VaE 3:14, 16
VaK. 1:12VaR 8:17; VaE 1:13, 14
VaK. 1:13VaE 2:1, 2
VaK. 1:14VaE 1:7
VaK. 1:15Joh 4:24; 10:30; 14:9; 1Ti 1:17
VaK. 1:15Zva 3:14
VaK. 1:16Joh 1:3
VaK. 1:16Joh 1:10; VaH 1:2
VaK. 1:17Joh 17:5
VaK. 1:18VaE 1:22
VaK. 1:181VaK 15:23; Zva 1:5
VaK. 1:19VaK 2:3, 9
VaK. 1:202VaK 5:19; VaE 1:10
VaK. 1:20Re 17:11
VaK. 1:221VaK 1:8
VaK. 1:23Zva 2:10
VaK. 1:231VaK 3:11
VaK. 1:231VaK 15:58; VaH 3:14
VaK. 1:231Ti 3:16
VaK. 1:23VaE 3:8
VaK. 1:24VaE 3:1
VaK. 1:24Mab 9:16; VaF 3:10
VaK. 1:24VaE 1:22, 23
VaK. 1:251VaK 9:16, 17
VaK. 1:26VaE 3:5-7; 5:32
VaK. 1:26Ru 8:10; 1VaK 2:7
VaK. 1:26VaR 16:25, 26
VaK. 1:27VaE 3:8, 9
VaK. 1:27VaR 8:18
VaK. 1:28VaE 4:13
VaK. 1:29VaF 4:13
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
VaKorose 1:1-29

Tsamba kuvaKorose

1 Pauro, muapostora waKristu Jesu maererano nekuda kwaMwari, naTimoti+ hama yedu, 2 kuvatsvene nehama dzekuKorose dzakatendeka dziri pamwe naKristu:

Nyasha nerugare zvinobva kuna Mwari Baba vedu ngazvive nemi.

3 Tinogara tichitenda Mwari Baba vaShe wedu Jesu Kristu patinokunyengetererai, 4 sezvo takanzwa nezvekutenda kwenyu muna Kristu Jesu uye kuda kwamunoita vatsvene vese 5 nekuda kwetariro yezvamakachengeterwa kudenga.+ Makanzwa nezvetariro iyi pamakaudzwa chokwadi chemashoko akanaka 6 akauya kwamuri. Sezvo mashoko akanaka ari kuva nezvibereko uye ari kuwedzera munyika yese,+ ndizvo zvaari kuitawo pakati penyu kubvira musi wamakanzwa uye wamakanyatsoziva nyasha dzaMwari muchokwadi. 7 Ndizvo zvamakadzidza kuhama yedu inodiwa uye yakatendeka, Epafrasi,+ anoshumira semuranda waKristu achitimiririra. 8 Akatiudzawo nezverudo rwamunoratidza maererano nemweya.*

9 Ndokusaka isuwo kubvira pazuva ratakanzwa nezvazvo, tisina kumborega kukunyengetererai+ uye kukumbira kuti muzadzwe neruzivo rwakarurama+ pamusoro pekuda kwake muuchenjeri hwese nemukunzwisisa zvinhu zvemweya,+ 10 kuti mufambe zvinokodzerana nezita raJehovha,* kuti munyatsomufadza sezvo muchiramba muchibereka zvibereko mumabasa ese akanaka uye muchiwedzera paruzivo rwakarurama pamusoro paMwari;+ 11 uye simbiswai nesimba rese maererano nesimba rake rinokudzwa+ kuti mukwanise kutsungirira zvinhu zvese muine mwoyo murefu nemufaro, 12 muchitenda Baba, vakaita kuti muve vakakodzera kuwana nhaka pamwe nevatsvene+ vakavhenekerwa nechiedza.

13 Iye akatinunura pasimba rerima,+ akatipinza muumambo hweMwanakomana wake anodiwa, 14 uyo anoshandiswa kutisunungura nerudzikinuro, urwo runoita kuti tiregererwe zvivi zvedu.+ 15 Iye ndiye mufananidzo waMwari asingaoneki,+ dangwe rezvisikwa zvese;+ 16 nekuti pachishandiswa iye zvimwe zvinhu zvese zvakasikwa kudenga nepanyika, zvinhu zvinooneka nezvinhu zvisingaoneki,+ zvingava zvigaro zveumambo kana ushe kana hurumende kana vanhu vane masimba. Zvimwe zvinhu zvese zvakasikwa pachishandiswa iye+ uye zvakasikirwa iye. 17 Uyewo, akavapo zvimwe zvinhu zvese zvisati zvavapo,+ uye zvimwe zvinhu zvese zvakavapo pachishandiswa iye, 18 uye ndiye musoro wemuviri, iyo ungano.+ Ndiye wekutanga, dangwe kubva kuvakafa,+ kuti ave wekutanga muzvinhu zvese; 19 nekuti Mwari akafadzwa nekuita kuti kuzara kwese kugare maari,+ 20 uye kuti amushandise kuyanana nezvimwe zvinhu zvese+ nekuita kuti ave nerugare nazvo kuburikidza neropa+ raakadeura padanda rekutambudzirwa,* zvingava zvinhu zviri panyika kana zvinhu zviri kudenga.

21 Imi maimbova makaparadzaniswa naMwari muri vavengi vake nekuti pfungwa dzenyu dzaiva pamabasa akaipa, 22 iye zvino akazviyananisa nemi achishandisa muviri wenyama waiyeye nerufu rwake, kuti akuunzei pamberi pake muri vatsvene, musina pakakanganisika uye musina chamunopomerwa,+ 23 ndokunge imi maramba muri pakutenda,+ makanyatsogara pafaundesheni+ uye makasimba,+ musingabviswi patariro yemashoko akanaka amakanzwa uye akaparidzirwa zvisikwa zvese zviri pasi pedenga.+ Ini Pauro ndakava mushumiri wemashoko akanaka iwaya.+

24 Iye zvino ndava kufara pakutambura kwandiri kuita pamusana penyu,+ uye ndiri kusangana nekutambura kwaKristu uko kusati kwaitika zvakakwana panyama yangu kuti ndibatsire muviri wake,+ iyo ungano.+ 25 Ndakashumira ungano iyi maererano neutariri+ hwakabva kuna Mwari hwandakapiwa, kuti zvikubatsirei, kuti ndinyatsoparidza shoko raMwari, 26 chakavanzika chitsvene*+ chakanga chakavanzwa kubvira nguva dzekare+ uye kuzvizvarwa zvakapfuura. Asi iye zvino chakaiswa pachena kuvatsvene vake,+ 27 avo Mwari akafarira kuzivisa pakati pemamwe marudzi pfuma inokudzwa yechakavanzika chitsvene,+ iyo inoreva Kristu ari pamwe nemi, tariro yekukudzwa pamwe naye.+ 28 Ndiye watiri kuzivisa vanhu nezvake, tichikurudzira uye tichidzidzisa munhu wese neuchenjeri hwese, kuti tiunze munhu wese ari pamwe naKristu, akakwana.+ 29 Ndiri kushanda nesimba nechinangwa ichi, ndichirwisa zvakaomarara ndichibatsirwa nesimba rake riri kushanda zvikuru mandiri.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe