RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvakazarurwa 12
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raZvakazarurwa

      • Mukadzi, mwanakomana, uye dhiragoni (1-6)

      • Mikaeri anorwa nedhiragoni (7-12)

        • Dhiragoni inokandwa pasi (9)

        • Dhiyabhorosi anoziva kuti ane nguva pfupi (12)

      • Dhiragoni inotambudza mukadzi (13-17)

Zvakazarurwa 12:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “akapfeka.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 3:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Umambo hwaMwari Hwaberekwa!

    re chits. 27 ndim. 2-6

    Zivisai Mambo Noumambo! (1919-1941)

    jv chits. 7

Zvakazarurwa 12:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Umambo hwaMwari Hwaberekwa!

    re chits. 27 ndim. 2-6

    Zivisai Mambo Noumambo! (1919-1941)

    jv chits. 7

Zvakazarurwa 12:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 12:9; 20:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Umambo hwaMwari Hwaberekwa!

    re chits. 27 ndim. 7-8

    Dhiyabhorosi—Haasi Chinhu Chokufungidzirawo Zvacho

    w01 9/1 p. 6

    Zivisai Mambo Noumambo! (1919-1941)

    jv chits. 7

Zvakazarurwa 12:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 38:7
  • +Ge 6:2; Jud 6
  • +Ge 3:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ziva Muvengi Wako

    w18.05 p. 23

    Umambo hwaMwari Hwaberekwa!

    re chits. 27 ndim. 7-10

Zvakazarurwa 12:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 11:15
  • +Pis 2:9; 110:2; Zva 19:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Umambo hwaMwari Hwaberekwa!

    re chits. 27 ndim. 3-13

    Zivisai Mambo Noumambo! (1919-1941)

    jv chits. 7

Zvakazarurwa 12:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 12:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Umambo hwaMwari Hwava Kutonga!

    lff chidzidzo 32 pfungwa 4

    Umambo hwaMwari Hwaberekwa!

    re chits. 27 ndim. 11-26

Zvakazarurwa 12:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva kuti “Ndiani Akaita saMwari?”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 10:13; 12:1; Jud 9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Chii Chinonzi Ngirozi Uye Dzinoita Basa Rei?

    lff chidzidzo 24 pfungwa 6

    Ngirozi Huru Inonzi Mikaeri Ndiani?

    ijwbq nyaya 121 ndim. 4-5

    Umambo hwaMwari Hwaberekwa!

    re chits. 27

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 27—Dhanieri

    si p. 142 ndim. 23

    Tsinhirano Yose yeBhaibheri

    gm chits. 11 ndim. 25-27

    Kupedza Nhau Yechisiko Chapose Pose Nokusingagumi

    w90 7/1 p. 26 ndim. 8-9

Zvakazarurwa 12:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “asi yakakundwa.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Chii Chinonzi Ngirozi Uye Dzinoita Basa Rei?

    lff chidzidzo 24 pfungwa 6

    Umambo hwaMwari Hwaberekwa!

    re chits. 27

Zvakazarurwa 12:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 12:3; 20:2
  • +Ge 3:1; 2VaK 11:3; Zva 12:14
  • +Mt 4:1; Joh 8:44; VaH 2:14; Jak 4:7; 1Pe 5:8
  • +1Mak 21:1; Job 1:6; Zek 3:2; Mt 4:10; Joh 13:27; VaR 16:20; 2VaT 2:9
  • +2VaK 4:4; 11:14; VaE 2:2; 1Jo 5:19
  • +Ru 10:18; Zva 12:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha Anozadzisa Zvese Zvaanovimbisa

    w26.04 pp. 8-13

    1925​—⁠Makore 100 Apfuura

    w25.10 p. 3

    Chii Chinonzi Ngirozi Uye Dzinoita Basa Rei?

    lff chidzidzo 24 pfungwa 2

    Umambo hwaMwari Hwava Kutonga!

    lff chidzidzo 32 pfungwa 2-5

    Dhiyabhorosi Ane Chitarisiko Chakaita Sei?

    ijwbq nyaya 171 ndim. 6

    Ngwarira—Satani Anoda Kukudya!

    w15 5/15 p. 9 ndim. 3

    Madhimoni Ndivanaani?

    g10.10 pp. 12-13

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w09 5/15 p. 18

    Umambo hwaMwari Hwaberekwa!

    re chits. 27

    Ngwarira Kunyengerwa

    w04 2/15 pp. 15-20

    Tsinhirano Yose yeBhaibheri

    gm chits. 11 ndim. 25-27

Zvakazarurwa 12:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 13:11; VaH 9:28; 1Pe 1:5
  • +Zva 11:15, 17
  • +Job 1:9; Zek 3:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Chii Chinonzi Umambo hwaMwari?

    bhs chits. 8 ndim. 12

    Musabvumira Dhiyabhorosi Nzvimbo

    w06 1/15 p. 22 ndim. 6

    Umambo hwaMwari Hwaberekwa!

    re chits. 27 ndim. 17-20

    Umambo hwaMwari Chii?

    bh chits. 8 ndim. 12

    Unoonga Here?

    w99 4/15 p. 17

    Kurudziranai Sezvo Zuva Rinoswedera Pedyo

    w90 12/15 pp. 19-20 ndim. 20-21

    Jerusarema Rapasi Rinosianiswa neJerusarema Rokudenga

    ws chits. 11 ndim. 4

Zvakazarurwa 12:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “upenyu hwavo.” Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Jo 2:14
  • +1Pe 1:18, 19
  • +Mab 1:8; 2Ti 1:8; Zva 1:9
  • +Mt 16:25; Ru 14:26; Mab 20:24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Ramba Uchikunda Zvakaipa Nezvakanaka”

    w07 7/1 p. 31

    Umambo hwaMwari Hwaberekwa!

    re chits. 27 ndim. 17-20

    Kurudziranai Sezvo Zuva Rinoswedera Pedyo

    w90 12/15 p. 19 ndim. 20

Zvakazarurwa 12:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 57:20; 60:2; Zva 17:15
  • +Mt 24:34; VaR 16:20; 2Ti 3:1; 2Pe 3:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha Anozadzisa Zvese Zvaanovimbisa

    w26.04 p. 10 ndim. 8

    Chii Chinonzi Ngirozi Uye Dzinoita Basa Rei?

    lff chidzidzo 24 pfungwa 2

    Umambo hwaMwari Hwava Kutonga!

    lff chidzidzo 32 pfungwa 2-5

    Chii Chinonzi Umambo hwaMwari?

    bhs chits. 8 ndim. 13-14

    Umambo hwaMwari Hwaberekwa!

    re chits. 27 ndim. 17-21

    Umambo hwaMwari Chii?

    bh chits. 8 ndim. 13-14

    Chichaita Kuti Pave Nenyika Inofadza

    w01 10/15 p. 6

    Nei Nguva Iri Shoma Kwazvo?

    w99 10/1 p. 4

    “Rumbidzai Jah, Imi Vanhu!”

    w96 4/1 pp. 17-18 ndim. 6-7

    Nguva Yokuramba Takamuka

    w95 11/1 p. 19 ndim. 9

    Tsinhirano Yose yeBhaibheri

    gm chits. 11 ndim. 26-29

Zvakazarurwa 12:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 10:18
  • +Ge 3:15; Zva 12:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Umambo hwaMwari Hwaberekwa!

    re chits. 27 ndim. 22-24

Zvakazarurwa 12:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, nguva nhatu nehafu.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 19:4; Isa 40:31
  • +Zva 12:6
  • +Ge 3:1; 2VaK 11:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Umambo hwaMwari Hwava Kutonga!

    lff chidzidzo 32 pfungwa 4

    Umambo hwaMwari Hwaberekwa!

    re chits. 27 ndim. 22-26

Zvakazarurwa 12:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Mambo Wekuchamhembe” Munguva Yekuguma

    w20.05 p. 6 ndim. 15

    Umambo hwaMwari Hwaberekwa!

    re chits. 27 ndim. 27-28

Zvakazarurwa 12:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhuku raZvakazarurwa Ringakubatsira Sei Mazuva Ano?

    w22.05 p. 6 ndim. 17

    ‘Kukura Uye Kukunda’ Pasinei Nekupikiswa

    bt chits. 20 ndim. 19

    Nyika ‘Yakamedza Rwizi’

    mwb19.12 p. 8

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raZvakazarurwa—I

    w09 1/15 p. 32 ndim. 6

    Umambo hwaMwari Hwaberekwa!

    re chits. 27 ndim. 29-30

    Murangariro womuKristu Wezviremera Zvikuru

    w90 11/1 p. 15 ndim. 20-21

Zvakazarurwa 12:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiGir., “nembeu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 3:15
  • +Mt 24:9; Mab 1:8; Zva 1:9; 6:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhuku raZvakazarurwa Ringakubatsira Sei Mazuva Ano?

    w22.05 pp. 5-6 ndim. 14-15

    Bhuku raZvakazarurwa Rinotii Nezveramangwana Rako?

    w22.05 p. 16 ndim. 5

    Musoro Mukuru weBhaibheri

    re chits. 2 ndim. 13-14

    Umambo hwaMwari Hwaberekwa!

    re chits. 27 ndim. 23-30

    Mambo Murwi Anokurira paArmagedhoni

    re chits. 39 ndim. 1

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvak. 12:1Ge 3:15
Zvak. 12:3Zva 12:9; 20:2
Zvak. 12:4Job 38:7
Zvak. 12:4Ge 6:2; Jud 6
Zvak. 12:4Ge 3:15
Zvak. 12:5Zva 11:15
Zvak. 12:5Pis 2:9; 110:2; Zva 19:15
Zvak. 12:6Zva 12:14
Zvak. 12:7Dha 10:13; 12:1; Jud 9
Zvak. 12:9Zva 12:3; 20:2
Zvak. 12:9Ge 3:1; 2VaK 11:3; Zva 12:14
Zvak. 12:9Mt 4:1; Joh 8:44; VaH 2:14; Jak 4:7; 1Pe 5:8
Zvak. 12:91Mak 21:1; Job 1:6; Zek 3:2; Mt 4:10; Joh 13:27; VaR 16:20; 2VaT 2:9
Zvak. 12:92VaK 4:4; 11:14; VaE 2:2; 1Jo 5:19
Zvak. 12:9Ru 10:18; Zva 12:13
Zvak. 12:10VaR 13:11; VaH 9:28; 1Pe 1:5
Zvak. 12:10Zva 11:15, 17
Zvak. 12:10Job 1:9; Zek 3:1
Zvak. 12:111Jo 2:14
Zvak. 12:111Pe 1:18, 19
Zvak. 12:11Mab 1:8; 2Ti 1:8; Zva 1:9
Zvak. 12:11Mt 16:25; Ru 14:26; Mab 20:24
Zvak. 12:12Isa 57:20; 60:2; Zva 17:15
Zvak. 12:12Mt 24:34; VaR 16:20; 2Ti 3:1; 2Pe 3:3
Zvak. 12:13Ru 10:18
Zvak. 12:13Ge 3:15; Zva 12:1
Zvak. 12:14Eks 19:4; Isa 40:31
Zvak. 12:14Zva 12:6
Zvak. 12:14Ge 3:1; 2VaK 11:3
Zvak. 12:17Ge 3:15
Zvak. 12:17Mt 24:9; Mab 1:8; Zva 1:9; 6:9
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zvakazarurwa 12:1-17

Bhuku raZvakazarurwa

12 Zvino chiratidzo chikuru chakaoneka kudenga: Kwaiva nemukadzi+ akanga akashonga* zuva, pasi petsoka dzake paine mwedzi, mumusoro make muine korona yakagadzirwa nenyeredzi 12, 2 uye aiva nepamuviri. Aichema, achigomera nemarwadzo ekusununguka.

3 Kudenga kwakabva kwaoneka chimwe chiratidzo. Kwaiva nedhiragoni huru+ yaiva neruvara rwakaita serimi remoto, nemisoro minomwe nenyanga gumi, uye misoro yacho yaiva nekorona nomwe; 4 muswe wayo wakadhonza chikamu chimwe chete chezvikamu zvitatu zvenyeredzi+ dzedenga ukadzikanda panyika.+ Dhiragoni yakaramba yakamira pamberi pemukadzi+ akanga ava kuda kusununguka, ichimirira kuti asununguke yobva yadya mwana wake.

5 Mukadzi wacho akasununguka mwanakomana,+ munhurume, uyo achafudza marudzi ese netsvimbo yesimbi.+ Mwana wake akabva angoendeswa kuna Mwari nekuchigaro chake cheumambo. 6 Mukadzi wacho akatizira kurenje kune nzvimbo yake yaakagadzirirwa naMwari uko kwavaizomupa zvekudya kwemazuva 1 260.+

7 Zvino hondo yakatanga kudenga: Mikaeri*+ nengirozi dzake vakarwisa dhiragoni, uye dhiragoni nengirozi dzayo vakarwisawo 8 asi havana kukunda,* uye havana kuzovazve nenzvimbo kudenga. 9 Saka dhiragoni huru+ yakakandwa pasi, nyoka yepakutanga,+ inonzi Dhiyabhorosi+ uye Satani,+ uyo ari kutsausa nyika yese;+ akakandwa panyika,+ uye ngirozi dzake dzakakandwa pasi pamwe chete naye. 10 Ndakanzwa inzwi guru kudenga richiti:

“Ruponeso+ nesimba neUmambo hwaMwari wedu+ nesimba raKristu wake zvazouya, nekuti anopomera hama dzedu akandwa pasi, iye anodzipomera siku nesikati pamberi paMwari wedu!+ 11 Vakamukunda+ neropa reGwayana+ uye neshoko ravaipupura,+ uye havana kukoshesa mweya yavo*+ kunyange pavainangana nerufu. 12 Saka farai, imi matenga nemi munogara maari! Mune nhamo imi nyika negungwa,+ nekuti Dhiyabhorosi adzika kwamuri, akatsamwa kwazvo, achiziva kuti ane nguva pfupi.”+

13 Dhiragoni payakaona kuti yakandwa panyika,+ yakatambudza mukadzi+ uya akasununguka mwanakomana. 14 Asi mukadzi uyu akapiwa mapapiro maviri egondo guru,+ kuti abhururukire kunzvimbo yake kurenje, uko kwaachapiwa zvekudya kwenguva imwe chete nedzimwe nguva nehafu yenguva,*+ kure nenyoka.+

15 Nyoka yakabva yabudisa mvura zvine simba mumuromo mayo; yakaibudisa ichiita serwizi ichitevera mukadzi, kuti anyudzwe nerwizi rwacho. 16 Asi nyika yakabatsira mukadzi, uye nyika yakashama muromo wayo ikamedza rwizi rwakanga rwabudiswa nedhiragoni mumuromo mayo. 17 Saka Dhiragoni yakatsamwira mukadzi kwazvo, ikaenda kunorwa nevana* vake vakanga vasara,+ vanochengeta mirayiro yaMwari uye vane basa rekupupura nezvaJesu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe