RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 VaKorinde 15
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 VaKorinde

      • Rumuko rwaKristu (1-11)

      • Rumuko musimboti wekutenda (12-19)

      • Rumuko rwaKristu vimbiso yekuti vakafa vachamutswa (20-34)

      • Muviri wenyama, muviri wemweya (35-49)

      • Kusafa uye kusaora (50-57)

      • Zvizhinji zvekuita mubasa raShe (58)

1 VaKorinde 15:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 18:1, 11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Vakafa Vachamutswa”

    w98 7/1 p. 14 ndim. 7

1 VaKorinde 15:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Vakafa Vachamutswa”

    w98 7/1 p. 14 ndim. 7

1 VaKorinde 15:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 22:15; Isa 53:8, 12; Dha 9:26; 1Pe 2:24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kumutswa Kwevakafa—Kuchatoitika!

    w20.12 p. 3 ndim. 5-6

    “Vakafa Vachamutswa”

    w98 7/1 pp. 14-15 ndim. 7-8

    Rudzikinuro—Dzidziso Yakarasika yechiKristudhomu

    w91 2/15 p. 5

1 VaKorinde 15:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 53:9; Mt 27:59, 60
  • +Mt 28:7
  • +Jon 1:17; Ru 24:46
  • +Pis 16:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kumutswa Kwevakafa—Kuchatoitika!

    w20.12 p. 3 ndim. 5-6

1 VaKorinde 15:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Anonziwo Petro.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 10:2; Ru 24:33, 34
  • +Joh 20:26

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kumutswa Kwevakafa—Kuchatoitika!

    w20.12 p. 3 ndim. 8

    Jesu Akamutswa Zvechokwadi Here?

    w13 3/1 pp. 3-6

    Akadzidza Kukanganwira Kubva Kuna Tenzi

    ia chits. 23 ndim. 22-23

    Akadzidza Kukanganwira Kubva Kuna Tenzi Wake

    w10 4/1 pp. 24-25

    “Vakafa Vachamutswa”

    w98 7/1 pp. 14-15 ndim. 7-8

    Manenji—Akaitika Chaizvoizvo Here?

    gm chits. 6

    Mibvunzo Inobva Kuvaravi

    w88 1/15 p. 30

1 VaKorinde 15:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 28:16, 17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kumutswa Kwevakafa—Kuchatoitika!

    w20.12 p. 3 ndim. 8

    “Endai Munoita . . . Vadzidzi”

    w19.07 p. 14 ndim. 1

    Makore 100 Tichitongwa neUmambo!

    w15 11/15 pp. 26-30

    Mazana Evadzidzi Anomuona Asati Akwira Kudenga

    jy chits. 137

    “Vakafa Vachamutswa”

    w98 7/1 pp. 14-15 ndim. 7-9

    Vabereki Navana: Isai Mwari Pakutanga!

    w95 10/1 p. 14 ndim. 4

    Manenji—Akaitika Chaizvoizvo Here?

    gm chits. 6

    Kuoneka Kwokupedzisira, Uye Pentekosta 33 N.V.

    w91 5/1 p. 8

1 VaKorinde 15:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 12:17
  • +Mab 1:3, 6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvatingaita Kuti Tiwirirane Nehama Dzedu Dzisiri Zvapupu

    w26.02 p. 5 ndim. 16

    Iva Nemwoyo Murefu

    lmd chidzidzo 8 pfungwa 1-2

    Zvaunodzidza Pamunin’ina waJesu

    w22.01 pp. 8-13

    “Tabvumirana Tese”

    bt chits. 14

    Kumutswa Kwevakafa—Kuchatoitika!

    w20.12 p. 3 ndim. 8

    Kubatsira Voukama Kuti Vave Zvapupu

    w14 3/15 pp. 4-5

    “Vakafa Vachamutswa”

    w98 7/1 pp. 14-16 ndim. 7-10

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 59—Jakobho

    si p. 248 ndim. 1-2

    Manenji—Akaitika Chaizvoizvo Here?

    gm chits. 6

1 VaKorinde 15:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 9:3-5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w22.09 p. 27

    Kumutswa Kwevakafa—Kuchatoitika!

    w20.12 pp. 3-5 ndim. 9-10

    Mutambudzi Anoona Chiedza Chikuru

    w00 1/15 p. 29

    “Vakafa Vachamutswa”

    w98 7/1 pp. 14-16 ndim. 7-10

    Manenji—Akaitika Chaizvoizvo Here?

    gm chits. 6

1 VaKorinde 15:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 8:3; VaG 1:13

1 VaKorinde 15:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kushumira Mwari Tisingadembi

    w13 1/15 p. 23 ndim. 8

    “Uchenjeri Huri Kune Vanozvininipisa”

    w00 8/1 p. 14 ndim. 4

1 VaKorinde 15:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 4:2; 17:31

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kumutswa Kwevakafa—Kuchatoitika!

    w20.12 p. 5

    “Vakafa Vachamutswa”

    w98 7/1 pp. 14-17

    Unoraramira Nhasi Kana Kuti Nguva Yemberi Isingagumi Here?

    w97 8/15 p. 12 ndim. 1-2

    Usarega Munhu Achishatisa Tsika Dzako Dzinobetsera

    w93 8/1 p. 16 ndim. 5

    “Itai Zvinhu Zvose Nokuda Kwembiri yaMwari”

    w90 9/15 p. 25

1 VaKorinde 15:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jesu Akamutswa Zvechokwadi Here?

    w13 3/1 p. 4

1 VaKorinde 15:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jesu Akamutswa Zvechokwadi Here?

    w13 3/1 p. 4

    Unoraramira Nhasi Kana Kuti Nguva Yemberi Isingagumi Here?

    w97 8/15 p. 12 ndim. 2

1 VaKorinde 15:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 3:15
  • +Mab 2:24; 4:10; 13:30, 31

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jesu Akamutswa Zvechokwadi Here?

    w13 3/1 p. 4

1 VaKorinde 15:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 4:25; VaH 7:25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jesu Akamutswa Zvechokwadi Here?

    w13 3/1 p. 4

    “Vakafa Vachamutswa”

    w98 7/1 p. 16 ndim. 11

1 VaKorinde 15:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 7:59; 1VaK 15:14; 1Pe 1:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kumutswa Kwevakafa—Kuchatoitika!

    w20.12 p. 5 ndim. 15

    Jesu Akamutswa Zvechokwadi Here?

    w13 3/1 p. 4

    “Vakafa Vachamutswa”

    w98 7/1 p. 16 ndim. 11

1 VaKorinde 15:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jesu Akamutswa Zvechokwadi Here?

    w13 3/1 p. 4

    “Vakafa Vachamutswa”

    w98 7/1 p. 16 ndim. 11

1 VaKorinde 15:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 26:23; VaK 1:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kumutswa Kwevakafa—Kuchatoitika!

    w20.12 pp. 5-6 ndim. 12-16

    Kumutswa kwaJesu Kunoita Kuti Vamwe Vawane Upenyu

    w13 3/1 p. 7

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w07 7/15 p. 26

    Tariro Yokumuka Ndeyechokwadi!

    w00 7/15 p. 13 ndim. 17

    Zviitiko Zvinokosha Zvemitambo Yenhau yaIsraeri

    w98 3/1 p. 13 ndim. 20

    “Vakafa Vachamutswa”

    w98 7/1 p. 17 ndim. 12

1 VaKorinde 15:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 3:17, 19
  • +Joh 11:25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kumutswa Kwevakafa—Kuchatoitika!

    w20.12 p. 5 ndim. 13

    Kumutswa kwaJesu Kunoita Kuti Vamwe Vawane Upenyu

    w13 3/1 p. 7

    “Vakafa Vachamutswa”

    w98 7/1 p. 17 ndim. 12

1 VaKorinde 15:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 5:12
  • +VaR 5:17; 6:23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kumutswa Kwevakafa—Kuchatoitika!

    w20.12 pp. 5-6 ndim. 13-15

    Unoyeuka Here?

    w20.12 p. 30

    Chipo Chikuru chaMwari​—Nei Chichikosha?

    wp17 nha. 2 pp. 5-6

    Chii Chinonzi Ruponeso?

    ijwbq nyaya 105

    Kumutswa kwaJesu Kunoita Kuti Vamwe Vawane Upenyu

    w13 3/1 p. 7

    Ruponeso

    rs p. 319 ndim. 1

    “Vakafa Vachamutswa”

    w98 7/1 p. 17 ndim. 12

1 VaKorinde 15:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 1:5
  • +Mt 24:3; 1VaT 4:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kumutswa Kwevakafa—Kuchatoitika!

    w20.12 p. 6 ndim. 17

    “Ndine Tariro Kuna Mwari”

    w17.12 pp. 11-12 ndim. 15-20

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w07 7/15 p. 26

    Tariro Yokumuka Ndeyechokwadi!

    w00 7/15 p. 13 ndim. 17

    “Vakafa Vachamutswa”

    w98 7/1 p. 17 ndim. 13

    “Rufu Rwuchaparadzwa”

    w98 7/1 pp. 22-24

1 VaKorinde 15:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 2:44

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Namata Mwari”

    rr chits. 22

    Kupwanya Musoro Wenyoka

    re chits. 40 ndim. 19

    Zuva raMwari Rorutongeso—Muuyo Waro Unofadza!

    re chits. 41 ndim. 18

    Chinangwa chaJehovha Chinobudirira Zvine Mbiri

    wt chits. 21 ndim. 13

    Zvichaitwa noUmambo hwaMwari

    w00 10/15 p. 20

    “Rufu Rwuchaparadzwa”

    w98 7/1 p. 21 ndim. 9-10

    Mwari wo“Muchinda woRugare” Anova “Zvinhu Zvose Kumunhu Ari Wose”

    ws chits. 22 ndim. 1-6

1 VaKorinde 15:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 110:1, 2

1 VaKorinde 15:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 20:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Hama Neshamwari Dzako Dzakafa Dzinogona Kuraramazve!

    lff chidzidzo 30

    Kumutswa Kwevakafa—Kuchatoitika!

    w20.12 p. 6 ndim. 18

    “Namata Mwari”

    rr chits. 22 ndim. 19

    Muvengi Wokupedzisira, Rufu, Achaparadzwa

    w14 9/15 pp. 23-27

    Rugare Kwemakore Ane Chiuru Uye Nokusingaperi!

    w12 9/15 p. 11 ndim. 14

    Nei Tichikwegura Tofa?

    w08 3/1 pp. 30-31

    Kupwanya Musoro Wenyoka

    re chits. 40 ndim. 19

    Zuva raMwari Rorutongeso—Muuyo Waro Unofadza!

    re chits. 41 ndim. 18

    “Rufu Rwuchaparadzwa”

    w98 7/1 pp. 21-22 ndim. 10-15

1 VaKorinde 15:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 8:6; VaE 1:22
  • +VaH 2:8
  • +1Pe 3:22

1 VaKorinde 15:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 14:28
  • +1VaK 3:23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mwari Achava “Zvinhu Zvese Kuvanhu Vese”

    mwb19.04 p. 6

    “Namata Mwari”

    rr chits. 22

    Muvengi Wokupedzisira, Rufu, Achaparadzwa

    w14 9/15 p. 27 ndim. 16

    Rugare Kwemakore Ane Chiuru Uye Nokusingaperi!

    w12 9/15 pp. 11-12 ndim. 16-19

    Unotsigira Uchangamire hwaJehovha Here?

    w07 12/1 p. 30

    Jehovha Ane Hanya Nevanozvininipisa

    w06 3/1 pp. 30-31

    “Rufu Rwuchaparadzwa”

    w98 7/1 p. 22 ndim. 15

    “Jesu Kristu NdiyeShe”—Sei uye Rini?

    w94 6/1 pp. 30-31

    Mwari wo“Muchinda woRugare” Anova “Zvinhu Zvose Kumunhu Ari Wose”

    ws chits. 22

1 VaKorinde 15:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 6:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w20.12 p. 14

    Rubhabhatidzo

    rs p. 297

    Pfungwa Huru Dzinobva Mutsamba Dzakanyorerwa VaKorinde

    w08 7/15 p. 27 ndim. 4

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w03 10/1 p. 29

    Tariro Yokumuka ine Simba

    w00 7/15 p. 17

    Unoyeuka Here?

    w00 8/15 p. 30

    “Vakafa Vachamutswa”

    w98 7/1 p. 17 ndim. 14

1 VaKorinde 15:30

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 8:36; 2VaK 11:23-27

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Vakafa Vachamutswa”

    w98 7/1 p. 17 ndim. 14

1 VaKorinde 15:31

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Vakafa Vachamutswa”

    w98 7/1 p. 17 ndim. 15

1 VaKorinde 15:32

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “semaonero anoita vanhu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 1:8
  • +Isa 22:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Kukura Uye Kukunda’ Pasinei Nekupikiswa

    bt chits. 20

    “Vakafa Vachamutswa Sei?”

    w20.12 p. 9 ndim. 3-6

    Jesu Akamutswa Zvechokwadi Here?

    w13 3/1 p. 3

    Unofanira Kuraramira Nhasi Chete Here?

    w07 10/15 p. 3

    Tariro Ine Simba Rinochengetedza

    w05 3/1 pp. 30-31

    Chidzidzo Kubva Munhau Yezvaiitika Kare muRoma

    w02 6/15 pp. 26-28

    Tariro Yokumuka ine Simba

    w00 7/15 p. 18 ndim. 9

    “Vakafa Vachamutswa”

    w98 7/1 pp. 17-18 ndim. 15-16

    Unoraramira Nhasi Kana Kuti Nguva Yemberi Isingagumi Here?

    w97 8/15 p. 12 ndim. 1

    Ngwarira va“Epikuro”

    w97 11/1 pp. 24-25

    Kugoverana Nyaradzo Iyo Jehovha Anogovera

    w96 11/1 p. 16 ndim. 15

    “Itai Zvinhu Zvose Nokuda Kwembiri yaMwari”

    w90 9/15 p. 24

    Sema Chose Chose Nzira Inonyadzisa Yenyika

    w88 6/15 pp. 18-19 ndim. 12-13

1 VaKorinde 15:33

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “hunoodza.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 13:20; 1VaK 5:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Ngwarirai, Uye Chenjererai!”

    w23.02 p. 17 ndim. 11

    Sarudza Shamwari Nekuchenjera

    lff chidzidzo 48

    Kuwirirana Mumhuri Uye Neshamwari

    g19 nha. 3 p. 9

    Ngwarira Shamwari Dzakaipa Mumazuva Ano Okupedzisira

    w15 8/15 pp. 25-26

    Shumira Mwari Worusununguko

    w12 7/15 p. 15 ndim. 11-13

    Shoko raMwari Ngaritungamirire Tsoka Dzako

    w07 5/1 pp. 15-16 ndim. 8-10

    “Mumwe Nomumwe Achatakura Mutoro Wake”

    w06 3/15 p. 23

    Zvaunofanira Kuita Kuti Uve Noupenyu Hwemhuri Hunofadza Mwari

    jd chits. 10

    Ndingaitei Kuti Ndisashamwaridzane Nevanhu Vasina Kunaka?

    g05.10 pp. 12-13

    Tariro Yokumuka ine Simba

    w00 7/15 p. 18 ndim. 9

    “Vakafa Vachamutswa”

    w98 7/1 p. 18 ndim. 16

    Uri Kuronda Kunaka Here?

    w97 7/15 p. 18 ndim. 16

    Ngwarira va“Epikuro”

    w97 11/1 pp. 23-25

    Ndinogona Sei Kuva Shamwari yaMwari?

    g97 3/8 p. 24

    Farikanya Betsero Dzokudzidzisa Kwoumwari

    w94 2/1 p. 17 ndim. 15

    Rarama Upenyu Huviri—Kwokona Nei?

    g94 1/8 pp. 16-17

    Usarega Munhu Achishatisa Tsika Dzako Dzinobetsera

    w93 8/1 pp. 15-20

    Pwere dzechiKristu—Ivai Vakasimba Mukutenda

    w91 7/15 pp. 23-24

    Iwe Unoyeuka Here?

    w91 8/15 p. 29

    Sema Chose Chose Nzira Inonyadzisa Yenyika

    w88 6/15 pp. 18-19 ndim. 12-13

1 VaKorinde 15:34

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Vakafa Vachamutswa”

    w98 7/1 p. 18 ndim. 17

    Sema Chose Chose Nzira Inonyadzisa Yenyika

    w88 6/15 pp. 18-19 ndim. 12-13

1 VaKorinde 15:35

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Jo 3:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Vakafa Vachamutswa Sei?”

    w20.12 pp. 9-11

    Tariro Yokumuka ine Simba

    w00 7/15 p. 18 ndim. 11

    “Rufu Rwuchaparadzwa”

    w98 7/1 p. 19 ndim. 2-3

1 VaKorinde 15:36

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Rufu Rwuchaparadzwa”

    w98 7/1 pp. 19-20 ndim. 4-5

1 VaKorinde 15:37

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Vakafa Vachamutswa Sei?”

    w20.12 p. 10 ndim. 8

    “Rufu Rwuchaparadzwa”

    w98 7/1 pp. 19-20 ndim. 4-5

1 VaKorinde 15:38

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Vakafa Vachamutswa Sei?”

    w20.12 p. 10 ndim. 8

    “Rufu Rwuchaparadzwa”

    w98 7/1 pp. 19-20 ndim. 4-5

1 VaKorinde 15:40

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 28:3; Ru 24:4
  • +VaH 2:6, 7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Vakafa Vachamutswa Sei?”

    w20.12 p. 10 ndim. 9

    Tariro Yokumuka ine Simba

    w00 7/15 p. 18 ndim. 12

    “Rufu Rwuchaparadzwa”

    w98 7/1 p. 20 ndim. 6

1 VaKorinde 15:41

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 1:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Vakafa Vachamutswa Sei?”

    w20.12 p. 10 ndim. 9

    “Rufu Rwuchaparadzwa”

    w98 7/1 p. 20 ndim. 6

    Chisiko Chinoti, “Varege Kuva Nepembedzo”

    w93 6/15 p. 11 ndim. 14

1 VaKorinde 15:42

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 2:6, 7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Vakafa Vachamutswa Sei?”

    w20.12 p. 10 ndim. 10

    Tariro Yokumuka ine Simba

    w00 7/15 p. 18 ndim. 13

    “Rufu Rwuchaparadzwa”

    w98 7/1 p. 20 ndim. 7

1 VaKorinde 15:43

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaK 3:4
  • +Zva 20:4

1 VaKorinde 15:45

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 2:7
  • +Joh 5:26; 1Ti 3:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tinotenda Chaizvo Kuregererwa Kwatinoitwa naJehovha

    w25.02 p. 4 ndim. 12

    Jehovha Anoita Urongwa Hwekuti “Adzikinure Vanhu Vazhinji”

    cl chits. 14

    “Vakafa Vachamutswa Sei?”

    w20.12 p. 11 ndim. 11

    Muvengi Wokupedzisira, Rufu, Achaparadzwa

    w14 9/15 p. 26 ndim. 12-13

    Adhamu naEvha

    rs p. 26

    Kuyeuka Jehovha Nomwanakomana Wake

    lr chits. 37

    Nei Vanhu Vachida Mubetseri

    w00 3/15 p. 4

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 1—Genesi

    si p. 18

    Rudzikinuro Runowirirana Nokuda Kwavose

    w91 2/15 p. 14 ndim. 16

    ‘Kurwisana Nezivo—Inonzarwo Zvenhema’

    w90 7/15 p. 23

    Kuzarura Nzira Yokudzokera kuParadhiso

    w89 8/15 pp. 11-14 ndim. 8-17

    Mhuri Yohunhu Inofara Mukutungamirira Kwohubaba Hutsva

    ws chits. 20 ndim. 9-18

1 VaKorinde 15:47

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 2:7
  • +Joh 3:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Adhamu naEvha

    rs p. 26

    Rudzikinuro Runowirirana Nokuda Kwavose

    w91 2/15 p. 14 ndim. 16

1 VaKorinde 15:48

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaF 3:20, 21

1 VaKorinde 15:49

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 5:3
  • +VaR 8:29

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Vakafa Vachamutswa Sei?”

    w20.12 p. 11 ndim. 11

    “Rufu Rwuchaparadzwa”

    w98 7/1 p. 20 ndim. 7

1 VaKorinde 15:50

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Vakafa Vachamutswa Sei?”

    w20.12 p. 11 ndim. 12

    Tsanangudzo Yemashoko emuBhaibheri

    nwt p. 1970

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 46—1 VaKorinte

    si p. 213 ndim. 21

    ‘Kutorwa Kundosangana naShe’—Seiko?

    w93 1/15 p. 6

1 VaKorinde 15:51

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaT 4:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Vakafa Vachamutswa Sei?”

    w20.12 p. 12 ndim. 14

    “Vakafa Vachamutswa”

    w98 7/1 p. 17 ndim. 13

    “Musatya, Boka Duku”

    w95 2/15 p. 22 ndim. 15-17

    ‘Kutorwa Kundosangana naShe’—Seiko?

    w93 1/15 p. 6

1 VaKorinde 15:52

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaT 4:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Vakafa Vachamutswa Sei?”

    w20.12 p. 12 ndim. 14

    “Vakafa Vachamutswa”

    w98 7/1 p. 17 ndim. 13

    “Musatya, Boka Duku”

    w95 2/15 p. 22 ndim. 15-17

    ‘Kutorwa Kundosangana naShe’—Seiko?

    w93 1/15 p. 6

1 VaKorinde 15:53

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 2:6, 7
  • +2VaK 5:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Vanoramba Vachitevera Gwayana”

    w09 2/15 p. 25 ndim. 6

    “Rufu Rwuchaparadzwa”

    w98 7/1 p. 20 ndim. 7

1 VaKorinde 15:54

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 25:8; Zva 20:6

1 VaKorinde 15:55

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ho 13:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Nzira dzaJehovha Dzakarurama”

    w05 11/15 p. 29 ndim. 13-14

    Kuchava Norumuko Rwavakarurama

    w95 2/15 p. 10 ndim. 7

1 VaKorinde 15:56

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Mutemo ndiwo unopa chivi simba rawo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 6:23
  • +VaR 3:20; 7:12, 13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Nzira dzaJehovha Dzakarurama”

    w05 11/15 p. 29 ndim. 13-14

    Tariro Yokumuka ine Simba

    w00 7/15 p. 19 ndim. 16

1 VaKorinde 15:57

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 3:16; Mab 4:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Rufu Rwuchaparadzwa”

    w98 7/1 p. 24 ndim. 18

1 VaKorinde 15:58

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaK 1:23; VaH 3:14; 2Pe 3:17
  • +VaR 12:11
  • +2Mak 15:7; 1VaK 3:8; Zva 14:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Vakafa Vachamutswa Sei?”

    w20.12 p. 13 ndim. 17

    “Vimba naJehovha Uite Zvakanaka”

    w17.01 p. 9 ndim. 9

    Ramba Wakasimba, Ukunde Mumujaho Woupenyu

    w03 5/15 p. 22

    Tariro Yokumuka ine Simba

    w00 7/15 p. 19 ndim. 17

    “Basa Renyu Harisi Pasina”

    km 6/00 p. 1

    “Rufu Rwuchaparadzwa”

    w98 7/1 p. 24 ndim. 19

    Zvakawanda Zvokuita Nguva Dzose

    km 1/95 p. 1

    Wakabatikana Mumabasa Akafa Here Kana Kuti Mubasa raJehovha?

    w92 7/1 pp. 28-29

    Kuparadzwa Kunogona Kuitwa Guhwa

    w89 10/15 p. 20 ndim. 21

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 VaK. 15:1Mab 18:1, 11
1 VaK. 15:3Pis 22:15; Isa 53:8, 12; Dha 9:26; 1Pe 2:24
1 VaK. 15:4Isa 53:9; Mt 27:59, 60
1 VaK. 15:4Mt 28:7
1 VaK. 15:4Jon 1:17; Ru 24:46
1 VaK. 15:4Pis 16:10
1 VaK. 15:5Mt 10:2; Ru 24:33, 34
1 VaK. 15:5Joh 20:26
1 VaK. 15:6Mt 28:16, 17
1 VaK. 15:7Mab 12:17
1 VaK. 15:7Mab 1:3, 6
1 VaK. 15:8Mab 9:3-5
1 VaK. 15:9Mab 8:3; VaG 1:13
1 VaK. 15:12Mab 4:2; 17:31
1 VaK. 15:15Mab 3:15
1 VaK. 15:15Mab 2:24; 4:10; 13:30, 31
1 VaK. 15:17VaR 4:25; VaH 7:25
1 VaK. 15:18Mab 7:59; 1VaK 15:14; 1Pe 1:3
1 VaK. 15:20Mab 26:23; VaK 1:18
1 VaK. 15:21Ge 3:17, 19
1 VaK. 15:21Joh 11:25
1 VaK. 15:22VaR 5:12
1 VaK. 15:22VaR 5:17; 6:23
1 VaK. 15:23Zva 1:5
1 VaK. 15:23Mt 24:3; 1VaT 4:16
1 VaK. 15:24Dha 2:44
1 VaK. 15:25Pis 110:1, 2
1 VaK. 15:26Zva 20:14
1 VaK. 15:27Pis 8:6; VaE 1:22
1 VaK. 15:27VaH 2:8
1 VaK. 15:271Pe 3:22
1 VaK. 15:28Joh 14:28
1 VaK. 15:281VaK 3:23
1 VaK. 15:29VaR 6:4
1 VaK. 15:30VaR 8:36; 2VaK 11:23-27
1 VaK. 15:322VaK 1:8
1 VaK. 15:32Isa 22:13
1 VaK. 15:33Zvi 13:20; 1VaK 5:6
1 VaK. 15:351Jo 3:2
1 VaK. 15:40Mt 28:3; Ru 24:4
1 VaK. 15:40VaH 2:6, 7
1 VaK. 15:41Ge 1:16
1 VaK. 15:42VaR 2:6, 7
1 VaK. 15:43VaK 3:4
1 VaK. 15:43Zva 20:4
1 VaK. 15:45Ge 2:7
1 VaK. 15:45Joh 5:26; 1Ti 3:16
1 VaK. 15:47Ge 2:7
1 VaK. 15:47Joh 3:13
1 VaK. 15:48VaF 3:20, 21
1 VaK. 15:49Ge 5:3
1 VaK. 15:49VaR 8:29
1 VaK. 15:511VaT 4:17
1 VaK. 15:521VaT 4:16
1 VaK. 15:53VaR 2:6, 7
1 VaK. 15:532VaK 5:4
1 VaK. 15:54Isa 25:8; Zva 20:6
1 VaK. 15:55Ho 13:14
1 VaK. 15:56VaR 6:23
1 VaK. 15:56VaR 3:20; 7:12, 13
1 VaK. 15:57Joh 3:16; Mab 4:12
1 VaK. 15:58VaK 1:23; VaH 3:14; 2Pe 3:17
1 VaK. 15:58VaR 12:11
1 VaK. 15:582Mak 15:7; 1VaK 3:8; Zva 14:13
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
  • 35
  • 36
  • 37
  • 38
  • 39
  • 40
  • 41
  • 42
  • 43
  • 44
  • 45
  • 46
  • 47
  • 48
  • 49
  • 50
  • 51
  • 52
  • 53
  • 54
  • 55
  • 56
  • 57
  • 58
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 VaKorinde 15:1-58

Tsamba Yekutanga kuvaKorinde

15 Iye zvino hama, ndava kukuyeuchidzai nezvemashoko akanaka andakakuzivisai,+ amakagamuchirawo, uye amakaramba muchitsigira. 2 Mashoko aya akanaka andakakuzivisai ari kukuponesai ndokunge maramba makaabatisisa, kunze kwekunge makava vatendi pasina.

3 Nekuti chimwe chezvinhu chandakatanga kupfuudza kwamuri, ndechiya chandakagamuchirawo, chekuti Kristu akafira zvivi zvedu maererano neMagwaro;+ 4 uye kuti akavigwa,+ akamutswa+ pazuva rechitatu+ maererano neMagwaro;+ 5 uye kuti akazviratidza kuna Kefasi,*+ akazozviratidza kune vane Gumi Nevaviri.+ 6 Akabva azozviratidza kuhama dzinopfuura 500 dzakaungana pamwe chete,+ uye vakawanda vavo vachiri vapenyu nanhasi, asi vamwe vavo vakarara murufu. 7 Akabva azozviratidza kuna Jakobho,+ akazozviratidza kuvaapostora vese.+ 8 Asi akazopedzisira nekuzviratidzawo kwandiri+ sekunge ari kuzviratidza kumunhu akaberekwa nguva isati yakwana.

9 Nekuti ini ndiri mudiki pavaapostora vese, uye handina kukodzera kunzi muapostora, nekuti ndaitambudza ungano yaMwari.+ 10 Asi nyasha dzaMwari dzakaita kuti ndive sezvandiri. Uye haana kundinzwira nyasha pasina, asi ndakashanda kupfuura vamwe vese; kwete kuti ndini, asi inyasha dzaMwari dziri kushanda mandiri. 11 Saka kungava kuti ndini kana kuti ndivo, aya ndiwo maparidziro atinoita, uye ndizvo zvakaita kuti muve vatendi.

12 Saka kana zviri kuparidzwa kuti Kristu akamutswa kuvakafa,+ sei vamwe venyu vachiti hapana kumuka kwevakafa? 13 Chokwadi, kana kusina kumuka kwevakafa, saka Kristu haanawo kumutswa. 14 Asi kana Kristu asina kumutswa, chokwadi kuparidza kwedu hakuna zvakunobatsira, uye kutenda kwenyu hakunawo zvakunobatsira. 15 Zvakare, isu tinganziwo tiri kupupurira Mwari nhema,+ nekuti takapupurira Mwari tichimurevera nhema kuti akamutsa Kristu+ iye asina kumumutsa kana chiri chokwadi kuti vakafa havazomutswi. 16 Nekuti kana vakafa vasingazomutswi, Kristu haanawo kumutswa. 17 Uyezve, kana Kristu asina kumutswa, kutenda kwenyu hakushandi; munoramba muri muzvivi zvenyu.+ 18 Uyewo vaya vakarara murufu pamwe naKristu vakaparara.+ 19 Kana takava netariro muna Kristu muupenyu huno chete, tinosiririsa kupfuura vanhu vese.

20 Asi zvino Kristu akatomutswa kuvakafa, sechibereko chekutanga pane vaya vakarara murufu.+ 21 Nekuti rufu rwakauya kuburikidza nemunhu,+ saka kumuka kwevakafa kunouyawo kuburikidza nemunhu.+ 22 Nekuti sezvo vese vari kufa muna Adhamu,+ vese vachaitwawo vapenyu muna Kristu.+ 23 Asi mumwe nemumwe panguva yake: Kristu chibereko chekutanga,+ kwozotevera vaya vari vaKristu, panguva yekuvapo kwake.+ 24 Kwozotevera mugumo, paanogamuchidza Umambo kuna Mwari wake uye Baba, paanenge aparadza hurumende dzese, nevanhu vese vane chiremera nemasimba.+ 25 Nekuti anofanira kutonga samambo kusvikira Mwari aisa vavengi vese pasi petsoka dzake.+ 26 Uye muvengi wekupedzisira, rufu, achaparadzwa.+ 27 Nekuti Mwari “akaisa zvinhu zvese pasi petsoka dzake.”+ Asi pazvinonzi ‘zvinhu zvese zvakaiswa pasi,’+ zviri pachena kuti hazvisanganisiri wacho akaisa zvinhu zvese pasi pake.+ 28 Asi zvinhu zvese pazvinenge zvaiswa pasi pake, Mwanakomana pachake achabva azviisawo pasi peuya akaisa zvinhu zvese pasi pake,+ kuti Mwari ave zvinhu zvese kuvanhu vese.+

29 Kana zvisina kudaro, vaya vari kubhabhatidzwa kuti vazofa vachaitei?+ Kana vakafa vasingazombomutswi, zvinobatsirei kuti munhu abhabhatidzwe kuti azofa? 30 Isuwo tinoisirei upenyu hwedu pangozi nguva dzese?+ 31 Mazuva ese ndinotarisana nerufu. Ichi ichokwadi hama dzangu kungofanana nekudada kwandinoita nemi muna Kristu Jesu Ishe wedu. 32 Kana ndakarwa nezvikara muEfeso+ sezvakaitwa nevamwe vanhu,* izvozvo zvinondibatsirei? Kana vakafa vasingazomutswi, “ngatidye, ngatinwe, nekuti mangwana tichafa.”+ 33 Musatsauswa. Ushamwari hwakaipa hunokanganisa* tsika dzakanaka.+ 34 Pengenukai muite zvakarurama uye musaita chivi, nekuti vamwe havazivi Mwari. Ndiri kuzvitaura kuti munyare.

35 Kunyange zvakadaro, mumwe achati: “Vakafa vachamutswa sei? Vachauya nemuviri wakaita sei?”+ 36 Iwe munhu asingafungi! Chaunodyara hachiitwi chipenyu kunze kwekunge chatanga chafa. 37 Uye kana chiri chaunodyara, haudyari muviri unozovapo kana chinhu chichinge chakura, asi unodyara tsanga chete, ingava yegorosi kana yeimwe mbeu; 38 asi Mwari anoipa muviri sezvaanenge ada, uye anopa mbeu imwe neimwe muviri wayo. 39 Nyama yese haina kufanana: kune yevanhu, kune yemombe, kwoitawo nyama yeshiri, neyehove. 40 Uye kune miviri yekudenga+ nemiviri yepanyika;+ asi kubwinya kwemiviri yekudenga ndekumwe, uye kwemiviri yepanyika ndekumwewo. 41 Kubwinya kwezuva ndekumwe, kubwinya kwemwedzi ndekumwewo,+ uye kubwinya kwenyeredzi ndekumwe; nyeredzi imwe neimwe inosiyana neimwe pakubwinya.

42 Ndizvo zvakaitawo kumutswa kwevakafa. Muviri unodyarwa mukuora; unomutswa mukusaora.+ 43 Unodyarwa mukuzvidzwa; unomutsirwa mukubwinya.+ Unodyarwa usina simba; unomutswa wava nesimba.+ 44 Unodyarwa uri muviri wenyama; unomutswa uri muviri wemweya. Kana kuine muviri wenyama, wemweya urikowo. 45 Saka zvakanyorwa kuti: “Munhu wekutanga Adhamu akava munhu* mupenyu.”+ Adhamu wekupedzisira akava mweya unopa upenyu.+ 46 Asi muviri wemweya hausi iwo unotanga. Muviri wenyama ndiwo unotanga kwozotevera wemweya. 47 Munhu wekutanga akabva panyika uye akaitwa neguruva;+ munhu wechipiri akabva kudenga.+ 48 Zvakaita munhu akaitwa neguruva, ndizvo zvakaitawo vaya vakaitwa neguruva; uye zvakaita munhu wekudenga, ndizvo zvakaitawo vaya vekudenga.+ 49 Uye sezvo takava nemufananidzo weuya akaitwa neguruva,+ tichavawo nemufananidzo weuya wekudenga.+

50 Asi hama ndinokuudzai izvi, kuti nyama neropa hazvingagari nhaka yeUmambo hwaMwari, uye kuora hakugari nhaka yekusaora. 51 Inzwai! Ndinokuudzai chakavanzika chitsvene* chekuti: Tese hatizorari murufu, asi tese tichashandurwa,+ 52 munguva dikidiki, mukubwaira kweziso, mukurira kwebhosvo rekupedzisira. Nekuti bhosvo richarira,+ uye vakafa vachamutswa vasingachaori, uye isu tichashandurwa. 53 Nekuti ichi chinoora chinofanira kupfeka kusaora,+ uye ichi chinofa chinofanira kupfeka kusafa.+ 54 Asi ichi chinoora pachinopfeka kusaora uye ichi chinofa pachinopfeka kusafa, shoko rakanyorwa richabva raitika rinoti: “Rufu rwaparadzwa zvachose.”+ 55 “Rufu, kukunda kwako kuri kupi? Rufu, kuruma kwako kuri kupi?”+ 56 Kuruma kunobereka rufu chivi,+ uye simba rechivi Mutemo.*+ 57 Asi tinotenda Mwari, nekuti anoita kuti tikunde naShe wedu Jesu Kristu!+

58 Saka hama dzangu dzinodiwa, ivai vakasimba,+ vasingazununguki, muchigara muine zvizhinji zvekuita+ mubasa raShe, muchiziva kuti basa renyu harisi pasina+ munaShe.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe