RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaHebheru 10
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raVaHebheru

      • Zvibayiro zvemhuka hazvibatsiri (1-4)

        • Mutemo, mumvuri (1)

      • Chibayiro chaKristu kamwe chete zvikabva zvakwana (5-18)

      • Nzira itsva uye mhenyu (19-25)

        • Tisingaregi kuungana kwedu (24, 25)

      • Kuyambirwa nezvekuita chivi nemaune (26-31)

      • Chivimbo uye kutenda zvinobatsira kutsungirira (32-39)

VaHebheru 10:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “vanhu havagoni.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 8:5
  • +VaK 2:16, 17
  • +VaH 7:19; 9:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvibayiro Zvokurumbidza Zvinofadza Jehovha

    w00 8/15 p. 17 ndim. 1

VaHebheru 10:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 16:34

VaHebheru 10:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rudzikinuro Runowirirana Nokuda Kwavose

    w91 2/15 p. 13 ndim. 10

VaHebheru 10:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jesu Akanga Akaita Sei?

    wp17 nha. 6 p. 8

    Zvibayiro Zvokurumbidza Zvinofadza Jehovha

    w00 8/15 p. 18 ndim. 3-4

    Tembere yaJehovha Huru Yomudzimu

    w96 7/1 p. 14 ndim. 3

    Kunzwisisa Chikonzero Nei Mesia Akanga Achizouya

    w90 10/15 p. 12 ndim. 9-10

VaHebheru 10:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 40:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvibayiro Zvokurumbidza Zvinofadza Jehovha

    w00 8/15 p. 18 ndim. 3-4

    Kunzwisisa Chikonzero Nei Mesia Akanga Achizouya

    w90 10/15 p. 12 ndim. 9-10

VaHebheru 10:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 40:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Hungu Wako Ngaave Hungu

    w12 10/15 p. 28 ndim. 3-4

    Zvibayiro Zvokurumbidza Zvinofadza Jehovha

    w00 8/15 p. 18 ndim. 3-4

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 19—Mapisarema

    si p. 105 ndim. 29

    Kurarama Maererano Netsauriro Yedu “Zuva Rimwe Nerimwe”

    w95 3/1 p. 14 ndim. 4

    Uri Kuita Kuda kwaMwari Here?

    w94 3/1 p. 30

    Kunzwisisa Chikonzero Nei Mesia Akanga Achizouya

    w90 10/15 p. 12 ndim. 9-10

VaHebheru 10:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 40:6-8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kumutsidzira Zvapupu Zviviri

    re chits. 25 ndim. 3

VaHebheru 10:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaG 1:4
  • +VaH 13:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w20.07 p. 31 ndim. 1

    Kumutsidzira Zvapupu Zviviri

    re chits. 25 ndim. 3

    Tembere yaJehovha Huru Yomudzimu

    w96 7/1 p. 14 ndim. 5

VaHebheru 10:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 2:27, 28
  • +Eks 29:38; Nu 28:3
  • +VaH 7:18; 10:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    VaKristu Vanowana Mufaro Mukushumira

    w00 11/15 p. 11 ndim. 5

VaHebheru 10:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 8:34

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakaitwa naJehovha Kuti Anunure Vanhu Pachivi Nerufu

    w24.08 p. 4

VaHebheru 10:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 110:1; 1VaK 15:25

VaHebheru 10:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 7:19

VaHebheru 10:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 31:33; VaH 8:10

VaHebheru 10:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 31:34; VaH 8:12

VaHebheru 10:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 9:8, 24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Koshesa Ropafadzo Yako Yekunamata Mutemberi yaJehovha Yemweya

    w23.10 p. 28 ndim. 13

    Kumutsidzira Zvapupu Zviviri

    re chits. 25 ndim. 3

VaHebheru 10:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 27:51

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Koshesa Ropafadzo Yako Yekunamata Mutemberi yaJehovha Yemweya

    w23.10 p. 28 ndim. 13

    Kumutsidzira Zvapupu Zviviri

    re chits. 25 ndim. 3

    “Zvinodikanwa” Zviri Kuzadza Imba yaJehovha

    w00 1/15 p. 15 ndim. 9

    Tembere yaJehovha Huru Yomudzimu

    w96 7/1 p. 15 ndim. 9

VaHebheru 10:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zek 6:13; VaH 3:6

VaHebheru 10:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Jo 1:7
  • +VaE 5:25, 26

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvibayiro Zvokurumbidza Zvinofadza Jehovha

    w00 8/15 pp. 19-20

VaHebheru 10:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 15:58; VaK 1:23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvibayiro Zvokurumbidza Zvinofadza Jehovha

    w00 8/15 pp. 20-21

    Ngativei Vaya Vane Kutenda

    w99 12/15 p. 23 ndim. 15

    “Mashoko Akanaka Anofanira Kutanga Kuparidzirwa”

    w88 1/1 p. 22 ndim. 12-13

VaHebheru 10:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaK 3:23; 1Ti 6:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ungabatsirwa Sei Nemisangano yeZvapupu zvaJehovha?

    lff chidzidzo 10

    Umambo hwaMwari Hwava Kutonga!

    lff chidzidzo 32 pfungwa 5

    Kuwadzana Nevatinonamata Navo Kunotibatsira Sei?

    jl chidzidzo 6

    “Zvamakasvika Pakuziva Mwari”—Chii Chasara?

    w13 3/15 p. 16 ndim. 13

    Ngatirangarirane Uye Ngatikurudzirane

    w13 8/15 pp. 19-21 ndim. 4-12

    Unokokwa Noushamwari

    w09 2/1 p. 20

    Misangano Inokurudzira Rudo Nemabasa Akanaka Kwazvo

    w02 3/15 pp. 24-25

    Zvibayiro Zvokurumbidza Zvinofadza Jehovha

    w00 8/15 pp. 21-22

    Ramba Uchichenjerera Kudzidzisa Kwako

    w99 3/15 p. 11 ndim. 4

    Ngativei Vaya Vane Kutenda

    w99 12/15 pp. 22-23 ndim. 13-14

    Kuonga Kuungana kwechiKristu

    w98 3/1 pp. 14-19

    Nyandurira Kuda Namabasa Akaisvonaka—Sei?

    w95 4/1 pp. 15-20

    Wana Chengeteko Pakati Pavanhu vaMwari

    kl chits. 17

    Chikonzero Nei Uchifanira Kupinda Misangano yechiKristu

    w93 8/15 pp. 8-9

VaHebheru 10:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 31:12; Mab 2:42
  • +Isa 35:3; VaR 1:11, 12
  • +VaR 13:11; 2Pe 3:11, 12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ungabatsirwa Sei Nemisangano yeZvapupu zvaJehovha?

    lff chidzidzo 10

    Umambo hwaMwari Hwava Kutonga!

    lff chidzidzo 32 pfungwa 5

    Kurudziranai “Kunyanya” Iye Zvino

    w18.04 pp. 20-24

    ‘Rambai Muchikurudzirana Zuva Rimwe Nerimwe’

    w16.11 pp. 6-7

    Machechi

    g 9/14 p. 16

    Ngatirangarirane Uye Ngatikurudzirane

    w13 8/15 pp. 19-22 ndim. 4-15

    Unokokwa Noushamwari

    w09 2/1 p. 20

    Chitendero

    rs p. 55 ndim. 3-p. 57 ndim. 2

    Chokwadi Chinokosha Sei Kwauri?

    w02 3/1 p. 16 ndim. 11

    Misangano Inokurudzira Rudo Nemabasa Akanaka Kwazvo

    w02 3/15 pp. 24-25

    Musarega Kuungana

    w02 11/15 pp. 4-7

    Kutitungamirira Kuri Kuita Jehovha

    w00 3/15 p. 16 ndim. 6

    Zvibayiro Zvokurumbidza Zvinofadza Jehovha

    w00 8/15 pp. 21-22

    Uri Kuitira Mwari Zvose Zvaunofanira Kuita Here?

    w99 11/15 p. 20 ndim. 7

    Ngativei Vaya Vane Kutenda

    w99 12/15 pp. 22-23 ndim. 13-14

    Kuonga Kuungana kwechiKristu

    w98 3/1 pp. 14-19

    Chii Chinofadza Vanhu?

    g97 11/8 p. 22

    Nyandurira Kuda Namabasa Akaisvonaka—Sei?

    w95 4/1 pp. 15-20

    Chikonzero Nei Uchifanira Kupinda Misangano yechiKristu

    w93 8/15 pp. 8-9

    Shingai!

    w93 11/15 p. 21 ndim. 18

    Kukurukurirana Mukati Memhuri Nomuungano

    w91 9/1 p. 22 ndim. 13

    Kurudziranai Sezvo Zuva Rinoswedera Pedyo

    w90 12/15 pp. 15-20

VaHebheru 10:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Pe 2:21
  • +Mt 12:32; VaH 6:4-6; 1Jo 5:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Nguva Yokuda Nenguva Yokuvenga”

    w11 12/1 p. 24

    Anoda Kururamisira

    w08 11/1 p. 10 ndim. 1-3

    Jehovha Anokanganwira Zvikuru

    w92 9/15 pp. 9-10

VaHebheru 10:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 26:11

VaHebheru 10:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 17:6

VaHebheru 10:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 26:27, 28; Ru 22:20
  • +VaH 6:4-6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Uchabetserwa Nomutsa Usakafanirwa Here?

    w90 2/15 p. 23

VaHebheru 10:30

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 32:35, 36

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Anoda Kururamisira

    w08 11/1 p. 10 ndim. 4-5

VaHebheru 10:32

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 4:6; VaH 6:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ngatisambodzokera Shure Kunoparadzwa!

    w99 12/15 p. 17 ndim. 12-13

    Usarega Munhangemutange Youpenyu!

    w98 1/1 p. 9 ndim. 13

    “Rangarirai Mazuva Akapfuura”—Nei?

    w96 12/1 pp. 29-31

VaHebheru 10:33

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “maimira nevaiitirwa.”

VaHebheru 10:34

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 5:12
  • +Ru 16:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tinobatsirwa Nokutsungirira Kutambura

    w07 8/15 p. 30 ndim. 16

    Unovimba naMwari Zvakasimba Zvakadini?

    w06 1/1 p. 22 ndim. 14

    Ramba Uchifara Mubasa raJehovha

    w01 5/1 pp. 13-14 ndim. 1-3

VaHebheru 10:35

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiGir., “rusununguko rwenyu rwekutaura.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 10:32; 1VaK 15:58

VaHebheru 10:36

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 21:19; Jak 5:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tsamba Inogona Kutibatsira Kuti Tirambe Tichitsungirira Kusvika Kumugumo

    w24.09 pp. 12-13

    Munofanira Kutsungirira

    w15 6/15 pp. 30-31

    “Munofanira Kuva Nokutsungirira”

    w96 4/1 p. 32

    Tsungiriro Inowana Rukundo

    w91 11/1 p. 9 ndim. 6

VaHebheru 10:37

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 26:20
  • +Ha 2:3; 2Pe 3:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tingasimbisa Sei Kutenda Kwedu Muvimbiso yaJehovha Yenyika Itsva?

    w23.04 pp. 30-31

VaHebheru 10:38

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wangu hauzomufariri.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 3:16; VaR 1:17
  • +Ha 2:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Chikomborero Kusvikira Musisina Chamunoshayiwa”

    jd chits. 14 ndim. 20

    Jehovha Haanganonoki

    w00 2/1 p. 15 ndim. 7

    Ngativei Vaya Vane Kutenda

    w99 12/15 pp. 19-24

VaHebheru 10:39

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kunochengeta mweya uri mupenyu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Pe 2:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tsamba Inobva kuDare Rinotungamirira

    wcg p. 2

    Tsamba Inogona Kutibatsira Kuti Tirambe Tichitsungirira Kusvika Kumugumo

    w24.09 pp. 10-11

    Shingiswa Nokutenda uye Nokutya Mwari

    w06 10/1 p. 17

    Ngatisambodzokera Shure Kunoparadzwa!

    w99 12/15 pp. 14-19

    Ngativei Vaya Vane Kutenda

    w99 12/15 pp. 19-24

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 14—2 Makoronike

    si p. 84 ndim. 36

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

VaH. 10:1VaH 8:5
VaH. 10:1VaK 2:16, 17
VaH. 10:1VaH 7:19; 9:9
VaH. 10:3Re 16:34
VaH. 10:6Pis 40:6
VaH. 10:7Pis 40:8
VaH. 10:9Pis 40:6-8
VaH. 10:10VaG 1:4
VaH. 10:10VaH 13:12
VaH. 10:111Sa 2:27, 28
VaH. 10:11Eks 29:38; Nu 28:3
VaH. 10:11VaH 7:18; 10:1
VaH. 10:12VaR 8:34
VaH. 10:13Pis 110:1; 1VaK 15:25
VaH. 10:14VaH 7:19
VaH. 10:16Jer 31:33; VaH 8:10
VaH. 10:17Jer 31:34; VaH 8:12
VaH. 10:19VaH 9:8, 24
VaH. 10:20Mt 27:51
VaH. 10:21Zek 6:13; VaH 3:6
VaH. 10:221Jo 1:7
VaH. 10:22VaE 5:25, 26
VaH. 10:231VaK 15:58; VaK 1:23
VaH. 10:24VaK 3:23; 1Ti 6:18
VaH. 10:25Dhe 31:12; Mab 2:42
VaH. 10:25Isa 35:3; VaR 1:11, 12
VaH. 10:25VaR 13:11; 2Pe 3:11, 12
VaH. 10:262Pe 2:21
VaH. 10:26Mt 12:32; VaH 6:4-6; 1Jo 5:16
VaH. 10:27Isa 26:11
VaH. 10:28Dhe 17:6
VaH. 10:29Mt 26:27, 28; Ru 22:20
VaH. 10:29VaH 6:4-6
VaH. 10:30Dhe 32:35, 36
VaH. 10:322VaK 4:6; VaH 6:4
VaH. 10:34Mt 5:12
VaH. 10:34Ru 16:9
VaH. 10:35Mt 10:32; 1VaK 15:58
VaH. 10:36Ru 21:19; Jak 5:11
VaH. 10:37Isa 26:20
VaH. 10:37Ha 2:3; 2Pe 3:9
VaH. 10:38Joh 3:16; VaR 1:17
VaH. 10:38Ha 2:4
VaH. 10:392Pe 2:20
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
  • 35
  • 36
  • 37
  • 38
  • 39
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
VaHebheru 10:1-39

Tsamba kuvaHebheru

10 Nekuti sezvo Mutemo uri mumvuri+ wezvinhu zvakanaka zvichauya,+ asi usiri zvinhu zvacho chaizvo, haugoni* kuita kuti vaya vanoswedera pedyo vave vakakwana vachishandisa zvibayiro zvavanongoramba vachipa gore negore.+ 2 Kudai zvakadaro, zvibayiro zvingadai zvisina kurega kupiwa here? Nekuti kana vaya vanoita basa dzvene vangocheneswa kamwe chete vaibva vasara vasina chivi zvachose. 3 Asi panzvimbo pekuti zvidaro, zvibayiro izvi zvinotoyeuchidza nezvezvivi gore negore,+ 4 nekuti hazviiti kuti ropa remombe nerembudzi ribvise zvivi.

5 Saka paanouya panyika anoti: “‘Hamuna kuda chibayiro nemupiro, asi makandigadzirira muviri. 6 Hamuna kufarira zvibayiro zvinopiswa nezvibayiro zvechivi.’+ 7 Ndakabva ndati: ‘Onai, ndauya! Mubhuku makanyorwa nezvangu. Mwari wangu, ndauya kuzoita kuda kwenyu.’”+ 8 Paanotanga ataura kuti: “Hamuna kuda uye hamuna kufarira zvibayiro nemipiro nezvibayiro zvinopiswa nezvibayiro zvechivi,” zvinova zvibayiro zvinopiwa maererano neMutemo, 9 ozoti: “Onai! Ndauya kuzoita kuda kwenyu,”+ ari kubvisa chekutanga kuti atange chechipiri. 10 “Kuda”+ uku ndiko kwakaita kuti titsveneswe nekupiwa kwakaitwa muviri waJesu Kristu kamwe chete zvikabva zvakwana.+

11 Uyewo, mupristi wese anomira panzvimbo yake zuva nezuva kuti aite basa dzvene+ uye kuti ape zvibayiro zvimwe chetezvo kakawanda,+ izvo zvisingagoni kubvisa zvivi zvachose.+ 12 Asi murume uyu akapa chibayiro chezvivi chimwe chete zvikabva zvakwana, ndokugara kuruoko rwerudyi rwaMwari,+ 13 kubvira panguva iyoyo akamirira kusvikira vavengi vake vaitwa kuti vave sechitsiko chetsoka dzake.+ 14 Nekuti akashandisa chibayiro chimwe chete kuita kuti vaya vakatsveneswa vave vakakwana+ zvachose. 15 Zvakare, mweya mutsvene unotipupurirawo paunoti: 16 “‘Iyi ndiyo sungano yandichaita navo kana mazuva iwayo apfuura,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha.* ‘Ndichaisa mitemo yangu mumwoyo mavo, uye ndichainyora mupfungwa dzavo.’”+ 17 Unobva watizve: “Uye handizoyeukizve zvivi zvavo nemabasa avo ekusateerera mutemo.”+ 18 Saka kana izvi zvaregererwa, panenge pasisina chibayiro chechivi.

19 Saka hama, sezvo tiine ushingi hwekushandisa nzira inopinda munzvimbo tsvene+ kuburikidza neropa raJesu, 20 yaakatizarurira senzira itsva uye mhenyu inopinda nepaketeni,+ iro rinoreva nyama yake, 21 uye sezvo tiine mupristi mukuru anotungamirira imba yaMwari,+ 22 ngatiswederei pedyo naMwari nemwoyo wese nekutenda kwakakwana, sezvo mwoyo yedu yakasaswa ikachena kuti tisava nehana yakaipa,+ miviri yedu ikagezwa nemvura yakachena.+ 23 Ngatibatisisei kuzivisa pachena kwatinoita tariro yedu tisingazununguki,+ nekuti iye akativimbisa akatendeka. 24 Uye ngativei nehanya nemumwe nemumwe, kuitira kuti tikurudzirane kuva nerudo uye kuita mabasa akanaka,+ 25 tisingaregi kuungana kwedu,+ setsika ine vamwe, asi tikurudzirane,+ zvikurukuru muchiona zuva richiswedera kudai.+

26 Nekuti kana tichiita chivi tichiziva zvedu isu tambowana ruzivo rwakarurama rwechokwadi,+ panenge pasisina chibayiro chezvivi,+ 27 asi panenge pangova nekutarisira kunotyisa kwekutongwa uye hasha dzinopisa dzichaparadza vaya vanopikisa.+ 28 Munhu wese anenge ashora Mutemo waMozisi anourayiwa asinganzwirwi tsitsi kana papiwa uchapupu nevanhu vaviri kana vatatu.+ 29 Hamufungi here kuti munhu akatsika-tsika Mwanakomana waMwari, uye anoona ropa resungano+ raakatsveneswa naro serisingakoshi uye anotsamwisa mweya wenyasha nekuuzvidza, anotokodzera chirango chakakura kudarika ipapo?+ 30 Nekuti tinoziva iye akati: “Kutsiva ndekwangu; ndichadzorera.” Uye akatizve: “Jehovha* achatonga vanhu vake.”+ 31 Zvinotyisa kuwira mumaoko aMwari mupenyu.

32 Asi rambai muchiyeuka mazuva akapfuura amakatsungirira muchirwisana nemuedzo zvakaomarara muchirwadziwa, pashure pekunge maona chiedza.+ 33 Dzimwe nguva maimiswa pamberi peruzhinji mozvidzwa nekutambudzwa, uye pamwe pacho maiva pamwe chete nevaiitirwa* izvozvo. 34 Nekuti makanzwira tsitsi vaya vaiva mujeri uye makabvuma nemufaro kutorerwa zvinhu zvenyu,+ muchiziva kuti imi mune zvinhu zviri nani uye zvinogara zviripo nariini.+

35 Saka musarasa ushingi hwenyu,* hwamuchapirwa mubayiro mukuru.+ 36 Nekuti munofanira kutsungirira,+ kuitira kuti kana maita kuda kwaMwari, mugamuchire zvamakavimbiswa. 37 Nekuti kwangosara “nguva pfupi”+ kuti “uya anouya asvike uye haazononoki.”+ 38 “Asi munhu wangu akarurama achararama nekutenda,”+ uye “kana akadzokera shure, handizomufariri.”*+ 39 Zvino isu hatisi vaya vanodzokera shure kunoparadzwa,+ asi vaya vane kutenda kunotichengetedza tiri vapenyu.*

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe