RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 15:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Haiwa Jehovha, ndiani akafanana nemi pakati pavanamwari?+

      Ndiani akafanana nemi, mutsvene zvikuru kwazvo?+

      Iye anofanira kutyiwa+ nenziyo dzokurumbidza,+ Iye anoita zvishamiso.+

  • 1 Samueri 2:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  2 Hakuna mutsvene akafanana naJehovha, nokuti hakuna mumwe kunze kwenyu;+

      Uye hakuna dombo rakafanana naMwari wedu.+

  • 2 Samueri 7:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Ndokusaka muri mukuru,+ haiwa Changamire Ishe Jehovha; nokuti hakuna mumwe akaita semi,+ uye hakuna mumwe Mwari kunze kwenyu+ pakati pavose vatakanzwa nezvavo nenzeve dzedu.

  • Pisarema 86:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  8 Pakati pavanamwari hapana akaita semi, haiwa Jehovha,+

      Uyewo hapana mabasa akaita seenyu.+

  • Jeremiya 10:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Hapana kana akaita semi, haiwa Jehovha.+ Muri mukuru, uye zita renyu rine simba guru kwazvo.+

  • Mika 7:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Ndoupi Mwari akaita semi,+ anoregerera kukanganisa nokuregerera kudarika+ kwevakasara venhaka yake?+ Haazorambi akatsamwa nokusingaperi, nokuti anofarira mutsa worudo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe